Agh padare apa panonakidza Banda Banda u are a comedian 😂😂😂😂😂😂hanzi makanonoka kuuya kuzoona zvipfuyo zvapera kufa iyezvino ndakurasa 😂😂😂apa aimboita nyama yemwana 🙌🙌
People should learn from this that there is nothing for free zvachose, zvekuzadza full tank nemari yekuromba while everyone is hustling to make ends meet, zvakwana gore rino
Iri ndodrama tongo Mwari achakutonga chokwadi kana mota Hauna iwe wakarambana nemukadzi ndevap vakadzi 3 vaunavo apa unogara kuhatcliff borrowdale ipi sure kuzvi tarnisher image nekuda mari
Can you imagine him going back kumusha, kuruzevha kunorima mbambaira ne cotton, vakadzi vacho manje, vachatii vaakuti tori tori kudzokera kumusha kwavo. Ndabvuma nhasi, vaTasvurwa
It's a blessing to learn these 4 languages.. #1.. Portuguese.. similar to Spanish. #2.. French. #3.. Finland.. now SA. Africa's Dutch mixed with Zulu... #4..of all English... Hello!!!!
Ndabvuma kuti vanhu vanotsvaga mari this guy ndakakura naye haana kumbobvira aiita mari haana kana mota yacho ndi hwindi anogara kuhatcliff ndomuona everyday it's a lie zvese zviri kuiitika zvakaoma hazvo Zimbabwe yashata
@@percymagutshwa5101yaa it's a big lie huya ku hatcliff uiite ma investigation that guy zvese zvaakataura ndezvekunyepa huya kuhatcliff ndikuratidze paanogara n'anga dze Fack ndoo vanhu vanosvibisa chivanhu it's very bad I ws used to hear kti ma prophets nen'anga dzinobuda paradio vanobhadhara vanhu kti vanyepe kunge vakabatsirwa nhasi ndazvionera ndega thts very bad
3 wives and no action! Mwale please..we women we need action Pa time time.. pajero chete aiwa!! Mother havararwe navo.. shavi chairo Iri.. plus maziso ako..mmmm kunyanyo mhanya mhanya..
Asi kunezvese mkomana anooneka ganda kuti mari iriko l can imagine uchisangana ne jaya oti ndawana murume usingazivi kuti akaromba ndosaka ini ndisingade munhu anemaro nemota veduwe becoz you wont know kuti mari vanoiwana sei nanhu vanemari ndinovacha veduwe
What is??.. What is Stockholm syndrome? Stockholm syndrome describes the psychological condition of a victim who identifies with and empathizes with their captor or abuser and their goals. Stockholm syndrome is rare; according to one FBI study, the condition occurs in about 8 percent of hostage victims.
I want to thank Banda the guy he knows the disadvantage yekuromba its not about jealous Banda Banda Thank you
Its only because akange abatwa.
Ummm nekahutsinye karipo but mhuri yake yayambutswa
Vanhu vakaromba veduwe. Mari dzirikupa vanhu pressure kuromba. Be satisfied nezvaunazvo and wait for God to lift you up.
Kkkkkk😂😂😂 muchazvirega zvekuromba henyu kkkkkkk Tasvu to the world 🌍😊
😂😂😂 oo yes vachazvirega
Kkkkkk chokwadi munhu angarare namai vake kkkkkkkk
Agh padare apa panonakidza Banda Banda u are a comedian 😂😂😂😂😂😂hanzi makanonoka kuuya kuzoona zvipfuyo zvapera kufa iyezvino ndakurasa 😂😂😂apa aimboita nyama yemwana 🙌🙌
Munhu ngaTasvurwe Kuda kutiza nehurombwa kusanyara. Waiting eagerly.
😂😂😂😂😂😂
I was there mwedzi wese unopa kutenda wangu apa
Kusanyara....kwacho hanzi ada kuwedzerwa masimba kkkkkkkkk Dofo kusada kushanda kuda zvemahara😂😂😂😂
Kkkkkkk pfungwa Shoma neusimbe hwekusada kushanda nesuvo vakadzi tichinyana mukadzi mukuri unoziva mabasa emurume
People should learn from this that there is nothing for free zvachose, zvekuzadza full tank nemari yekuromba while everyone is hustling to make ends meet, zvakwana gore rino
Banda to the fullest makapenga baba
Banda is a good friend 😂😂😂
Am sure wese anoona these videos akanzwa anoda kumurombesa anorova bara....... We are learning a lot
Ini hangu better kufa ndichiinda kumaricho than kuromba kuti ndirarame upenyu hwakakana. For now hupenyu hwandiri kurarama nditori bhoo zvangu.
Iri ndodrama tongo Mwari achakutonga chokwadi kana mota Hauna iwe wakarambana nemukadzi ndevap vakadzi 3 vaunavo apa unogara kuhatcliff borrowdale ipi sure kuzvi tarnisher image nekuda mari
Ndopawakapedzisira kuziva
Can't wait to see Mwale's mother
😢😢😢😢😢😢😢😢 wanotoda counselling iri very strong vanozogona kuzviuraya
Umm haa ndatya dzimwe dzinoitika muupenyu ihombe hadzitaurike. Amana kushinga kurara na mai kuri kuda kuofuma
Can you imagine him going back kumusha, kuruzevha kunorima mbambaira ne cotton, vakadzi vacho manje, vachatii vaakuti tori tori kudzokera kumusha kwavo. Ndabvuma nhasi, vaTasvurwa
Kundorima nevmwe
😂😂
all the way from Vainona
But apa tingati airara namai vake here nekut munhu wacho ai disappear ndimai vake here or mufananidzo wamai vake achirara nezvimwe kaa zvinhu
It's a blessing to learn these 4 languages.. #1.. Portuguese.. similar to Spanish. #2.. French. #3.. Finland.. now SA. Africa's Dutch mixed with Zulu... #4..of all English... Hello!!!!
Hmmm Blaz haichinai kugadzikana sure 😂😂😂😂😂😂Banda usadaro kikikikiki
Baby boy wenyu Ari so cute sekuru ttasvu
Something not adding up. Nyaya yekurara na momz started before he was staying in Vainona, saka churu chakachinja?
God Restore Zimbabwe please
Sekuru Tasvu to the world mukuita basa hombe thank u so much💕💕💕💕
Mwale Apachitiziki shamwari
Can't wait to see mai va mwale haaa mwale arohwa ne shock
😂😂 kana kuenda kwaari kuita kumba nhasi vakadzi vake vachatoona nekusuwa
Mai tasvu zvimwe zvacho munyararewo
😂😂😂😂😂
Vanozvinyanya
🤷♀️🤷♀️🤷♀️🤷♀️🤷♀️
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Well done sekuru Tasvu great job..munogara kupi ndinoda kuzokuonaiwo pane zviri kundinetsa muhupenyu
Banda you are a best friend ever 😂😂😂😂😂😂 kkkkkkkk
His facial expression (Mwale)😂😂😂 the way his eyes were running around i think anga akutonzwa seanotsva😂
😂😂😂ari kutorohwa nehana aifunga zvrikutonowedzera nyamba kunosiya
Kkkk kitsi atakurwa asingaziwe kuti ari kuenda kupi
If I go to vainona handingambopashaye pamba pane vakadzi 3 I just want to ask them kuti muri kumbotembei??
Ukwane. wanzwa!? Kkkkkkkkkk
This story shows me what im shoting in my life from a distance, which is a true friend like banda..He knows execly the disadvandages..
A credit to him
Such a friend vashoma vakadai anongokusiy zvozongokuomera
😂😂😂 Banda is a true friend l enjoy watching this episode
I love Banda 's confidence against his frnd 😂.myb arkutozviziva kt mkomana akasiiwa anogona kumupeta😂. Keep on this Sekuru kkk
🤣🤣🤣🤣🤣 shuwa
😂😂😂😂😂
Jesus Christ mmmmm this is serious Mai vako here Munhu puuu xnaaaa
Robert ask sekuru Tasvi to fixi the country please catch up all the mbavas
Haaa sekuru tasvu u my best 🎉🎉u never disappoint us
😂😂😂😂😂 Banda akadya iziii zvake arikungoti nhs chisveru chinewe bhururu 😂😂😂
Aaa ndaseka hangu pano pa Cape Town yes Tasvu AK 47
Chabvari sekuru tasvu
😂😂
I wish to have friend like BANDA
I wish to have friend like banda😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk true 😅😅😅
iwe iwe, remember munhu ataurwa wekuNjanja akapihwa naBanda, aivawo shamwari yaBanda asi akafa
Sekuru makaoma can't wait to come home .
Mwale kuita sebenzi benzi zvikwambo zvirikumudzungaidza😂😂😂
🤣🤣asika zvinoita kunge drama mufunge nyika yakaremerwa
Business and marketing 😅
Munhu ane mari akaita seuyo zvakaoma
@Millie Kondo kana ini mazuva ekutanga ndayifunga kuti idrama but ndakazowona kuti zvinhu zvakatoyitika
@@tineyidombodzvuku067 makambosvikako hre
Sekuru tasvu to the tasvurest😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
😄😄😄😄
😂😂😂😂
😂😂😂😂
i realy enjoyed watching all your Episodes Banda,i learnt a lot from them thanks Mkoma Albert na Sekuru Tasvi 👋👋👋
@Florence Ndebele Me too
@@tineyidombodzvuku067 0pp⁰⁰
Where can l find his previous episodes? I can't find it
Mr.Banda may God bless you you are a good Man
Sekuru tasvi may God bless you more years
Sei mufana achiita seakukanganwa iye akasangana nazvo mukurarama. Kukoshiwa here or Mashoko okupiwa or kupakwa
Ndatovapo ndanga ndakaita kuseta alarm kuda kuona tsano vachirova bara nehurombwa
Inlove with mbira nemasongs
GD6yaramba kumuka chokwadi 😂😂😂😂ndafarira kutyoka kwaBanda😂😂😂😂Banda is a hero
😅😅😅zvariridrama nhasi ndaseka
😂😂😂😂 kuromba ibasa ndati
Haaa munhu gutsikana nezvaunazvo sure manji zimota iroro richaparara acahita sey
Mukoma Sly tell Sekuru Tasvu vabate vana Chibvara na Tsuromudovi vanhu va Enock😅😅😅
Kkkk kutomusuwa enock
Kkkkkk aaahh we miss Enock😂
Akazosoterwa here bhebhi raanga akuda riya natasvu
But mukomana uyu hupenyu huchamuomera kana anga achimukira kunoita shopping asingashandi.........ummuuuu ndirikuona zvichioma Banda arinani arikumusha.
Vanhu vakaromba veduwe ndabvuma dzidzai kushandaveduwee
Zanu ikabva vanhu vanosiya kuromba😂
Taura zvako😂
Zanu yaukutaura ndeye vanhu vane order wangu. Inopa vanhu mbeu neminda kut vanhu varime. Ndikushanda nesimba. Kana kuriko kuromba kwaukutaura saka ichokwadi.
Ndiyo inema basa ese aya nyika ichakanaka zvaisavako izvi
Mufana ari kurova deze mamuonawo here team! Kkkkk
Thanks banda
Ma drama anondinakidza aya😅😅😅
Madrama for you pane angade kunyadziswa kudai ndezvekunyepa here🙄
Ma drama API omoreva fut
Zvinhu zvikuitika out there guys. Unofunga kuti idrama zvisati zvaitika wakatarisa
Mwale, ziso raanga achivhura rangarichirakidza kt ari kuronga kutiza
@@FatsozuluKondwelani Haaa hoo nhai muchasvinura henyu...👍🏾👍🏾👍🏾
Heyi vanhu siyayi kuromba please, Chokwadi kurara namai vako
Sly give us Tasvu vs tasvu 🥸
Asikana thanks Banda
Nhasi ndaseka kkkkkkk😂😂😂😂😂
My stepmother is a witch handife ndakavanzwira tsitsi zvese nechimbuya chimuroi futi.
Vakakudiizve?
@@shingiraitrevormboto2105 vanditambudza
Ndabvuma kuti vanhu vanotsvaga mari this guy ndakakura naye haana kumbobvira aiita mari haana kana mota yacho ndi hwindi anogara kuhatcliff ndomuona everyday it's a lie zvese zviri kuiitika zvakaoma hazvo Zimbabwe yashata
Ska ukutii zvese izvii ndezvekunyepa hre 😂😂😂😂 achibvuma zveku hurungwe izviik
@@percymagutshwa5101yaa it's a big lie huya ku hatcliff uiite ma investigation that guy zvese zvaakataura ndezvekunyepa huya kuhatcliff ndikuratidze paanogara n'anga dze Fack ndoo vanhu vanosvibisa chivanhu it's very bad I ws used to hear kti ma prophets nen'anga dzinobuda paradio vanobhadhara vanhu kti vanyepe kunge vakabatsirwa nhasi ndazvionera ndega thts very bad
Haaaaa iwe shuwa here mmmm ngavarege kudaro chokwadi
@@shazymuronda9928 ko ndovavengerei ndatodzidzawo kti munhu zvinamatire wega kna chiri chivanhu ita matare ako wega unoshandiswa nevanhu ava
@@itayinedie2586 pane azvitaurawo kumusoro uko kuti anomuziva haana kana chinhu ndikamba hake
Hezvo ini ndaiti Banda sekuru ndandine confusion zvirume zvacho kuda mari apa hazvina kana kathat chiiko sure
Aaaaaa sekuru Makaoma AAA kumisa mota ibenzi mupfanha uyo kuramba kusiya urobwa kuda kupedza dzinza shirt wemunhu
Kkkkk Banda ma1 siyayai urombwa guys usimbe kusidakushanda kuda zvemahara sehonye kkkk sekuru itai basa tasvurai vanhu kkkk ndaseka zvangu
Mwale arohwa nehana atopinda mushock chaimo
Chokwadi
Can't wait to see Banda and his friend 😂😂😂😂
Waal Banda is a good friend 😊😊😊😊😊😊😊😊😊
Banda ari kuita se akutorwara sei,hope hazvimuuraye zvinhu zvacho.
Banda is a true legend 😂😂😂😂 thanks i like it bro
3 wives and no action! Mwale please..we women we need action Pa time time.. pajero chete aiwa!! Mother havararwe navo.. shavi chairo Iri.. plus maziso ako..mmmm kunyanyo mhanya mhanya..
Sekuru hamungatasvurewo here Mangold mafia tatambura semhuri yeZim
Asi une rako rawakashaya?
Where is Enock wa-Walemba😂😂
Kikik walemba is dead
Kotsuro mudovi akazouya here
@@upenyukamoto Hana Kuya naye uyu tikumuda tsuromudovi
Matanga moti uraya nekuseka 🤣🤣🤣
Point taken Enock tofanirwa kumuona wena
Vana vadiki vanoitirei zvakaoma kudai kuzoti pavanochemberera vanenge vakudii ne huroi ihohu
Aah shem adzikama ka. Ngaachene hurombwa ijeri riye unopika siku nesikati
Yaah sekuru Tasvu in'anga yemandiriri. Asi sei vanhu vava nehushingi hwakadaro kusvika pa kurara na mai vakakubereka ne kuda kupfuma?
Mwale Ari fan asikana 😂😂😂😂😂
Our culture is not faith bases, tinoita zvinobuda zvinowoneka. Ndonzwa kudada asinga zvake achida zvevamwe inofa kwake.
Mari dzatinochiva idzi ùuuuu dzine mabsa
Sly ava mumiririri wamatare 😂
@Morvyn Nyakudya kkkk Giant haachipo pa focus media yatora gwanza rose, ndiyo yave kuronda dare
Asi kunezvese mkomana anooneka ganda kuti mari iriko l can imagine uchisangana ne jaya oti ndawana murume usingazivi kuti akaromba ndosaka ini ndisingade munhu anemaro nemota veduwe becoz you wont know kuti mari vanoiwana sei nanhu vanemari ndinovacha veduwe
Banda a good friend at all
This time um doubting,kakuita senge ka drama like 🤣🤣🤣🤣
but mota yakaramba kumuka ka kkkkkk
Robert bapu, why making pple delete videos? Dzikama!
Banda is a gud friend
Banda akanyanya anoda season yake lol
Kkkkk sekuru tasvu wanopedza masports
What refreshing music, great singers
They must record their music
I won't argue with you on that!..😊
Respect Mbano na Delight Mbano huyai muone 😂😂😂😂😂
What is??.. What is Stockholm syndrome? Stockholm syndrome describes the psychological condition of a victim who identifies with and empathizes with their captor or abuser and their goals. Stockholm syndrome is rare; according to one FBI study, the condition occurs in about 8 percent of hostage victims.
Ungatize sekuru Tasvu waita mudiki shamwari regai tichiiona hedu
Asi Sly media akutoshandira sekuru Tasvu zvichiri zve media here kuganhira kwacho
What a gud sahwirav,, banda ndakutadza😅😅😅
Apa ane face yakangwarisa inomhanyamhanya
Banda N'anga iyoyo yakaita haarapeBanda akaipa anopa vanhu zvikwambo ndatambudzika nemushonga waakasiya paMhondoro paBangira akapedza svondo Ari pamusha urikumhondoro paBangira.akairaua Murume wangu.akapiwa Mombe naATezvara vangu nemwana wavo.ndatambudzika nemushonga waakasiya mumusha mandalaroorwa.Banda walatadza mushonga wake ndine chokwadi chekuto ngautorwe.aneMushonga wakaipa Banda haarape ane zvikwambo anopa vanhu Zvikwambo ndatamburaBanda ngaafe
Shame!! Sorry henyu amai
Very sorry.
Hey shuwa ma1
Very sorry mhhh
Akarasa zvehurombwa zvake izvo chitoendaiwo kwasekuru tasvu
Banda kudzikama kudai haa mishonga ikakupfeka so unoshaya nyadzi nhai😅
Dzikama kwekunyara😅😅😅😅
Iwe kudzokera nepawakabuda napo sure haudaro nyarai nekutya kutadzira mwari vapindire pahupenyu hwako
Zvotyisa 🙌🙌
Nhema idzii kkkk fake fake hakuna zvakadaro kutengesa it a trade
Saka mota yamuka pasina key? Ndatyiswa ini!!
Sekuru chenesai vangu vakaromba mwale bvuma kucheneswa uzvishandire nesimba rako idyai zveziya varume zvemahara zvinopedzesa mhuri
Sekuru ndikuuya ko next month nditarisireyi.
Asi idrama? Munhu arikuti aneFortuner uyo. Ummm ngatisadaro. Fortuner. Nevakadzi?