Mhirizhonga pabarika, vahosi kunyima bonde, ambuya woda kurova mukwambo

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 204

  • @missmadas203
    @missmadas203 2 месяца назад +5

    Asi small house iyi iri serious kuti ingatopumha mukadzi asingatoziva kuti arikuita exist. Besides makore afamba for both murume uyu or small house iyi. Ngavakakamwe about vana. Vangaota rura rura mangwanani, Masikati nemanheru, mavonero angu, idyai zvenyu bota semuneshavi asi hapana mwana anochema apa. Makura and ne stress dzese idzi, Dream on MWANA HAPANA

  • @patiencemudyiwa3711
    @patiencemudyiwa3711 2 месяца назад +19

    Clerk of court efficient Eversharp 15M.and ruler very professional

    • @GEORGEKARANI-d5p
      @GEORGEKARANI-d5p 2 месяца назад +2

      Hahahahaha,hatina zera navo paPaperwork

    • @nancyrimai1224
      @nancyrimai1224 Месяц назад +1

      Ko kugeza zvavo ne smart? Aiwa vanopedza❤

    • @patiencemudyiwa3711
      @patiencemudyiwa3711 Месяц назад

      @@nancyrimai1224Knowledge and you can see Humanity and Humility .Zvino dadisa nekukomborera

  • @beekays436
    @beekays436 2 месяца назад +5

    Zisascum rebaba zimhuka. Kuteera mumwe mukadzi ane vana vake, buggage chaiyo. Yowe varume vapera here vasiri married amainini. Sorry Amaiguru, siyanai nezi benzi iri haana respect kuma in-laws.

  • @ChristineChipoMurwira
    @ChristineChipoMurwira Месяц назад +1

    Asi choice murume anayo pavakadzi vaviri

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 2 месяца назад +5

    Haana kusuma vahosi.Chinoda imharapatsetse.Kamurume ketsambarafuta!

  • @MakazaMakaza-z2f
    @MakazaMakaza-z2f 2 месяца назад +15

    Rerutsai chiso mainini hamutsamwe imi makatora murume wemuridzi ende muchivananga huroyi hwashaikwa nachiremba

    • @makandioneipasipanodya460
      @makandioneipasipanodya460 2 месяца назад +1

      😂😂😂😂 Kanofundumwarira ani nhai

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 2 месяца назад

      Asi seri kwechuru kunana chiremba vangani endi vari independent here? Kana ari one (1) or vakawanda asi vachishanda pamwe, then they are not independent (anenge angori one (1) chiremba). Saka zvavonekwa nachiremba uyu hatingazvitori sechokwadi chizere tichiiginowavo zvimwe zvakambobuda kune zvimwe zviremba. Remember seri kwechuru ikoku kwakambopa DNA renhema takatari - Mugabe akazouya neopposite; Mambo vakatora zvaMugabe vachingonyemwerera-nyemwerera pasina kana kuratidza kushushikana nenhema dzekuseri kwechuru chevo ichochi.

    • @gladysmundembe7886
      @gladysmundembe7886 2 месяца назад +2

      Havazvitsvagi vanamarwei ava,kuda kudya zvevapfupi nekureba,kuda hupfumi hwaasina kushandira kutovenga muridzi wemurume

    • @ThePrivy1
      @ThePrivy1 2 месяца назад

      Kkkk

    • @emmahmaringa9801
      @emmahmaringa9801 Месяц назад

      Vachada vana veiko mudhara avo🙄🙄🚮🚮

  • @lovemoretafirenyika6038
    @lovemoretafirenyika6038 2 месяца назад +6

    Mambo vagona kutonga. Ndiko kuvaka kwaita mambo. Tinotenda ne quality videos mukoma Chibanda.

  • @petronellachiweshe9915
    @petronellachiweshe9915 2 месяца назад +3

    Thanks chief munotonga zvakanaka

  • @SibusisiweBusi-be4hj
    @SibusisiweBusi-be4hj 2 месяца назад +4

    Chimainini chacho futseki washaya vezera rako here varume...?

  • @MemoryMuchakazikwa
    @MemoryMuchakazikwa 2 месяца назад +7

    Barika ihondo chokwadi mari nemombe dzirikubuda mainini vakangoti ndeeee , rombe rerume unotora umwe mukadzi usati wapedza kuroora wekutanga

  • @GaudenciaMukahanana
    @GaudenciaMukahanana Месяц назад +1

    Barika hariitiba Ummm Ini ndoisiya imba yacho better kotengesa matomati

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 Месяц назад +1

    Barika handisati ndaona advantage racho

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 месяца назад +14

    Ndiani akati ukaroora mkadzi wechipiri nhamo yako yabva yapera zvino dzava mviro mviro dzema problems nekuda kwebarika hoyo mamiscarriages futy rava dambudziko rakutakurwa futy nemurume zvino amaiguru motoisa mombe mudanga makasununguka ibereke muwame hupfumi hwenyu imi maitabasa mambo Makoni magona kutonga sando dzenyu😅😅

    • @tafirenyikashylet4707
      @tafirenyikashylet4707 2 месяца назад

      Sando Mambo magona
      Chirangamapenzi

    • @gladysmundembe7886
      @gladysmundembe7886 2 месяца назад

      @@tafirenyikashylet4707 nhaimi wotora rufaro rwangu,murume wangu wondipumhazve huroyi aaaaiaaaaah

  • @BlessingSawadue
    @BlessingSawadue 2 месяца назад +3

    Mainini vaita kufuta kkkkkkkkkk tangai dzamunopedza mahure dzikamai mudzimba umo

  • @pertuniadapi2160
    @pertuniadapi2160 2 месяца назад +6

    Mkadzi wechi2 ihure hndizombofa ndakada mukdzi wechi2

  • @Ndini172
    @Ndini172 2 месяца назад +2

    Iyi maitonga zvine unyanzvi mambo uye makanyatsotsiga semunhu mukuru

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 2 месяца назад +3

    Mainini pamwe mukadzi wechikwambo

  • @ynmnn4946
    @ynmnn4946 2 месяца назад +2

    Ambuya munogeza haa makatsvukira ndatenda zvangu

  • @makandioneipasipanodya460
    @makandioneipasipanodya460 2 месяца назад +3

    Zera racho manje, ngaabvise mombe idzo now, anokumbira chii handiti kuita 2wives kuzviita bomber Charlie. Tukadzi twema zuvanoso kana kumbonyara mxuuu!!

  • @ngulubeprincess5009
    @ngulubeprincess5009 Месяц назад +1

    Manakiro amaiguru unotozvishaya kuti varume vanodei chaizvo

  • @MercyNjini
    @MercyNjini Месяц назад +1

    Kahure katsamwa

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 2 месяца назад +17

    Sisi DHORI mudare voda kuputsa musha wa Beautiful Maiguru

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 2 месяца назад

      Asi Dhori vapi; ivo maiguru vachitaura voga kuti vakatoenda kudanga kunoratidzwa mombe yekusumwa amainini ndokubva nyaya yazopinda maVet doctors akaziva zvekurwara kwemombe? Kufamba netsoka dzavo kuenda kudanga kunoratidzwa mombe kureva kuti vanga vatovoneswa vakazvibvuma; kwete zvekuti amainini havamuzivi. Chiripo, havasati vapiwa mombe yavo chete; kwete zvekuti igirlfriend what what izvo

    • @Fayrwa06
      @Fayrwa06 2 месяца назад +2

      @@innocenthapazari8699 hi Innocent thanks for expanding, ndanga ndichirwa shanje dza maiguru vanga vopumwa huroyi

    • @AcreLaundry
      @AcreLaundry Месяц назад

      Imagine

    • @JenniferHakety
      @JenniferHakety Месяц назад

      Sisi dhori chaivo kuparadza imba yamaiguru varume vakawanda vari kufirwa sorry

    • @Fayrwa06
      @Fayrwa06 Месяц назад

      @@JenniferHakety Tiritese, ana Sisi DHORI imharadzi. Wotadza kubata nhumbu have mhosva ya maiguru iye akadya purezha hahaha 🤪🤪🤪🤪🤪😜😜

  • @Rue-sk5ux
    @Rue-sk5ux 2 месяца назад +7

    Baba imi nezera renyu muchiri kuda vana vei. Kurai imi Moda kusiira vana nhamo yekuchengeta tuvana yenyu hamunyare

    • @princemanyota1768
      @princemanyota1768 2 месяца назад

      Dzekwako wapedza here kutonga zvawakutonga dzevamwe mhata iwe

    • @teetoox365
      @teetoox365 Месяц назад

      @@princemanyota1768 yohwe!. asi mabatwabatwa? ikodzero yake kureva zvaanofunga nenyaya iripamasayisayi

    • @Rue-sk5ux
      @Rue-sk5ux Месяц назад

      Uri mwana wembwa​@@princemanyota1768

    • @annanyamugudza1327
      @annanyamugudza1327 Месяц назад

      Taura hako ngavangojola vadingazvare kkkk

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 2 месяца назад +2

    Mukuwasha imboko chaiyo!

  • @GraceKunene
    @GraceKunene 2 месяца назад +4

    Mukadzi we chipiri hanyare shuwa kuzo paradza imba yemumwe munhu aaa

  • @patiencechimwanda1204
    @patiencechimwanda1204 2 месяца назад +15

    Aaaah baba havakuri shuwa munhu ava nevazukuru kuita zvegirl friend

    • @gladysmundembe7886
      @gladysmundembe7886 2 месяца назад +3

      Kuzvitsvagira rufu munhu anga akura zvakanaka, barika iri acharira zvake mainini avo posture yavo iyo ndeye hondo chaiyo

    • @Zinhle314
      @Zinhle314 2 месяца назад +2

      @@gladysmundembe7886 havanyari vanhu ivavo, vanoda pava nezvese zvagadzirwa nesimba ravamwe. Kusanyara. Marriage hapachina pana maiguru, mainini ndevehondo magariro avo. Dai Mwari anyadzisa dhara risinga kuri pakurarama!

    • @Mukubvu
      @Mukubvu 2 месяца назад +1

      Harisi girlfriend mkadzi wepiri

    • @patiencechimwanda1204
      @patiencechimwanda1204 2 месяца назад

      @@Mukubvu asingazihwi namaiguru here

    • @ChanceTundumaro
      @ChanceTundumaro 2 месяца назад

      Girlfriend ipi mukadzi wepiri murume abuda pachena kuti bonde range rave kunetsa saka maida aite zemo aine mukadzi mumba better kutora mumwe

  • @molinamurinye7993
    @molinamurinye7993 2 месяца назад +1

    Weldone Mamboooooo🎉🎉🎉🎉

  • @remingtonsuvo7930
    @remingtonsuvo7930 2 месяца назад +1

    Good video quality ❤

  • @eddiemaenzanise8913
    @eddiemaenzanise8913 2 месяца назад +2

    Shasha iriku furirika neka jagwa kekugraft ne tumari nxaaaaa

  • @stellachakufora9415
    @stellachakufora9415 Месяц назад +1

    Mainini hamufe makawana peace never kushungurudza peace yemumwe kadzi muchademba nguva yamuri kutambisa iyo.dai ndrini maiguru ndaibva tovasiya zvevana zvine basa rei vanotevera kwandri pane kupiwa stress wanga wakura mushe hako nebarika

  • @paulchavhunduka7964
    @paulchavhunduka7964 2 месяца назад +6

    MuZimbabwe mazara ne nyaya yechihure, uroyi ne barika

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 2 месяца назад +9

    Maiguru rambai makasunga moyo nhumbu dzacho dzirambe dzichidonha.

  • @tatendamavunganidze
    @tatendamavunganidze Месяц назад

    Uuuuuuum ndanyara fan😊

  • @dimat5839
    @dimat5839 Месяц назад +1

    The mainini kusunga kumeso acting like ndiye atorerwa murume...ma1!

  • @ElizabethPolino
    @ElizabethPolino 2 месяца назад +3

    Magona. Mambo Sando dzenyu idzo

  • @moreblessingwarner5634
    @moreblessingwarner5634 2 месяца назад +4

    "Clash" tsvina iyo baba avo. Kusanyara munhu ave nevakwasha nevazukuru. Ku accepta hazvimanikidzwi

  • @ChristineChipoMurwira
    @ChristineChipoMurwira Месяц назад

    Ko imi makatiwo handizivi mainini yaa Shona yenyu ndanzwa bcz manga musina kuripwa good munhu

  • @AcreLaundry
    @AcreLaundry Месяц назад +2

    Zibaba zibenzi iwe marwei uchapabva chete kitsi yemunhu kamuroyi kemunhu

  • @delightmhukayesango2093
    @delightmhukayesango2093 2 месяца назад +16

    Kazhinji pa barika panoita anodiwa more, especially munyowani.. Kunyeba kuti vakadzi vanodiwa zvakafanana

    • @makandioneipasipanodya460
      @makandioneipasipanodya460 2 месяца назад +1

      @@delightmhukayesango2093
      Ukangoona murume asarudza kuita second wife 🏃‍♂️ . Unenge waachikorobho pameso pake.

    • @PitsoTopic263
      @PitsoTopic263 2 месяца назад

      Ukatoona atsvaga mumwe mukadzi it means he's tired of your nonsense waakugarira vana

    • @Hamainyoka
      @Hamainyoka 2 месяца назад

      Agarawo ka mukuru wacho haachaita uyo. Ave marangwanda

    • @makandioneipasipanodya460
      @makandioneipasipanodya460 2 месяца назад +2

      @@Hamainyoka
      Aita marangangwanda nestresszve
      Dai aimuchengeta asinga muhuriri ari lookable and lovable.

    • @PitsoTopic263
      @PitsoTopic263 2 месяца назад

      @@Hamainyoka Uuuuummmm msadaro she's not feeling well munhu wese anorwara

  • @YeukaiBadzah
    @YeukaiBadzah 2 месяца назад +3

    Mainini avo havana kuchena pamwe vanonyepa kuti vabva pamuviri

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 2 месяца назад +2

    Mambo vangu nyati magona kutonga vakwasha vanodheerera

  • @ShirleyShirley-s2b
    @ShirleyShirley-s2b 2 месяца назад +2

    Mainini kutokwindimara weee kuzviita ndini ndini ani manje

  • @ShadreckRambanapasi
    @ShadreckRambanapasi 2 месяца назад +1

    Mambo matonga zvine unyanzvi.

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 Месяц назад +1

    Murume akangotadza kuvimbika chete zvekusvika pakutora marweyi first marriage azvichatomiri mushe ,iye ndiye muroyi ,zvivindi zvekuuya pane mumwe mukadzi unenge vazvihodhepi ,and kutarisa dhara iri kungodirwa mari chete ,vakutoda kurambisa maiguru ,kushata kwenyu mainini nxaa

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 2 месяца назад +3

    Mubvunzo wangu kana murume uyu akayenda navo vese vakadzi vari 2 ku church as he said how come first wife said hamuzive? Secondly kana vakagariswa pasi vese na tsikamutanda as the husband said why does she say hamuzive futi? Lastly ma miscarriages ayo something is not right there is something happening.
    Ambuya vanorova mkwasha here kkkk

    • @nancyrimai1224
      @nancyrimai1224 Месяц назад

      Haamuzive pachivanhu chedu she wasn’t introduced (kusuma vahosi)

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 2 месяца назад +4

    Vakamboona mukadzi anosekerera kuroorerwa here kana dai ndiri handifari

  • @CeliaJamu
    @CeliaJamu 2 месяца назад +1

    Chinoda is a good man

  • @Enia-t4d
    @Enia-t4d 2 месяца назад +2

    Mukadzi mudoko ihure chairo kusanyara

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 2 месяца назад +1

    Ukangoona murume aita zvemagirlfriends zvinenge zvatodhakwa....😮😮😮😮😮

  • @EmmacletChauya
    @EmmacletChauya 2 месяца назад +9

    Usathembe nemurume anodokupandukira uchifunga kuti muchachetana kusvika murufu ,chitsividzo tswee pakuuya barika pakaipa apa

  • @TambudzaiMutandwa
    @TambudzaiMutandwa 2 месяца назад +2

    Ivo baba avo vanotonyadzisa kana mukwashawavo akaita zvisirizvo vanonomutsiura sei

  • @TambudzaiMutandwa
    @TambudzaiMutandwa 2 месяца назад +2

    Apa vatonanga amaiguru huroyi ini ndakaudzwa na gogo vangu kuti ukaona murume aiita vakadzi vaviri ibva hako nekuti anouya anenge anetwake unofira mahara

  • @LovenessChiyambiwa
    @LovenessChiyambiwa 2 месяца назад +1

    Munogona kutonga Mambo

  • @StellaMudiwa
    @StellaMudiwa 2 месяца назад +9

    Mombe iyi ngaipiwe zita ramainini haisungwe haikamwe mkaka

    • @St-G2
      @St-G2 2 месяца назад

      Hoo, ndichochiwanhu chacho ere

    • @gladysmundembe7886
      @gladysmundembe7886 2 месяца назад

      @@St-G2 kkkkk yaaa zvityise kkkkk havasati vatanga baba ava havasi kunyatsoripihwa musheba barika ava mhanza ichamera bvunzi iyoo

    • @JacobDembedza
      @JacobDembedza 2 месяца назад

      Kkkkk

    • @MadzudzoChihwa
      @MadzudzoChihwa 27 дней назад

      Ummmmmm zita ramainini hariite because haizobare

    • @MadzudzoChihwa
      @MadzudzoChihwa 27 дней назад

      But murume ane good choice vese vari 2 vakadzi looking very beautiful and healthy. Maiguru bitterness it's too much vaigonyimireiko murume bonde.

  • @barbaranyakocha8627
    @barbaranyakocha8627 2 месяца назад +1

    Baba vatove Vasekuru vevazukuru havanyari.

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 2 месяца назад +5

    Hona ziso ungati imombe ikusvodza,kwanai baba imi

  • @JacquelineMuradzikwa
    @JacquelineMuradzikwa Месяц назад

    barika ma 1

  • @judithshumba3541
    @judithshumba3541 2 месяца назад +1

    Zirume iri kaaa

  • @TsungieSithole
    @TsungieSithole 2 месяца назад +1

    Muchazvirega zvebarika

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 2 месяца назад +1

    Benzi remurume. Imi mainini makashaya akafirwa here pfambi yemunhu

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 2 месяца назад +4

    Mabarika atinozoita tachena imvi aya 😅😂

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 2 месяца назад +1

    Zibaba iri kunge zibhuru remusha😂😂😂

  • @mrsg5844
    @mrsg5844 2 месяца назад +1

    Mainini vane zvivindi. Such a young lady wasting herself nezidhara iri

  • @Hazvineikambamuri
    @Hazvineikambamuri 2 месяца назад +3

    Mainini face ndeye chihure baba muchachema henyu ,mainini hure ndimi makuuya nekunanga maiguru huroyi hauna hunhu chakakutadzisa kutsvaga vako uchafira mafufu segonzo

    • @JoyceKaranda
      @JoyceKaranda 2 месяца назад

      Barika ma1 ukaona murume arooraunotonzi muroyi ini pandakaona ndakunzi muroyi ndakabva ndasiya murume ndazodeedzerwa mwana arwara ndakatowana zvinhu zvàngu panze ndakarwadziwa zvekut ndotomboti kut mwari aripo

  • @MoyoMuyambi
    @MoyoMuyambi Месяц назад

    Bhati munongoti mapostory ing,anga dziri kuuraravo vanhu ndezva mwari izvi

  • @ChristineChipoMurwira
    @ChristineChipoMurwira Месяц назад

    Zvakaoma

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 месяца назад +8

    Vekadzi vechipiri ndivo varoyi chaivo kutora murume wemunhu nekupumha zvese.
    Haa mukuwasha imboko zvake anekakupumhuka kari maari so kakungwarisa zvino maiguru motovaripa kuvapumha huroyi hwavasingazive ka.

  • @ludiabernard
    @ludiabernard 2 месяца назад +1

    Vanzwa mondo mainini murume akutoita zvekumukadzi mukuru

  • @Masimba-rn5to
    @Masimba-rn5to 2 месяца назад +1

    Haa wanhu Siyai kuterera maporofita😰

  • @patiencechimwanda1204
    @patiencechimwanda1204 2 месяца назад +2

    Ko iko kuzoda kuita barika apa usina kupedza kuroora vamwe varume so munofunga nepai chaizvo

    • @tafirenyikashylet4707
      @tafirenyikashylet4707 2 месяца назад +1

      Ndooosaka tezvara vareva pfuma yavo
      Vanenge vakanyarara vachiti aiwa mwana
      Zvino mwana vacho regai tinyarare hedu

  • @joechademana3737
    @joechademana3737 2 месяца назад +3

    Ziduta hauoni kuti mukadzi mudiki arikukushandisa nezvimaporofita zvake

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 2 месяца назад +3

    Kamainini ako kanenge kaihura kachibvisa nhumbu dzakaibata saka chibereko changovhurika hakachabati mwana. Ngakareurure kubvisa mimba 3 dzangu futi otherwise hakamubate mwana iyeye

  • @kolonyoni3458
    @kolonyoni3458 2 месяца назад +2

    The second wife is there for the money 💰

  • @SibongileThomas-le3tp
    @SibongileThomas-le3tp 2 месяца назад +1

    Barika rakaoma zvaro maiguru obvious panoita barika maiguru vanomborwadziswa

  • @StevenChikamhi-j6h
    @StevenChikamhi-j6h 2 месяца назад +2

    Uchinyanya kuda pamberi

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 2 месяца назад +2

    Kkkkkkk mombe haisati auya kaa mambo

  • @miribanga2874
    @miribanga2874 Месяц назад +1

    Chimanini chachobkuzoti kwindi

  • @nokutendanyakunu2182
    @nokutendanyakunu2182 2 месяца назад +1

    Hapana chakanaka chinobuda pa barika

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 2 месяца назад +1

    Chinoda unorumwa nechekuchera

  • @TM-iz2ku
    @TM-iz2ku 2 месяца назад +1

    Mainini manakire enyu ayo maendereiko pachipari

  • @veemab-988
    @veemab-988 Месяц назад

    Marwei

  • @vachihoro
    @vachihoro 2 месяца назад +1

    Barika moto unopisa

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886 2 месяца назад +2

    Madhara aya kuda vana hre uku munhu ave nevakuwasha apa hauna kupedza kuroora apa wopumha mkadzi huroyi imi mainini torai murume wemumwe munyerere zivai zvamakavinga musiyane nekuda kt munoroiwa

  • @ElizabethPolino
    @ElizabethPolino 2 месяца назад

    Well done mambo

  • @VIVIANMASAMHA
    @VIVIANMASAMHA 2 месяца назад +2

    N'anga yarasisa murume 😅😅😅

  • @mecee16
    @mecee16 2 месяца назад +1

    Munhu ane vazukuru nevakwasha akuda tumwe tucheche twei

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 месяца назад +4

    I think murume akadya sinhi raamainini rine wet yegudo chete kuti agosema vahosi hakuna murume akakwana anosvipira mate vahosi kumeso

    • @MemoryMuchakazikwa
      @MemoryMuchakazikwa 2 месяца назад +1

      Kumboti weti here wamai ropa racho chairo nekuti vanhu voita yose yose mudzimba umu

    • @it3788
      @it3788 2 месяца назад

      Kuluu magogorosi retired special policeman 👮‍♂️ vanoziva mafacts😂😂

  • @EsnathNyakwangwa
    @EsnathNyakwangwa Месяц назад

    Ummmm mainini vakangwara Avamaiweee mahure erusape ma1 murume achazoona zvake

  • @memmsempiree2350
    @memmsempiree2350 2 месяца назад +1

    Ko hurombe hwekutora mumwe mukadzi apa wekutanga wanga usati wapedza kuroora 😂😂😂

  • @missmadas203
    @missmadas203 2 месяца назад +1

    Ndokunonzi kuzvicherera guva uku mudara ichamira zvinosvikepiko You have just reduced your days ekurarama

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b 2 месяца назад +3

    Pasi tsvee kuti munhu utariswe nanachiremba kuti chii chiri kuiita kuti mimba dzibve mava kungoti maiguru

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 2 месяца назад

    Magona mambo kutonga apa

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 2 месяца назад +1

    Asi muchinda uyo choice anayo neraki anaro futi - kudiwa nemhenya dzose idzo zvekutoparika chaiko. Apa unenge atoti anofamba hake nemota yebasa (kana dzanzwa zvakanaka) kureva kuti pamwe haana mari yakareba-reba asi anoparika tsarakadenga idzo - haaa aneraki gurusa mumwe wangu uyo.

    • @Hamainyoka
      @Hamainyoka 2 месяца назад

      😂😂😂😂😂😂

    • @tatendamavunganidze
      @tatendamavunganidze Месяц назад

      Anotofamba nemota yebasa aitoshanda nemurume wangu

  • @nicktau6342
    @nicktau6342 2 месяца назад +2

    Zimudhara risinganyare kushaina nechihure God will punish you haufe wakamubata mwana iyeye

  • @Charity-e5p
    @Charity-e5p 2 месяца назад +2

    Hahure ako kamainini hona kaface kunge hovo 😅

    • @Hamainyoka
      @Hamainyoka 2 месяца назад

      Usarwadziwe nokuti iwe uri chipukupuku. 😂😂😂😂

  • @HardsonMashaya
    @HardsonMashaya 2 месяца назад

    Maiguru zvatodhakwa from bad to worse hapana chamagona now the situation is going to be worse nezvatoitika izvozvi

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 2 месяца назад

    Mambo uyu anodya ne n.yanga 😅😅😅😅😅😅😅😅😂😂😂😂😂😂😮 it's so sad 😞

  • @DouglasMawire-xi2nm
    @DouglasMawire-xi2nm Месяц назад

    Pfuma yekuripirwa kwemukadzi or kuroorerwa vanasikana vake inoenda kumusha kwake mukarega kudaro mangwana zvichave ngozi izvi

  • @ludiabernard
    @ludiabernard 2 месяца назад

    Mainini varwadziwa

  • @sylviachigona
    @sylviachigona 2 месяца назад

    😂😂😂😂😂😂saka wakatya kurohwa naambuya here