A Must Listen Kusungirwa ChiraramoKwandakaitwa Na ProphetVeku Capetown

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 окт 2024

Комментарии • 17

  • @ShaniMasedi
    @ShaniMasedi 6 дней назад +5

    Mamukasei mukoma Nashy.....zvekubatsirwa online hazviite coz vanhuvavakushandisa mushonga so now murikutofanira kunamata pamwenekutsanya zvinopera😢😢😢

  • @mekong7529
    @mekong7529 6 дней назад +3

    First confession, do fasting, zvinopera.

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 5 дней назад +2

    Uuumm muroora wekugeza neropa wakatambidzwa huroyi

  • @PaulineMuzanenhamo
    @PaulineMuzanenhamo 3 дня назад

    Haaaa veduwee zvakaoma hanzi ndikawana mukana ndovhura hombe 😂😂 nzwirai mwana tsitsi

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 5 дней назад +1

    Uri muroyi last conf dai mwari vaku nzwira ngoni uite mushe nekuti uchauraya vanhu nekuda mari

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 6 дней назад +1

    Pachipamwe mkoma Nash nevedare

  • @SashahshalomChimedza
    @SashahshalomChimedza 5 дней назад

    Hmmmmm vanhu vari proud nema basa avo akashata shem

  • @SandraShamisoDerah
    @SandraShamisoDerah 6 дней назад +3

    Hamenoo zvako kuramba help wakabudirei muchurch you want to work fr the devil stop siya mushing a kumba tell the pastor u nid deliverance ASAP

    • @mekong7529
      @mekong7529 6 дней назад +1

      I don't think she hates it, anenge anotozvida uyu.

  • @oliviatsindi1259
    @oliviatsindi1259 3 дня назад

    Ngavataurwe nezita kuti vazhinji vasawire pawari prophet awa

  • @RudoMatikiti-q5f
    @RudoMatikiti-q5f 2 дня назад

    Kuvhura hombe yehudofo.pfungwa shoma dzoparira vatenzi mabasa😢

  • @SaneleMtombeni
    @SaneleMtombeni 4 дня назад

    Vedare makadimi namukoma nashy
    Mainini Saka huroi hwacho mutohuda zveee
    Ko moregerei kusiya midzo munamatirwe zvipere

  • @mbekezelimhlanga5666
    @mbekezelimhlanga5666 5 дней назад

    Prophet or Nganga?Hissing sound. Makato rombeswa.

  • @WalterMakaroni-mn6ri
    @WalterMakaroni-mn6ri 3 дня назад

    1st confession. Ummmm don't trust anyone , you don't know the source of his power. We living in a strange world sis

  • @DaisyManxuma
    @DaisyManxuma День назад

    Where is this lady

  • @janemadziwa6880
    @janemadziwa6880 22 часа назад

    1st confession sorry hako. Saka murikutotorerwa mari nezvinhu zvaprophet ava. Wakambobatawo vamwe vaive mugroup imomo here umbonzwawo kuti pane zvavari kusangana nazvo here

  • @PertuniaBrown
    @PertuniaBrown 3 дня назад

    Ndipewo number ndinenyaya yangu