Huyai Munzwe Zvakaitika Pandakada Kuroya Muroora Wangu Ane Simba Pakunamata

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 окт 2024

Комментарии • 38

  • @cleopatramusimurimwa191
    @cleopatramusimurimwa191 4 часа назад +10

    Ist confession muroora iyeye haasikuzofa nezita ne ropa Ra Jesu. She will live and not die to declere the goodness of the Lord. I cover her and her family with the blood of Jesus. No weapon fashioned against her shall prosper in the mighty name of Jesus Christ. Amen and Amen

  • @SaneleMtombeni
    @SaneleMtombeni 2 часа назад +3

    Ini I believe Kuna Mwari anoziva zvatinoda
    Iye Jesu atungamira vana vaIzirayeri neshongo yegore masikati nezhenje remoto usiku
    Saka mainini muroora wenyu hakamberedzwa
    Uye Joshua 1:9
    Inoti handina kukurairai here kuti musatye kana kuvhundutswa nekuti vanenge vanesu nguva dzese
    Ropa raJesu rinomuwanza muroora
    Uye she is covered with the blood of Jesus Christ and her family
    May Jesus Christ cover this platform
    Mukoma Nashy tikutaura ropa raJesu Kristu paupenyu hwenyu nemhuri yenyu

  • @ColletaNcube
    @ColletaNcube 5 часов назад +4

    Iiiih regai tingo liker chete zvedu hatidi kuzofira kuCommebter

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 6 часов назад +4

    Zvino tiri kunamata muroora tikunde satani haana Simba pamberi nekunamata backup to hell jesus pisai kingdom yese yevaroyi tumirai Moto upise muroyi wese Jesu jesus

  • @memorybayethu795
    @memorybayethu795 2 часа назад +1

    Holly ghost fire

  • @ZANDIJOHNSON
    @ZANDIJOHNSON Час назад

    Holy ghost fire 1st confession muchinyanya kuda kuitira vamwe hutsinye ramba uchiroya kuchafa ukasatendeuka

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 4 часа назад +2

    Muroyi ngaatsve

  • @PreciousBondera
    @PreciousBondera 3 часа назад +1

    Muroi ndoda iwewe utange kufa vanonamata siya vanamate haunyare zimbuya repakona zimuroi

  • @Priviledge-y5m
    @Priviledge-y5m 2 часа назад +1

    Ndirikutaur simba ramwari rionekwa kwauri iwe urikuda kuuraya muroora mwari ratidzai simba renyu nhasi Mwari taurai shoko renyu nhasi tisityiswe naSatan ahana simba ndati moto unopisa unewe muroyi

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 4 часа назад

    I'm Totally Speechless 🙊

  • @NomatterParewa
    @NomatterParewa Час назад

    Tsvagai Jehovah achawanikwa

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 5 часов назад +1

    1st Confession tinoramba tichinamata kuti Kingdom yevaroyi neya Satani iparare nezita neropa ra Jesu..Hapana chino kunda simba raMwari in Jesus Name..Psamls/Mapisarema Chapter 35 ne 91🙏🕊🙏

  • @divinephiri3806
    @divinephiri3806 5 часов назад +1

    Good morning family❤❤ it's friday again🎉🎉🎉

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 4 часа назад +1

    Muroora midzimu yake yakasimba siyanai naye unopamama apa .

  • @MiriamChiposse
    @MiriamChiposse 3 часа назад +1

    Avo vakaparirwa ngozi nababa vavo ndikati endai munoripa amungazvigone chakudiwa kutosairirawo sezvakaita vamwe nekuti mukasadaro munopera

  • @mekong7529
    @mekong7529 45 минут назад

    Haa nhasi ndazoona kuti ndiri zigwara, ndatya kuCommenter.

  • @angellamunyanga6442
    @angellamunyanga6442 44 минуты назад

    Mushonga we Ngozi kuiripa

  • @MiriamChiposse
    @MiriamChiposse 3 часа назад +1

    😂😂😂😂 avo vakutsvaga backup madii mangutendeuka nhasi ndaseka

  • @zeanandetluyu6450
    @zeanandetluyu6450 6 часов назад +1

    Ndatyaini

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 4 часа назад

    Mushonga wengozi kuiripa vakuru venyu vanoziva chokwadi vakasundira mweya yevafi mumba menyu ndiko vasingadi kufamba imi mune imba irikufa fambai .

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 5 часов назад +1

    Mukoma Nash nyasha dza Mwari ngadzirambe dzichiku chengetai..Ummm dzimwe nyaya dzamunowana dzakaoma

  • @maximumdube2953
    @maximumdube2953 14 минут назад

    Mazvinzwaka imi mhondi dzeZanu pf...vanhu vamuvuraya vachamuka ngozi 😅😅😅 dont kill for any politician let them do it themselves

  • @JudithKarima
    @JudithKarima 5 часов назад

    Mrng guys

  • @oliviatsindi1259
    @oliviatsindi1259 Час назад

    Tikuuyawi ne backup yemunamato kubatsirwa muroora wenyu,

  • @YvoneChitambwe
    @YvoneChitambwe 6 часов назад +1

    Zvakaoma kuna mwari kudenga uye ndiye musiki wedenga nepasi

  • @brendamuchemwa3392
    @brendamuchemwa3392 2 часа назад

    Imi ve kuroya tendeuka i nekuty hakuna akarwa ma Mwari akakunda

  • @Finnix-d5n
    @Finnix-d5n 3 часа назад

    😂 😂 ah panonzi pano. Imi vengozi fambai murasirire vamwe.

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 4 часа назад

    Kingdom yokudya vanhu hre kwana Iwe .

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl 4 часа назад

    Regai ndingoti ma one aya

  • @christinakanyemba2797
    @christinakanyemba2797 24 минуты назад

    Backup😁😁😁

  • @christinakanyemba2797
    @christinakanyemba2797 24 минуты назад

    Chokwadi mukoma Nash unotya kupindura

  • @divinephiri3806
    @divinephiri3806 5 часов назад

    Thy kingndom shaken😂

  • @ChipoDzvairo
    @ChipoDzvairo 7 часов назад +1

    Mrng mrng mkoma

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 Час назад

    Brother madi kungo vhurira varoi chanel vafare

  • @christinakanyemba2797
    @christinakanyemba2797 13 минут назад

    Mushonga wengozi kuripa chete nothing more

  • @faithmapope9404
    @faithmapope9404 6 часов назад

    Mshonga wengozi kuiripa mkoma