MAMBO OROVA SVIKIRO- PART 2 (UPDATE)

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 208

  • @catherinechakamanga7428
    @catherinechakamanga7428 2 года назад +17

    Andrew dersev an award murume anogonesa uyu anodzifambira nyaya dzacho

  • @claudiouschauke1053
    @claudiouschauke1053 2 года назад +19

    Munoona zvimwe zvezvinhu zviri kuitika munyika yedu Zimbabwe hazvicharatidze hunhu.Mambo Basa rake nderekuchengetedza runyararo nekuyananisa vanhu mudunhu mavo zvino kana vave Ivo vaakushungurudza vanhu zvaakuteveyi izvezvi.Uyu haasi Mambo kwete ngaasungwe uyezve Mapurisa kuita kwawo kunoratidza Kuti Havana chavarikuita varikutomira nemhondi iyi inonzi Mambo ibenzi remunhu ngaasungwe!ngaasungwe mutemo ngaushande apa

  • @dhazichiwapu2592
    @dhazichiwapu2592 2 года назад +17

    God bless you Andrew bad elements must be exposed. They make Zimbabwe filthy.

  • @mambokadzi3755
    @mambokadzi3755 2 года назад +20

    Mhuri yemhondoro is in danger. Mambo vari dangerous.

  • @gladysmoyo6368
    @gladysmoyo6368 2 года назад +39

    Mambo ndiye muroyi. HE IS ABUSING HIS POWER. Government must do something about people like this .This criminality is not allowed especially coming from a Chief who is supposed to Leader his people .

    • @beautyshonhiwa2408
      @beautyshonhiwa2408 2 года назад +2

      GOVT wont do anything they work together nana Mambo vemaTatya avooo ndabatikana fani

    • @percivalkashiri9798
      @percivalkashiri9798 2 года назад +1

      Inonzi Zanu Pf zivayi pekuvhotera next time vanhu imi chii chakadaro sooo

    • @makhadzimadewa8376
      @makhadzimadewa8376 2 года назад +1

      This police work with this mambo

    • @dangerzone7362
      @dangerzone7362 2 года назад +1

      Mambo havazi wenyika asi zanu

    • @TaMa-xd6ut
      @TaMa-xd6ut 2 года назад +1

      Which government, do we have government either in Zimbabwe

  • @marysamson650
    @marysamson650 2 года назад +11

    Baba ava vakafambiswa husiku hwese ndanzwa tsitsi weduwe chii

  • @prettychimutengo9538
    @prettychimutengo9538 2 года назад +7

    kkkk weduwe kana mapedza musarega kubudisa shumba iya paka music kenyu kekupedzese mwana vangu akuichemera kuiona angonzwa voice iyo aioni akuichemera kwanzi dakuona kkkk

  • @shumbashumba6445
    @shumbashumba6445 2 года назад +6

    Tinotenda mukoma Andrew. Famba nayo kusvika mhuri iyi yabatsirikana. Ndingazofara zvikuru ukaramba vakadzvanya till justice surfaces.

  • @vhuranjero
    @vhuranjero 2 года назад +9

    ndozvinhu zvinoda kuongororwa munyika kusvika vanhu ava vawana rubatsiro hapana mutemo wakadaro wekuponda vanhu uchizviti urimambo kovanhu vaunotonga vakazo gumbuka cakabatana vakakurwisai ndopamunozona mapurisa akutanga kusimudza musoro vakuti vanhu vakanganisa

  • @nomvulonomu2055
    @nomvulonomu2055 2 года назад +8

    Veduwe Mambo ava vakakanganisa Ndapatorwe matanho apa please Mukoma Andrew betsereraiwo Mhuri

  • @lawrencemotsi4882
    @lawrencemotsi4882 2 года назад +20

    The role of a chief is to maintain peace in the village and preside and arbitrate on domestic affairs. Not to cause disharmony. Drewmas dig deeper into this issue. we want to hear the side of the chief

    • @mavisdzvuke4453
      @mavisdzvuke4453 2 года назад

      Chief nepolice taurai nyaya yenyu tinzwe aaaa Chief hazvidi kudaro

  • @julietkarongwe5173
    @julietkarongwe5173 2 года назад +1

    Mambo uyu ndiye muroyi wakatoromba ndiwo wakutadzisa mvura kunaya neuroyi

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 2 года назад +11

    Well done mukoma Andrew 👍big up to Drewmas team 💖🙏

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330 2 года назад +2

    Batai munhu ,mapurisa hero basa ,mambo havafanire kutora mutemo kuisa mumaoko avo mkoma Neshamba.Batai munhu!!!!!!!!!

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful 2 года назад +1

    Mambo uyu mukati ahasi we Zanu here hunhu hwacho...nemapurisa kutoitawo zvakadai...maiguru vane hunyoro zvavo semunhu akawunzirwa marweyi

  • @sheltermukamba8577
    @sheltermukamba8577 2 года назад +22

    Andrew is fearless i like the way he stand his ground

  • @jacobmoore1438
    @jacobmoore1438 2 года назад +5

    Mambo ivava ngavasungwe Andrew

  • @patiencechindamba2526
    @patiencechindamba2526 2 года назад +1

    Mambo uyu ibhinya ngaasungwe

  • @gloriachizhande8454
    @gloriachizhande8454 2 года назад +8

    Musarova Masvikiro
    Mvura hainaye

  • @bjorosi5050
    @bjorosi5050 2 года назад +7

    no one is above the law ngaasungwe mambo

  • @DaudeBernardoNamuanga7
    @DaudeBernardoNamuanga7 2 года назад +6

    Mambo ivava pane nyaya… Ndyire chaiye
    Another level for sure, hayewa NeShamba magona pakuzoti Mahomu-homu , tisu vobgwo

  • @pridemupemhena7342
    @pridemupemhena7342 2 года назад +9

    Thank you Mr Neshamba for taking us to another level, one thing Oper speaks both Shona and Ndex todawo muite muchiti kandebele so even ichikunetsai ingobharangidzaiwo timboseka 👋👋

  • @rue5548
    @rue5548 2 года назад +11

    Mambo ava should be punished kutorerwa humambo hwawo. Plus mhondoro dzimwe ngadzisasiye imwe mhondoro ichishungirudzwa. Sorry to the family. Kupa imbwa mukaka mangwana yofumo kuruma

  • @shayzgamz2692
    @shayzgamz2692 2 года назад +2

    Regai nditsvage one yacho zvakaoma
    It's very bad. Mufunge. Thank u Drewmas Media keep it up.

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 2 года назад

    Mambo anenge mwana wamunangagwa chete zvino mhondoro yavarova haazi Ma1 here aya

  • @mrdz9384
    @mrdz9384 2 года назад +6

    Mambo uyo aneutsinye

  • @marshallspears2636
    @marshallspears2636 2 года назад +7

    Love you Chihera and Shumba Drewmas to the fullest

  • @wellingtonmachisa2758
    @wellingtonmachisa2758 2 года назад +1

    Mambo vanofanira kusungwa nekt avazive kodzero dzevanhu .ndiri kuona ndiri Ku jorbug in Benoni

  • @joymafukidze6297
    @joymafukidze6297 2 года назад +1

    Chiiko chavari kumborwira ,!!pane zvakavanzika chiripo hapangamboitwe hondo yakadaro for norhing,chiripo chariuraya zizi harifi nemhepo ,!!!yatove hondo yemarudzi kupandukirana pachavo vanenyembe!!.
    Thnx Drewmas media u are taking us to another level!! Uuum this is scary, something fishy behind there back🤔

  • @ElvisMawele
    @ElvisMawele 18 дней назад

    Ndimi murikuvhotera Zanu pf,munyika yeZanu pf hamuna mutemo.Hakuchina madzimambo muZimbabwe yese.Zanu yakaparadza chivanhu chedu.Pliz mhuri yeZimbabwe it's time to wake up

  • @abednicomauto3616
    @abednicomauto3616 2 года назад +2

    Mambo iyeye ngaasungwe finish

  • @catherinechakamanga7428
    @catherinechakamanga7428 2 года назад +6

    Beautiful wife

  • @russowalter8977
    @russowalter8977 2 года назад +6

    Mambo ngaasungwe he is abusing his powers he needs to be arrested

  • @ashleykunaka9087
    @ashleykunaka9087 2 года назад

    Kuraramira kumusha havo but mukadzi wemhondoro akanaka weduwe, she's so beautiful 😍 🥰🥰🥰

  • @g.karodza
    @g.karodza 2 года назад +1

    Good job mukoma Neshamba, makurema makufamba nechibhora kkkkk

  • @joymugwambi3819
    @joymugwambi3819 2 года назад +7

    Wonderful work Drewmas team👊👊👊

  • @marysamson650
    @marysamson650 2 года назад +3

    Hamupunzumuhweba vanamai Mukoma Neshamba vanokubatsirai

  • @simbamoyo9400
    @simbamoyo9400 2 года назад +1

    Hapana mambo akadaro ngasungwe mambo wacho

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 2 года назад +4

    Tiri kudzokera kumashure nekuti why police yakuita kuhwandira Vanhu mazuva ano vakuuraya Vanhu pakuda kuongororwa aoa kana wakatotaura Kuti vakauraya vamwe .mambo akutyisa imhondi

  • @rangamasese928
    @rangamasese928 2 года назад

    Mambo ngaabve pachigaro haachisina mvumo yokuramba arimambo ngaabve torai zvese

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 2 года назад +2

    Va Neshamba God Bless you🙏

  • @googlephoto88
    @googlephoto88 2 года назад +6

    Andrew god bless you keep it up

  • @judx34
    @judx34 2 года назад +2

    Mambo Ava ngavatsvage Mwari

  • @paketiritah3494
    @paketiritah3494 2 года назад +1

    Mapurisa ivavo ngavasungwe vakatengwa naMambo ,Macheafs akutonga nehuori ,uye dzamhondi,

  • @siphondoli8348
    @siphondoli8348 2 года назад +2

    Mambo ngavasungwe

  • @gladyschivanga2017
    @gladyschivanga2017 2 года назад +9

    To show kuti vsvikiro iri harisi muroyi thsts why all this is ahappening..but Mambo and his filthy mafia's day of reckoning will come.

    • @fadzosadiki4364
      @fadzosadiki4364 2 года назад

      it's taking time Kurarama semutorwa munyika yako

  • @kevindasilva4451
    @kevindasilva4451 2 года назад +3

    Andrew kwa Chivi havzi kune nyaya go there

  • @juddykarambo1048
    @juddykarambo1048 2 года назад

    Mkoma Andrew munogona basa renyu ndosaka Mwari vakakupai izwi rakanaka uye rinonyatsobuda 🌺 Volume bhoo

  • @davidgondo3341
    @davidgondo3341 2 года назад +2

    Police yemuZimbabwe huori hwega hwega,kutadza kusunga vanhu varikutotaura kt tinezvimukuyu zvakawanda

  • @knowledgewchainzvi913
    @knowledgewchainzvi913 2 года назад

    Haisi mhondoroo iyoo guys tomuziwaa uyoo anyangadzaa nzvimboo uyoo akarombaaa mufesi iyeyu

  • @richardbhunu7075
    @richardbhunu7075 2 года назад

    Thanks endrew tawona zvakawanda. Kuburikidza newe komborerwa Mwari vakichengetedze

  • @EnnocryzTV
    @EnnocryzTV 2 года назад +1

    MKOMA ENDrew ko musikana we40 years pasi pemvura akazodii

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 Год назад +1

    Dangerous......Mambo havagone kugara nevanhu zvakanaka vanhu vari kutambura shuma ummmmm

  • @melodychikosha9349
    @melodychikosha9349 2 года назад +1

    The lady Is Beautiful mambozvionawo here?Andrew naChihera sando dzenyu murikudzifambira sure, I'm worried now kuti ma witness ayo are they safe,huwori ndohukushanda apa ana mambo vakushandisa masimba avo pasipo

  • @abilitymatopi6654
    @abilitymatopi6654 2 года назад

    Tisaitirane utsinye tiri vanhu vamwe ,
    Ko masomabhuku ndiwo api awo, zvorewa Sadunhu here

  • @shiyeliainkorea
    @shiyeliainkorea 2 года назад +2

    Zvakaoma veduwe, masamabhuku maSabhuku ndanga ndatovhiringika .

  • @cianbenjollybengs4103
    @cianbenjollybengs4103 2 года назад

    MUKOMA Adrew THANK YOU SO MUCH ,,, EXCELLENCE MUKOMA, PLZZZ HELP THA FAMILY,,, NOT FORGETTING MWANA UYE ARI KUHARARE

  • @makhadzimadewa8376
    @makhadzimadewa8376 2 года назад

    Mmmm mambo muroi ucha vuraya vanhu Ava nemapurisa Aya akatengwa

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 2 года назад +3

    Waita hako hama yangu muyera Soko nekubata camera

  • @mammag4868
    @mammag4868 2 года назад +8

    zvakungoratidza kuti madzimambo avakuzvidzwa mhondoro ne chivanhu .zvichidudzirawo kuti hutungamiri huripo vavekupradza tsika dzedu nechivanhu .nyika yaenda kumawere

  • @almsdeeds2003
    @almsdeeds2003 2 года назад +1

    Nhai Mukoma Andrew kambo kekuti Goodbye my friend kakaimbwa nani

  • @julietshabalala3803
    @julietshabalala3803 10 месяцев назад

    U Chief uyahlanya lo kabotshwe vele

  • @mikedhluwayo6275
    @mikedhluwayo6275 2 года назад +3

    Good job Drewmas media

  • @philanisikwili8907
    @philanisikwili8907 2 года назад +1

    This mhondoro and his brother should have fought that BULLY mambo and his sons, they came to attack him at his homestead, what else could he do to DEFEND himself and his family....? Fight back like a man..!

  • @hotjiga
    @hotjiga 2 года назад +1

    The Roving Reporter,makapa Opah leave here?tinotenda nekujekesa but hoping you will have an opportunity to get hold of the Chief,cant wait to hear his side of story pane witness yataura kurohwa kwemhondoro saka maresults edu amira akadai Mhondoro 2 Chief 0

  • @rachelmutsatsa8497
    @rachelmutsatsa8497 2 года назад

    Thank you Dremas media

  • @azurecoast1537
    @azurecoast1537 2 года назад +1

    Mukoma Neshamba kuri sei ndiri kukumbirawo murambe muchifamba nenyaya iyi toda kunzwa chikonzero chizere kuti sei mambo vachirova vamwe semaonero angu apa pane nyaya asi nyika ye Zimbabwe yashata chokwadi ndechekuti munyika amuchina mutemo vanotonga vari kungoita madiro vari kuuraya vanhu senhunzi vachiponda vanhu madiro nekuti ivo varikufambidza nevatongi venyika

  • @njabulogaba
    @njabulogaba 2 года назад

    journalists are doing a great job exposing these stupid zanu people, they think they own people, this is how bad zanupf has ruined zimbabwe, chiefs think they are above the law, ini handiteere zvetuma chief utwu.

  • @lovemoremedzani2139
    @lovemoremedzani2139 2 года назад

    Imbori nyaya yeiko irikunetserwa mhuri iyi

  • @kingsachy1303
    @kingsachy1303 2 года назад +4

    Famba Andrew famba🤩❣️

  • @giftmataga9554
    @giftmataga9554 2 года назад

    Ngavasungwe mambo nevanhu vake haana kodzero yekurova munhu kana zvikanzi haana mhondoro hazvirovese munhu plus iye kana akagadzwa humambo nemunhu asina mhondoro zvoreva kuti hasi mambo futi

  • @bettybettypeterbetty4489
    @bettybettypeterbetty4489 2 года назад +5

    Ther is secret behind this story.why mambo vachida tsvimbo

  • @yvonnezondani6090
    @yvonnezondani6090 2 года назад

    Zviri kuitika kwakawanda kunyanya earlier ye mt darwin baba vangu vakadzingwa pa stand pavakagara 15yrs sabhuku anonzi everisto nyamaradzo kudya mari yedu kuenda kwamambo tikanzi ibvai nzvimbo haisi yenyu..takaitwa sevanhu vapara mhosva yekuraya munhu.zvinondirwadza pane gore zvaitika kuputsiswa dzimba kusiya muchero zvakawanda zvatakasiiswapo

  • @marshallspears2636
    @marshallspears2636 2 года назад +2

    Even munhu akaromba panoitwa matare zvine procedure then poripisanwa this mambo must go

  • @eliotemhembwe2811
    @eliotemhembwe2811 2 года назад +1

    Mambo bere remunhu ndivo vanoti takapiwa simba nezanhu. Kutyei mota nediesel vanopiwa mahara. Mambo uyu akarepa vana vaviri veform 4 tinayo nyaya yake

  • @zvisineimeki6290
    @zvisineimeki6290 2 года назад

    Mambo ngaaonekwe. We will not wash this under the carpet. Being chief does not mean that ndiye mutongi. Instant justice vigilantes?

  • @websterjavengwa6932
    @websterjavengwa6932 2 года назад

    Iyeye haasi mambo

  • @chenaimuzanenhamo8292
    @chenaimuzanenhamo8292 2 года назад +1

    Anditi mambo anotongwawo hr

  • @alfrednyatsambo5385
    @alfrednyatsambo5385 10 месяцев назад +1

    This is abuse of power, very unfair.

  • @kudakwasherembo3067
    @kudakwasherembo3067 2 года назад

    Haaa ava mambo vanodheerera zvekuti dai svikiro ramboita kuti Mambo vapenge

  • @maryzuze5313
    @maryzuze5313 2 года назад

    Kna ukanzi tikuvhotere kuita mp u deserve it mr Neshamba wrkdone musatye tokuziwai muchisvika kumapenna

    • @SRJ419
      @SRJ419 2 года назад

      Makuzvinyanya

  • @tawandangandu2147
    @tawandangandu2147 2 года назад

    Mambo ava vane nyaya yavo vanofanirwa vayine kahuroyi kavainako chete

  • @prettychimutengo9538
    @prettychimutengo9538 2 года назад +2

    kkkkk Andrew vakutituka futi kkkkk anapona nezxekuba kkk

  • @preciousmachaka7148
    @preciousmachaka7148 2 года назад

    Mambo ane chi ZANU ZANU chiri maari mambo mu ZANU vajaira kuuraya vanhu vachitsakatisa.

  • @nyashamanyangadze272
    @nyashamanyangadze272 2 года назад

    Kumamisha uko vanhu varikungo abuswa nana mambo veduwe,varikushandisa Simba rehu mambo zvisirizvo

  • @Beaa4431
    @Beaa4431 2 года назад

    Nyaya chaiyo haizi kutaurwa. Pane nyaya hombe apa.

  • @charityzanga1164
    @charityzanga1164 2 года назад

    Drewmas taking m to another level 👏

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 2 года назад

    This matter is definitely above the police!! It says a lot about who this young Mambo is a bloody thug!! From that man's wounds these are killers who have done this a lot. This should be brought to parliament and this Mambo dismissed. Tsvimbo iyoyo vachairipira. I hope the spirit fights this Mambo until he's eliminated. Abuse of Authority which is outside his Mambo duties. He's just a money wielding rombarist, cold blooded evil.

  • @jescamahove1902
    @jescamahove1902 2 года назад

    Mambo muroi ane mweya wezanu pf

  • @mildredmtetwa5793
    @mildredmtetwa5793 2 года назад

    Akuna mambo wakadaro ngaaende kujeri

  • @esierayner533
    @esierayner533 2 года назад +3

    Mambo is evil .He is suppose to be a peace maker. He is not above the law.
    Mapurisa acho maone shuwa. Ndarwadziwa.

  • @knowledgewchainzvi913
    @knowledgewchainzvi913 2 года назад

    Kana irimhondoroo akadii kuita mashiripiti uye mhondoroo ikudei kuharare kkk apoo akatopfekaa trouse hazvikooo izvoo

  • @norestmasuku3981
    @norestmasuku3981 2 года назад

    Mambo ndewe Zanu anoita zvaanoda haasungwe

  • @blesamblesam9535
    @blesamblesam9535 2 года назад

    Mambo uyu nevanhu vakaita abuse asi chandinoziva kuti kana iri mhondoro yechokwadi vachachiona havo nokuti chivanhu chiriko ndovimba humambo hwavo ndehwekupamba

  • @simbisotachiwona8284
    @simbisotachiwona8284 2 года назад

    sekuonakwangu Mambo vakasungwa vanogonakuto buditsavanhuvavakauraya musatanisiti vanemweyawakaipa kowavakafambisausiku angaaparayeiko mamboavomuroyichaiye

  • @selloaphane
    @selloaphane 2 года назад +3

    Big up Andrew and team kip the gud work

  • @Lucas-se6in
    @Lucas-se6in 2 года назад

    No one is above the law. Mambo vanofanira kusungwa as long as there is evidence. Zimbabwe is turning into something else its high time God should intervene and save us from this clueless government of poverty and brutality.

  • @dadiraimasonzi5122
    @dadiraimasonzi5122 2 года назад

    Ndarwadzirwa vakarara husiku hwese vachifamba netsoka. Shuwa kune vanhu vane hutsinye

  • @richardbhunu7075
    @richardbhunu7075 2 года назад

    Hugandanga vajaira hurumende inotii chii misangano iyi ndofunga pane zvematongerwo enyika marebells iwayo

  • @LoneWolf-td2mh
    @LoneWolf-td2mh 2 года назад +1

    Ndana mambo veZanu,ndo-root yeproblem yenyika,mota dzavanopiwa dzinovapa power kumaruzevha

    • @peacerunnerleesher4065
      @peacerunnerleesher4065 2 года назад

      Yaaaah true vatumwa nezanu and vakushandisa nemapurisa nyika yaoresa iyi