Ba taps sigauke imbahva unoda shamhu chokwadi kuradza vanhu vaka gara husiku hwese iyooo 😂😂😂😂😂❤❤❤❤ much love to you munotidakadza watching you from chakadero Botswana 😅
Yaaa am young bt i know that history taigaroiudzwa nemaelders why they moved to Dora and my mom's kitchen still there, thanks sekuru Chigodora tichapetukeyo kkkkk
Ana Ishe vekudhara vaityisa veduweee vakapfeka ngundu nenyembe tsvimbo dzavo dzaityisa and vaiti pavatsika paitinhira and vachikudzwaaa zvino anaIshe vemazuva ano haiwaaa vanotengwa vana vadiki and vanozvikudzaa uye kushandisa chisimbaa vachidya Mari dzevanhu 😢😢😢
Whitehead is smart. Keeps all records, understands the history and well spoken. I am sure pamba pake paneorder. He shld be the chief's advisor.
Dzakarongeka idzo very educated
Well spoken
This white headed man deserves to be a chief not a headman
HISTORY IS POWERFUL, DOCUMENTED HISTORY IS THE SOLE WITNESS TO WIN A CASE, BVUDZIJENA VACHIGODORA THANK YOU 🙏🙏🙏
Ndikutofunga kuti inyaya yana chabodo ini😢
😂😂😂naMatutsa rega timirire zuwa rawo .baTaps wanotipa update
@@wilmarmarara2448 amuno kt sey zvikunonoka
Kkkķkkk nhaiwe yakazodiiko
Kkkkkkk
Ndozvamaa kundoda zvega-zvega here; zvanyanya kuita manakireyi zvee? kkkkkk
Vanhu vanouya nemhosva dzavo kumba kwako hant ibasa rako here vakasauya Unoita basa rei kane rough kababa aka apa ndipo pakanodyawo 🙄🙄🙄🙄
Kule vanenhoroondo yose mupfungwa avo 😂😂😂
Pano handibvi ngepangu 🔥🔥🔥
Ishe Chigodora munopisa,one of the man with wisdom
You can say again he was born a leader the wisdom he has is on another level
Ndokumbirawo kubvunza kut kunotanga sabhuku kouya ani kusvika kuna mambo
Haaaaa mudhara ane white hair ataura imwe nhorondo keep it up 👍
Chokwadi
Uumm May ma1 awo ndikule wangu awa Jekwa ,,ndi Munya Mutandani
Shuwa kukwangura mukadzi wemunhu, anhu apedza otoita mukonyo pamberi pedare 😀
Ummm May waka loader weee 🔥🔥🔥
Baba taps tikuda couples connection please
Hesi ba taps koo gudo rakazouya here
Yaaa mudhara ane bvudzi erwhite uyo kuseri ndatenda hangu😊😊
The same thing zvakaitika, kwaMutukwa, heardman ruled, mambo kwakupiwa Mari Zimunya ndiye akapiwa Mari,
Kkkk handifambiri mahara
Kunga vanhu varikuuya kunozunguza mandere 🤣🤣🤣
Ba taps sigauke imbahva unoda shamhu chokwadi kuradza vanhu vaka gara husiku hwese iyooo 😂😂😂😂😂❤❤❤❤ much love to you munotidakadza watching you from chakadero Botswana 😅
Sigauke aida kutofidha zvikomana zvake uye
😂😂😂😂 taura hako
Tinovimba haana kurombesa vanhu kabisira
First pano, ndogarepo ngepangu
Ko n'anga Sigauke ne zvidhoma zvake ne gudo richitinha vanhu how far bba Taps , waiting 😅
Dzinenge nhema dziya
Tatobvunzawo havasati vadaira
Itsotsi chairo
@@soniamujaji7782 ndakazvionawo tsotsi rakangwara
Hapana zviriko n'anga inonyepa iya haizvigoni hanzi wanhu negudo wakauya wakadzokera kkkkk
Kkkk kuzikanwa panyika kutaurwa kana usisataurwe hayaaa you’re near Six fit dawn 🤣🤣🤣
What some history
Yaaa am young bt i know that history taigaroiudzwa nemaelders why they moved to Dora and my mom's kitchen still there, thanks sekuru Chigodora tichapetukeyo kkkkk
Mudhara uyu anenyaya ndiye akagadzira mai avo nenyaya yemiganhu yeminda
Baba Taps how far gud richiuya nemabhinya still wt tu see mabhinya
Tiriyo anhu eHwangura
That man is historically
Haaa headman awachaapooo asangana nemunhu ane nhorondo
Ko how far n'anga ba Taps
Tinobonga yamho baba ne history yenzvimbo
Tema magamu iwee yard ndeyako
BaTaps tipeiwo update ya Sigauke, toda kuzwa nyaya yegudo nemabhinyayapapi
Takaimirira shuwa nyayayo
Kugara kunge banya kkkkk😅
Chabodo namatutsa ngavauye pliz toda kuziya kuti muripo wakauya here pliz,
Thanks to vhudzijena with a history ❤
Karanganda makudo akazouya here
But chief chigodora kamutongere kake ndekehutsinye sometimes yes pamwe pacho anogona but pamwe pacho uuum 😢
Ana Ishe vekudhara vaityisa veduweee vakapfeka ngundu nenyembe tsvimbo dzavo dzaityisa and vaiti pavatsika paitinhira and vachikudzwaaa zvino anaIshe vemazuva ano haiwaaa vanotengwa vana vadiki and vanozvikudzaa uye kushandisa chisimbaa vachidya Mari dzevanhu 😢😢😢
Zvavakafa madzishe ava vakafa nazvo here kana kuti zvaakunetsa vasara
Farm house, not house farm
Whitehead is the Boss
Wisdom yamudhara webvudzi chena surrender .Vanoziva history yawo .
Baba Taps gudo rakazouya ere rakapfeka magirazi kana kuti zvakatoendwa kkkk
chabodo loading.......
tanonokerwa isu
How far ba Taps gudo ravapapi
Machipanda ukatorerwa munda na jekwa ndokushora
Gum trees destroy the soil and everything around it.
Chigodora 'sburg
Nyaya dzemunda maqq
Chero tichibhadhara mutero.maroads still hakuna musanyepera Vanhu
Tiri kudzidza hupenyu
Chabodo howfar haisat yapera here
Sukuru ava vabudirira nekuda kwekuziva nhoroondo
Ko part2 yemabhinya iripi
Chiremerera
Baba Tapas musakanganwe nhau ye Gudo chinenge chaita huyai nacho
Matare aya akasara sure
Sigauke ifeja feja iya aida mari chte
Ko nyaya yaChabodo naMatutsa yakazopererepi
Ngepangu pano ndogarapo
Gudo ne vanhu zvavepi ba Taps 😂😂 tichiri takamirira Gudo rakapfeka magirazi nebhutsu
takagarira guyo se mbwa
😂😂😂😂
@@magdaline6383 aaaah veduwe ka. Ndine hurombo ne vanhu vaya vakadyiswa chibage vaya chakaiswa mshonga chichinzi kudya kwavo makudo anenge achitoguta ummm 🤷♀️
@@vimbairuwitha3337 kuitiswa kuya
Ko yana Matutsa hw far
Tikuda chabodo namatutsa
Dare raChigodora rinogona kudarika mamwe madzimambo
Chabodo namatutsa pliz
Dzemu gamhu dzine makuva
Ko musoro wenyaya unotiiko
Taura hako yangotangira padumbu
May
This headman is rude and the woman . He has NO listening skills
Haroo Papa Taps
Karanganda tokumbirawo kuziva nyaya yegudo kuti rakasvika here nemabhinya update
Chabodo how fa
Chabodo arikutodya bota rebenzi
@@johannesjohannesj.m9061 🤣🤣🤣🤣🤣
Chabodo na matutsa varipi haisati yapera ka