Gudo Rinouya nemaBhinya

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 2 фев 2025

Комментарии • 783

  • @nyarie_m
    @nyarie_m Год назад +60

    I worry about zvese zvanga zvichiitiswa vanhu pamba paye nekudyiswa zvavanga vachidyiswa. Hopefully hazvizovanetse in future....zve n'anga izvi ini ndinoonera pano ndosiira pano....itai henyu mega🙌🙌

    • @mariahmtuswa3217
      @mariahmtuswa3217 Год назад +3

      Taura zvako hama n'anga ndoodzirikurom esa vanhu mishonga yaakunetsa vana nhasi ndoopaunoona umwe munhu achishinga kubatiswazve mushonga

    • @shingynavs8235
      @shingynavs8235 Год назад +4

      It’s sad, the parents are involving kids in these rituals…Cursing your own children😢😢😢

    • @bosslady933
      @bosslady933 Год назад +13

      Hausati waurayirwawo hama yako yepejo ndosaka uchidaro

    • @tafamugari7430
      @tafamugari7430 Год назад

      Regai zvakadaro

    • @tafamugari7430
      @tafamugari7430 Год назад +4

      @@bosslady933 nyangwe ukaurayirwa hama ingosiya mufi atonge ega not kuzobata mishonga inozoshupa dzinza rese. Yes zvinorwadza

  • @tatendamatsokotere6459
    @tatendamatsokotere6459 Год назад +10

    Kanonyepa aka ka Madhuku aka,hapana gudo rinouya apa

  • @DouglasMqedi
    @DouglasMqedi 8 месяцев назад +2

    Watching from UK baba taps

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Год назад +1

    Nhasi ndi 19 AUGUST 2023 time dzichiti 10:08 (Australian time). Gudo rakazouya here nhai baba Taps. Vaurayi vakazobatwa here?
    Did you do a follow up Ba Taps?

  • @preciousmurambasvina4188
    @preciousmurambasvina4188 Год назад +5

    N.anga yakangwarisa iyi handiyione mushe ini toona part 2 yacho asi iiiii ava havasi vekufambira ava unobvako wapiwa zvinozokushungurudza for life

  • @Smart-er6hf
    @Smart-er6hf Год назад +7

    Watching from Australia keep it up baba Taps gudo ngariuye sure anhu ose musauraya

  • @sharonmukochimaps7215
    @sharonmukochimaps7215 Год назад +18

    Ndezve chokwadi ere izvi baba taps part 2 please tione gudo rakapfeka magirazi

  • @lyoinahnatalie9493
    @lyoinahnatalie9493 Год назад +1

    I used not like karanganda cz vaipedza nguva vachizviburitsa mafaces avo vasingaburitse nyaya ...but now ndini ndava pamberi kufollower ..well done guyz 🎉🎉🎉🎉

  • @tadiwanashejangano
    @tadiwanashejangano Год назад +5

    Kkkkkkkkkk 😂😂 uyu ndi comedian 😅

  • @kelvinmarwizi8769
    @kelvinmarwizi8769 Год назад +10

    Sekuru is straight forward hapana kunzwenga
    And he is a comedian.

  • @charitymagavu6213
    @charitymagavu6213 Год назад +3

    Watching from Dubai keep on keeping on Baba taps 🎉

  • @shamisomutenda6399
    @shamisomutenda6399 Год назад +3

    Waiting for part 2 tarimirira gudo let's hope vanodzoka sekuru sigauke ava.... Kuzotyisa kuti nditori nezvidhoma imiwoyeeee

    • @gracemsanje9490
      @gracemsanje9490 Год назад

      waiting for guďo nèmabhinya

    • @gracemsanje9490
      @gracemsanje9490 Год назад +1

      baba taps 😂😂

    • @accuratepatrickspartricia7907
      @accuratepatrickspartricia7907 Год назад

      Asi vakazoenda here I'm still watching

    • @vongairosemarymutebuka9423
      @vongairosemarymutebuka9423 Год назад +1

      Sekuru vatorova pasi kkkk. Ukaona munhu achinja statement patoshata..first he said 11pm then hanzi ndamboti vazorore kkk kuita kunge aita tsitsi. Hapana dhiri. I feel sorry for this family that is still raising hopes

    • @etheline7422
      @etheline7422 Год назад

      @@vongairosemarymutebuka9423 chokwadi ipapa zvakaoma kutamba nemaemotions evanhu chaiko apa vanhu vacho varigullible nekuda kwekufirwa

  • @tawandamhondiwa3204
    @tawandamhondiwa3204 Год назад +11

    Musoro wacho kakufanana newa lovemore madhuku

  • @gertrudemutandwagertz7213
    @gertrudemutandwagertz7213 Год назад +6

    Hezvo ko zvine ndimi.mkati ayiii haapakaipa dai akasazo siira mhuri iyi hurombwa

  • @stewartgomwe2039
    @stewartgomwe2039 Год назад +16

    Watching from Vietnam, hatina kutorarawo, wiating for Mukanya

    • @babasimba2457
      @babasimba2457 Год назад +4

      😂😂had to rush to the comments to see if the swagging baboon came by

    • @magdaline6383
      @magdaline6383 Год назад +1

      Hi. Vietnam? Kuricey. Curious, did not know there are Zimbos in Vietname.

    • @stewartgomwe2039
      @stewartgomwe2039 Год назад

      @@magdaline6383 Yes, many

    • @babasimba2457
      @babasimba2457 Год назад +3

      @@magdaline6383 I'm pretty sure you'll find zimbos living on the moon too 🤣

    • @leelydiasokolate3296
      @leelydiasokolate3296 Год назад

      Kushandisa hama dzedu

  • @nobuhlegumbo9712
    @nobuhlegumbo9712 Год назад +2

    Kkkkk mukasasiirwa zvidhoma zvacho toti makorokoto ,zvorwadza kufirwa but kungwarira kuzosara nezvinoremera mhur

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa Год назад

    Inini ndaakutoda musha kumakomo yoooo.Watching from Jobek .Chigodora ndiye anechimuti

  • @cathrinechenyama2160
    @cathrinechenyama2160 Год назад +1

    Sekuru gudo ngariuye
    Hazvi well-done nekuedza

  • @libertymubako842
    @libertymubako842 Год назад

    HAAA baba taps musadaro, mungaisa title isingabudi here. Hant zvaida gudo racho rakasvika here

  • @lilianmagaya8815
    @lilianmagaya8815 Год назад +5

    Following from Canada. Waiting for part 2, Karanganda

    • @stars1531
      @stars1531 Год назад

      Titoreiwo zveCanada yooo. Tanzwa nenhamo yeZimbabwe

  • @accuratepatrickspartricia7907
    @accuratepatrickspartricia7907 Год назад +11

    Sekuru sigauke ndakambovanzwa vanotuma gudo kunobvunza chekwereti😂😂

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 4 месяца назад +1

    Matotsotswa henyu. Sekuru atova munzira kuenda Moza. Makavharwa imi gudo racho riripi? Saka murikuti here imimi vanhu varikufamba netsoka kubva Masvingo netara kutopfuura nepa mbudzi roundabout kutopinda nemumarondera kwaakuti rusape. Itai hunhu munovharwa nezvisina basa. Ndookuvharwa

  • @paulinemandiwanza
    @paulinemandiwanza Год назад

    😂😂😂😂😂😂weduwee sekuru wene mbinjiri awa munganzi kudya kwamuri kuita chibage gudo rangu riri kutodyawo kkkkkk uuuu amana ini ndotya hangu kna chiwanhu chakudai

  • @inoquecarlosnhamazano625
    @inoquecarlosnhamazano625 Год назад +10

    Sekuru Sigauke wakango kwanisa kuita kuti gudo riuye nemabhinya ndiwo wanenge watowa madzisekuru manyama 😂😂😂😂😂

  • @obertdube6165
    @obertdube6165 8 месяцев назад

    Vana mutape uyo mumwe wenyu anenge comedian ini ziii .....
    Waiyepo ere taps ukooo gudo

  • @shingynavs8235
    @shingynavs8235 Год назад +13

    Following all the way from Sydney…umhh ka N’anga ako kakanyanya kungwarisa..So far ndaona zvangu tsotsi ini hahaha

  • @tintoshava-hr4pq
    @tintoshava-hr4pq Год назад +6

    Baba taps to the people 😅😅😅😅😅😅😅 ndaseka zvangu ❤❤❤❤

  • @tayengwatawonangwere
    @tayengwatawonangwere 5 месяцев назад

    Anonyepa mdhara uyu.Rakauya here Gudo racho

  • @moseskapfudzaruwa6194
    @moseskapfudzaruwa6194 Год назад +6

    Baba taps ndinofarira Karaganda yenyu iyi pliz hatina kuzoona nyaya iya yaishuvisa yekueredza kwevana vaviri kumbandambiri part 3

  • @marvellousmudotsa1559
    @marvellousmudotsa1559 Год назад +1

    Hmmm Mwari chidzokai sei vanhu vachitamba nekufa kwemunhu uyu muporofita itsotsi chairo akaswera achiita mari nevamwe vaiuya vachibatsirwa akatoenda uyu hakuna achadzoka

  • @BabylonMasara
    @BabylonMasara Год назад +1

    Pungwe vanhu wachiudzwa nyambo😂😂😂

  • @Cutetsambarafuta756
    @Cutetsambarafuta756 Год назад +9

    N'anga inodawo kungoremarema soo😂. Iyi ummmm yakareruka inotaura yoweee🙌 majokose haiwaiwa kkkkkkkk. Chero zvidhoma zvacho zvinogona kufunga kuti zvatumwa kuita prank zvikasauya nemaresults kkkkkkkkkkkkkkk

  • @Madam-z1y
    @Madam-z1y Год назад

    Baba taps ko zvane ndimi futi kkk chirongwa chenyu tochida asi hazvipere sei ...Zion yooo kkkk

  • @morenmanhombori4800
    @morenmanhombori4800 Год назад +5

    Mbavha dzawanda kudarika vanhu muzumbabwe 😂😂😂😂😂😂😂 n'anga iyi

  • @futureoxide
    @futureoxide Год назад +1

    Musikana akaseterwa mukombi kuti anzwe Sigauke achitaura pafoni nezvemombe..pane vaiziva kuti mhuri iyi iri desperate...irikufambira zvemwana

  • @tatetilers4746
    @tatetilers4746 Год назад +1

    Kkkkkkk baba taps kkkkkkk gudo how far😊😊😊😊😊

  • @yeukainyanjera5525
    @yeukainyanjera5525 Год назад +1

    Musazodaro baba Taps tichikangomirira Gudo nanhasi takutopinda mu 1week 😂😂😂😂 musazotora matsotsi ayafuti, kakungwarisa kana Sekuru awa ndekekutsvaka hawo vakadzi , iam worry nemwana wamaiawo akarumiswa banga nemuromo kana asina kutopiwa mudiwa diwa wozongofunga sekuru n'anga

  • @tafadzwachimbarara9650
    @tafadzwachimbarara9650 Год назад

    Kkkkkk sekuru avo apa karikutsenga zvako chibage kachifuridza banga

  • @felixchizeya-mk3lh
    @felixchizeya-mk3lh 7 месяцев назад

    Kkkkk idzi ndedze drama kkkkkkk aaaa Kanyika kedu so maone

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +7

    Baba Tapas tokumbirawo kuzoziviswa Kut Nyaya iyi yaperera kupi zvataura Sekuru tinoda kuzoona zvoitika Gudo please baba Tapas Toda kuriona

  • @Rumbidzaitv
    @Rumbidzaitv Год назад

    Sosad guys nhau iyi inosuwisa seyandaona PA Rumbidzai tv yemurume Wanda kuuraray mukadzi wake

  • @brianchirozvi268
    @brianchirozvi268 Год назад

    Kkkk idzi ndedze comedy manje kkk

  • @lenonmakawa4861
    @lenonmakawa4861 Год назад

    blaz vanonyepa ava..vakazodzoka here kwavakaenda ..aaa tipei update

  • @progressmuhezva2529
    @progressmuhezva2529 Год назад +1

    Saka vari kuedza kutiudza kuti vari kutaura negudo here 😂😂drama racho

  • @AdmireSeke
    @AdmireSeke 6 месяцев назад

    Hakuna n'anga yakadaii uyo muroyi chaiye ndineurombo nemhuri iyi uuummm kwakutoda sekuru kanengo vazonobvisa zvasiva nasekuru ava pamusha apa

  • @PendasiSyantongoleSimonM-dq7iu

    Help me what is Goko....ndiri muTonga please

  • @chadrequegouveia8017
    @chadrequegouveia8017 Год назад

    Wayeipo here?

  • @AndrewNyamashuka-hr7jf
    @AndrewNyamashuka-hr7jf Год назад

    Ma1 aya,watching from Montenegro

  • @eginasdondo4385
    @eginasdondo4385 Год назад

    N"nga inoogara shopera iri pa sofa😂 changosara i tie chete 😂😂😂 iko kuzoda mari kusa ganisa chipostori ne chivanhu nxaa kudya zve vapfupi ne kureba😂😂😂😂

  • @JeremiasLeoVumbussa
    @JeremiasLeoVumbussa Год назад

    😮 wakanyanya sekuru Sigauke .ndokumbirisawo nhamba dzawo.

  • @Silent-nf5to
    @Silent-nf5to Год назад +2

    Mkoma wangu ndineurombo nemuri iyi,zvese zvaitwa nasekuru ava imhiko dzasungwa dzichashungurudza mhuri iyi,ende chandirwadza ndechekuti Mhiko iyi vanasikana avo ndovashandiswa pakusunga,varombeswa

  • @SM_Family1
    @SM_Family1 Год назад +3

    Zven'anga ndamboipureza pekutanga kkkkkk regai ndimirire part 2 kkkkkkkkkkkkkk totangira ipapo

  • @Ola.007
    @Ola.007 Год назад +12

    Haaa sekuru sigauke is very confident nezvari kutaura😂 hanzi mubag umo mune vakomana vangu kna kuti zvidhoma zvanku kkkkkkk

  • @moremenmuzerengi
    @moremenmuzerengi Год назад

    😂😂😂😂😂😂 hanzi mukutiiko

  • @Precious-q6i
    @Precious-q6i Год назад

    😂😂😂😂😂😂 pakandyiwe gwere.haaaa shobo yakarohwa

  • @Eusee-f7l
    @Eusee-f7l Год назад +4

    Baba Taps munogona basa I like the way you ask that sekuru Questions tikanzwa mooo

  • @abigailkanjanda8371
    @abigailkanjanda8371 Год назад +1

    Amana ka Baba Taps munaona manje .. n'anga iyi kaaaa shame inonyepa weduweee . 4 hours kubva Masvingo here weduweee ... Kakakakaka 😂😂😂

  • @albertinachirimhunga9593
    @albertinachirimhunga9593 Год назад +6

    Baba taps mabhinya akasouya here

  • @memorymagadzire8505
    @memorymagadzire8505 Год назад +3

    Ko n,anga yakutaura ndimi dzekumasowe 😂😂😂😂😂

    • @merlinbingudza2804
      @merlinbingudza2804 Год назад

      Apa ndopandakatoonavo kuti sekuru Sigauke ndi comedian 😂😂😂😂

  • @petermapangisana3081
    @petermapangisana3081 Год назад +13

    Part 2 please . Sekuru Sigauke ndivo voga vanobvuma zveuroyi nezvidoma ( vakomana vavo veusiku)

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Год назад +1

    Yaa pane wanaiudza kuti vamopinda Zion vanobata mushonga kkkk yhoo

  • @herbalisttv3519
    @herbalisttv3519 Год назад

    Ini andina kuzviona mushe ndirikuona kunga kuvhahwa asi mukadzi wekurumiswa banga ndaona azoita mukadzi wakhule kkkk baba taps bhoo ere

    • @mamoespecial1192
      @mamoespecial1192 Год назад +1

      Ini ndinoonao kuti sekuru sigauke vakachenjeresa uyo mukadzi wekuruma banga watova wavo

  • @munyaradzinherera3383
    @munyaradzinherera3383 Год назад

    😂😂😂😂 N'@ng@ ndoyakazoenda kumabhinya. Mazamo ainzi anopera Hana kutowedzerq here

  • @melsniks
    @melsniks Год назад +3

    The next thing fone yasekuru inenge isisapindi kkkkkkkk vanhu vatema tinoshungurudzwa chokwadi nekubvuma masaramusi we waiting hangu for season 2 vakatowhina $50 kule vegudo

  • @wilmarmarara2448
    @wilmarmarara2448 Год назад

    Waiyepoere karangandawoyeee .hlw hlw zvirikutsvobida here.thanx baTaps nekutiziisa nyaya dzemudunhu

  • @susangwangwara6753
    @susangwangwara6753 Год назад +2

    Baba Tapus musadye magwere emakudo muno takurana natwo tuzvi dhomatwo 😂😂😂😂

  • @misheckchidota6663
    @misheckchidota6663 Год назад +3

    Hakuzi kupedzera vanhu Nguva here uku

  • @vanessachikumba1264
    @vanessachikumba1264 Год назад

    Uyo afuridziswa uuum anaona kuzotevera sekuru akungonzwa kuvada

  • @constancemlambo7349
    @constancemlambo7349 Год назад

    Rakazouya ere gudo Baba Taps takazozwa mwooputika ngekusheka papart2

  • @agnellamusonza
    @agnellamusonza Год назад

    Matsotsi awanda munyika, gudo rine magirazi rakurirwa nemabinya kkkķkkkkkk

  • @dorothychimuchembere1392
    @dorothychimuchembere1392 Год назад

    Pacharohwa munhu😂😂😂umwe achatiza husiku gudo dololo🤣🤣🤣👐

  • @rangariraimancube8289
    @rangariraimancube8289 Год назад +6

    Ava mai vedare rekwa headman Chigodora vanotaura nevanhu padare zvine hasha.ndaitoti ndi mai headman ini.Havana rukudzo zvachose nevanhu vauya kudare.
    Ngavadzikame nekuva nerukudzo.

  • @Dzaruu8877
    @Dzaruu8877 Год назад +1

    N'anga dzakadai dzinoda kuzvamburwa neshamhu. Basa rekunyepera vanhu

  • @goodwellrukweza5356
    @goodwellrukweza5356 Год назад +4

    I bet no Gorrilla ain't coming to this village

  • @chipazbernardjahtreblemusi4986

    Mwari wee chiuyay

  • @UnityMabanga
    @UnityMabanga 10 месяцев назад

    Aaah karangandaweeeee

  • @olivetrees-cy4og
    @olivetrees-cy4og Год назад

    Ndimadhuku here uyo

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Год назад +1

    Pachivanhu chedu vabare vedu vaipira midzimu, zvichienderana nekukura kwavo kubva pamudiki kusvika kudzimu guru, vozopedzisira kuna Musikavanhu. Nekuti hakuna chinoitika vasina kusvika kuna Musikavanhu. Vadzimu vedu vaigona kunamata.

  • @movenmakumbe6093
    @movenmakumbe6093 Год назад +2

    Havasi Mai vekwaheardman chigodora vasina hunhu vaya here avo

    • @ModesterMutudza
      @ModesterMutudza Год назад

      Ndivo vekutonga ana Chabodo

    • @selinalembani9816
      @selinalembani9816 Год назад

      Ndivo, Mwana wemumusha ma Chigodora, baba vake ndivo the late Chigodora

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 Год назад +1

    Kamusekero kasekuru kaaaaani 😂😂😂😂

  • @faithtsunha8497
    @faithtsunha8497 Год назад

    Kkkkkkkkkkk Boe here bba Taps ,takataka tiripo

  • @BrendaDuru
    @BrendaDuru Год назад

    Baba ava ndivo vakasiya zvinhu zvidhoma vanhu ivavo vakazoyenda kwa Tasvu asi vaizviti mupostori ndivo chaivo enda pa chart ratasvu mozviwona imwe mhuri yatambura chikafu zvanga zvakudya uchisvika Chikafu chapera

  • @wattonmugadza2618
    @wattonmugadza2618 Год назад +2

    Baba taps part 2 n'nga inenge inonyepa iyo 😂😂😂😂😂😂

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 Год назад +3

    Wonders shall never end in Zim, zvisinei regai tirimirire gudo racho vanhu weeee, baTaps munogona maskiti huku dzamoms dzirikungo roastwa vanhu vachidya havo askana hweee

  • @SM_Family1
    @SM_Family1 Год назад

    Haaa sekuru ndizvoo manje kkkkkkkkk big dhiluuu😂😂😂😂

  • @faithcharewa1228
    @faithcharewa1228 Год назад

    😂😂kutaurisa kwasekur awa handina surely kuti kune gudo richauya

  • @happinesskhumalo
    @happinesskhumalo Год назад

    Mina ngiyasola Bataps ingqamu leyo engeniswa ebusukù ekhaya nguntokolotshi lowo mmm

  • @juniorking7336
    @juniorking7336 Год назад

    Kkkkk 😂 kamdhara ako kanoda kupisa mukosho nesimbi yabva mumoto

  • @UnityMabanga
    @UnityMabanga 10 месяцев назад

    Ummmm sekuru Ava havanyepi here

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 Год назад

    Vanhu avo ngavayende kwasekuru Tasvu Kana kwasekuru achapola Kana kwasekuru Kanengo

  • @francisnherera477
    @francisnherera477 Год назад

    Kkkkkkkk chidzokerai henyu Mari yakarohwa zviri pachena, vanhu kuoneswa nhamo so veduweh

  • @lilychipazi8390
    @lilychipazi8390 Год назад

    Ko n'anga ikafa gudo risati rasvika nevanhu zvozodii?

  • @FaraiNemabwe
    @FaraiNemabwe Год назад

    Ndokumbirawo namba dzasekuru siga

  • @pamelamawire7876
    @pamelamawire7876 Год назад

    Goko igarwe here

  • @gghjuhjkughj
    @gghjuhjkughj Год назад

    Ngavabe ngavauraye tidye😂😂😅

  • @howardchisale9542
    @howardchisale9542 Год назад +1

    KKKKKKKKK Sekuru vakanochinura Gudo, Hope tichazoona Gudo richipinda pa episode two.

  • @judahsanhanga8042
    @judahsanhanga8042 Год назад

    Makauuya kubatsira here kana kt makauuya kutsvaga mari kkkk toda kuona gudo racho 🤣🤣🤣

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe Год назад

    Bataps tirikuda part 3toda kuona gudo nemabhinya tamirira taneta watching in South Africa

  • @morenmanhombori4800
    @morenmanhombori4800 Год назад

    Kutobuda nababa kwanga kurikuitere kuti asarohwaba ngechaunga icho 😂😂😂😂

  • @charitymagavu6213
    @charitymagavu6213 Год назад

    KKK gudo razodii baba taps kkk manjeso