Mwana wenyu akandikumbira Bota

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 окт 2024

Комментарии • 1 тыс.

  • @JoemanMthethwa-ou4od
    @JoemanMthethwa-ou4od Год назад +44

    VANHU NGAVASIYE TSIKA YEKUSHEEDZA UMWE MUNHU KUTI MUPENGO
    tswagaiwo nzira yakanaka yekushedza-nayo Munhu ane-problem yepfungwa
    Kwete kungoti MUPENGO MUPENGO dare rese including the Chief azvisiRyt

  • @wheeler7664
    @wheeler7664 Год назад +70

    Hakuna benzi rinopa nhoroondo yakajeka so , mpfana akakumbira bota simple

    • @rosez347
      @rosez347 Год назад +1

      Bota aitorida anga ariwanikidza

    • @ivuchigora4195
      @ivuchigora4195 7 месяцев назад

      Chabodo naMatutsa varikuchokora musatamba nevanhu vanorwara. Tamary is level headed!!

  • @richmangurumombe9320
    @richmangurumombe9320 Год назад +21

    Tamary she is honesty to my judgement
    Baba inhubu diki vaswatwanunzwa naTamie 👏👏👏👏👏💪💪💪 vazopfungama zvandityora zvangu ndiri kumateresi🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Год назад +43

    Mai Ava kumberi manje munoti henyu ibenzi but Ibenzi rakangwarira vataura mafacts nekupenga kwamuri kuti vanoita wawoooo. Just love her

    • @seabelodube
      @seabelodube 11 месяцев назад +1

      Mai ava havasi kunyepa ba

    • @belindaruzani
      @belindaruzani 7 месяцев назад

      Taura hako nyaya yavo inobatika

  • @patiencemawunga596
    @patiencemawunga596 Год назад +25

    😢😢😢😢ummmmm nyaya yekut mupengo iyo mmmmm dzorai miromo yenyu murivanhu vakuru

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Год назад +44

    Chokwadi tamary wataure masoko andirwadza 😢😢 chokwadi word rekuti mpengo arina kunaka ba

    • @goldensomenow737
      @goldensomenow737 Год назад +2

      Vanotaura kudaro apa munhu wacho aripo futi aaaah hazvina kunaka dai vakangoti munhu anorwara zviri nani

    • @karotakarontinahgandu8837
      @karotakarontinahgandu8837 Год назад

      Kudhays Respecy chaiko

    • @makonidanies7851
      @makonidanies7851 Год назад

      @@goldensomenow737 Mudare munotaurwa sezvazviri and mashoko epadare hauatongerwe nekuti akanaka ese

    • @leonmutukwa9783
      @leonmutukwa9783 Год назад

      Headman withdraw your words ,Tamara Sandi Mpengo

    • @nhamomukwacha5232
      @nhamomukwacha5232 9 месяцев назад

      It's not good

  • @engj.dangarembizi
    @engj.dangarembizi Год назад +14

    Truly speaking nyaya iyi haina kutongwa zvakanaka yes Tamay aregerera mwana akamutadzira bat there is a case of assault yaitwa na baba vemwana kuna Tamay Zimbabwe Human Rights Organisations muripi nhai, saka munhu ari mental distebed anongoitwa zvaanoitwa oshaya mubatsiri hre

    • @angelinekombo1060
      @angelinekombo1060 Год назад

      Hakuna chinonzi😊 mental disturbed.

    • @ishy1294
      @ishy1294 Год назад

      Headman took the side of the boy and his family to cover up havo Pakutaura he seemed like going hard on them asi pa real vavabatsira big time. Otherwise pane nyaya pamufana uyo and esp kababa kakandotuka neku attacker futi ako

  • @shepherdkambamura9328
    @shepherdkambamura9328 Год назад +30

    Thank you headman vafana Ava vanenge vakarohwa nefodya zvino ukanyenga benzi ndozvazvinoita bvunza chabodo na Mwatutsa

  • @julietmuzokura3172
    @julietmuzokura3172 Год назад +12

    Salute Headman mashoko munorongedza chose munogona kuronga tsumo madimikira nyaudzosingwi zvose zviripo😂😂😂😂

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi3152 Год назад +17

    The best headman in Zimbabwe. Our Zimbabwean King Solomon. Muchengetwe naShe.

  • @munyaradzilawrencegonouya2458
    @munyaradzilawrencegonouya2458 Год назад +9

    I have not been back to Zimbabwe in 14 years watching this from Canada ❤ know a few familiar faces I miss kumusha kwangu kwachigodora

  • @RangaChapi
    @RangaChapi Год назад +29

    TAMARI haapengi, ANORWARA nezvechiboy zvekushereketerwa. Tamari is VERY NORMAL person and is articulate in giving an account and reasoning. Her level of reasoning is much better than those parents of the boy. True, vakomana vachikura seuuyu vanoita ma feelings vakaona mukadzi anenge ari easy, especially kunyenga vezera kana kuchinetsa ivo vachida sex chimbichimbi and at low cost, they end up trying on the easy targets and vulnerable. Havarambirwi vakomana vezero iro. Zvinoitika kumuzera uyo. But the parents are stupid to try to defend the son. Tamary ari right and very well reasoning. She even forgave the boy but the stupidity of the parents drove her to want to escalate to Police when in fact she did not want to go that path.

    • @angelinaballerina5203
      @angelinaballerina5203 Год назад

      Well said

    • @lucasadolfochingore520
      @lucasadolfochingore520 Год назад

      I agree news mumwe Wangu. Tamari atori normal. She talks sense other than Vamaswa. Kwabierimwe apoo ndirikupawona ndakambopfiura nepo ndichienda kwanupudzi kikkk

    • @CliveMwarwisa
      @CliveMwarwisa 9 месяцев назад

      Pr pressure 😂😂

    • @BatisonGoliath
      @BatisonGoliath Месяц назад

      Wabereki wemufanha awa are very stupid

  • @PaulMwanaka-uk2fj
    @PaulMwanaka-uk2fj Год назад +57

    Guys trually speaking kutaura chokwadi chokwadi mai wemwana akunyepa paati thamari akauya morng akakumbira ruregerero they nid to take advantage nekurasika kunoita njere kwake, semaonero angu zvekuti mwana akarohwa nababa kunyepa watenga munext door kuti obvumira kuti mwana akarohwa,, plus baba matauriro awo haana kutwasuka watone fear,, that story watoironga warikumba pluz wane much sapot yema next door wamatenga Kare cz thamari anorasika njere,,,,,,, cz munhu anorasika njere hambotadzi kuziwa munhu akamurepa no matter how,, thamari ataura chokwadi maybe nekurwara anogona kuedzera zvimwewo BT parents stop supporting child's hamusweri nawo

    • @chirambacreations
      @chirambacreations Год назад +10

      Mufana uyu akakumbira bota kuna Tamara. Tamara haasi kunyepa kunyangwe zvake achimborasika njere but anoziva matanho ekutora. Vafana vemazuva ano vatsveruka. Shuwa here kuda kunyenga zera raamai vake. Toyenda kumagumo veduwe. Baba vemwana vanoziva chokwadi ndosaka vakabata mwana vakarova. Kana mwana anga asina mhosva vakumuroverei. Vanhu vakutora advantage yemadness vachirara nemapengo

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 Год назад +2

      @@chirambacreations chokwadi waitoda zvekurara naye

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 Год назад +4

      You are very correct. Mwana haana kurohwa and Tamary haana kukumbira ruregerero. Those are naked lies.

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 Год назад +6

      Plus mai kutora kwavakaita ma4kwanga kuri kuyedzq kuDestroyer evidence

    • @chipochokuda7785
      @chipochokuda7785 Год назад +2

      But zvobva zvataurwa kuti Tamari ibenzi, Tamari anopenga, haaa veduwe ndizvowo here.

  • @maifive1348
    @maifive1348 Год назад +2

    Ini ndinotenda headman Chigodonora nekutonga zvakanaka. Nyaya yacho yaratidza kuti mai na baba
    Vemukomana uyu Nyaya dzawo dzasiyana.
    Baba vacho varikuti vakabuda Tamare atiza, mai
    vakati murume wawo vakabuda akatuka Tamare. Mwakaitonga zvakanaka. Mwari vara be vechikupayi wisdom.

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Год назад +28

    Ende muruona kuti chii inzwai mataurire aruita tamary aya mungatiwo i benzi here nhai wedu wee munhu arunyatsoziva shuwa shem word rekuti benzi harina kunaka ba 😢😢😢

    • @pollerbear2948
      @pollerbear2948 Год назад +1

      Imagine,munhu arikutsanangura zvese zvakaitika zvese

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 Год назад +1

      They way thamara is explain the mom of this boy is very dump because if she goes to police ,this boy and his father will be locked up,They must not take chances

    • @flamelilyk8202
      @flamelilyk8202 Год назад +1

      Thamary anenge ane intellectual impairment. You can tell kuti ane kadelay kepfungwa. Kungoti munyika yedu benzi harisi zita rakanaka.

    • @etheline7422
      @etheline7422 Год назад +2

      Tamari haapenge vanhu vasamujairire nekumunyepera arikutoziva zvaakaitika

    • @flamelilyk8202
      @flamelilyk8202 Год назад +2

      I work in psychiatry and I can tell you kuti ane mild intellectual delay. She is able to communicate but she has a speech impediment -. Here’s why :
      She lacks problem solving skills and reasoning capacity/ intellectual function.
      Chinoshata munyika medu awareness ishoma zvekuti not many people can understand this.
      Ivo vemunharaunda make vanotozvoziva kuti anorwara but izwi rekuti mupengo harina kunaka.

  • @tatendadaniel8969
    @tatendadaniel8969 Год назад +9

    VaChigodora na Mambo Bushu vanondi batira nyaya zvisina favour kana kubirira saka naizvozvo ndinoti nyembe kwavari nyanye nyanye gore rino

  • @lastmagaya2108
    @lastmagaya2108 Год назад +3

    Ndaitodawo stand under headman Chigodora he is super and excellent leader. Viva Headman .Vabereki vemwana uyo havazivi nyaya. Mwana abvuma nyaya yake becoz apfira mate akati haachazozviiti akanokumbira ruregerero.Zvega is clear kuti nyaya icjhokwadi. Tamary is normal when it come to child protection. But panoratidza kuti tamary ari kugara in a community of abusers because ataura kuti vanhu vari kundiita abuse. Tamary harisi benzi munhu anopota achimborwara

  • @westonmutizha8693
    @westonmutizha8693 Год назад +27

    Hanzi it takes a village to raise a child musarambire mwana,Karanganda thanks so much

  • @PassmoreKatsande-hy8tz
    @PassmoreKatsande-hy8tz Год назад +19

    Baba we mwana vari kuda kutora advantage nekuti anopenga mukadzi uyu, ende kana munhu achirwara nefumgwa haanyepe

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 Год назад +1

      Achasangana nazvo mwana wavanodai,haarege baaaa.

  • @juniachinosengwa
    @juniachinosengwa Год назад +9

    😢eish zvakaoma veduwe thank you Sabhuku Chigodora apa matonga apa Jehovah akutungamirirei vaberek ava vose mapenzi chaiwo ngavarovedzer mwana munzira yakanak atori nekapride kabambo yekupenga hapana chavanongwara ngwara semunhu anochera nyoka baba vemwana uyu i problem

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 Год назад +7

    Baba wasarambire mwana ,hatisweri newana,mangwana unonyara nazvo ,headman be dare nemi weruzhinji thanxxx mogona basa

    • @peterchanyandura5833
      @peterchanyandura5833 Год назад

      Age yemwana ndozera chairo rinenge richiri kuita fantasies pazvinhu zviri unrealistic. Tamary vanyatsotsanangura beyond reasonable doubt anonyatsoziva. Vabereki musanenerera vana. Headman maibata zvakanaka nyaya iyi .

    • @peterchanyandura5833
      @peterchanyandura5833 Год назад

      Age yemwana ndozera chairo rinenge richiri kuita fantasies pazvinhu zviri unrealistic. Tamary vanyatsotsanangura beyond reasonable doubt anonyatsoziva. Vabereki musanenerera vana. Headman maibata zvakanaka nyaya iyi .

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Год назад +59

    Tamary haangangonangi that boy munharaunda mune vamwe vana. Vafana vechidiki vanozviita. Baba vemukomana mungadai mangokumbira ruregerero on the onset pane kuzvi defender without any evidence. Tamary ane evidence yema phone.
    Mungadai mati dare woye handizivi zvakaitika nokuti ndainge ndisipo asi ndinokumbira ruregerero kuna Tamary kana paine zvakaitika.
    Tamary amyatsotaura nyaya yake eloquently and it's flowing without stammering. Even dare razvionawo kuti mwana pane zvaaiita.
    We have to thank Tamary otherwise angadai akabvuma asi pachizobuda nyaya ye rape pamberi mwana oenda ku jeri.

  • @denceammed9438
    @denceammed9438 Год назад +26

    Tamary haasi kunyepa

    • @ivuchigora4195
      @ivuchigora4195 7 месяцев назад

      Tamary is level headed, Chabodo naMatutsa varikuchokora kkkkk

  • @edinahchawoma8399
    @edinahchawoma8399 Год назад +13

    Mmm ndarwadziwa ne explanation yaTamari veduve vanhu vanotora advantage yehurwere hwake but akangwara anga rwara zvake njere but she is educated .justice for Tamy

  • @sophisticatedimmigrant3912
    @sophisticatedimmigrant3912 Год назад +48

    People are sleeping on headman Chigodora😂😂😂, DNA yekwa Mugabe haina door apa. Vanhu vachazo realiser later kuti Chigodora huchi baba😂😂😂😂😂. This is the best show right now🔥🔥🔥👌🏼

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Год назад +4

    Nhai vana vemazuvaano havasuvaziva Imi ISU tanzwira nekupfimbwa natwo itai ncxaa zvobhowa fani

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri Год назад +8

    Baba namai anonyepa awo arikutora side remwana vawo ..mwana ari wrong uyo ..tamari hangambonyepi mwana uyo ritori benzi aida kutotora advantage Tamari yekt anopenga ..hakuna benzi rinokanganwa munhu akarinyenga ..ukarara nebenzi nhasi mangwana ukasangana naro pakazara anhu rinondoti ngatiite zviya zviya harikanganwi.....unotozwa ngekukakama kurikuitwa anhu achitaura kt anhu arikunyepa ...headman ripisai anhu anotora advantage yemapenzi munharaunda .

  • @tamaremanyika3776
    @tamaremanyika3776 Год назад +5

    Kundidaro sazita wangu sure ndatsamwa shame sorry hako Tammie

  • @Olcool
    @Olcool Год назад +18

    Vabereki avo mapenzi. Ini i have an 18 year old girl, zvemisikanzwa ndakazviona at grade 7. Dai kuri kuudzwa nemunhu iwe woramba semubereki kutotadza. as a parent we need to know that hakuna mwana angabvuma kuti ndakazviita nekuti anotya kurohwa but mubereki haurevereri mwana

  • @naumesembezeya5968
    @naumesembezeya5968 Год назад +5

    Tamari ndomuziva...anotomborwara bt apo ariboe haanyepi zvakaitika izvooo

  • @chenainyamukondiwa963
    @chenainyamukondiwa963 Год назад +18

    Kababa ako hasha dzakene kanenge kaida kunyengavo Tamary saka mwana akazokatadzisa ndosaka tuhasha utwo 😂😂😂😂😂

  • @mcbridemckenzie2102
    @mcbridemckenzie2102 Год назад +17

    Yes they can say Tamari hadzina kukwana but she tried to prove kuti mkomana aikumbira Bota. 1 the boy akati achaunza food staff or cash but akazotadza hake she even say Aida kuichengeta ozoratidza maParents sehumboo 2 he brings the phones then Tamari runs kumba kwamai vemkomana kunovaudza akatouya navo mai vacho but vakazowana havo mkomana abuda she tried her best so handioni kupenga kwacho . Kuramba vangarambe havo but hutsi haupfungaire pasinga Moto. Thumbs up Headman I salute you

  • @kirimugwagwa2866
    @kirimugwagwa2866 Год назад +6

    I have listened to other headmen's courts, this one is level headed and fairs, Kudos to you

  • @MaureenMadava
    @MaureenMadava 11 месяцев назад +1

    Kamwana kakakumbira bota aka kachitemba kuti Tamari anorwara.Herdman manyama.Job well done

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 Год назад +6

    Uyu mwana akajaidzwa chaiko mai avo vanganzi vano penga here nekutsanangura kwavaita.anoda kunorohwa pasi petsoka

  • @stewartmazambani6772
    @stewartmazambani6772 6 месяцев назад +1

    Apo panoda kutsiurwa mwana anopenga but anofunga uye anehunhu headman wari right

  • @LoyceDube-l7g
    @LoyceDube-l7g Год назад +5

    So touching, mashoko ekunz benz ndoanomurwadza be strong mai maud

    • @DadiraiMuyambo
      @DadiraiMuyambo Год назад

      Right Tamare anorwara hake asi vsnhu varikutora advantage necondition yake sure

    • @DadiraiMuyambo
      @DadiraiMuyambo Год назад

      Headman kumberi kkkk

  • @queen7008
    @queen7008 Год назад +1

    Uchidawo kubatsira Tamari which channel do you follow nhai?Ndabatikana

  • @eversonbhunu9129
    @eversonbhunu9129 Год назад +3

    Thamary mungamuti mupengo henyu asi haangazongosarudzi mwana uyo from nowhere .mwana uyo ane chaakaita chete kunaTamary..

  • @rebeccatsungai6120
    @rebeccatsungai6120 Год назад +8

    Mwana uyu anonyepa..kwanzi ndakasvika kwamaimaudhi kamwe asi wakauya nefoni 2 pakasiyana

  • @evelynmashasha2678
    @evelynmashasha2678 Год назад +15

    I shed tears on Tarmy's issue zvorwadza hazvo 😢

  • @solomhutee4289
    @solomhutee4289 Год назад +6

    Tamary harisibenzi is a heroe

  • @allenkudya
    @allenkudya Год назад +3

    Mwana Aida Tamary asi sabuk big up , vagadzirisa amicably .

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 8 месяцев назад +1

    Pakaitika nyaya Tamary aitove sober because she narrated the story very well.

  • @veetan9597
    @veetan9597 Год назад +5

    Hanzi nava Maswa " if i lie God is a fool" ✋️✋️😭😭 tinenge tichitozamawo kuita serious 🤣🤣🤣

  • @beatricegwaudzo9071
    @beatricegwaudzo9071 Год назад +5

    Mai nababa ava vari kuedza kumira nemwana asi chokwadi chaicho Tamary arikutaura zvinonzwika zvinemusoro. Mwana wakafanana nembwa ngavashinge kuraira mwana. Period

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha5373 Год назад +15

    Anorwara nepfungwa ataura zvinenjere kudarika vacho vanoti havarware mukomana akazviita ndochokwadi

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Год назад +6

    Thanks baba taps this is sad mai nababa vasadaro tamary may God bless your work

  • @newtenkanyepa8409
    @newtenkanyepa8409 Год назад +33

    Tammary haisi benzi but vanhu varikuramba vachiti mupengo ,Mwari avenemi let's treat one another with love ❤

    • @priscillakuchuna9434
      @priscillakuchuna9434 Год назад +1

      Hamumanikidzi munhu Ivo vamaswa vambotadza zvake chief makutyira kuti mwana anosungwa

    • @luckmorestevenson5374
      @luckmorestevenson5374 Год назад +1

      Yaaah that's great! headman ava vakanyanya pakutonga he is very talented pakutonga

    • @christianhopeseedfoundatio5560
      @christianhopeseedfoundatio5560 Год назад +1

      Wise Headman

    • @edmoregotora8009
      @edmoregotora8009 Год назад

      Headman vakatora side raVamaswa ava, Tamara akarohwa but yet the headman is threatening kuti ukazouya nenyaya yako hatiitambire. Ngavarege kumbunyikidza vanhu because of his position. Tamara deserves Justice, mwana yes she managed to forgive ko bba vakamurova. Thts an unfair judgement. Tamara haasi mupengo uyo she knows her story

    • @gigichik
      @gigichik Год назад

      it's too painful hako

  • @orittemboquintontembo3588
    @orittemboquintontembo3588 Год назад +16

    Maparents kunyara kuunzwa paruzhinji pamusana pezvakaitwa naboy.Tamary narrated the story very well ,for someone who is mental ill ataura nemo nemo. The parents of the boy kuda kuvharira mwana ,ama2000 hunhu hwavo soo .....😢taakungoti Mwari pindirai

    • @salukokandarira8007
      @salukokandarira8007 11 месяцев назад +1

      Tamary akatomboudza Mai vaboy vakatadza kutsiura mwana wavo

    • @firstlady2671
      @firstlady2671 8 месяцев назад +1

      It was a long story not a made up story.

  • @mitchelleruwamakanyanga4394
    @mitchelleruwamakanyanga4394 Год назад +3

    Headman Chigodora dunhu renyu rakatakura maiwe. Mwari varambe vachikupai moyo murefu neuchenjeri hwenyu. 👏👏👏

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +13

    Shame sorry henyu sis Tamary. Havanyepi sis Tamary

  • @chengechitsiku7413
    @chengechitsiku7413 Год назад +4

    Nyaya iyi tirikuda kuti iende mberi this is wrong dnt take advantage hwemunhu. This case is to go further

  • @cathrinemhlanga1237
    @cathrinemhlanga1237 Год назад +3

    Too touching to watch. Mwari batsirai Tamara😢thank you headman you are kind and understanding Tamara's situation. Bava vemwana uyo vane proud too much vachanoona mwana wawo mujeri rimwe gore

  • @jesca7368
    @jesca7368 Год назад +9

    Ini handibve pa karanganda TV❤

  • @gertrudemutandwagertz7213
    @gertrudemutandwagertz7213 Год назад +5

    Mwana haarambirwe akafanana nembwa sei ite azonangwamunharaunda yess

  • @precioussita6998
    @precioussita6998 Год назад +3

    And vanhu ngavape mai avo respect yakakwana

  • @rendanigumbo9879
    @rendanigumbo9879 Год назад

    This court haakuseri rambai muchitipa more nyaya welove chief chigodora nedare ravo much love karanganda tv

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +4

    Mwana haabvumi coz vabereki vamutsigira. Sis Tamary vatsamwa coz vakatukwa hupengo hwavo

  • @pearcekanyoka2453
    @pearcekanyoka2453 Год назад +1

    Koo Mai ava vakadii kubikira mwana vomupa bota😊😊😊😊

  • @Gigi-bz3do
    @Gigi-bz3do Год назад +4

    Mhuri yekwaMaswa iyo ndoitori nepfungwa dzisina kukwana.

  • @psychologylimitless
    @psychologylimitless Год назад +8

    Mugoni wepwere ndiye asina, Tamary sorry hako zvizhinji asi pane rimwe divi renyanya risina kundijekera. To some extend I pity the parents of this young man makaparirwa ndiko kubereka, dzidzisai mwana kuita zvakanaka cause mutemo unopa munhu punishment. To the young man stay far away from such accusations, be far away from things involving women. Look what you did to yourself and you will be used as an example the whole community. I repeat be very very careful mitemo yakunyanya kuchengetedza madzimai zvizhinji. Tsuro haipone kaviri murutsva.

  • @eunicezimunya3991
    @eunicezimunya3991 Год назад +14

    Inga zvakaoma chokwadi,vana vanorwara chaiko, shame,may the Lord help this woman she's innocent

    • @Elvis-n2b
      @Elvis-n2b Год назад +1

      The Lord helps people who help themselves. Tarmary did just that. 👏👏👏 to Tarmary

  • @thulanimutonga7415
    @thulanimutonga7415 Год назад +7

    Dai ndiri mai vemkomana uyo dai ndichitotsigira Tamari bcoz she did not abuse her daughter. Than to defend her son like that. Kids can do anything.

  • @muchenashumirai6984
    @muchenashumirai6984 Год назад +5

    Mwana ane mhosva uyu,akatononyenga Tamari nemafon akafa

  • @MikeChari-li1us
    @MikeChari-li1us Год назад +1

    Apa changamire hamuna kutonga nyaya dai makangoenda kumba kwekamukomana monokaraira ikoko kwete padare

  • @beaullahkadonzvo4440
    @beaullahkadonzvo4440 Год назад +13

    May God continue giving you tonnes of wisdom and resources to bring out these once upon a time untold stories, tidziidze kuti aripo matare anomiririra mhosva ipi neipi zvayo

  • @nadianicolas-pd7ri
    @nadianicolas-pd7ri Год назад +4

    Ska baba kutochema ere nemwana 😂😂😂 ...zvatsverudza ..benzi harikanganwi munotsverudzwa

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 Год назад +2

      Varume vanochema ndovakanaka ava🤣🤣🤣🤣unogara uchiitwa yese nemukadzi

  • @ceciliamugwede1153
    @ceciliamugwede1153 Год назад +5

    Tamary haanganyepi she is very correct

  • @amossiza4646
    @amossiza4646 Год назад

    Headman munotaura mashoko anepundutso ndodawo stand kwaChief Chigodora I'm from Mberengwa Chief mataruse Chigodora huchi

  • @hazvinei2533
    @hazvinei2533 Год назад +3

    Mambo munotonga henyu.tsumo nemadimikira munorongaaaa 🙏🙏🙏🙏

  • @cookemoffatt5701
    @cookemoffatt5701 Год назад +3

    The value of African justice. Its open. The boy has hormonal issue related to his age. The headman is guided by seek mediation, not punishment. He is protecting Tamare and the lad as well.

  • @munyaradzikamenzva1019
    @munyaradzikamenzva1019 Год назад +6

    The wise man headman special thanks ,,,nekutonga nyaya kwakanaka

  • @NigodoPanelBeaters
    @NigodoPanelBeaters Год назад

    Tamara wakataura chokwadi chako nekuti vanhu matorero avanokuita handiwo unofunga kudarika bba na amai vemwana vanonzi vanonzi havapenge Ivo vavakupenga manje unemashoko mkukutu ramba wakadaro my god bless you Tamie

  • @rebeccachipunga491
    @rebeccachipunga491 Год назад +2

    Tamary is telling the truth. Amai ava vaka teverwa kurukova vazvi bvuma maphone ndee kumba kwavo vazvi bvuma. Aka enda nema phone kwaTamary mwana wavo Tamary haana kupinda aka tora maphone mumba mavo.
    Mwana ano ngoda kutsiurwa chete zvopera.

  • @langtonmahuni-tf6to
    @langtonmahuni-tf6to Год назад +1

    Headman chigodora the man of justice Ropafadzwai zivo nenjere zviwedzerwe kwamuri. Asi uyo mudhara ngaasati Tamari mupengo

  • @munyaradzimajoni1981
    @munyaradzimajoni1981 Год назад +4

    No justice for that boy. Mwanakomana uyo haana kupiwa mukana zvachose. Not fair at all

    • @saramoyo4807
      @saramoyo4807 Год назад

      That's the way I see it too. It's a hard 1. Kuchema kwe ange ave kuita i shungu dzekuti no one believed his side of the story. Shame

    • @ishy1294
      @ishy1294 Год назад

      @@saramoyo4807 Even vanopihwa ma 20 yrs kujeri vaya vanoenda vachichema.

  • @musamtwela703
    @musamtwela703 Год назад +1

    Nzwi rekuti mupengo nekuti benzi ndoona serinoda kurerutwa especially muchitaura murwere vacho aripo. Ndotenda hangu nekuenzanisa

  • @salliesanzira9005
    @salliesanzira9005 Год назад +4

    Thank you headman Chigodora nekuraira mwana uyu ane misikanzwa

  • @Gono77
    @Gono77 Год назад +1

    Thank you Headman matibatsirawo nesu tine zera iro uye tine hama dzinorwarawo.

  • @simontumbare9240
    @simontumbare9240 Год назад +4

    vabereki ndiwo mapenzi chaiwo why was the father crying 🤷🤷🤷
    from the word go ndakanzwa explanation yaTamari was accurate!!

  • @LetwinMasvikeni-j1j
    @LetwinMasvikeni-j1j 9 месяцев назад +2

    Tamary is intelligent my prayers are with you.

  • @maimore4126
    @maimore4126 Год назад +9

    Vana vemazuvano havarambirwe. Tamari aizivasei kuti mwana uyu ano tengesa fon. Baba avo vasacheme zvavo nekuti vachanyatso kuchema zvavo mangwana.

    • @karenmbidzo4766
      @karenmbidzo4766 Год назад +1

      Mwana haana kunyenga Tamari asi kuti he wanted to take advantage of her by selling an old phone

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 Год назад +2

      Kunyenga akanyenga hake kuona Kuti anopenga Dai akabvuma akatora ra naye achitozama vangani vana vechidiki vari kurara ne vakadzi vemadzikoma ma15 years zvichi Kwira

    • @shebs2207
      @shebs2207 Год назад

      Vanotopenga baba avo chachemedza chii ipapa kusi kusakwana mwana haarwiri

  • @BernettNkabi
    @BernettNkabi Год назад

    Excellent Mambo fair Judgement Sìr. Watching from South Africa Tamari must do a Police case

  • @Masibanda
    @Masibanda Год назад +16

    Headman dai varega kubvumira vara rekuti "mupengo" mudare mavo please. It's not the first time telling vanorwara nenpfungwa kuti mupengo

    • @yvone260
      @yvone260 Год назад +2

      Chokwadi zvakutotibhowa kubva vati mupengo

    • @RatidzoNyoni-ue4xe
      @RatidzoNyoni-ue4xe Год назад +1

      Matonga zvandifadza headman Mwari vakutungamirirei pabsa renyu

  • @CyrilShumbamhini
    @CyrilShumbamhini Год назад

    Saka akazvimba neyi headman you are the best matongero amaita

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Год назад +9

    😂😂 as I was concentrating then boom ndabva ndaona ma BIKER GLOVES 😂😂. HEADMAN you’re the best henyu. You handled the case very well. Thank you

    • @belindaarnold5867
      @belindaarnold5867 Год назад

      😂😂😂😂😂😂 anondipedzawo neni kushaya Kut y vachimapfeka

    • @monnietaah9583
      @monnietaah9583 Год назад

      😂😂😂😂 pamwe vanodhiraivha mudhudhudhu imiweeeee

  • @mahafrika7116
    @mahafrika7116 Год назад +1

    Kana Tamari achipenga then ibenzi rakanaka. Matauriro ake anyatsotsanangura zviri detailed and I’m inclined to believe her.

  • @patiencemawunga596
    @patiencemawunga596 Год назад +5

    😂😂😂😂bhutsu dzamai vane Zambia re green kk

  • @amossiza4646
    @amossiza4646 Год назад

    Headman munotaura mashoko anepundutso ndodawo stand kwaChief Chigodora I'm from Mberengwa Chief mataruse

  • @Selmar701
    @Selmar701 Год назад +8

    Justice for Tamari please they are all taking advantage of her😢

  • @RudoSerima
    @RudoSerima 8 месяцев назад

    Ndarwadziwa Thamari, shuwa varikumutorera advantage shuwa ,Baba na mai avo imbwa dzevanhu nxaaa

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +4

    Baba namai musarwire mwana kana asina kuzviita Mwari anoziva, asi musamurambira

  • @AnnieChiedzaKunjani
    @AnnieChiedzaKunjani Год назад

    Yooo. Ubuntu is really needed to the younger boy. Hunhu veduwe. Eish zvinorwadza kunesu tine ma teenagers. Mwari vaonese vana vedu. Babahlonipe abadala.

  • @HomeofRainy
    @HomeofRainy Год назад +3

    Baba avo hasha dzavo hadzishandi, havana kuona zvaitwa naHeadman. Nyaya yanga ichinetsa kutonga saka vaita sekuti vatora side reuyo anorwara kuti ipere zvakanaka. Ngatisareverera vana vedu please vanoita zvese zvese.

  • @gomzmoyo2253
    @gomzmoyo2253 Год назад +1

    Good job this how we supposed to live our life in the villages, i like the way you handle the cases guys big up no faviour or corruption

  • @eversonbhunu9129
    @eversonbhunu9129 Год назад +14

    Headman thank you for the wise words..vana vanoda kurairwa nguva dzose..there is a lot of peer pressure on our kids ending up vavakuita zvemadrugs and such other bad behaviour

    • @mugovechitiga6670
      @mugovechitiga6670 Год назад

      Headman u are a star for sure,thank you for ur wisdom words...

  • @owenmapondera6900
    @owenmapondera6900 Год назад +1

    Headman mwana mamumbunyikidza uyo dai mamupa mukana wekutaura but mamupaka mashoko mukanwa

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu Год назад +3

    Word rekuti mpengo rinoitawo here

  • @queen7008
    @queen7008 Год назад +1

    Tamari azenge agumbuka🙆