he is better than the Headman himself ,Headman haazive kutonga nyaya ,seems kana munhu akanomhan'a nyaya ndiye anonzi ari innocent ,These headmans needs to at least have basic understanding of law and how courts works ,becoz he thinks threatening people is ruling,...I have disowned him is useless to the Zimbabwean people.
Tinotenda Maiava vainzi vaipisa chibage chevanhu pamwe ndiko kwaka VA problem yavo Mai vemurume it's nice to stand for your rights not kungo veveteswa.
Mai muridzi we murume is strong. I love her power and confidence, she can't take nonsense and can't accept to be arm twisted, typically Manicaland wife.
Musa pomera baba avo mambo hure ihure hapana runyoka apo chifeve chakarambwa pasi nedenga ngavano gadzirisa kwavakanga vakaroorwa ndiko kunobva nyaya yose
Mdara uyu anehutsinye n wat i have noticed mdara anotya mkadzi wake haasi kutya ngozi because iye atowe hari yafanzirofa haachina basa nevasara n Tamari nailed it mdara akadya bota uyu
Vagona varamba kutambira mai vari pawheelchair. You cant be forced kutambira girlfriend yemurume. Aaaah not fair, worse the woman knew the man is married.
Chief ava vajaira kubatirira vanhu havagoni kutonga ava ,chihure chevaviri chirikukwana papi pana mai ava plus mai vekuhura murume wavo hanzi papart1 vane runyoka rwavakabva narwo kumozambique
This courts need to be banned... Vana chief Nana headman imbavha dzevavhu plus kumbunyikidza innocent people poor people will always on disadvantage in this community courts...
Ko muporofita ava China number dzake sei vacha nyepavo ava ko bhandi vayiridiyi ivo vasina ruzivo rwaka kwana Herdman tongayi mhosva kwete kutsikirira munhu imi😂😂 54:15
I agree newe. They are trying to force this man Bcz we all believe sevanhu Kuti this men did it. There are neurological disorders that may be behind this illness ...ngavaende Kuma specialists not to the gps
Headman needs some training. He blew up everything by inviting the accused man's wife to the hearing so early and saying statements that were accusing her of bewitching the complainant. Also, the issue yekuti mukadzi anoziva muridzi wenhumbu after sleeping with 10 men at the same time. He must have his interrogation team of mature old people to deal with cases iye ozobatanidza mafacts opedzisa.
Exactly paTinashe Mugabe hatisi kuona here vakadzi vachibvisa mabhurukwa yet ma results achitaura zvimwe??Sei kumanikidza munhu mai awo havaende kune amwe maDrs.Zvekubvisa pant hazvirewe chiro mai ngavaende kumwe for a second opinion. Kutonga kwechigandana.
Baba Leonard muri good advisor. Baba Vaziveyi vakafundauye bota vakadya 😂😂. Vakabvuma mhosva vacharipiswa nendava yekuti Mai Maundo mukadzi wemunhu. Mai Vaziveyi pane basa guru, we can't run anything past her 😂😂. Headman Chigodora dunhu renyu riri busy 😂, munofanira kututsirwa mari. Baba Taps muri kushanda basa sebasa, tinotenda.
This case is complicated a bit i think sekuru havana kunyatsotsanangurirwa mashandisiro achaitwa belt racho uye zvaizoitika after that munhu akura anotoda a bit of patience kuti wanzwisise, kana mari iripo ndavaende futi kumadoctors this time kumaspecialist haisi sugar diabetes here inodaro futi since achikuvadza ma nerves
Sekuru nyakupomerwa vanotaura chirungu haa ndatenda hangu.vari wise and intelligent the way he is narrating his story and kutaura nyaya yacho haa nyangwe mucourt vanobuda vachinzi havana mhosva
Dare iri ravharwa rese, 1 the accused can never know kuti anerunyoka its pointless to fight him direct 2 kumirira bande murikupa chance yekuti zvebande zvichashande becoz nyakuisa runyoka pamurume can change mhiko dzekurongonyora therefore when zvebande gets tried it wont work 3 wife yemurume uyo is very ignorant seens to be ndiye ari in control ya hubby tomuisa pahu suspect ndiye akaisa runyoka kumurume 4 there is also confusion kune mai vakabatira runyoka, who goes kun'anga or whatever and dont clear instructions kuti upone ? 5 that mai paya dzigwa mudare yafuridzira kuti dare riite confusion, shuwa zvinhu zviri spiritual like this momirira kuti atore belt rake, by then zvinhu zvaisa more security
@@clarachinowawa8983 Before I say anything please never ever shout on social media platform. Your Mum is on social media not because of is. Respect my brother or sister? Hatisi mapenzi sewe. Your Mum is heartless and your Dad is Scared to agree because of your Mum. Unfortunately he’s adamant about his case but mangwana muchadzoka zvekare neNgozi munhu haisi huku. Be careful be wise and look ? But ukada kupaparika mangwana unochema nako kadhara kako kabenzi keMunhu
This family is adamant Ngozi kana yakauya muchazongwara kudaro. Baba venyu vakanyenga end off stop embarrassing Amai avo she’s telling the truth. Varume can sleep with anyone. Muzukuru be careful mangwana akafambira Ngozi yaSekuru vako .?
On a medical perception mai ava vane condition inonzi MCS. Its a difficult condition to treat. However munjolo uripo and sad seing your father or your mother pa internet vari pamatare aya ma one
sorojena ane dondoro uyo dai ari iye headman...he is very intelligent, ndakamboona umwe chief achiti mukadzi atsanangure mamiriro akaita nhengo nemuviri wemurume airamba kuti akashanja naye zvikabatsira dare.Mai avo dai vatsanangura chimiro chababa avo mapurisa amambo onotarisa kuti ndizvo here zvavakaita...dare raibatsirika
haaa Headman chigodoora haaa haa zvenyaya zvovanetsa
Sabhuku matongere enyu soo, haaa?? Chimbomirai kutonga kusvika madzidziswa kutonga
Hakuna mukadzi anokumura bhurukwa kurova munhu asina kana kumborara naye. Bhande rinogona kubuda bt tisiri iro ravanosunga.
Ngava ende kwasekuru Tasvu
but mapurisa hafanirwi kurova mhunu and they have to pay him nekumurapisa
Unenge utori mhiri kwaLimpompo oona vabereki vachitongwa dzeMjolo😅
Unopera simba 😂😂
😂😂😂😂😂 kunzi mabhishu machembere
Haaaa iweee ndarohwa nehana vanhu vemunharaunda
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkk vana chabodo vanozozvirega hr kana madhara akudai
Mdhara wemsoro muchena uyo is a quality n wise Adviser to th Headman keep him please
He is a retired headmaster ndobvandobva chaiko but I’m watching from Capetown
he is better than the Headman himself ,Headman haazive kutonga nyaya ,seems kana munhu akanomhan'a nyaya ndiye anonzi ari innocent ,These headmans needs to at least have basic understanding of law and how courts works ,becoz he thinks threatening people is ruling,...I have disowned him is useless to the Zimbabwean people.
He shld be the headman instead,
He can advise Edhii nyika ikafamba
Teacher Leonard ,he must be the headman
Mbuya Maziwa variright munhu haamanikidzwi kutenda huroyi hwaasina , well done mummy, stand for your rights aaa
Sure headman avo vanodhomoka havagone kutonga
Tinotenda Maiava vainzi vaipisa chibage chevanhu pamwe ndiko kwaka VA problem yavo Mai vemurume it's nice to stand for your rights not kungo veveteswa.
Kamugariro kambuya varikupumhiwa avo talks a lot , she is the head of the house
Ndazvitaurawoo ndivo vanoto tonga murumee
Anenge Chihera 😂😂😂😂😂
Mai muridzi we murume is strong. I love her power and confidence, she can't take nonsense and can't accept to be arm twisted, typically Manicaland wife.
But she is disrespectful
Muroi uyu
@@siremmanuel4024 muroyi weyi pagardeni pako ukamwaya roga kutapudza inda waroya here mbavha yangouya husiku yoba yonodya yozvimbirwa.
@@3426-y2t She knows her rights because she can't be accused of chihure chemurume wake
huStrong hwake ndehwe huroyi , murume wacho haana door kumukadzi wake !
I appriciate advisor whitehead,wise words from him
Baba Taps, makadini zvenyu. Ndinofarira kuterera nyaya dzenyu, but dare iri rakadhakwa. Panoda kuti Headman ava vapiwe training yakakwana, uye maAdvisors anoziva zvaanoita. 1. Hapana evidence nokuti ambuya avo vakainda kuvaporofita voga, saka hapana proof yokuti ndizvo chaizvo zvavakaudzwa. 2. Vaporofita vacho vanogona kunge vachireva nhema, sezvinoitika ruzhinji. 3. Mudhara wavari kupomera haasi iye anohwi akazvigadzira runyoka kwete. Iye haatoziviwo zvakaitika. 4. Ambuya vanohwi vakagadzira murume wavo, vati havazvizivi, saka vari ready kuinda kun'anga, kwete zvekungopumhiwa. 5. Headman vanoita zvekuvhundudzira vasungwa, which is not right. 6. Headman havana kuterera evidence, vanongoti zvataugwa nemumhan'ari ndizvezvo. 7. Headman vanodzvanyirira mudzimai ane murume ari kupomegwa, nekuti ari kuzvimiririra. Hazvina njere kudzinga munhu ari kupomegwa huroyi padare, vachisiya murume wacho asina chaanoziva nezverunyoka. 8. Headman ngavadzidze kuremekedza vasungwa, kunyange vari vakadzi, uye kuvapa mukana wokupindura zvavanenge vapomegwa. 9. Headman havasi qualified kutonga nyaya iyi nokuti evidence iri kubva kuvaporofita, uye kudivi rimwe. 10. Vanhu ava vanofanira kufamba kun'anga vese, kure, kwavasingazikamwi, kwete zvokushandisa humboho hunobva kudivi rimwe. 11. Headman havasi fair, prudent, just, but vanongoita zvekuvhundukira nekuvhundutsira.
Well said
Check pa1 u are right murume wamai maondo hanziane runyoka as well since 9 yrs ago plus mai ava vaive vezanu vachipisa minda yavanhu
Headman haazive zvaarikuita nekutaura, anoti amai avo havana musha ,musha ndewe murume ,handiti musha unoitwa nemukadzi nemurume
Ndabhoekana navo hdman ivavo
Musa pomera baba avo mambo hure ihure hapana runyoka apo chifeve chakarambwa pasi nedenga ngavano gadzirisa kwavakanga vakaroorwa ndiko kunobva nyaya yose
That man with White head is very knowledgeable
True,ndatondera paaitaura nhorondo yepurazi rekuma 1860s...very wisdom
Hanzu woye Beta ihama yangu bvumai zvipere
That one is a General very wise kwete chigodorachief
Mukati bvruuu bvruu mese ndonyarara manje,in Muvhevhi's voice
Ava mambo Ava mudunhu mavo mnobudawo chapwititi daily kkkkkk
Sure aah 😅😅
Mambo itai mapurisa enyu asungure munhu chain mudare kutadza kurikuvanhu
😂😂😂😂😂 haa dunhu ravo ma1
Chapwititi chaicho
Kunechapwititi mudunhu renyu headman kumakomoyo tavakutsveruka weee,mwaiyepo ere taiyepo
Mdara uyu anehutsinye n wat i have noticed mdara anotya mkadzi wake haasi kutya ngozi because iye atowe hari yafanzirofa haachina basa nevasara n Tamari nailed it mdara akadya bota uyu
Good advice from sekuru vangu teacher Leonard Chigodora (whitehead).
This wife is going to beat her husband
Vagona varamba kutambira mai vari pawheelchair. You cant be forced kutambira girlfriend yemurume. Aaaah not fair, worse the woman knew the man is married.
Headman Havana wisdom
Vasharukwa avo vaviri vanehuchenjeri hwakasimba ndovanofanirwa kuitwa MadziMambo chero varikutongwa vacho vane brain very intelligent
Headman hapana chozikanwa arikuda kushandisa masimba asiri ake,ende haasi kutonga arikushandisa mafeelings
Chief ava vajaira kubatirira vanhu havagoni kutonga ava ,chihure chevaviri chirikukwana papi pana mai ava plus mai vekuhura murume wavo hanzi papart1 vane runyoka rwavakabva narwo kumozambique
I really don't think this woman would expose herself as a cheat just to frame this man.
Shuwa
True
Pamwe vari kurwarawo nezvimwe Sana diabetes. Zvekupombana izvi atove ma1 chaiwo kkkk
Kufurema vachideyi pamuchinda uyo anotozvitamburiravo zvake. And, kune kukadzi wemunhu angambodaro here; nhaii?? Mudhara ari kungowoma musoro chete!
Mbuya avo iBishu
It’s Chief s gloves for me 😂😂😂 Headman kuseri 😂😂😂
He is a biker I'm sho😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Ready for vhinzo
Headman havagoni basa white head baba avo ngavaite take over
kkkk mbuya dzaifara hezvo dzopupura mujolo
@@cyrilmakunda9260 vakazoshaya
Mbuya, endai nechokwadi weldone mokwidzwa BP nezimbuya iro risinganyare kuhura nevarume vemanextdoor
A very good morning to you Ba taps murisei kumakomoyo watching u from Botswana Gaborone ❤❤❤ murikubata basa sure nyika ino inorema
Very good boy mkomana uyo ataura zvekutti ngatitarisei both side plssss
Happy to see tamari contributing padare
Tamari anemaPoints aneMsoro
Politics they hate Overton my father
That's why poverty is killing you headman
Sekuru Tytan 👴🏾 is scared of mbuya Olinda👵🏽 😂😂😂😂😂 kungoty Gogo Olinda havadii zvisina bsa kumba kwavo
Kkk Kkkk huri
Aah😂😂😂😂😂 mareply manyama😅😅
Teacher Leonard dai maitwa zvenyu headman kwete idzo dzema gloves Haina zvekutaura
Kkkkkkkk maGloves emudhdh atongeswa dare
Headman vanobira vanhu ava mbavha chaiyo inoda mari.
Big thief indeed... Kumbunyikidza that intelligent old man and his wife
This courts need to be banned... Vana chief Nana headman imbavha dzevavhu plus kumbunyikidza innocent people poor people will always on disadvantage in this community courts...
😂😂best episode ever haaa that english man akaoma musoro
😂 best episode ever.i like sekuru ' English
Me too,
Hama dzangu kana wafirwa nemurume wakura saizvezvi sambuya avo vane Runyoka uuuummm dzikama kunzi Mai Maunda kuremekedzwa mbuya makashaisha zvokwadi zvomene vazukuru vozodiii mbuya monyadzisa
Mjolo at it's highest level,taiti ndezvepwere chete.
Kkkk
The lady in pink dress talk sense well done 👏🏾
Anybody can throw anything. It doesnt mean anything. This is a framing case. This woman is evil. Mudhara aramba arume.
Ndikumbirawo number dza Headman kana paine anadzo wanogona kutonga ndinoda kuwapa something just for present
Ini ndikuramba ngavasabatirire kasekuru aka , ngavatonge nyaya sezvairi.
Mudhara uyu akura chasara kufa.Zvinhu izvi zvinonetsa next generation izvi don't say ari kuframer pliz.Dzinza rinonetseka mangwana
Mr White head munogona kutonga manje kana mazogara
Hanzi vakapise chiage chevanhu chakawanda. But sekuru vakangwarisa. Vachauya nebhandinrisiei ravo😂😂😂
But mukomana Uyo ATI akunotora bhande vakati ngaaende anotora , gogo avo vakati havazivi Kuti roshandiswa sei yet chikonzero chakaita vaendeswe kudare inyaya yekuti vakamboenda Kumba kwaWazivei vachinokumbira bhande vakanyimwa vaida kushandisa sei Ivo vasingazivi mashandisirwe aro , hapana kundijekera ipapo
.
Taide kuona kushandiswa kwebhande ,zvino tichangosara tisina chokwadi Kuti Chaive chokwadi here or inhema
Ko muporofita ava China number dzake sei vacha nyepavo ava ko bhandi vayiridiyi ivo vasina ruzivo rwaka kwana
Herdman tongayi mhosva kwete kutsikirira munhu imi😂😂 54:15
Yaaa zvekupisa dzimba dzevanhu zvogona zvirizvo futi wanenge wasiri clean mhamha ava.Regai wagonwe bhandero racho tione wanopora here
Vanhu wanonyepa kunyanya dzekubvisa bhurukwa izvi takaona wakabvisa kwamambo achinyepera kuti mwana ndewemunhu pakazouya mugabe kuma DAN kwakuona mwana asiri wake zvemabhurukwa izvo hazvishandi iri kunyepa mbuya iyo vanhu ngawarege kuhura
Headman uyu haazivi kutonga nyaya zvachoose choose
I agree newe. They are trying to force this man Bcz we all believe sevanhu Kuti this men did it. There are neurological disorders that may be behind this illness ...ngavaende Kuma specialists not to the gps
I agree with you
Kkkkkkkkk Gogo naSekuru vaiita mjolo,,, zvediii haaaa pakati womeyii
this is a lesson for peopel to stop judging young people that love bonde coz hei tikazviita now,patosvika 50 tine taneta todzikama
😂😂
Haaa zvimatare zvemumusha kungotora nyaya kubva kumuridzi wayo kwakutoroverera munhu kt ndiwe haaaa
Mdara whitehead is wise, headman vabhaiza apo. Kutonga zveginya
Very wise indeed
What kind of leadership is this, headmem akadhakwa just like hutungamiriri hwese hwe mu Zimbabwe.
😂😂😂😂i want to get married kwaChigodora aah konakidza uku😂😂
😂😂😂😂😂 how can l unzimbabwe my self
Chigodora
Denhai Tamary ambouye kudare tamusuwa senyika 😂😂😂😂😂😂😂
thumps up kunasekuru, headman Chigodora hanachinozikanwa
Headman needs some training. He blew up everything by inviting the accused man's wife to the hearing so early and saying statements that were accusing her of bewitching the complainant. Also, the issue yekuti mukadzi anoziva muridzi wenhumbu after sleeping with 10 men at the same time. He must have his interrogation team of mature old people to deal with cases iye ozobatanidza mafacts opedzisa.
Exactly paTinashe Mugabe hatisi kuona here vakadzi vachibvisa mabhurukwa yet ma results achitaura zvimwe??Sei kumanikidza munhu mai awo havaende kune amwe maDrs.Zvekubvisa pant hazvirewe chiro mai ngavaende kumwe for a second opinion. Kutonga kwechigandana.
That's true this is not fair
headman's ruling mmm iri wrong and he blames one side and forces one to admit a crime ...which is wrong
hoyooo mhoms ari mu blue akajamuka😂😂 ma mother manyama
Headman ataura zveshuwa 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾Belt must come out and put in water
Hanzi Hachisisiri Chabodo zvave Zvabodo😂😂😂😂
Baba Leonard muri good advisor. Baba Vaziveyi vakafundauye bota vakadya 😂😂. Vakabvuma mhosva vacharipiswa nendava yekuti Mai Maundo mukadzi wemunhu. Mai Vaziveyi pane basa guru, we can't run anything past her 😂😂. Headman Chigodora dunhu renyu riri busy 😂, munofanira kututsirwa mari. Baba Taps muri kushanda basa sebasa, tinotenda.
Kkkbsazodaro 😂😂
Baba Taps ndevapi? Ndarasika
Mubairo wechivi rufu the rest is noise
Ana mai dhoka ukoo how far nechi bhishu 😂
This case is complicated a bit i think sekuru havana kunyatsotsanangurirwa mashandisiro achaitwa belt racho uye zvaizoitika after that munhu akura anotoda a bit of patience kuti wanzwisise, kana mari iripo ndavaende futi kumadoctors this time kumaspecialist haisi sugar diabetes here inodaro futi since achikuvadza ma nerves
I suspect the woman in wheelchair should have a growth on her spinal cord,she needs MRI
Ndoona sekuti mudhara Ari kuramba ano Ziva Kuti aka bvuma imhosva ano ripiswa kudanana nemukadzi wemunhu.asi better vabvume varipe Mai avo vachiri mupenyu coz vakafa vacha parira dzinza rese
But why muchirova munhu mukuru akadai veduwe vana vezimbabwe hunhu maisepi😢😢😢😢
inhubu mudara uyu akadaidzwa kudare akaramba akutiza mapurisa
But hamuna kunzwa kuti Sekuru ava inhubu
Hakanzwiwoba kamudhara aka nezera raiko kanotizeiko or kuramba kuuya kudaro
I just noticed that Sekuru vanechirungu at the beginning
When he said" WHAT IS THIS NOW" vachishamisika ne red-Pantie👙 very good
English 👍
Sekuru sungisai vanhu hamungabviswe zino nenhau yemujolo
Hahaha best episode ever zveshuwa 😂😂😂😂
Chirungu chinotaurwa na accused haaa akadya bota chete kkk
Akangwarisa mdara uyo.kkk😅
Yellow ne gray Shirt ataura zveshuwa!
Kanzvimbo kane vanhu vanoshereketa aka😂😅😅😅😅😅
Vanhu ava vaiita chipfambi zvekare nyaya ine maporofita mukati asipo kwaakaenda ega futi haaa moti murume ngaabvume haaa fokoro
sekuru inotaura chirungu chamugabe chaicho 😛
Mkadzi wacho kutopfeka kepesi ndozvinoreva kuti mubhanditi😂😂
Vanhu vemudunhu umu vanovhura hombe 😂😂😂
Haa vanoshuta mafirimu shame
😂😂😂😂
Kasekuru akaoma moyo
Sekuru nyakupomerwa vanotaura chirungu haa ndatenda hangu.vari
wise and intelligent the way he is narrating his story
and kutaura nyaya yacho haa nyangwe mucourt vanobuda vachinzi havana mhosva
Kkkkkkk court katotadza kubudirira nyaya kanayo zvako kuda kungwaara nhema
Mambo hamugone kutonga don't force mhunhu kubvuma nyaya yasingazive, try to be fair
Dare iri ravharwa rese, 1 the accused can never know kuti anerunyoka its pointless to fight him direct 2 kumirira bande murikupa chance yekuti zvebande zvichashande becoz nyakuisa runyoka pamurume can change mhiko dzekurongonyora therefore when zvebande gets tried it wont work 3 wife yemurume uyo is very ignorant seens to be ndiye ari in control ya hubby tomuisa pahu suspect ndiye akaisa runyoka kumurume 4 there is also confusion kune mai vakabatira runyoka, who goes kun'anga or whatever and dont clear instructions kuti upone ? 5 that mai paya dzigwa mudare yafuridzira kuti dare riite confusion, shuwa zvinhu zviri spiritual like this momirira kuti atore belt rake, by then zvinhu zvaisa more security
Sorry to tell you but urimbwa yemunhu ,if you have nothing to say nyarara.the person in question is my mother akahurirwa so better nyarara
@@clarachinowawa8983 aaaaaa diko ere iwe
@@clarachinowawa8983 whether ndimai vako or not, handisi ini ndavaisa pa youtube, dealer nedare remabo
Abvuma badhi. Rog. He is trapped
@@clarachinowawa8983
Before I say anything please never ever shout on social media platform. Your Mum is on social media not because of is. Respect my brother or sister? Hatisi mapenzi sewe. Your Mum is heartless and your Dad is Scared to agree because of your Mum. Unfortunately he’s adamant about his case but mangwana muchadzoka zvekare neNgozi munhu haisi huku. Be careful be wise and look ? But ukada kupaparika mangwana unochema nako kadhara kako kabenzi keMunhu
It's always funny kuti vanhu vakobvu vanokora nemoyo 😅😅😅i can c someone muhunhu hwavo n baba ava vakashinga wth this dhunda😅😅😅😅
This family is adamant Ngozi kana yakauya muchazongwara kudaro. Baba venyu vakanyenga end off stop embarrassing Amai avo she’s telling the truth. Varume can sleep with anyone. Muzukuru be careful mangwana akafambira Ngozi yaSekuru vako .?
Yakuna ngozi inouya nerunyoka...in anycase zvimwe zvinongonzi runyoka pasina kana zverunyoka ...and mudhara uyu kana ruru runyoka hasiye akaisa runyoka..mukadzi ndiye anenge akaisa runyoka ..saka mudhara uyu shudnt be harrased like this.
Likewise Woman can also do anything
On a medical perception mai ava vane condition inonzi MCS. Its a difficult condition to treat. However munjolo uripo and sad seing your father or your mother pa internet vari pamatare aya ma one
Ma golves chief mm😂😂😂😂😂😂😂
Baba ava itsotsi chiweti vakarova havo
Immmiika Headman musadaro ko kana ari murume wamai ava akange aisa runyoka😂pamukadzi wake musatarisa one side plssss
Shuwa.
Zvogona kudaro but sekuru avo vanenge vakadanana navo zvinova zvavari kuramba
Tamari ndomuda hangu ini I like her contribution 🤣🤣
Headman seiko ma truster muporofita wamusingazivi wamusina kunzwa achizvitaura imika
White head weldone unoziva zvauri
Tamari haapengi , ndatopedza😂
😂😂😂
Chigodora munovhura hombe mjolo at its best 😂😂😂
Kamdhara aka hakauyi naro bhandi kane mukonya 😂😂😂😂😂
Kane mukundu wedh** dhi rino nhuhwira tenzi.
Akaisa Security hahaha Headman vataura 😂 Pamwe murume achataura chokwadi manje since Mukadzi has left the courtyard 😅
Rohwa mudhara unenharo mumba menyu nemukadzi wakwo makwishu chaiwo surrender 😢😢
Ooh my God muera beta haa amumugoniba uyu ngewekichipinge ndivana sekuru vangu heyy
I marvel whitehead's assessment's he is not biased
Ko mai vakahurirwa havarwadziwiwo here, tisavhaire nekuti vanozopfuka aaa
Hanzi navazivei mai ava vairova vanhu vachipisa magwere evanhu kkkkkk vanhu vezanu zvakaoma izvezvi pamwe vakaroyiwa nevanhu vavaipisira minda yavo
Mbuya makanakirwa mukadzi iyeye wakamugina muri hure makaura hamusati matanga 😂😂😂😂😂
This was far my best episode ever, ndafa ngekuseka! 🤣
Mdhara akanzi ukangobvuma chete usauya kumba.kkkkkkkk. Haaaa pakaipa.
Mdara anogona kunge asina kunanzva uyu vakomana
I really like mukadzi wemurume…. What a confident lady, who knows her right
Haungachengeteswi munhu by force
Muzukuru ane floral shirt akachengera uyo. Chero na old teacher vqkachengera avo
Kurova munhu kubvisa zino xaa this is not fear ngavafungwewo mapurisa
Mjolo hauna zera😂🙌🏼
Hokoyo!!😂😂😂😂
Chero n'anga dzinonyepawo futi sekuru makanyenga asi muri kutya kurohwa nemukadzi wenyu
What is this now? How can she do this evil? Madala I believe you uri kufremerwa
Kana neniwo vanenge vasina zvavakaita
Kanonyepa kamudhara ako kakadya zviro ako
Haaaa sekuru bota vakadya!
Sekuru ava varohwa nemunyati vakangobvuma nebhandi vanonzi vabvuma mhosva
Ini ndinofunga kuti maitanga maendesa vanhu ava kwaChief. Chief anovapa kwekuenda, motangira ipapo.