Karanganda tinokutendai tiri kudzidza zvakawanda maerorano ne tsika nemagariro edu kutongwa kunoitwa nyaya kumamisha . Karanganda waiyepo hre ndaiyepo iwe woshoooora .proud to be wasuuuu
At my level as a Christian, the 3 accused vakarema. Anyway, i thank God m born again-handiroyeke. I live in a city called Christ(mt Zion)-Christ is my address.
Haa uyo assistant waGeadman ane White uyo ngaadzikamise voice. He is so intimidating attacking maclients ozopedza oti tirikuda kukugadzirisei. Hasha dzake dzakanyanya anobvaita as if vanhu awa are guilty. They still need to be proven guilty.
Hai matauriro ake haana respect ku munhu chero munhu ane mhosva hautauri uchita kunge ukutaura chimwana chako kana iye mwana ungataura naye uchidaro here
Kutonga kunoda ka maximum force, vakaita soft ku front uko dare rinoshaya punch. That's why muchiona mamwe matare asina power the likes of Marange dare riya harina value yet ritori ra chief rotunda nera headman kuita power.
Headman Chigodora is very impartial. He is doing a wonderful job for his community and Zimbabwe at large. This man deserves to be in parliament. He has people at heart. His team is also very supportive and up to the point. What a wonderful combination of the headman and his team and the community who listens and contribute to the cases. This is proper African.Cases are proceeded without lawyers who lie and change the course of justice by getting money from evil dowers. This is proper African way of solving issues in our African culture. May God bless Headman Chigodora and his team and his community and Zimbabweans people should do the same to improve the lives of Zimbabweans. THIS IS BUILDING ZIMBABWE 🇿🇼 NYIKA INOVAKWA NEVENE VAYO
I feel tht all the efforts to correct this problem via TASVU has been compromised bcz , u see obviously Tasu is watching this and hapaa chinotaurwa chitsva chasing kuona pa SERIES iyii.
Constitution yemu Zimbabwe kana nyaya yako is iri kutongwa zvakanaka uno bvumirwa kuenda chero province iri kure nekwako unotongwa paground riri level. Hazvi rambidzwe
CHIGODORA CHIMBOSIYA ZVEKUTERERA MAKUHWA ABD DEAL WITH ISSUES WITHOUT BIASNESS. UNFORTUNATELY MANY PEOPLE DONT LISTEN MUCH TO WHAT TO SAY VANONGOMANYIRA KUBVUMIRA VASINGATERERI WHRE YOU MESS UP. GIVE PEOPLE A CHANCE DONT PUSH THEM TO WHAT YOU WANT TO ARCHIEVE.
Kubudirwa hapana. Anoziva zvaanoda musikana uyo ndozvaari kutaura. Zvipikiri akazviona paguva. Anoziva akaisa coz it looks like hazvina kuiswa usiku. Vana ava vagara havo vane nyaya nabamnini vavo and have found a platform yekupedzera nyaya yavo. Munhu akabudirwa chaiye haaiti zviri kuitwa nemusikana uyo.
Headman how come you are worried on death to one side of the family and you do not pay concern to death to the other side. It seems you are favouring the reporter in and not the accused
Sure, this is not fair. They have preconceived outcome they want. In Africa kungoita 50 years and above waromba, worse ukazoita tumari. Why vasirikubvunza kuti vana ava why vasina kunoudza baba kuti mwana arikurwara.
Iyi nzvimbo iri nane iri kutocheneswa than dzimwe nzvimbo dzakazara varoi asi masabhuku achitsikirira nyanya ,leadership ikarowa raini rose munopera kuvharwa kutaura even munhu akafa zvisina shumo mofa moviga zvotopera
Vakakomborerwa havo avo vanoda Karanganda, vano Liker neku Commenter muitirwe Nyasha
Iwe woshora usasoshora kutiii chuuuuu
Kunyanya inini ndiri chikwapuro pakufollower
Ngavaende kwaTasvu chete
Tiripo
Nekusa skipper maadvert 😊❤
I'm from Matebeleland but I salute vaChigodora. You are very good at what you do👏👏👏
Headman chigodora anotora mukombe nemiwo bataps you are the best keep up with good job 👍
I started to love this channel, i think in mashonaland central needs this headman and also mapurisa they need to respect elders, headman is good
Headman chigondora ndoda wo zvangu kuzogara mudunhu renyu😂, you are a legend
Headman Chigodora to the fullest Keep up the good work 👏
My number 1 headman live long mukuru zvamanje manje ndimi murikurira❤
Headman Chigodora munopedza ma sports.Rambai makadaro muri kugonesa🙏🙏
Karanganda tinokutendai tiri kudzidza zvakawanda maerorano ne tsika nemagariro edu kutongwa kunoitwa nyaya kumamisha . Karanganda waiyepo hre ndaiyepo iwe woshoooora .proud to be wasuuuu
My favorite channel❤️
My favorite Headman ❤️
Mhando yepamusoro
Maphono
MAPONOO
If our country have lot of people like headman chigodora and team nyika yaifambazvakanaka vanogona kutonga zvavo headman chigodora
Dai vatomuisa pahu president
Not always I have notice too many mistakes in his judgments have you ever notice in traditional courts once you are accused zvatopera haufe wakaruza
Kupupurira wekwedu nhema .maiyepo ere😂
@TheChekas 😂😂😂😂😂
Headman vanombo rasika havo pachokwadi ango uya akanzi muroyi kana nguva yeku taura haapihwe ano itwa attack left right and center zvino ringa ite dare here risinga terere mativi ese zvaka yenzana. Kwozoti jinda rake rine loud voice iro kutangamidza hasha pamberi Uye kutyisidzira kwaka nyanya hayiwa pamwe pacho kungo tandandara hedu. Haazivi zveseba
Vadzoka zvakare vana Mureyani in herdman Chigodoras voice
😂😂😂😂😂 keep up with Mureyani family nezvikwakwakwa.
😂 😂 😂 😂 😂 😂 😂
Siyanai Messi Ana mureyani.tsvagai imwe misha
Taneta nemwi vekaranganda
@@jamesmureyani9107hamunete here? 😂 matove ma celebrity
Ndihwo hwunonzi utungamiri uhwu. Well done Headman. Sando kudare
My favorite headman ❤
Ndaiyepo
Awo ma Chief assessors ngaaite pamuromo pashoma people have rights
@@mazvitamazvita1333Vanedzungu vakomana ivavo
That's assessors
Tinokumbirao vanaamai vaya vadzoke kudare. Varume avo havana respect
Without u baba taps tingadai tisiri kutaparirwa nefamily chigodora😂😂😂😂keep it up the good work may God of miracle taking you to another level ❤❤❤❤❤
RAMB0
Ndevapi baba Taps?
Kna mukadzi uyo akabudirwa ngasagadzirisa skirt ngaregedze semurume😮
taurai henyu. Mweya we tsvina
ruka anoziva kuti aripa mwanasikana wake saka anotogadzirisa chiketi 😜
@@preciouschamunorwa8472 hazviko izvzv
😂😂😂😂😂
Muchazvizwisisa henyu 1 day kana zvakuwirai
Can't wait for part 2
Headman may you live Long ❤❤
Baba Taps am happy with this episode 🔨🔨🔨🔨🔨
At my level as a Christian, the 3 accused vakarema. Anyway, i thank God m born again-handiroyeke. I live in a city called Christ(mt Zion)-Christ is my address.
Veduwe tichepedzwa takavarairwa nehuroi uhwu mmm Mwari tisunungurei kubva kunewakaipa mufunge😢😢
Thus the best Headman ....vamwe ngavazvione vadzidzewo vakopewo
Mmmm l surrender In Africa we we said Ma Nigeria ano actor mmmmm zim rine sriyas move ndapota kkkkk
😂😂😂😂
Idrama taura hako.
God bless you headman Chigodora muri muyananisi
Haa uyo assistant waGeadman ane White uyo ngaadzikamise voice. He is so intimidating attacking maclients ozopedza oti tirikuda kukugadzirisei. Hasha dzake dzakanyanya anobvaita as if vanhu awa are guilty. They still need to be proven guilty.
ndozvaari matauriro ake u have to accept that
@@florencemadzinga8281 iwe unofunga ari right.
Taura hako it looks like they are sometimes biased kungoti they just don’t want to listen to the other party and ivovakadzi vakaendepi vaigara kumberi
Harisi voice rake hre rakangodaro
Hai matauriro ake haana respect ku munhu chero munhu ane mhosva hautauri uchita kunge ukutaura chimwana chako kana iye mwana ungataura naye uchidaro here
Excellent headman chigodora marvelous, God bless
Head viva
Headman manyama hanzi hauridzi mhere unongoti weeee 😂😂😂
Well done Head man keep up the good work
Best headman ever.......vanhu ndozvavanoita kana vana dzasara nherera vanoshungurudzwa
Chokwad hunerera hwakaoma
Nyaya dzenyu dzekuti munozodana n'anga iyo nyaya yaita trend on social media kubatira vanhu uko n'anga yacho inotouya ichiziva zvekutaura
Taurai yenyu pamwe unotoona kuti hapana chaonekwa it’s just zvaitaurwa padare it’s better vazopublisher nyaya yapera coz ukaenda kun’anga or muporofita hai Bho kuti heee hapana Chandaona coz anoda kuti mangwana udzoke and kuti asanzi haaone zvinotosiririsa
@@Anitah284 pure scam irikutwa on traditional courts
Chipikiri ngachibve paguva ,varoi vevanhu basa kuuraya mapedza motsipikwa moshungurudza vana vake zvakare, inzwai tsitsi hama dzama dzangu
Pamsoroi Dare neKaranganda ndodavo stand yemusha munharaunda yaHeadman Chigodora👏🏻👏🏻👏🏻
Haa uyo gunman uyo ngaabve kumberi uko too much kuzvikudza getaway mhani
Akutonyangadza dare uye
😂😂
Chigodora u are a great headman may god give you longlife
Dont just believe these spirits. They also needs to be interrogated. In most of the circumsatnces they lie. I have seen this in the Mutasa case.
Pane mweya wakazenge wochinja zita pamberi pedare raMutasa😂😂😂
Well said and thanks… kana uri mudzimu nhau bvunzwe dzinza from mavambo failure to do so idrama iri kumhanya zvake tsanangudzo dzaakanzwa kumasowe
TRUE kkkk Dai vabvunza but I think Havana kuwanq simba rekubvunza coz vakuzivq kuti vakauraya munhu
Shando dzenyu ba Taps i love chief chigodo's rulings
Clear favouritism padre apa..those accused havasi kupihwa mukana wekutaura but vari kupomera vari kuteererwa..kuwana haisi mhosva headman plus kushaiwa haisi permission yekuita abuse vamwe..please muri kuita abuse vanhu mudare menyu umo
Its always like that even ku police complainant ndiye anoteererwa accused anenge aripama1
May u live long headman, karanganda we are waiting for part 4 vaenda kaTasvu. Karanganda Waivapo here
Ini ndotanga neku liker ndisati ndanzwa nyaya😂😂😂
Unoitavo seni handigoni kuona video ndikasa liker
Me too ndo liker before watching 👀
Me too ndo liker before watching 👀
As long pakanzi Headman Chigodora kkkkkk
Gucci anoda kutonga kwakapfurikidza, haadi kupa vamwe mukamwa, anozviti he knows it all. Hatimude kumberi, ngaadzokere agare kurudhende rwevamwe uko
Zvinobhowa
Akaita manyemwe nemacomments vachinzi vanogona ngavaiswe ku panel yaheadman now they're overdoing it.
@@pelagiamuguti8693 aiwa ngavadzokere havo kwavaive, bcz zenze ravo ririkupfurikidza
Kutonga kunoda ka maximum force, vakaita soft ku front uko dare rinoshaya punch. That's why muchiona mamwe matare asina power the likes of Marange dare riya harina value yet ritori ra chief rotunda nera headman kuita power.
Sure ndiye ega arikutaura ngape vanhu nguva ngadzokere kuma terrace uyo
Headman Chigodora is very impartial. He is doing a wonderful job for his community and Zimbabwe at large.
This man deserves to be in parliament. He has people at heart. His team is also very supportive and up to the point. What a wonderful combination of the headman and his team and the community who listens and contribute to the cases. This is proper African.Cases are proceeded without lawyers who lie and change the course of justice by getting money from evil dowers.
This is proper African way of solving issues in our African culture.
May God bless Headman Chigodora and his team and his community and Zimbabweans people should do the same to improve the lives of Zimbabweans.
THIS IS BUILDING ZIMBABWE 🇿🇼
NYIKA INOVAKWA NEVENE VAYO
uyezve mnhu ari free kut ndinoda kunotongwa kwaHeadman Chigodora even uine kwaunobva hako
Pamadzishe ese anotonga headman muri shuka uye baba taps mashini yenyu number 1 hapana kana ruzha rwunodhisitebha keep it up everything is clear
Kkkkk headman ingopai samon kune anenge aita noise musadzinge vanhu padare vana vanyu regai vadxidze matongerwo nenyaya anetsa ipai samon
It seems that in Zimbabwe one is guilty until proven innocent. It is sad!! The guy next to the headman is too combative.
True
Chokwadi, mahumbwe
Inonsense mufesi iyeye anenge akutoshandisa hasha😢
Very true, anodheerera stereki.
Yes toooo much but headman is good
Kana iye akusvikirwa wacho drama akuriwanza anosvikirwa ndozvaanoita here
Kkkkk
haaa imbereka iyo, hakuna mudzimu wakadaro, mudzimu unotaura chirungu haaa hakuna hakuna, mudzimu unotaura deep shona andwakadzikamira so, imhepo yakachenjera chete iyo
Munoda aite zvamunoziwa here?
Chinyamunzore hokoyo munoisimudza henyu😂😂😂😂
Pedzayi nmudzimu haaa urikúurika wabatwa munhu
I feel tht all the efforts to correct this problem via TASVU has been compromised bcz , u see obviously Tasu is watching this and hapaa chinotaurwa chitsva chasing kuona pa SERIES iyii.
Chokwadi naTasvu zvinodhakwa
You are right. Vanomwiswa zvinodhaka kusvika wachema and hallucinating as well. Mumwe anoda ne blood poisining ongonzi ndiye muroyi
Mudzimu wavirirana nazvo zvekwa Tasvu ,zvekt Tasvu aona nyaya hazvina basa chakakosha kt waroyi hawachatsipiki nekuroya vana
I think videos dzerudzi urwu should only be posted on youtube yasvika paconclusion
Havana nguva yekuona tube plz vanoshanda tell night saka musadero
Ko ngozi yechirume iri kugarirei yakavhara makumbo kunge mukadzi ngagare semurume tione kkkk
Chief imimi munonzi chigodora munofanirwa kugadzirisa dare renyu. Hamupe vatongwa venyu mukana wekutaura vakasununguka. Munoshandisa voice rakakwira pamwe nekuita chiramwa. Changamire isai nzeve dzenyu kuvanhu venyu sababa vane mhuri yavo kwete hasha. Avo vakomana vanokubatsirai kutonga nyaya vanoda kudzidziswa kuremekedza vanhu vakuru. Havana respect. Gadzirisai ipapo chief. Vakomana venyu avo kunyanya ndivo vanowanza dzungu
I think you are right, especialy mapurisa,
Anoda mukana wei akuramba zvechipikiri mumwe akuti ndiye
I think Pamapurisa vanonyanya kuvhunsutsira ne voice, tarisai headman kana vachitaura vanenge vari cool
Pain yacho wamai hausi kuiziva sometimes vabereki vedu vanotirwadzisa veduwee 😭😭
Haaa uriduzvi iwe hauoni kt ndiwe woga usingazivi heardman uyu Is very good
Yeeeeeee BaTaps makutigonera manje. Headman Chigodora murisey
Ndribhoo😂😂😂
Ukaona wapinda mudare iri usina zvizere unodikitira nemibvunzo yevarume avo😂😂😂😂 Rambai makadaro vaChigodora😊😊😊
Nzvimbo iyi ine nhubu,nhunzwa tunzwa,varoyi yoooo
Mharapatsetse chaidzo
Nyiramativi dzevaroyi
Hazvigoni here kuita Chigodora Head of all chiefs !!!!!!
I support that
Apa chief chigondora apa magonesa keep it up
Chigodora makanyanya munotoga zvazviri god bless you chibaba
Head man neteam renyu mune basa guru. Denga ngarikuwedzerei uchenjeri hwaSolomon chaihwo nyika yedu inake
Iri dare dai riri pedyo ndainoudzawo vaChigodora zvanguwo haaaaaaa apa ndaibatsirika
Constitution yemu Zimbabwe kana nyaya yako is iri kutongwa zvakanaka uno bvumirwa kuenda chero province iri kure nekwako unotongwa paground riri level. Hazvi rambidzwe
Dare ra Chigodora riri right pakuti rinoisa nyaya kuvanhu yodzeiwa then headman vozopa judgment
@@stanleymuusha2835 kure manje nekwandobva ndosaka asi ndorifarira zvakanyanya havana hudyire havana favor
Zvakaoma
Kkkkkkkkkkkkkhino inotongeka sei, Headman vakavhurirwa makumbo,andioni ichinyatsotongeka akkkkkk
😂😂😂😂😂😂 headman will not look there 🤭uchaona
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkk pakaipa
Crew racho rino taker advantage yenherera, mhuri yekwa Mureyana ine inokwikwidza pahuroi
HEADMAN CHIGODORA and Chief Nyamaropa mmmm basa mnogonha zveshuwa
Baba a Taps to the world ❤
Exallent ❤
CHIGODORA CHIMBOSIYA ZVEKUTERERA MAKUHWA ABD DEAL WITH ISSUES WITHOUT BIASNESS. UNFORTUNATELY MANY PEOPLE DONT LISTEN MUCH TO WHAT TO SAY VANONGOMANYIRA KUBVUMIRA VASINGATERERI WHRE YOU MESS UP. GIVE PEOPLE A CHANCE DONT PUSH THEM TO WHAT YOU WANT TO ARCHIEVE.
Ndiwe umwe vevanhu vataura zvine musoro
Muskana uyo adhomoka ati baba vakauya vakandiona inini pamba iye achiti ari kubudirwa
Pelagia Muguti tadii tamboita ma spectators tione kwezvino perera. Asina kudzi fudza haazivi kuti dzino rasika.
Huuu Headman hurii kubhadhara wena Headman vakapedzera smart
Mari dzedaree
Headman manyama. Thanks ngavabatwe kwiyo mudhara avo
Kubudirwa hapana. Anoziva zvaanoda musikana uyo ndozvaari kutaura. Zvipikiri akazviona paguva. Anoziva akaisa coz it looks like hazvina kuiswa usiku. Vana ava vagara havo vane nyaya nabamnini vavo and have found a platform yekupedzera nyaya yavo. Munhu akabudirwa chaiye haaiti zviri kuitwa nemusikana uyo.
Kana chisiri mumba menyu.munoti hazviko
Munoti imi munhu uyo ari kuactor
Anobudirwa anoita sei mambo mwaana mudiki hee zvekutadza kuziva munhu ari kubudirwa neasiri
Haana kubudirwa uyu ,
Chirikubuda hausi mudzimu wemusha. Iyi ingozi yakaparwa irikubuda saka kupoterwa ne ngozi nekupoterwa nemudzimu zvakasiyana
Mmmm mwanasikana uyo akakandirwa mhepo yeshayisano ndoirikubuda paari. AMureyani vari clean
Hakuna mudzimu wakadaro
Hubenzi chaihwo mudzimu unotaurida iwowo
❤headman Chigodora komborerwa Soko makwiramiti tikashaya tokwirei ?
Igweeeeee kwasekuru Tasvu number 1
Mudzimu wakabuda zvine power Uyo ngaarwe Hondo dzake Dai atanga apfuudza vakamuuraya vanhu vapfidze umhondi hwekabisira
May you live longer headman ❤❤❤
Karanganda ndizvo yatibatsira kuti tiziwe tsika Sabhuku chigodoro itai basa ❤
Sabhuku vakatenga mudhebhe munyowani 😂😂😂😂
Evie ndozvega zvawaona hre munin,'na 😂😂😂😂😂
😂😂😂aaah unodenha iwe
Kkkkkkkk mudhebhe weblue
😊
😂😂😂😂
My favorite Chanel
Headman how come you are worried on death to one side of the family and you do not pay concern to death to the other side.
It seems you are favouring the reporter in and not the accused
These are not fair trials i feel those that are being accused are not given a chance really to present themselves
Exactly. Headman comes to the court already with a position
You are so right, the head man is biased on this one. It's wrong how they are taking sides just because arikuti ane mudzimu.
Sure, this is not fair. They have preconceived outcome they want. In Africa kungoita 50 years and above waromba, worse ukazoita tumari. Why vasirikubvunza kuti vana ava why vasina kunoudza baba kuti mwana arikurwara.
@@ButeleziKel6115ndinonzwa sokuti episode iyi ine previous from the Headmans statement
Headman Chigodora keep it up munogona basa renyu
Uuuuum Gucci haasi kuzvinyanyawo here apa ane voice rakashata
Anotaurisa wo uyo apa voice racho na
Voice remasese😅😅😅😅😅😅nechimoneraa
kkk kushata kwevoice basi
Haa Headman chigodora vanogona ndati umm ndomufarira mrume uyoo
May God bless you Headman Chigodora 🙏🙏.Makatikoshera munyika yedu.
Ndokumbirawo part 4
God bless you head man chigodora makatikoshera pamberi ne kubvundunyura nhau vanhu vave ne hunhu
Headman chigodora number 1❤🎉
Headman Chigodora to the world 🎉🎉
My favorite headman😊
Taiyepo nhasi tatangawo
Karanganda ❤️❤️❤️
Munhu uyo haasi kubudirwa ,zita rabuda papi angatadza kuziva kuti uyu ndiani ,uyu ndiyani
Hazvisi kwenyu.asi kana zvazouya muchaziva
Seiko hama dzedu dzinourawa dzichibvuma kurara vamwe vachidzoka vega kudai. Imwe midzimu inodadisa
Hamunyepi zvatondibatawo
Headman please look for another advisor Uyo anonyanya hasha me ma threats.He is not objective mukuronga nyaya
Dare rinoda macaractor akasiyana kukangopinda vakapfava bedzi hapabude chinhu
First. 😊
Iyi nzvimbo iri nane iri kutocheneswa than dzimwe nzvimbo dzakazara varoi asi masabhuku achitsikirira nyanya ,leadership ikarowa raini rose munopera kuvharwa kutaura even munhu akafa zvisina shumo mofa moviga zvotopera
My favorite but why is it everytime ndingonzwa mhuri yekwa Mureyani
Kunenge kune tunyayawo kumhuri yacho icho
Dzinza riomile iri 😂😂😂😂😂😂 Kuroorwa kna kuroorako dzingori nharo ese neakwasha anoita makwikwi kudare raHeadman😂
Headman Chigodora muri Mambo akatumwaaa naMwari ❤❤❤
Herdman Chigodora ndipeiwo stand kanzvimbo kenyu kanogara kana nyaya
😂😂😂😂😂
I'm addicted to this karanganda show
Svikiro iro idrama hakuna kupfuka kunodaro munhu akauraiwa haapfuke nebvebve rakadaro
Anopfuka akapusa here?
Kuroorwa kumhuri yekwaMureyani dzangova nharo veduwee dzinza rakaoma iri ummm😂😂😂😂😂😂
Do not defile yourselves by turning to mediums or to those who consult the spirits of the dead. I am the LORD your God . Leviticus 19:31
Point of correction... " says the western bible"
headman mari munozonyanya ummmmmmm kuenda paMureyani apa $40 ummmmmm mhuri dzichatadza kubatsirika nenyaya yemari iyi. Chabodo naMwatutsa varikuseri izvezvi mavadyira mari yese
Best dare ever❤❤❤❤
Kubudirwa kuitasei makutadza kutadza kutonga manje Headman Chigodora