Team Karanganda chekutaura hatina asi kungokutenda neSupport yauri kutipa .As always Don't forget to like ,share and comment Kuti Chuuuuu! COUPLES CONNECTION ruclips.net/video/mByDOBwOWJU/видео.html
This issue has revealed a lot about the life we live and the life on the other side we really need understand that life does not end at death and burial, the spirit of a man doesnt get rest especially those whose lives are cut short against their will those who kill willy nilly this must be a lession to all
Mweya we munhu haurove ba, takavakira guva rababa vedu, after some years ma tiles ataiva taisa akatsemuka vakauya kuhope vachinditi ndashama ndikaudza mama kuti endai munoona vakaona shuwa shuwa pakatsemuka, takatogadzirisa now pave boo. Saka munhu haarove shuwa. My late husband pave ne mwedzi afa akauya kuhope 4 days before nyaradzo yavo akanditi uri kuona apa pakabviswa dombo vakaisa mushonga wekuti ndisavamukira, patakazoenda kumusha kwavo ku nyaradzo ndakaenda mberi kuti ndione zvandakaratidzwa kuhope kuti ndizvo here, takaona zvirizvo, saka avo chipikiri vakaisa kuti asamukira vanhu vakamuuraya asi zvinosvika pakufumuka chete
@@MemoryMuchakazikwa zvakaoma kani masista, unoibvisa kanjani ndiiswe pa jana, takangosiya zvakadaro asi ave kumuka hakuchagarike kumusha kwacho vakungogara mu vana
Indeed hakuna zita sera jeso 🙏🏻 hapana chakawanzika pasi pezuva chisingazivikanwe na jeso now is the tym zvakubudiswa pachena God you’re faithful all the time 🙏🏻🙏🏻
Baba Taps apa paita revelation hombe chaiyo. Kungoti ndiriku South Africa, ndaizotsanangura kuti zvinowirirana sei nekunamata. Panenyaya ine chidzidzo chihombe apa. Asi kana zvaakusvika kudzin'anga aaah hazvisisina Mwari mukati. Zvinofanirwa kuperera kuchurch.
Most people they get confused with midzimu, n'anga nevaroyi. When the white men came with the Bible the first thing was to demonize our way of praying because even them they couldn't differentiate. When people used to pray to their creator through their ancestors wonders used to happen the sick used to heal, rain used to fall. So there is nothing wrong with kubudirwa muchiimba dzechechi and after all not everything is written in the Bible
Ecc 9:5-6 For the living know that they will die, but the dead know nothing; they have no further reward, and even the memory of them is forgotten. Their love, their hate and their jealousy have long since vanished; never again will they have a part in anything that happens under the sun.
Ndaida kumbobvunzawo hangu kuti mudzimu uri kuti hauendi kun'anga unonamata, ko kwaTasvu uko ke???? wadii kupedza nyaya dzawo wega wadii kukonzeresa kuti wana nyakupara mhosva wacho wareurure wega pasina kuenda kun'anga kwaTasvu. Bhuku rangu rinoti pana Muparidzi 9 pa 5 for the living know that they shall die but the dead know not anything, neither have they anymore a reward for the memory of them is forgotten. verse 6 also their LOVE and their HATRED and their ENVY is now perished, NEITHER HAVE THEY ANY MORE A PORTION FOR EVER IN ANYTHING THAT IS DONE UNDER THE SUN.
Svikiro iri not mudzimu dont confuse the 2 anyway nhau yavo iyi pakuti uchigadziriswe parikutoda sahwira anova tasvu apedze dare iri kuti mudzimu chaiwo ugouya uchengete mhuri in peace without kubika doro and the traditional things chete izvi kana zvisiri pauri nemhuri yenyu you wont understand these things i tel you
I can't wait ti see this family to Sekuru Tasvo even lf l cant understanding shona 100 percent please can yu help even to in English below we really appreciate these programs
@@gingerwingerful For the living know that they will die, but the dead know nothing; they have no further reward, and even their name is forgotten.Their love, their hate and their jealousy have long since vanished; never again will they have a part in anything that happens under the sun. Ecclesiastes 9:6
For the living know that they will die, but the dead know nothing; they have no further reward, and even their name is forgotten.Their love, their hate and their jealousy have long since vanished; never again will they have a part in anything that happens under the sun. Ecclesiastes 9:6
Avo ndi BABA, tavaona avo ndi baba vedu tavaona. Tavaona ne bhachi ravo, tavaona avo ndi baba vedu tavaona. Tavaona nekufamba kwavo, tavaona avo ndibaba vedu tavaona🎤🎤🎤🎤🎤🎤
Go to Tasvu first zvisazo kanganisa zvinu. Manje vaTasvu vanonamata here, mwari batsirai. There are spirit mediums through which other spiritual beings manifest. Ngozi , mudzimu ini andichazivi kuti ndezvipi. Hope they get a permxsolution.
This is very true zvitorimo mumhuri medu baba vedu havana kufa zvakanaka saka pavanoda kudzokera vakavauraya vanodzingirwa kwatiri vana wavo saka mumwedzi wacho wavakashaya tinovhiringidzwa zvisingaite tichitovarota vachitishungurudza zvisingaite
Same to my husband he dream his late father fighting him, he doesn't say anything he just come for fights and I told him that the spirit of his Father changed to fight his Family instead of fighting those who kill him😢
Kune vanhu vanosvikirwa vakawanda vatinoziva asi after zviri pavari zvatandanuka they will never tell what had happened, mashoko anga achitaurwa but this one now kkkkk is another thing. How come munhu anenge akasvikirwa ari kukwanisa kuita retell all what happened nemo nemo kupfuura vaiva vakateerera 😅😅😅. Am just asking hangu but am now doubting this svikiro if it is genuine
That's real ini baba vangu vakafa 1991 ndirimwana mudiki but 2013 ndakarota baba vangu vachiti mwanangu wakunamata ndikati ehe ndakunamata vakati namata hupenyu hwakawoma ini ndonamata kumasowe
The dead" do not speak to the living! The "living" should stop looking for the dead to speak and/or do favors for others. They're dead! It means that there is no provision for the living and the dead to speak. Those who think they are talking to dead ancestors are talking to demons who look like them. The Bible is clear about the condition of the dead: Ecclesiastes 9:4-6 Anyone who is among the living has hope-even a live dog is better off than a dead lion! For the living know that they will die, but the dead know nothing; they have no further reward, and even their name is forgotten. Their love, their hate and their jealousy have long since vanished; never again will they have a part in anything that happens under the sun. Ecclesiastes 9:10 Whatever your hand finds to do, do it with all your might, because in the grave you are going to you have no business or planning or knowledge or wisdom. Psalms 146:3-4 Do not trust in princes, or in the son of man, who cannot bring salvation. His spirit goes out, and he returns to the ground; On that day, his mind is destroyed.
Team Karanganda chekutaura hatina asi kungokutenda neSupport yauri kutipa .As always Don't forget to like ,share and comment Kuti Chuuuuu!
COUPLES CONNECTION ruclips.net/video/mByDOBwOWJU/видео.html
Kuti chuuuuuu .. sandinyoleeee
Ini ndakutoda itori T-shirt yakanziiii Karanganda I always like bf watching kuti chuuuuuuu
I am 😢I 😢will
We much appreciate baba taps
Mai vannessa varisei nhai baba taps
Vanhu muchiri kuti vanhu variku planner all of this musiwazvinoitika kwenyu hautaure izvozvo
Taurai henyu
Rega zvakadaro
True iyoyo
taura hako
Chokwadi kana zvisiko mumhuri dzevamwe vanhu vanotaura zvavanoda ngavazive kuti as long as Uri weganda dema ucha Santana nazvo
This issue has revealed a lot about the life we live and the life on the other side we really need understand that life does not end at death and burial, the spirit of a man doesnt get rest especially those whose lives are cut short against their will those who kill willy nilly this must be a lession to all
Mweya we munhu haurove ba, takavakira guva rababa vedu, after some years ma tiles ataiva taisa akatsemuka vakauya kuhope vachinditi ndashama ndikaudza mama kuti endai munoona vakaona shuwa shuwa pakatsemuka, takatogadzirisa now pave boo.
Saka munhu haarove shuwa.
My late husband pave ne mwedzi afa akauya kuhope 4 days before nyaradzo yavo akanditi uri kuona apa pakabviswa dombo vakaisa mushonga wekuti ndisavamukira, patakazoenda kumusha kwavo ku nyaradzo ndakaenda mberi kuti ndione zvandakaratidzwa kuhope kuti ndizvo here, takaona zvirizvo, saka avo chipikiri vakaisa kuti asamukira vanhu vakamuuraya asi zvinosvika pakufumuka chete
Yaaa very sorry sisters nekurasikirwa mnje mushonga wacho makakwanisa here kuubvisa zvakaoma varoyi vanoshereketa
Our relatives are very evil. They pretend to be Christians while actually very evil
@@cleopaschariga3306 Hama dzakaoma mufunge unoita nherera nekuda kwevanhu vaunoziva mufunge .Ini mai vangu vakaudza hama dzavo dzakavauraya kuti pliz zvamaida zvaita but musauya henyu kuzondiviga.Hama sooooo marwadzo
@@MemoryMuchakazikwa zvakaoma kani masista, unoibvisa kanjani ndiiswe pa jana, takangosiya zvakadaro asi ave kumuka hakuchagarike kumusha kwacho vakungogara mu vana
@@cleopaschariga3306 very true havana kana moyo vanhu ava
Headman Chigodora a man full of wisdom .. Karanganda TV always on top of the Rest. Ba Taps .
If all headmen could emulate Headman Chigodora. He deserves a special accolade. I like the Solomonic wisdom and the Danielic courage.
I like mubvunzo wababa taps hanzi "mhai maiendepiko muchisiya musha"????🤣🤣kkkkkkkkk
Kkkkk and mhai looks annoyed
Ini ndinouda mudzimu unorwira vana vayo❤
Nhai uuuum
Uyu uri special
Pakaipa wangu
Taurai henyu zvinodadisa unodada nemubereki wako chero akafa ❤
Kkkk Nester
I love Headman Chigodora....99'99% reality in most cases
😂😂 not zvefake
Me tooi
@@fofoemaibvise2768 Why consult the dead on behalf of the living? Isaiah 8:19
What will u benefit after lying
MuChishona tirikuti, pasina kupokana, Headman Chigodora vanodika
Indeed hakuna zita sera jeso 🙏🏻 hapana chakawanzika pasi pezuva chisingazivikanwe na jeso now is the tym zvakubudiswa pachena God you’re faithful all the time 🙏🏻🙏🏻
I wish my daddy can do this to us also waroyi tanzwa semhuri
Sure kani ndadzidza zvakawanda kani ummm tinonyeperana kunze uko
a very good christian teaching ever to be in this generation thank you team
Mkadzi uyo haabude demon asi anohaka ndosaka achiziva zvinenge zvichitaurika asi control yazvo ndoyaanenge asina
Bcz munhu akabudirwa haazive zvinoitika anozoudzwa kana zvapera
😂😂😂😂 hanzi munotondiziva here nababa Taps
😂😂😂😂😂
Vanhu vary kti ary kunyepa mury musame group remushonga imi
Ini kunyeba kweke handisi kukuona coz nhasi paari kutaura apo haumboti ndiye akabudirwa anotochinje uyo ichokwadi ichi
Nhaii
True varisame group revaroyi
kkkkkk
Headman Chigodora Chibaba chaicho .Famba Chigodora fambaa❤❤❤
Chigodora anofanirwa kuitwa mambo kwete headman, he is just the best
Chokwadi he's the best of the best
Headman Chigodora nababa taps ....NdiBHOZHONGORA NAKANYEMBA BONZO VEKWAMUTARE😎🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Zvese zvinoitika izvi ichokwadi chizere.
Saka baba wenu was a good man even is coming as spirite still a good man my his soul rest in peace
Baba Taps apa paita revelation hombe chaiyo. Kungoti ndiriku South Africa, ndaizotsanangura kuti zvinowirirana sei nekunamata. Panenyaya ine chidzidzo chihombe apa. Asi kana zvaakusvika kudzin'anga aaah hazvisisina Mwari mukati. Zvinofanirwa kuperera kuchurch.
Mudzimu hausi mweya wetsvina, hakuna mufundisi anokwanisa kudzinga mudzimu. Baba vari kurwira mhuri yavo uye vari kuda to expose vakavauraya.
Very true chinofa inyama mweya haufi
Amen
Ini sekuru vangu vaibuda vachiimba hym yekuMethodist, 'Zvikomborero zvamwari'.
45:40 kunobaya 45:47 pane mubvunzo apo, mudzimu waziva kutaurira camera 📷. Ummmm, zvakaoma
Most people they get confused with midzimu, n'anga nevaroyi. When the white men came with the Bible the first thing was to demonize our way of praying because even them they couldn't differentiate. When people used to pray to their creator through their ancestors wonders used to happen the sick used to heal, rain used to fall. So there is nothing wrong with kubudirwa muchiimba dzechechi and after all not everything is written in the Bible
Munhu haarove. Kana mazogara....ini chaiye baba vangu vakafa ndisipo ...ndakasvika vavigwa....asi the moment yandakasvika. Paguva pavo. Ndakangopfekwa nemweya wandisina kunzwisisa ukandinangisa kubva kumakuva ikoko kunanga straight kukanzuru. Ndikatosvika vakoma vangu two. Vachitoda kuchinja mazita emba kuti vadzinge ini na stepmother
Sisi vakuru vatontoresa kuti ndiri mkadzi wababa. Mumwe anovatevera. Ati ndini mwana ndega. Tangosara tiri vaviri....nguva iyoyo zvakamira ndavatsanangurira chokwadi vakapotsa vasungwa.....rip. michael domingo. My protector. Wakazvirba kuti ndiende mustreer
Ecc 9:5-6 For the living know that they will die, but the dead know nothing; they have no further reward, and even the memory of them is forgotten.
Their love, their hate and their jealousy have long since vanished; never again will they have a part in anything that happens under the sun.
Rakakudzidzisai mabva mangwara ne?
Usauraya,Ndozvinoita satan kana wangodarikaa mutemo.
Iyo wacho akanyora verse roro ane evidence here yekut munhu akafa haana chaanozuva
munhu akanyora bhuku racho wanga akafa herr kana kuti musada kuda kungoitiswa nezvimwe zvinhu
Siyanai nekungwara nhema, makarasiswa chivanhu chenyu. Enda kunedzimwe nyika uchaona kuti hakuna Bible
Zvinhu izvi ndezvechokwadi hama ini Mai vangu pavakafa ndakarwa ndikazopora asi ndakazorota ndave bofu Mai vangu vachiti mwanangu usapiwe chikafu nanhingi ndiye akuda kukuitisa bofu vakandiudza vavengi vangu vasingadi chakanaka muhupenyu hwanyu. Iyezvino ndinoti ndikashungurudzika vanouya vachindinyaradza vakafa Havana kuzorora hama vanotungamira kana zvarema vangu vabereki vanouya vese kuhope vachindirwira munhu anosara ondirongera ndendatozvirota zviriko izvi
Ndaida kumbobvunzawo hangu kuti mudzimu uri kuti hauendi kun'anga unonamata, ko kwaTasvu uko ke???? wadii kupedza nyaya dzawo wega wadii kukonzeresa kuti wana nyakupara mhosva wacho wareurure wega pasina kuenda kun'anga kwaTasvu. Bhuku rangu rinoti pana Muparidzi 9 pa 5 for the living know that they shall die but the dead know not anything, neither have they anymore a reward for the memory of them is forgotten. verse 6 also their LOVE and their HATRED and their ENVY is now perished, NEITHER HAVE THEY ANY MORE A PORTION FOR EVER IN ANYTHING THAT IS DONE UNDER THE SUN.
Svikiro iri not mudzimu dont confuse the 2 anyway nhau yavo iyi pakuti uchigadziriswe parikutoda sahwira anova tasvu apedze dare iri kuti mudzimu chaiwo ugouya uchengete mhuri in peace without kubika doro and the traditional things chete izvi kana zvisiri pauri nemhuri yenyu you wont understand these things i tel you
Mishonga yakabatwa inopedzwa nechivanhu kwete church iyo hausi mudzimu wauya zvekugara zvachose ndosaka urikuti church..mudzimu chaiwo ungadai wakataura zvawunoda nemachira
ma verse enyu akanaka asi munapota muchitsvakawo understanding yezvirikuitika pa ground mova ne information yakakwana .... natso tsvakai revelation yema verse enyu iwawo musango kukura gwepamusoro. ndatenda
Bhuku rako rakauya nevarungu uye Havana kuzonyatsokudzidzisa nekuti vange vave busy kutora land🙄
Bhuku rako rakauya nevarungu uye Havana kuzonyatsokudzidzisa nekuti vange vave busy kutora land🙄
I love this mudzimu unonamata usingade doro ...tinotenda 😊😊
I can't wait ti see this family to Sekuru Tasvo even lf l cant understanding shona 100 percent please can yu help even to in English below we really appreciate these programs
Sorry hako
@@gingerwingerful For the living know that they will die, but the dead know nothing; they have no further reward, and even their name is forgotten.Their love, their hate and their jealousy have long since vanished; never again will they have a part in anything that happens under the sun. Ecclesiastes 9:6
For the living know that they will die, but the dead know nothing; they have no further reward, and even their name is forgotten.Their love, their hate and their jealousy have long since vanished; never again will they have a part in anything that happens under the sun. Ecclesiastes 9:6
@@prophetsoleed5954chivanhu chiriko ndosaka zvichinzi motisvitsirawo kuna Musikavanhu
Haaaa vanhu vazhinji vakabatigwa zvipo nevaroyi 😢😢😢😢😢😢zvinogwadza.....Mwari irwai navose vanotigwisa
Greetings to team Karanganda and fans.
Greetings to you
Nyaya iyi inodzidzisa zvayo
Dai kwedu kuina headman akadai savaChigodora tingadai tiripanechimwe chinhano
Bhuru Remusindo
Munhu haapondwe teererai ini
Baba Tapus Kana muchataura nemudzimu remekedzai vakuru musataura nevakuru kunge nambe munotofana kuombera remekedzai vakuru baba Taps
chokwadi
Baba Taps to the world
Chigodora makora kunge supu ye guru❤❤❤
"Kana munhu afa achinamata anoramba ari mukristu"
I wish bba vangu would come back and fight for me and my sister sababa ava he was killed zvisina tsarukano nevemumhuri 😢
Unotovafambira iwe vamuke
Good ngaatsve kudenga ikoko.....ahhhh saka gehena ririko ndazviona.....varoyi ngavafe havooo....
Headman Chigodora dai Mwari varambe vachikupai makore akawanda . Mune moyo wekuda kubatsira vanhu nemoyo wenyu
Imi makamboonepi mudzimu unoziva zvirikuitika, ku remember kuti ndaitarisa watch
Headman Chigodora to the world ❤❤❤❤❤❤❤
Ko nhasi hawana kumuti apfeke trouse ngei.thanx baTaps for keeping update❤
Ehe nhy anofanirwa kutogara akapfeka trouse
Ummm hakuna mudzimu unoziva baba Taps😅😅😅😅😂😂
😂😂😂😂
Zvakaoma hazvo 😂😂😂😂
BaTaps kip it up brother 👏🏻 pamwe naheadman Chigodora ndatenda hangu. Bhora mberi 👏🏻👏🏻👏🏻
Hello baba taps ,tipeiwo update yenyaya ya vannessa plz masatanists akazobatwa here
Chokwadi makatisiya paroad
Kubvisa munhu Dubai shuwa...vanhu vane moyo yakashata ndati
Headman deserves an award
Headman Chigodora .baTaps keep going..u a blessed
Uyo hausi mudzimu itori ngozi nokuti ari kuchema nefiro dzake uye kutsitikwa. Kana achazoita mudzimu achaita achenurwa pari zvino ari ku tobuda sengozi kusvika zvabviswa nekugadzirwa zviri kunetsa.
Yaaa sure pamwe ingozi coz mudzimu haudai
Kwete uyuo mudzimu chaiwo not ngozi vanoti ngozi nevakauraya mnhu iyeye not family mudzimu
Loving the song… and the mudzimu uno pfeka bhutsu apa uchi bhuya chingezi. Mudzimu manyama
It's a spirit not mudzimu
BaTaps you don't disappoint chimuti chinemi❤😊
Baba Taps . Vakadiiko mwana vaAmai . Ndiwe urikudzifambira nyaya dzacho . Izvi zvinotyisa uye zvinoerà famba nayo nyaya yese tinoda kudzidzawo ipapo .
Munhu akafa achinamata anogona kungodzoka achinamata hazvishamise zviriko
Avo ndi BABA, tavaona avo ndi baba vedu tavaona. Tavaona ne bhachi ravo, tavaona avo ndi baba vedu tavaona. Tavaona nekufamba kwavo, tavaona avo ndibaba vedu tavaona🎤🎤🎤🎤🎤🎤
Mai vacho vakafanana nemwana arikubudirwa uyo 😊
Go to Tasvu first zvisazo kanganisa zvinu. Manje vaTasvu vanonamata here, mwari batsirai. There are spirit mediums through which other spiritual beings manifest. Ngozi , mudzimu ini andichazivi kuti ndezvipi. Hope they get a permxsolution.
Mhepo dzine hutsinye kubvisa munhu Dubai sure😭😭😭😭😭😭
Ah chivanhu chacho chakaoma
Mhepo isingade chakanaka
Mmmm mwari dai vanhu vese vakafa zvisina kufanira vamukawo aaaa tatambura pasi pezuva
Kkkkkkkkkk thus too bad
Ndine chishuwo kuti baba vangu vamukewo vatirwirewo
Ummm ndirimufundisi ASI zvirikuitika munyika yeZimbabwe zvinoda vanhu vavhure meso.Iyi nyaya iyi ndeyechokwadi, munyika yemweya mune zvizhinji zvekuti vafundisi ngavadzidze .ATR
Tiri kudzidza ,thank you baba Taps ❤
Sisi avo bho here vane ka jin ako next time movaudzao vasungeo zambia
Her voice is even different from raanoshandisa kana akagarwa
Even face yachinja
Ndarwadziwa kuti akarwara aenda Dubai
@@tanakashito5122face kwayo mufunge
Ehe
Endezvedi Ndakadzidza naye Tambudzai
This is very true zvitorimo mumhuri medu baba vedu havana kufa zvakanaka saka pavanoda kudzokera vakavauraya vanodzingirwa kwatiri vana wavo saka mumwedzi wacho wavakashaya tinovhiringidzwa zvisingaite tichitovarota vachitishungurudza zvisingaite
Eish zvakaoma keep praying
Same to my husband he dream his late father fighting him, he doesn't say anything he just come for fights and I told him that the spirit of his Father changed to fight his Family instead of fighting those who kill him😢
Zvaatori umwe munhu nhay .kana akasvikirwa ane ari diferent😢😢
Ndaiti ndini ndega ndazviona atori munhu musvinu anotooneka kuti anenge akagarwa
Yoo anochinja kana asvikirwa
Yoo anochinja kana asvikirwa
Kuita kunge mumwe munhu nhaii
Yoooh kana asvikirwa anochinja
Mudzimu uyu🙌🙌unotoziva sekuru Tasvu?unoziva Karanganda 😂😂😂😂😂😂madrama akuwanda munyika
Step yamomz varikubudirwa avo unonyatsoona kut hazvisi zvega kuita munhurume chaiye
yaah chokwadi even voic apa vakutaur neravo
Rimwe zita remweya mutsvene ndi mudzimu unoyera saka ndobvumirana nezvakataurwa nemufundisi
Nyaya yakaoma iyi asi inoratidza kuti chokwadi munhu ari kubudirwa
😂😂😂😂 haaa baba taps ndimi dzaakumberi
Muri kurira Baba Taps thank you Karanganda for Taking us another level
Koo kwaChigodora zvakunoita kunge ku location mu town wani?
kkk ehe kunedzimwe dzimba dzatoonemagetsi
Chigodora ndiyo Dema,Domboshava yekwa Mutare
Baba Taps and headman Chigodora to the world
Kune vanhu vanosvikirwa vakawanda vatinoziva asi after zviri pavari zvatandanuka they will never tell what had happened, mashoko anga achitaurwa but this one now kkkkk is another thing. How come munhu anenge akasvikirwa ari kukwanisa kuita retell all what happened nemo nemo kupfuura vaiva vakateerera 😅😅😅. Am just asking hangu but am now doubting this svikiro if it is genuine
Ausati waurairwa hama Yako nemuroyi
My favourate headman Chigodora
😂😂😂😂, baba Taps kwanzi "ini munotondiziva" babaTaps 😂😂😂😂
Marvelous song ❤
That's real ini baba vangu vakafa 1991 ndirimwana mudiki but 2013 ndakarota baba vangu vachiti mwanangu wakunamata ndikati ehe ndakunamata vakati namata hupenyu hwakawoma ini ndonamata kumasowe
He was a swety daddy
Surrender. Baba Taps to the world. Baba vari kurwira mhuri yavo. Ngazviende mberi Karanganda. 🙏🏽👌🏽
Murume anopfuka hake uyu veduwe munhu haauraiwi hama dzangu
N'anga iyo ndi Ndunge 😂😂😂😂 hakuna umwe
Headman baba Taps big up 🙏🙏🙏🙏🥰🥰🥰🥰
Ahaaa handisati ndagutsikana apa hapana husheketwa here apa baba parts😊
Even me
Anhu ekwa Mureyani chinyiko dii😂
Anhu ashupa awo😅😅😅😅
I wish great things ba taps if God may grand you more life
Mzkuru mukuru can sing
Tamirira kwaTasvu wafumurwe vanhu awoooo Tasvu the best
sweet Dad...varikurwira vana vavo
Why am I filling like nhasi haana kubudirwa mukadzi uyu kkkkk
Akatanga kunoona chipikiri ndokuzotanga kusvikirwa pandirasa,pane kakunyepa apa regai tinzwe pano perera nyaya
You are 100% correct. Varikunyeba vanhu ava ...ngavasiye mufi arwe enga ngavasaende kwaTasvu .
Mzukuru ndiye akaona chipikiri first
The dead" do not speak to the living! The "living" should stop looking for the dead to speak and/or do favors for others. They're dead! It means that there is no provision for the living and the dead to speak. Those who think they are talking to dead ancestors are talking to demons who look like them. The Bible is clear about the condition of the dead: Ecclesiastes 9:4-6 Anyone who is among the living has hope-even a live dog is better off than a dead lion! For the living know that they will die, but the dead know nothing; they have no further reward, and even their name is forgotten. Their love, their hate and their jealousy have long since vanished; never again will they have a part in anything that happens under the sun. Ecclesiastes 9:10 Whatever your hand finds to do, do it with all your might, because in the grave you are going to you have no business or planning or knowledge or wisdom. Psalms 146:3-4 Do not trust in princes, or in the son of man, who cannot bring salvation. His spirit goes out, and he returns to the ground; On that day, his mind is destroyed.
Thank you baba taps
Mhuri iyi ngaiuye kuno kuHarare kuL kwaprophet Miracle Paul kwazvinoperera zvidiki izvi varoyi avo vanoswera vatonhodzea nemukomana anonzi JESU.
Mhoroi Karanganda team❤❤❤
Murisey now am joining karanganda ne
Saka kwa sekuru Tasvu vanononamata here kuti dzimu ribude iye tasvu achiita zvehosho?
Good father vanorwira vana vavo❤❤
Question yangu iri Pana amai ndo amai vevana hre or vepamusha apa kunyarara vana vachitsanangudza zvizhinji kudari amai vakararama nababa vavo
2 Cor 11: 14 And no wonder! For Satan himself · disguises himself as an angel of light.
Thats true .vanhu ngavatsvage Mwari vasiye zvema mediums and phyicics
Muri kurwei panyama yemu tenda?paridzai kudzimba kwenyu ikoko kusina zvinetswa vachauya vachi namata vapedza nyaya dzavo dziri kunetsa.
Kwenyu kana zvisiko usada kuvhura maverse Rega vaite zvinovanakira
@@stanleymuusha2835daidzira my brother ,kuda kunyepera kuziwa Mwari zvekudaro ,kana munhu usinga believe Koo kudarika wakanyarara ,Kazhinji waya wanoitira vamwe zvakaipa wakuhwanda nekt tonamata ,tiri kukuziwai hedu
Munotamba yere baba tapus❤kklkk ko ndimi manje baba tapus motiuraya kani
Is it just me or that shavi looks staged?
Ndakazvionawo kkkkkk
Oazvichaitika kwenyu uchaina kuty nothing is staged
Distance yaarikunz akafamba achiramba kukwira mota ka u will b shocked
Kune vasina dambudziko racho hamuzvinzwisise zvakanaka kuona wodzidza pane kuti staged,zvorwadza mhuri yacho ikaona comment yako.
@@nondochirau9664taurai henyu kana zvisati zvasvika kwenyu munhu anoona kunge madrama zvakaoma mufunge
Baba Taps you are doing good fast narrations
Headman chigodora is full of wisdom
Any updates neNyaya iyi BabaTaps? Vakazoita sei