Huyai Munzwe Zvakaitika After Ndadanana Neimwe Mbinga Inogara Ku Borrowdale Zim Confessions

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 окт 2024

Комментарии • 64

  • @Cynthiajani
    @Cynthiajani 4 месяца назад +18

    Hotel kana wega semusikana you can go.. Friday after work wogara hako weekend yese Sunday late wozviendera kumba.. Saka unoziviswa ma 5 star hotel nevarume shuwa... Ini ndonzwa kusemeswa ne vakadzi vanofunga kuti murume ndiye anokwanisa kuita zvese.. What a man can do iwe unotozviita zviri better mhani come on mhani... Ipapa so chibereko hausisina

    • @eppy2538
      @eppy2538 4 месяца назад

      😢😢

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 3 месяца назад

      @@Cynthiajani yes, you can even go on a solo date. Zvinobhowa, it’s how most of us are raised.

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 4 месяца назад +12

    Ko zvamuri kuyendera Kuma college kwacho chii kana muchiri kufunga kuti men owe you, for what??? Dzidzayi kushanda and be proud of the little that u earn. Muchapera nembinga dzacho

  • @Edinah-y8n
    @Edinah-y8n 4 месяца назад +14

    Runako harudyiwi sister,idzo mbinga idzi remember dzino famba nemweya weku kwezva the weak.vanhu tinodarikwa nema komborero nenyaya yekusa zvininipisa.mucha bviswa zvibereko.don't worry hava kutsvaki nekuti vakatopedzerana newe.

    • @varaidzomurerwa2971
      @varaidzomurerwa2971 4 месяца назад +1

      Nhai zvenyu, igold digger sisi ava, kutokwirirwa zvinhu😮

  • @selfaalpha6551
    @selfaalpha6551 4 месяца назад +16

    Dzidzai kushanda uve mbinga pachako

  • @simisongwenya6495
    @simisongwenya6495 4 месяца назад +4

    Munodisa zvinhu vanasikana , Dai Mwari vapindira havo

  • @Cynthiajani
    @Cynthiajani 4 месяца назад +4

    Ini ndakutotya kukandwa shoko mazuvano evoooo.. Fanike mbinga idzi yuwiii ini ndikatoona mbinga ndonzwa kutya....

  • @rutendomarufu2929
    @rutendomarufu2929 4 месяца назад +5

    Vanasikana gonai kuzvishandira😢😢😢😢

  • @divinephiri3806
    @divinephiri3806 4 месяца назад +12

    Umwe achangoti mbinga mbinga ndiye sarai

  • @winniematema5913
    @winniematema5913 4 месяца назад +1

    Mainini ve1st confession Havana kutobviswa chibereko here.Mmmmm dai zvakange zvisirizvo.Pray Mwari vakuwanire Nyasha mwanasikana

  • @divinephiri3806
    @divinephiri3806 4 месяца назад +8

    🎉🎉🎉🎉🎉1st,good morning bro Nash n family❤❤❤

  • @MaslineNyakujara-i3e
    @MaslineNyakujara-i3e 4 месяца назад

    Kkkkkkk second confetion boe here.Vanhu musadaro ayewa

  • @AngelisterNkatweni-ek3fu
    @AngelisterNkatweni-ek3fu 4 месяца назад

    Mamuk sei aaa ndanga ndichifunga nhas ndichait number 1

    • @JamiaSamu
      @JamiaSamu 4 месяца назад

      Number 1 yei , contribution yenyu amuna kuzonyora wani

  • @oliviakutsira356
    @oliviakutsira356 4 месяца назад +1

    Aah ssy nhaimi munoudza vamwe , masamples akaMatora kunozadzisa mhiko dzake, zvake.makatopedzwa nemi kare. Haitombowe sti , sample haiiswe cotton ball inside. Udzai vabereki mubetserwe.

  • @thabithasimango6134
    @thabithasimango6134 4 месяца назад +1

    Nhasi mukuverenga muchimhanya kusatofema chaiko..kkkkkkk

  • @mapuraziCliff
    @mapuraziCliff 4 месяца назад

    Tell your God all your needs and your wants.Only God knows how to solve any kind of problem

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 4 месяца назад

    Ndakaziva haitungamiri waida mbinga ukaramba mkomana wekuchurch apa wakamama toko udyire .

  • @Soniahfidel
    @Soniahfidel 4 месяца назад +4

    lets hope uchine chibereko

  • @walterechetemu9910
    @walterechetemu9910 4 месяца назад

    "Kana wakatora zvinhu zvaNdunge enda undodzosera undozvisiya ikoko Ndunge akafa"Sulumani Chimbetu 2019.

  • @MaryManyunga
    @MaryManyunga 4 месяца назад

    Nungo kuda zvakanaka apa dziri nyope kuda zvawasina kushandira gadzirai mega nzwara nemisoro yenyu kwete mbinga

  • @Cynthiajani
    @Cynthiajani 4 месяца назад

    Fulu of fear kudiii dzidzai kushanda priz hazvisungise

  • @SarudzaiShonhai
    @SarudzaiShonhai 4 месяца назад

    Mhhhhhh siyanai nembinga veduwee, cy muchida zvinhu semaplastic bag shooo

  • @MaslineNyakujara-i3e
    @MaslineNyakujara-i3e 4 месяца назад

    Vakadzi ayewa chihure tinacho zvedu l surrender munhu wawaona 1 day kuda zvinhu kuchakuparirai

  • @MaiVeraMrs-pt9qv
    @MaiVeraMrs-pt9qv 4 месяца назад

    Zvemahara zvinozovava kumberi

  • @millicentnzanga3322
    @millicentnzanga3322 4 месяца назад

    Makapihwa na Ndunge zvakaoma

  • @JudithZimundi
    @JudithZimundi 4 месяца назад

    Zvivindi zvine vamwe vanhu ka, kungoenda kumba kwemunhu wausingazivi ko kana ukauraiwa nhaiwe? Mbinga idzi itai mega henyu muchadzidza the hard way

  • @DorcasNgulube
    @DorcasNgulube 4 месяца назад +1

    Sorry hako wakashainira wawakapiwa namwari akaenda Kwa Eluder ukarakaramba tarisa manje ~~~

  • @conniechirwa223
    @conniechirwa223 4 месяца назад

    Zvauchafira pfuma yausigazive kuti akayiwana sei

  • @IshmaelPote
    @IshmaelPote 4 месяца назад +1

    Apo mbinga dzacho dzenge dzakaromba the same xt thing ahusisina chibereko

  • @linahkasirori4220
    @linahkasirori4220 4 месяца назад

    Shem ma1

  • @babafriday
    @babafriday 4 месяца назад

    Mhuka iri nani pakufunga pane musikana uyu

  • @aleeyahtate9194
    @aleeyahtate9194 4 месяца назад

    Mbinga hadziite plz vanhu ngavangoshanda mari dzavo the right way ndapota

  • @margiendlela8356
    @margiendlela8356 4 месяца назад

    Mkoma nashy

  • @dioniechaponda
    @dioniechaponda 4 месяца назад

    Kwai kutiziswa nestyle😢

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 4 месяца назад

    To the last Confession: Uchafa rinhiko tizorore ?!? Zvikwambo here kana kuti Zvi Dhoma ??😫😠

  • @folitiavhovho621
    @folitiavhovho621 4 месяца назад

    Eish p

  • @ladygee6457
    @ladygee6457 4 месяца назад

    Kuyerekana watemwa nedombo nechikwambo 😹😹😹😹

  • @manyarashylet1486
    @manyarashylet1486 4 месяца назад

    Ndunge hoyooo😂😂😂

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 4 месяца назад

    First Confession: Dzungu kkkkk 🤣

  • @reeoh7311
    @reeoh7311 4 месяца назад

    Vana vemazuvaanoka 😂😂😂😂😂

  • @ajabaphiri8069
    @ajabaphiri8069 4 месяца назад

    Please be careful the guys are now dangerous work for you self plz these day don't trust the rich people

  • @ArmandovumaUnoque
    @ArmandovumaUnoque 4 месяца назад

    🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤❤❤

  • @tenduchess5865
    @tenduchess5865 4 месяца назад

    Doctrine re church sure zvisina Mwari mukati 😂😂😂

    • @tendaichimanikire2009
      @tendaichimanikire2009 4 месяца назад

      But wats better kurongerwa munhu waunoziva pane kusangana nembinga idzi😂😂😂

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 4 месяца назад

    Satan Ndunge wakadaidzira kuti uyai nezvinhu zvangu mudzorere iwe waivepi dai wakandopa Ndunge zvinhu zvake Satan wemunhu .

    • @Nokutenda774
      @Nokutenda774 4 месяца назад

      Izvezvi ari kuna baba vake satan

  • @maximumdube2953
    @maximumdube2953 4 месяца назад

    Ukawona wazvara mwana musikana watukwa naMwari😅😅😅😅

  • @TshilidziRamovha-e3e
    @TshilidziRamovha-e3e 4 месяца назад

    First conf wakamama kuda zvinhu kuchakuurayisai wakasiya murume aive abva kuna Mwari Uchida mari nemota dai akatobvisa chibereko zvese ne mazamu nxa

  • @babafriday
    @babafriday 4 месяца назад

    Mhuka iri nani pakufunga pane musikana uyu