Aunty you have very good narration skills,I'm always here on your channel looking forward to listening to more of the confessions..munogona basa,Keep it up🙏🏼🙏🏼
Yowee inga zvakaoma ngatidzidzeyi kugutsikana nezvatinazvo waita basa nekutaura nyaya yako so sorry kuti kupera kwayo hupenyu hope vana vari safe havo hugs
Marombists ukavaona haumbozivi kuti munhu akaromba ana chivhayo kunzi arikushandiswa nehurumende but one of the luminat kuda kufa nevanhu vakawanda. Namatirai spiritual eyes 👁️ kuvatendi we are on war hatiraramire mari toraramira mwari mawhite party anamanjuzu tinavo mumaraini Muno
It's a true story vanhu vakurariswa nekatsi Ndakasanganawo nesame njodzi kuCapetown not jrbg chute SA yese handisikuenda kuperiod kwangu zviri normal vanonyanyo torn rope rekumwedzi stereki Katsina yacht yatogariswa mudumbu mango for 1year and months .inotodyira mauri nekutorarawo mauri ndakaita kuiswa nevanhu vandakashandirawo
God himself muridzi wesirivheri nendarama Abraham was rich ,king David was rich so why do you choose to succeed through satan bcz you wil sell your soul to the devil.
I love how you narrate your story...kuita kunge ndiwe muridzi wenyaya... you've gained a follower
Thank u Progress we apreciate you a lot
I respect this lady for raising awareness kune vasati vapindawo mazviri but kunaMwari hakuna chinokona imbomuzamawo hangu
Nyaya iyi muri kuverenga here iyi kna kuti muri kutaura kunge maivapo aiwa munoziva zvinhu zvenyu tete moziva basa renyu makachimaster chibasa ichiii❤
@@kudahbatoni1888 ndakaiverenga ndichibba Ndaita reported speech🤣
Haaaaa taurai henyu sure it's top notch
😂😂😂😂 haaa vanhu munovharika shuwa wapiwa gonzo rinonwa mukaka zvimwe zvinoda kunyumwa vanhu munezvivindi uuuu
Thankyou so much am learning.may dear almighty God continue to bless you
In love witj your shona accent. Its adding spice to the stories.
The reading skill is top notch
Thank you❤️
Your story telling style is hilarious!!! I feel like you are on my sofa telling tales.🤣🤣🤣
Unogona kuverenga zvako. Ukuita sekunge ndiwe wakazviita. Aahhh unokona atete
It doesn’t sound like she is reading. It sounds fake like fake stories.
U must hv been a good teacher.i pray mwari wachakubarsira
You are good narrator. I enjoyed listening to this. Stay blessed.
Thanks for listening ,it means a lot ❤❤❤
She's gud at it
Wanted to write the same comment ☺️
It's true she is the best narrator
Tete the way you narrated this story ka 😂😂😂😂😂 you're just amazing . Vanhu kuromba makore ano ma1 chaiwo
It’s the narrator for me ❤❤❤
Munenge makugona kuverenga nyaya vaTete. Well done 🎉
😂😂😂😂😂sviboyfriend svangu ndisvo svaindibhadharira rent
😂😂😂😂😂😂
😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂
😆 🤣 😂
Aunty you have very good narration skills,I'm always here on your channel looking forward to listening to more of the confessions..munogona basa,Keep it up🙏🏼🙏🏼
Thank you so much❤❤❤we appreciate you a lot
Taura hako
🤣🤣🤣🤣 ndaseka hangu matsananguriro enyu amana life yekuraramisa vana uriwega inokupinza pamwe panhu pausingazokwanise kana kubuda
Zvanzi gonzo kunwa mukaka ndikati eeee kabva chirungu 😂😂😂😂.best narration tete ,ndakuwara mbabvu zvangu 😂😂😂😂😂.
🤣🤣🤣🤣
Tete maivepo hre pazvakaita 😂😂😂 Tete Tete Tete l love the way you narrate . You make it sound so interesting.
Mai mwana ndaitora news ndiripo🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkk kuita senge ivo muridzi wenyaya.ini ndatove addicted ne chanel yenyu.ndakutotadza kuteerera amwe chanels,you are very good
Rombai mega,ndofira munhamo zvangu😂😂😂😂😂
Shuwa tosara munhamo
Taura hak dea
She is good at narrating but dzimwe nyaya dzavo ndedzekunyepa worse vakavhara comment section but it was reported to RUclips about false information
I cant miss your stories you are good
@@Gwenziannnah207 thank u ✅
Wakapenga chinunguna matsananguriro ako aninwisa nvura kuita semuridzi wenyaya
You gained a follower
Maita basa vakoma ❤️❤️❤️❤️❤️
Because of your narration, you have gained a subscriber😂😂
Lol I'm just laughing 😂
@@tatendabenza4125 kiti yatomunzwa kudhara iwe mira uone mhanyiro richaita munhu remember kiti haidi kuona varume 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Munyori ndifonerero please
Vanhu musadaro kuti yega mkanwa wonzi une zvauchanoona woti hoo, woo a gonzo wonzi ribate zvakanaka woti hoo wakuti waisaziva kuromba mxxxm
Iyi ndiyo inonzi Rondorodzo unogona kurondorodza mwanasikana Mwari vakumborere
Unenge usatii watambudzika ndozvinoita kutii vanhu vadaro unoshaya anokubatsira chaiyee
Aah better. Akaromba neropa rake nekurara nekitindzake pane kurombesa nevanwe vanhu izvi zvitorinane
That’s also a lie from the devil after that it will follow the whole generation until God intervenes
Good narration
@@sydreckchizinga5713 thank u
@@sydreckchizinga5713 🙏 thank you
AWESOME STORY TELLING, YOU ARE GOATED, MA'AM ❤
Thank u so much🙏🙏
Zvakaoma shem kuromba uku
Haaa zviriko asi ngatityei hedu Mwari tisade mari zvakanyanya. Ini ndoda hangu kufa ndiri murombo nekuti murombo munhu. Amen!!
@@rudoenguhmakoni900 murombo Munhu shuwa
Taurai hako dear zvipo zvinobva kunamwari
🤣🤣🤣etai collabo song na markos sibanda😂😂😂
I love the story. You have gained a follower
@@Sarah-lies thank u Sarah ❤️❤️❤️❤️
Yowee inga zvakaoma ngatidzidzeyi kugutsikana nezvatinazvo waita basa nekutaura nyaya yako so sorry kuti kupera kwayo hupenyu hope vana vari safe havo hugs
Kkkkkk😂😂😂😂 muri teacher wemaths zve chokwadi 😂😂😂 binzi inosvomoka nekunanzwa nebonga 😂😂😂 tete manyama
Rondedzero at its best
Vanoda ka lifestyle endai muno romba tigozowana nyaya dzeku teerera zvedu mune ramangwana imi makuita sema kanganwa kuti makambonzwa vamwe vakaromba va pama1 vaku kwangwaya 🤝
😂😂😂😂
Hoyo😂
😂😂😂 hanzi vana vangu ve game park
Yandispakawo ini kkkkk😂😂😂😂
Imwi endai kumusha kuharare kwasekuru Tasvu vanozvipedza izo munopiwa mishonga yakanaka kuti ufumi wenyu usaparara ...chero mukagugula Moti Sekuru Tasvu or Zim beat yaRobert
Zechariah 9:11 … its never too late.
😅😅😅 unogona kuverenga kuno ndane mabayo ekuseka
@@LoiceMtisi 🤣🤣🤣🤣
@@LoiceMtisi maseka ka🤣🤣🤣
@@DarksecretsConfessions ehe 😂😂
Ndikumbiro kutaura namai vaposter nyaya yavo
moda kunotora kiti here 😂😂😂😂😂
I like this 🤣in Pastor Freddie voice
Ndakaita kuri rikita 😂😂😂😂😂 aaah yaaa Aunt
Marombists ukavaona haumbozivi kuti munhu akaromba ana chivhayo kunzi arikushandiswa nehurumende but one of the luminat kuda kufa nevanhu vakawanda. Namatirai spiritual eyes 👁️ kuvatendi we are on war hatiraramire mari toraramira mwari mawhite party anamanjuzu tinavo mumaraini Muno
Is this a true story?
Matauriro ako ndekusvaga nyaya musapote muchitinyepera imi nxaaa
Hie Winnet.The way you treat others is a reflection of who u are inside .
I pray that u heal.
And dnt ever come back on this Chanel wth yo bitterness
Tete murisei . Muno gona kuverenga ,unoto picture zvinu zvacho .and the channel is growing ,let's keep on subscribing guyz❤😊
@@chipomazadzise thank u Chipo ,thank I very much ❤️❤️❤️
Ndafarira kutaura kwako nyaya yacho inobva yaita vibe
Thank you tete ❤❤❤❤❤❤
Uuummm pakaipa kani zvinoita sokutamba sokuseka nhamo imozoti yatanga wambofara zvako
Good narrator
nyaya dzekuromba idzi veduweka
Tete makugona kutsanangura manje love you
@@PatienceMachuma thank u ❤️❤️❤️
Ndodawo number dzake mukadzi uyo .haa ini ndafunga kuromba zvangu ndiite mariii
@@Prosperkadyakauruka don't do it. Nhamo iri nani i can promise you
Unoitaseni kk@@Prosperkadyakauruka
@@EternalGates hapana chotyisa apa and number ngandipe ndaneta nemhamo takudawoo Mari
You sound like my friend the way you talk even your voice 😅😅😅
Ummmm tirikudzidza,tinofanira kutya zvimwe zvinhu sooo
A good naracter
Best narration ever
@@kimjongun1777 🥳🥳🥳🥳🥳
😂😂😂hanz hamun chamakaona imi
Wanga wasarwa ne two mitupo chete kuti big 5 ikwane
@@allanchari4647 kkkkkk big 5
Kkkkk mmmm u too much ende unopedza data rangu
You read like nyaya yacho ndeyenyu
Yea short cut muupenyu will cost many.
Juju Juju 😂😂😂😂😂 veduwe pasi pano
Iye munhu anedegree anoromberei nhai?
@@CharmaineMurombedzi gud question hama
Dai watofuma wakafa nekuti hama dzako dzichatambura nezvawakatora izvo
Chimwe nechimwe chinenguva yacho muhupenyu sister
It's a true story vanhu vakurariswa nekatsi
Ndakasanganawo nesame njodzi kuCapetown not jrbg chute SA yese handisikuenda kuperiod kwangu zviri normal vanonyanyo torn rope rekumwedzi stereki
Katsina yacht yatogariswa mudumbu mango for 1year and months .inotodyira mauri nekutorarawo mauri ndakaita kuiswa nevanhu vandakashandirawo
I am so sorry 😔
Ayii kiti yakapinda machena😂
First to comment here today
Hie sisy Trish❤❤❤❤❤
God himself muridzi wesirivheri nendarama Abraham was rich ,king David was rich so why do you choose to succeed through satan bcz you wil sell your soul to the devil.
u won't be aware ucht ma small dear 😢
Chai hey
Its kufira kudya fr me
Ummm ndadzidza ini
Ha yu can narrate sis zvenyuu
I never new yr stories
Munoita kuti nyaya inakidze kkkk hanzi zimota zikono
Chimboendai kuma church seyana prophet magaya
Hanzii game park
Red flag 🚩unenge watoiona
Nxeee
ndipei nmbr dza sekuru vacho kuMupalanga papi
Aaaaaah
Aunt we learn we live
Kkkkkkkk munogona zvenyu kutsanagura nyaya
Haaa narration kmberi
@@florencedzinodya2757 thank u
Ndoda n'anga yacho
Kkkkk grocery ku Woolworths nekuchekerss kk
Ja uri maths teacher zveshuwa unotaridza kuty waipasisa kkkk
😂 thank u for listening ❤❤❤
Vhurai makumbo kiti ipinde iiiiii
Park station kkkkkkkkk makarongeka
Munogona kutaura zvinonakidza
Uuuu
svi boyfriend svaida kusviravo paisvira kiti.
Zvakaoma chokwadi
Uummm unogona ku narrater wena handichabve pano.kunge zvako muridzi wenyaya
Apa semuzimba akadzidza anechikoro kuzorova fluently English zveee sekuru kukuvara nema vocabulary
Well done
Ha, me I will never be desperate zvekuchiva zvinhu zvandisingazive kwazvakabva
😂😂😂😂😂
Neni nditori nema degree ndikutotswagawo zvinhu izvii andina chandinachoo shuwa ndikutoshuwira kutii ndimbotaura navo tete avaa vandiratidze kwawakatora ngavandipe number dzavo or ndiise dzangu
Really 😂😂😂
Kkkkkk tete watora watora
@@costancetshuma-zh1zq neni ndikuto zvidawo basa arikufamba rakangomira
@@ZolamososZolamosos Mmmmm musatora henyu kkkk
@@costancetshuma-zh1zq ingo nditaud zai navo ndimboonawo