Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ngatisachivei Mari dxemasugar Mami varume 😢 zvotikwadzisa
There is a reason in the bible zvakanzi the love of money is the root of all evil......
Watching you from Soweto in South Africa ❤❤❤❤❤
Haaaa muma church makazara varoyi veduwe aaah🙌🏻🙌🏻
Hahahahahaha mfanha akaona hora
Pakaipa, ko iye Msikana we basa zvake zvivindi ndezvei zvekuramba achishandapo ne information yese yaanaya yezvinoitika pamba apa?
Ummm nyika yanyangara chokwadi👐.. Mwari pindirai
Haaa nyika yakatakura kurema shame
Ndoda kuuyawo neyangu nyaya ndoita sei
Pakaipa😅
Mmmmmmmm nhai mwari zvakaoma mari ine chitema veduwe
Zvakawoma hezvooo wakagona hako ukanodzorera Mota,Tenda Mwari because vanokuda vakakusaver
Vanhu kugutsikana nezvavanowana
Chimwe chichatipedza iFlat Tummy
Uuuuu enda zvakaoma anhuwoye nyika yatakura kurema amhuwoye ngatityei mwari vanhu vada mushonga zvakanyanya
Ndezvechokwadi here izvii
Soo sad
Guys nyaya idzi dzirikuitika mu Zim here
Iwe ukati iAmerica here ?
@@Tinashe-i9g😂😂varikuti Zim kutikuitwa ma funnies nhai kare zvaingoitika asi tasaziva kusina social media now takuzviona kuti shuwa zvirikuitika
Kkkk iwe wakarara vamwe vanenge vakatomuka vachishqnda 😂
@@Tinashe-i9g kkkk wangu ndatya
@@nayie99 zvakawoma kkkkk vanhu vanenge vari busy wena
Hawu kanti uyakhuluma? love love
@@KaMaNkonjeni ngingumaNgwenya 🤣
Shona ne ndebele zvakakufitai zvese voice renyu rakanaka sis mati surpriser ne ndebele@@DarksecretsConfessions
Ska ukatorerwa chipo chako warara nemunhu chinozodzoka er or zvenge zvatovharana ko vamwe vanoti umwe neumwe anechipo chako ska chozotorwa sei neumwe kuchishandisa iye
Zvakaoma hazvo thank you for sharing
Nyika yaoma veduwe zvotyisa izvi
Mari yakaipa veduwee
Umm zvakaoma
Zvakaoma veduwe nyika yaoma iyi
Ko ku church vaitiii manje vachiona izvozvo nhaimi😅
Hanzi madzimai ekuma 50's anoziva zvaanoita.kkkkk Iko mbambaira yakasvava inonaka But heeey i feel for you brother.apa waive mudiki 22😢
@@cynthianharimpofu1745 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nyika yacho yakurema
arikuti sis dee vakatora nyeredzi hre or handisi kunyatsonzwisisa ini
Umm zvotyisa izvi
Yowee satanism yakawoma
Shame
beware of the CC DEEs
Ma1 aya
Thank u for joining ❤️❤️

Hanzi madzimai ekuma 50's anoziva zvaanoita.kkkkk Iko mbambaira yakasvava inonaka
But heeey i feel for you brother.apa waive mudiki 22😢