Barika hapana rudo inongori culture chete, both ku mukadzi ne kumurume, iye mukadzi mukuru once wamutorera mumwe mukadzi rudo hapachina kwangove kurwadziwa kwega kwega
Iwe dnt blame mkadzi kkk akaita kuuya mu family umu ende anogona kubuda ko uyu mkomana akazvarirwa mu musha umu we kuti chero zvikadii rasta vacharamba vari baba vake chete ndiye aifanirwa kutya mainini
Plus mkadzi ati ndikuguta wani mweya wetsvina aah kahure ako hudiki aisaona kuti murume muhombe here hakuna dhibhu remhuru garai maziva haaitadze kupinda
Mom's nemwana ndomazera chokwadi chavanzwa hacho but other wise mwana aitodanana namom vasati vauya apo
Mombe mbiri kwaMambo here vakomana. Mutongo wacho? Akatorerwa mukadzi mombe mbiri. Pane zvisina kuita zvakanaka
chii chisina kumira mushe ndotsika dzedu zvonoenderana nenzvimbo ,
1 makunakuna imombe yakazvimirira
2 kurara nemukadzi wemunhu chimina unobhadhara kusvibisa dunhu ramambo
Whats the difference between chimina and makunakuna
@@enchiladapatati379 makunakuna munenge madanana pahukama ,
chimina kutora mukadzi anemunhu kare ,
uyo was charged for two occasion pamhosva imwe , akatora mukadzi wabba thus y wanzwa chief vati imwe mombe inoenda kusvikiro kureva kuti inoitwa bira rechenura vachkumbira midzimu yavo kukanganiswa kwakaitwa dunhu ravo
Musanyepere mweya yetsvina chingobvumai kuti muri Zihure remakoko, bladi katsi 😢
Baba vakura ava havachagoni lulaa
I'm only here for the love of ZimNews Beat TV otherwise chidare ichi chakadhakwa zvisingaiti
Senge kachinda ako kanezwi riri funny, he's very annoying
😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk rakadhakwa dare iri,vanozvifonera kani😂
Kudhakwa chaiko taura hako
Ratove business reku hurirwa nemukadzi ano charger mombe akabhadhara roora here
Nhai
Mambo anorwara uyu, anoda mombe mbiri dzei kunge ndiye akadyirwa mkadzi 😅😅😅 uyu mambo imbavha🙆♂️
Mambo vaita hudyire apaaaa ..... mombe mbiri kwavari. Nyakusvirirwa mukadzi 1 Mombe. Unfair judgement ...... Murume akanyengerwa mukadzi mahara uyu
Wats the name of the intro song?
Mhuno iy bhoo here veduwee. Ndicho chinonzi chifemesoka icho
Musatisekese weduwe ahh kkkkkkk
Apa ndoyatanga kubudiswa 😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk
😂😂😂😂
Mukadzi mudiki uyu, murume haasi kugutsa Mukadzi saka pakaipa
Barika hapana rudo inongori culture chete, both ku mukadzi ne kumurume, iye mukadzi mukuru once wamutorera mumwe mukadzi rudo hapachina kwangove kurwadziwa kwega kwega
Mwana nemukadzii same age rasta ngavagare namaiguru
Face yaJaaaman yakashinga 😮😮😮
😂😂😂😂
Nyaya dzevakadzi vevanhu vanodanana nevamwe varume dzanyanya plus rakunge business kungobhadharwa mombe munhu oti mukadzi wangu ndinomuda
Varumewo gutsayi vakadzi mudzimba musangoti kana imi madurura moti zvaiti mukadzi anotobvunszwawo Kuti adzvovawo here asina momudzvovesazve tsika yenyu inobhowa nxaa
Zvakagara zviriko asi kungoti mazuvaano kwave ne technology ma V11😂
Mambo Ndyire
Nzara mukadzi uyu
Haaa baba vakura avo mkadzi mudiki uyo ndosaka akutamba nevezera ravo tora madzimai ezera renyu baba imi
Musaroora vana vadiki, vanotsvagawo yechidki ambonzwawo marounds ekuwanda
Kuwaridza pasi haatorina bed veduweee zvakaoma.
Ko ungatakure bed kuenda naro kuseri kwegomo kundoita bonde?
@@giftalutadosipani3637 hanzi mumba wani teereresa. Murume ati vakapinda mumba vakaona mawaridzwa.
Imagine kugogoderwa pasi
And tukomana twacho tunokoira zvebasa Apa uri pa ground
Mombe two dzeyi mambo. Mombe one
Mambo anokara uyu
Tumatare twenhema nhema amai mwana mudiki avo zera rake ndiye mwana uyo
Pabarika panogutwa here kana kiti mukumbunyikidza vanhukadzi kuti gutai zviripo.
Nyaya iyi inofanira kunyatsoongororwa zvakaitika izvi ,mwana komana akabata mai vake mukadzi wababa vake ,dzimwe dzenguva mwana komana uyu anogona kunge akashandisira mai vake mushonga nekuti anenge akanzi kuti zvinhu zvako kuti zvifambe enda unorara namai vako
Aaaaaaa iwe
Bota section 😮
Mambo mombe mbiri 2much 4kumuridzi wemukadz 1kwamuri
Uuuuum vanhu ngavarore vezera ravo
Navoo varume vacho siyai maparika hamuagoni hapana mukadzi anogarira sadza.
Haaiwa zvibatei imi anamai vedu taigara navo kumamisha 3months baba vasingauya but ataimbovanzwira
Taura zvako
A Rasta avo ngavasiyane nekamwana Ako and mambo avo vakadhakwa vanoda zvinhu
Nyangwe kakafongora kangani mudare, kamukadzi aka kanjapisi ke Mashonaland Central kanoyenzererwa mumasango e Dotito
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kuvhurira mwana veduweeee
Baba vane mhuno avo yoo
Usiye tsika yekusvora zvakasikwa naMwari
Kaninyibera tyooora muzula kachihura.ndokandichira .kandowe kemunhi nxaa munetigumbura 😮
Mhoti!!
50 / 50 nemuridzi wemkadzi hr
Rasta ndimi murikuruza kwa mambo. Sei usina kuyendako
Kungoti chete zvatonyora pano hazvisike kumadzimambo but haaa machinda arikudya aya,mambo mombe 2 mdedzei ipapa
Mwana upiko Methew nyakunyenga wacho akatiza haapo apo mukurasikawo imi vanhu
Anotyisa baba avoooo
AnaMambo vekudhakwa ndisaty ndanzwa nyaya😂
This is a hefty business rikuitwa nemadzimambo. Varikudya ngorivha. Miripo yavo personally are exorbitant. Mombe mbiri dzoenda kwa Chief kunoitei??
Haa ndofunga matanga emadzimambo kumamisha uko akuita kufashukira nemombe.
Vnhu vcho pmwe hvasikuguta hnty munebarika
😂😂😂😂😂😂😂😂
Mombe mbiri dzechenuro
Sabhuku aifanira kuuya nenyaya kudare nekuti pakaitwa makunakuna
Kamukadzi aka kabenzi chihure chinonyadzisa kudaro
Iwe dnt blame mkadzi kkk akaita kuuya mu family umu ende anogona kubuda ko uyu mkomana akazvarirwa mu musha umu we kuti chero zvikadii rasta vacharamba vari baba vake chete ndiye aifanirwa kutya mainini
Makorekore amunawo dzimw nyaya hre nyaya dzenyu ndedzechihure chte munonyadzisa imibarika morida apo amugone kuchengeta vakazidzi futi😅
Muchineripi wajihwa😂
Buno raBaba avo ndoorakaita Mukadzi asvigwe
Mukadzi uyu mwana mudiki kugara pabarika
Akabvuma oga kuroogwa pabarika😂
Tipindurireiwo apa tinzwe.
ruclips.net/video/pYuciTs105U/видео.html
Zvinebasa reyi? Ndimi munombitika mapositori. Ko maRasta awo?
Varume havasikugutsa vakadzi mudzimba umu basa kuda kuripwa murambeka mukadzi vacho
Siya mkadzi uyo Rasta mwana mudiki uyo
Age gap yakawandisa apa - apparently, ende obva aenda pabarika
Mwana uyo mudiki pakuita zvebarika izvo plus baba avo vahombe pamukadzi uyo
Unopenga
Tipindurireiwo apa tinzwe.
ruclips.net/video/pYuciTs105U/видео.html
@@Bvanyangu352
Saka iwewe kwako kushoma kwekupedza data kundipindura kuti ndinopena🤣🤣🤣
@@Bvanyangu352😂😂😂😂😂😂
Ingori nyaya yemhuno yakakonzera zvese
An unfair ruling is the two cows going to the chief.
The matter was resolved within the family
Ndo chivanhu, 1 is going to Chief as penalty. 1 will be sacrificed to the spirits
Plus mkadzi ati ndikuguta wani mweya wetsvina aah kahure ako hudiki aisaona kuti murume muhombe here hakuna dhibhu remhuru garai maziva haaitadze kupinda
Mudare uyu anotaurisa ndiye ega here
Ko kwaMarange kunemaRasta here? Irozve barika. Robert wadii kuvhunza kuti akaroorwa aine makore mangani mwanasikana? I can see she is under 20
Cy gurukota iro richingotonga rega asi vamwe varipo
Kusvira amai, urijongwe here mfanha?
😂😂😂😂😂
Ska bba vakutoripisa mwana wavo kkkk
Kuwaridza machira here😅😅😅
Rupasa
Inzara aaaa barika vanhu havaguti aaqaaa
Chero vasiri pabarika vanongoti handisi kuguta aah magaritosi akashama ndoproblem
Ndoda hangu song yembira iyo yakaridzwa nani vanhuwe
Mhuno mhuno mhino mhino 😂😂😂😂
How are things 🎉🎉😂😂
Vana vakaenzana wani mambo chingovasiyai
Uyo mwana wakahura naye ndiye wezera rake iro zibaba too big for mwanasikana 😂
Ndizvo zvandaonawo ini ari kushota bonde mwana uyu, dhara iri rapera panonaka plus atori pachipare
Handizvo zvinoita kuti uhure,kana vamukadzi vemunhu yatomhosva
Mash central place to be
Vakomana vakomana mambo unoda momb 2 dzeyi uye anobvisa ndiyani ummmm kudzvinyirira
Vanhu vakutoita business hndika vakadzi vevanhu ngavambobhadhariswawo kwamambo chimina kudanana nemumwe murume iwe wakaroorwa kuda chihure chinomboita nane
Ko kufongofongora ndiko kudii kuremekedza here
Veduweee kufumuka kudaro
Nekuoma kwakaita upenyu uku wonzi mombe 2 kwamambo dzei
Ndanyara fani
Mombe idzo dzakawandisa ,chihure has become a nom kumamisha uko.so mombe 4 ,mbudzi mbiri,is too much
Mwana mudiki uyu pabarika
Mkadzi ari panzara haasi kuguta
Kunze kurikudyiwa beche pajozi tichishupika mhata
😂😂😂😂😂
Banu aba bho zwekuti same age iyo
The lady is very beautiful she doesn't deserve to be married to this old fellar
Mukadzi mudiki uyo
That's too much
Oh
Ndokutadza basa uku camera man unofanha kutora vanhu varikutaura
@@tineyidombodzvuku067 in television is called " A Listening Shot"
Kumba hakuna bed imagine kurara pasi musina bed kugogoderwa uchiitwa bonde nezimurume rake
😢😢😢😢
Eeeee
Baba madii mangopa mwana uyo mukadzi uyo ndiro zera rake chairo musambunyikidze mwana
The age difference also contributes to infidelity. That girl is too young to be that rasta's wife that's why vapfanha vakumudyira munda wake.
😅😅😅😅😅😅😅
Varume rorai vakdzi vezera renyu
Tipindurireiwo apa tinzwe.
ruclips.net/video/pYuciTs105U/видео.html
@@dorothymtetwa3844 mukadzi mudiki kune murume zvakanyanyisa mwana wake
Guys musha mukadzi anovaka mukadzi anoputsaa mukadzi varume vanoedza vachida kuona kuti wakakwana kana kuti hauna mukadzi benzi anoputsa musha wake
Mjolo 😂😂😂😂
Shame
Mjolo pandemic😂