Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Chihera nhasi andisekesa, zvataurwa naChihera zvinemusoro 😂😂😂😂😂 she is funny
tanetanazvo vanopedzeravanhu maridzavo
Drewmas media taking you to another level tiri pa another level
Mbizi yave mhukahuru since when😅
Drewmas ndinotenda,but panyaya yekusviba kwevarume apo ndaramba ndopokana navo,hazvaireva kuti mateteguru edu anga asingaite ma girfriends,zvinofanirwa kuitwa kutora bute wopinda mumasango woenda pamuhacha kana mutsonzowa rosumwa kumashavi kuti,urimusango unehombakadzi yaurikufamba nayo wotaura zita nemutupo wake ndezvemusango tiripakuvhima musandirova neshamhu yenyu nekuti apfugama ateta shamhu,wosumira zvekare kudivi regirlfriend yako kuti ndiwe nhingi muera nhingi urikufambidzana nemhwere yenyu tirimo mukati memasango nokudaro musazotisungirawo raramo,Izvi zvinoitirwa kuti nyangwe girlfriend ikazobata zvinhu zvako micheka nhekwe etc hazvizonzi zvasvibisiswa
Chipfambi chipfambi bwahahaha
Ahh mdara mitupo munozonyanya kuupembedza, you really take it serious hanty 😅😅😅
Vanu vacho kunyeba cht aaa
Haureve nhema mari vanongotora
Hallo hallo drewmas team murisei
Thanks
Vanotonyepa haagoni kutetemba
Drewmas media taking us to another level
Kusvibisa matare kuita zvisingabvumirwe mudare
Another Level.
Maswera sei Mukoma ne shamba.tivhunzireiwo Sekuru avo kuti corona vanorapa here nekuti chirwere .
Kkkkkkk
"Ko fodya racho rakaita sei "kkkkkkk in chihera's voice😂😂😂😂😂
Ko ane chirwere che mwoyo sekuru
Pokuti munobvisa zvikwambo pafamba sei😳🧐
Oppa Mpofu haasati ogona camera haaonesi zvinotendekwa kana vanhu anokata. Nenguva zvichaita
Ko iwo anachilemba acho anonyanyakubatsira pa nyay ye upfum kudyi, ko iwo akapfuma here?
Murume anotaura zvaka jeka uyu 👏
😂 😂 😂 😂 Musa viga Chihera weee... Kana achitaura zvino nyanya kunakidza.
Hanzi wakatanga kubatsira rinhi mukoma Andrew kubvunza uku makabvunza futi kuna gogo Hungwe we kuChitungwiza imika
Kkkkkkkkkkk iiiiiii chimama bhanzi musadaro veduwe ndinoberekwa nanamadube haaaa pakudeketera panyepwa apa
Sekuru ava vanogona kutsanangura chaizvo zvinonzwika...hameno ve Drewmas mungandibatsirewo sei ndiwana number dzavo?
Chiimama mabhanzi kkkkk wadarirei nhai iwe
Makadii Drewmas
Apo pavati mudzimu hauridzirwe ngoma kna anything kti ushwedzwe , vanyepa ipapo
Dube hanzvanzi yangu ❤
Chihera amaivangu murisei
.
Chihera so 😅😅😅😅😅
Pakuzopa munhu number dzisingapinde ndopamunokanya apa munhu aisa mari
Kuzwakele khulu syabonga
Sekuru ngavadzosere corona kwayakabva
Kkkkkkkkk taura hako kkkkkk hapana chavanogona ava kunyepa chete chete kkkkk
Vanotigonera vakuru avo
kuMalawi kunobikwa doro here or kunoitwa Sadaka
Sangana nemubvunzo zvanzi zvikwambo
Tipeio number dzasekuru avo.or dzambuya Shumbayaonda
Upombwe chipfambi
Ko nhai Mukoma Neshamba ndokumbirawo number dza sekuru Cube ndibatsirwewo ka
Hativazive
Kkkkkk
Ndataura dza Dube number
Sekuru ava vari kupi(nzvimbo)
@@drewmasmedia3856 number please
hapana zvasekuru apo. chimama ma buns. imhondoro rudzii inoziva ma buns... haazive detembo rake asi akabva Tanzania
Chokwadi havatozive kudetemba mutupo wedu kkkk
Dhafu kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk wandikuvadza iwekaaaa he's kn
Mukoma Andrew ndokumbirawo # dzaLion of Judah
@@chitsvamaadza1242 hes kn askanaaa