MT DARWIN......VAKAROORANA PACHIPOSITORI ASI VODA PFUMA PACHIVANHU

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 9 сен 2024
  • WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Комментарии • 16

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Месяц назад

    Yes varovei kwese kuchipostori kuchivanhu kana ku Zaogo chaiko varovei

  • @ElvisMawele
    @ElvisMawele Месяц назад +1

    Mambo nevanhu vake zvimadhundururu chaizvo.Ava vanhu vakachadya Kare pachipostori.Asi nekuda kwekuti Vana vasiyana Ava vakuita zvekupfidzisa

  • @masibandamhazishumba2241
    @masibandamhazishumba2241 Месяц назад +1

    Ndokumbira dare iri ripe vanhu nguva yekutsanangura tinenge tichida kunyatsonzwa theme yenyaya yese from the beginning

  • @user-hs3nc6du6j
    @user-hs3nc6du6j Месяц назад

    Vakaroorana pachipostori nhasi nekuti mwana arambwa vava kuda rooro rei , Mambo tongai nyaya iyi zvakanaka , zvavakachajana vasati varambama ndizvozvo

  • @hazel4463
    @hazel4463 Месяц назад

    Seen it yesterday

  • @itaimarega1615
    @itaimarega1615 Месяц назад +1

    Musikana ndiye anotanga kukubvumidzai kuti hongu ndomuziva nokutora mari after yendiro maziviro ekweduwo😂

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm Месяц назад

    ❤❤❤

  • @user-wv4ur6zu3n
    @user-wv4ur6zu3n Месяц назад

    Pamusha pano hpna hari dzakaenda naTonderai song ndinoida iya

  • @ElvisMawele
    @ElvisMawele Месяц назад +1

    Ava vanhu havadi kukudzwa zvakanyanya vanobva vatokujairira.Do not make that mistake yekushandisa hudzvinyiriri kwatiri will vanish you,ma dictators.Matare enyu akafanana nematongero arikuita Zanu pf.Varume zivai Kuti zvingatore nguva yakadii Kuti shanduko ivepo ,but one day Zanu yenyu achabva muchatamba nhowa nekuti everyone will take revenge panezvamurikuita

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta Месяц назад

    Harooooooo

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta Месяц назад

    Lobola rooro😂😂😂

  • @masibandamhazishumba2241
    @masibandamhazishumba2241 Месяц назад

    😂😂😂musawerenge nedzungu mombe 7manga madziona papi

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta Месяц назад

    Baba vangu vana vemazuvano kana atoita mukadzi chero asina huku chaiyo zvekuti haana chaainacho ratova drama

  • @user-zf8nn1gb9k
    @user-zf8nn1gb9k Месяц назад

    Pano ndavapo 8

  • @ngonidzasheguta
    @ngonidzasheguta Месяц назад

    Lobhola ine nharo