RAFFINGORA.......VANA VAVIRI VAKAFIRA MUMBA YEKUGEZERA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 16 ноя 2024
  • IMBA YONAIWA YEGA NEMVURA

Комментарии • 608

  • @kurrenkashesha9750
    @kurrenkashesha9750 11 месяцев назад +31

    Inini i luv maiguriu vangu weduwe kana maenda pamunhu wemunhu respect maiguru respect vana

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 11 месяцев назад +5

      No you dont love her...you destroyed her. Just because she is quiet doeasnt mean she is happy. No woman ever lives the same when her husband brings a third party in a marriage..

    • @tstausibanda2020
      @tstausibanda2020 11 месяцев назад

      Kkkkk iwe

    • @paterniahchitems824
      @paterniahchitems824 11 месяцев назад

      ​@@maiyeukai9346true ipapa ivo vechi2 pakauya wetatu havafari

    • @melisamaphosa2395
      @melisamaphosa2395 11 месяцев назад

      Mainini munondipa hasha amuna moyo wekubereka 😢 shuwa kupisa vana kunga huku😢 plus mave kuramba nyaya yerape,maitarisa mwana muri doctor err 😢

  • @MuneikudakwasheKahari
    @MuneikudakwasheKahari 11 месяцев назад +37

    Umm sad story Mukoma Neshamba hapana way yamungabatsirewo amai ava here, i feel kuti vana vakapiswa to destroy evidence

    • @esthermamu5643
      @esthermamu5643 11 месяцев назад +1

      Yeah taura hako iwe vanodakabatsirwa

  • @Mambokadzi425
    @Mambokadzi425 11 месяцев назад +39

    Mainini avo ndivo vakauraya vana why vasina kudzima moto vanoroya

  • @faithmarvis
    @faithmarvis 11 месяцев назад +31

    Moto wakabvepi uya vakatadza sei kubuda pane akavapisira mukati mainini ava ndinhikwi😢

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 11 месяцев назад +36

    Ndoona sekt vana wakadirwa petrol kana paraffin

    • @virginiachirumbi6032
      @virginiachirumbi6032 11 месяцев назад

      Or vakasungwa makumbo

    • @MANCUBEMNCUBE-MAPHIRI
      @MANCUBEMNCUBE-MAPHIRI 11 месяцев назад

      Matches nehuswa zvofambirana

    • @ChipoMponde
      @ChipoMponde 11 месяцев назад

      @@MANCUBEMNCUBE-MAPHIRI dai hwaiwe huswa hwega vana wangadai wasina kunyunguduka ,uye waisafa kunyanya aiwe ne 4 aibuda

    • @florencechikove4621
      @florencechikove4621 8 месяцев назад

      Endesayi mhuri iyi kwasekuru tasvu pliz

  • @mmuderedzwa09
    @mmuderedzwa09 11 месяцев назад +24

    Aka kamkadzi kekubira mumwe murume kanoda kurohwa she is as guilty as sin and contradicts herself a lot and she is soo bitter

  • @synodianyakudya3510
    @synodianyakudya3510 11 месяцев назад +5

    Mainini ndivo vakaisa vana mu change house vakavapisira imomo period. Vakarohwa vanotaura. Change house yehuswa haiite door,vana havaitadza kubuda, Hazvishamise mainini avo vakapa vana poison vakavaisa muchange house house vakasiya vabatidza moto.

  • @mariahn8446
    @mariahn8446 11 месяцев назад +10

    Maziso amainn awo says alot. She is behind zvese zvirikuitika pamusha uyu.

  • @ChachaShumba
    @ChachaShumba 11 месяцев назад +15

    Vana vakatotanga vapiswa kukazobatidzwa chinja house yacho iyoyo ini ndiwo maonero angu

  • @JoyceGonese
    @JoyceGonese 11 месяцев назад +11

    Vana vakapiswa ndokuzobatidzirwa change house nepfambi yasekuru vavo what a sad story kuuya kuzoparadza musha wemuridzi ummmm😢

    • @AdlightVimbai
      @AdlightVimbai 11 месяцев назад

      That's true ndozvakaitika 2 mins vana voparara zvakadaro so sad

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 11 месяцев назад +12

    Nyika yedu iyi kana usisade mukadzi musiye pane kumushungurudza nokuti haana hama.Baba ava havapnde denga 😢

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba9736 11 месяцев назад +7

    😢😢😢ummm sry maiguru vakadzi vechipiri vagara imbwa chamupa kuuya pamurume wemnhu ndiwo moyo wakashata. Zvino wotadzisa mhuri yakawana yakagara zvakanaka for 30yrs iwe wobvoronga,, ndarwadzi mwana ane 4yrs akura zvekuti anogona kutiza akabata mumwe wake 😢😢😢😢sry zvenyu Mwari akunyaradzei

  • @catherinechakamanga7428
    @catherinechakamanga7428 11 месяцев назад +12

    Ndanzwa tsitsi Mwari wanira mama avo nyasha my heart is broken 😢😢😢

  • @TendaiTafirenyika-y3m
    @TendaiTafirenyika-y3m 11 месяцев назад +10

    Mainn mainn mainn mainn kaa 😢😢 rest in peace vana 💔 Mwari vasimbise mhuri iyi pane chavanoziva mhani mainn ava

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 11 месяцев назад +18

    Mainini vacho ngavasungiswe cos it looks like all these tragedies dzemwoto she’s found thereabouts. It’s not a single case but multiple times. Hakuna coincidence dzakadaro. Someone is the real devil’s advocate without a doubt.

    • @josephined8931
      @josephined8931 11 месяцев назад +3

      Ichokwadi ichocho mainini ndivo vakaisa vana petrol or paraffin ndokubva moto wazopisa change house, panoda ma CID

    • @Onniecoal
      @Onniecoal 11 месяцев назад

      ​@@josephined8931true

  • @yemuraimuropa7166
    @yemuraimuropa7166 11 месяцев назад +30

    Mainini kutadza kutarisa camera she is a liar. Vanoziva zvakaitika.

  • @rebeccatsungai6120
    @rebeccatsungai6120 11 месяцев назад +4

    VaNeshamba plz help chimainini ngachinde hacho kuseri hakakodzeri kugara munharaunda katsambarafuta kechikadzi

  • @Nonkumbulo
    @Nonkumbulo 11 месяцев назад +10

    Definitely umfazi lo mncane yi suspect ku nkinga zase khaya lapha kukhona nje oku shaya manzi ngaye .

  • @judithmatsika6209
    @judithmatsika6209 11 месяцев назад +22

    💔💔💔May their souls rest in peace. Zvinorwadza.

    • @ktm9853
      @ktm9853 11 месяцев назад

      Ndiye akapisa.Akanyatso rohwa nevemutemo anotaura.

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 11 месяцев назад +6

    Mukadzi uyo ndiye akauraya vana sei amboramba kuti mwana akabatwa chibharo

  • @evernicegondo429
    @evernicegondo429 11 месяцев назад +5

    Drewmas Media pls please fambirai nhau iyi maiguru nemhuri yavo vashungurudzwa😢😢😢😢

  • @ppiro8084
    @ppiro8084 11 месяцев назад +1

    Kutaura chokwadi mainn kaa denga henyu muchaita reku googler.Makaoma.Makasiya murume wenyu uku mukauya pamurume wemunhu.Zvichakuwanaiwo zvenyu

  • @SophiaTsuro
    @SophiaTsuro 11 месяцев назад +6

    Mainini therise something yavakaita kuvana hope vana vakasungirirwa mubathroom moto wakapiswa😢😢😢

  • @TauraiMudhauya-dg1fl
    @TauraiMudhauya-dg1fl 11 месяцев назад +4

    Sekuona kwangu ndino funga vabereka vakasiya pamba pane moto, vana vadiki dzimwe nguva vano farira kutamba nemoto pamwe chete nemvura, zvinhu izvozvo zvinoda kuita very careful pavana vadiki. Asi handisi kuti ndozvakaitika kutaurawo, R.I.P .

  • @yemuraimuropa7166
    @yemuraimuropa7166 11 месяцев назад +3

    Heede vaNeshamba i saw my husband on your video..
    Sad.story though..mainini havasi kundichenera. Sei vari kuwanikwa pese pari kubuda nyaya yekutsva kwevana ava eveen pama previous.

  • @Loraine887
    @Loraine887 11 месяцев назад +5

    Mainn nhikwi mukangati hamuzivi zvinhu zvakaitika 3yrs ago mune shuwa ,inga mune hanganwa 😢 dei ari mwana wenyu abatwa chibharo mainzwa sei ,zvaunodyara ndoo zvaunokohwa

  • @sheilachikungwa8878
    @sheilachikungwa8878 11 месяцев назад +4

    Life is not fair, ndopaunowona nhamo dzako kuti it's nothing Mwari pindiray pathis family this is painful...

  • @juniornetty1031
    @juniornetty1031 11 месяцев назад +3

    Ummmmm ndabatikana veduwee Vañeshamba batsirai maiguru avo so heartbreaking 😢😢😢

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe 11 месяцев назад +2

    Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva usandione kunonoka ndanga ndichiuya ❤❤❤❤❤

  • @EsterMunzara-n9o
    @EsterMunzara-n9o 11 месяцев назад +8

    Maziso amainini awo anorewa zvakawanda ndiwo wakauraya wana 😢😢😢vanotoda CID

  • @IreneYombayomba
    @IreneYombayomba 11 месяцев назад +2

    Kakangwarisa kamanni ako kana kutaura kwacho hanzi handina kuudzwa kt vana vari vega

  • @ruramaimugogo4326
    @ruramaimugogo4326 11 месяцев назад +2

    Vanobatika sei gogo ava maContacts kana vachida pekugara vaende kure namainini ava titaurirane.

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 11 месяцев назад +10

    Apa maifanira kuwabatsirawo vaNeshamba ,masiya help yei apa

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 11 месяцев назад +3

    Drewmas midia plz tsvakirai vanhu rubatsiro nekurumidza bcz panongona kufiwa

  • @NyarieChihera
    @NyarieChihera 11 месяцев назад

    Avo mai vechihembe chakanzi pretty muroi,vakuramba nyaya vozobvuma vamboti ndezvarinhi,ndovakauraya vana

  • @tsitsimuchechetere1742
    @tsitsimuchechetere1742 11 месяцев назад +1

    Mr Neshamba batsirai mai avo muvatsvagire vanobatsira

  • @charitykundidzora6736
    @charitykundidzora6736 11 месяцев назад +28

    Hapana chivanhu apo, mainini ndiNhikwi avo ndivo vari kukonzeresa

  • @DadiraiMuyambo
    @DadiraiMuyambo 11 месяцев назад

    Calvin rova vanhu vese ivava newewo sei wakanyarara panyaya yèkurepwa kwemwana imi kutadza kusungisa nhubu sure makangwarira pasina munoda kusungwa imi baba vevana mai venyu mese namai vevana mkati makarera mhondi imi

  • @PatientByo
    @PatientByo 11 месяцев назад

    Andrew Andrew pliz mira kumbosuduruka paRaffingora ngapabatwe varoyi venzvimbo mhuri yatambura iyo Shumba itai rubetsero mhuri iyo inoda kubetserwa zvinorwadza izvo Chikore family Mwari ngavakunyaradzei

  • @thekisonomsa2826
    @thekisonomsa2826 11 месяцев назад +4

    Mmmm inga zvakaoma💔💔💔. May their souls rest in eternal peace 🕊️🕊️🕊️

  • @Matchmore-v1t
    @Matchmore-v1t 11 месяцев назад +1

    Mwari akunyaradzei mhuri yekwa Chikoore....... Ko why ma problems angori kwamaiguru chete aaaaa hameno kutonga ndekwa Mwari 😢

  • @melodyjinga5370
    @melodyjinga5370 11 месяцев назад +2

    Barika ihondo huru veduwe, but mainini why why why, you will never have peace, vana ava must make their killer suffer 😢this is painful 😢

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 11 месяцев назад +7

    So sad story 😢😢😢 pakubuda nyaya dze rape fut Neshamba please help amai avo

  • @preciousnyamuzereza8074
    @preciousnyamuzereza8074 11 месяцев назад +9

    This woman must be arrested and face the law , the story is not straight , she did it😢😢😢😢

  • @robinreally7996
    @robinreally7996 11 месяцев назад

    Ngozi yevana vadiki hayiwori zvichapera zvinosiri risa..!!Mwari ndewe munhu wese 😢😢

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 11 месяцев назад +3

    This is sad may they be comforted in these sad times. Rip little angels. May God intervene.

  • @TatendaSaruchera
    @TatendaSaruchera 11 месяцев назад +1

    Mainini murinhikwi😢😢 muchiti chihat chiripaside ndimi makapisira vana haimbotsviramo vagotadza kubuda

  • @esthermujiche1783
    @esthermujiche1783 11 месяцев назад +3

    Amainini zvingori pachena kuti ndovakauraya vana kudakuuraya humbowo hwekuti mwana wavo akarepa mwana vakati ngatimuuraye kuuraya humbowo

  • @nokueganya6258
    @nokueganya6258 11 месяцев назад +1

    Mainini mainini mainini how many times I call your name ,uchakohwa zvauri kudyara dear

  • @brilliantmotsi6708
    @brilliantmotsi6708 11 месяцев назад

    I can not imagine the pain muvanhu Ava after loosing vana 2 same time and uchiziva kuti myb vana vakauraiwa vakabva vapisirwamo eish vana vakafa vatambura ivavo ummmm Mwari ngavaunzewo Justice and comfort muvabereki Ava 💔💔

  • @miriammafukame88
    @miriammafukame88 11 месяцев назад +2

    Mainini avo suspect number 1 for me asi mwari havasi wokumba kwavo woti kuhura woti kuroya futi mainini kaaa bhasop

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira 11 месяцев назад +2

    Amai vatambura avo vabatsirei, mainini vakauraya vana pamwechete nemurume wavo naanamubva ndiripo avo.

  • @vimbaibere4605
    @vimbaibere4605 11 месяцев назад +3

    Mai avo vanotaura chokwadi vakaiswa mukona, sei vakanzwa mwana achichema vakasatarisa kuti chii chachachemedza mwana voti vanga vasingazivi kuti vabereki vevana avapo ko sei vakazonoudza murume kuti kuri kutsva munhu anodarika nepamba every day achiyenda kumvura otiudza kuti anga asingazivi kuti pane chinjausi mbama imwe yaofficer inovhura mafile ese avainawo

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 11 месяцев назад

      Tumai ini ndinovenga masecond wives

  • @bertinagoko3246
    @bertinagoko3246 11 месяцев назад +2

    I suspect mainini vaitandandanisa gondo sei rinobhururuka vairibatasei. Vanaisa vana petrol kana diesel. Mainini ndohonzero vakazosiya sei motouchibvira vachitadza kudira mvura ndovakabetsa moto

  • @esthermujiche1783
    @esthermujiche1783 11 месяцев назад +2

    Huroyi hwa mainini hunofanirwa kufumurwa batsirayi mhuri iyi vaneshamba

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 11 месяцев назад +3

    Kamainn Ako Kane nyaya

  • @Rene-u5r
    @Rene-u5r Месяц назад

    Kkk😂😂😂😂 hanzi mbama ndatsva mbama ndatsva hilarious 😂😂😂 Mhaiyo wangu Shumba mandiuraya nekuseka zvangu. Zvinhu zviedzwa haha

  • @CarolineCRaradza
    @CarolineCRaradza 11 месяцев назад +2

    Zvinorwadza. Mukoma Andrew, ko pekugara pari kunzi panonetsa, vakazvarwa vari 1, zviri kusangana ma problems awanda zveshuwa. Asi pekugara ngavanotsvagirwa pa sabhuku anovapa. Then zvinorwadza kuti tingngoraramira murume here, vana vakomana vakura ava, ihama dzedu, panoda counselling yakasimba kuti vadzokedzane self love and self esteem. ku Women Affairs, KwaMudzviti ku Social Welfare kunobatsirwa ma cases aya anoda multi stakeholder approach. zvechivanhu ndinotendera vagadzirise zvavo. Mhosva ye rape hatiivige, hairipwe nembudzi please, munhu anomhangarirwa. ZERO TOLERANCE TO ALL FORMS OF ABUSE PLEASE as we celebrate the 16 Days of activism against Gender Based Violence

    • @tariroshonhe2268
      @tariroshonhe2268 11 месяцев назад

      If pple could do zvakaitwa maiSvova vekuvakirwa naTilder nefoundation yake. It would be nice

  • @tinomzeni420
    @tinomzeni420 11 месяцев назад +7

    Wegondo uyu saspect huru

    • @vivianmugowa3918
      @vivianmugowa3918 11 месяцев назад +1

      Ungatandanise gondo ririkubhururuka here vane zvavakauya kuzokanda

    • @tinomzeni420
      @tinomzeni420 11 месяцев назад

      @@vivianmugowa3918 taura hako

  • @paige007
    @paige007 11 месяцев назад +1

    Mainini ndosuspect hombe .. mapurisa akatamba navo chaizvo chokwadi chinobuda ... Barika mucharirega zvenyu

  • @RCChirumiko
    @RCChirumiko 11 месяцев назад +2

    Munhu kusiya murume wake kuenda kundoparadza mhuri yeumwe mukadzi kudai here veduwee.varume barika munorida zvenyu asi rine makuva pasi.kuuraisa vana vadiki vasina chavanoziva.mwari wachapindura zvavo

  • @RuvarasheBellyMujuruMate-fw1rh
    @RuvarasheBellyMujuruMate-fw1rh 11 месяцев назад +1

    Kana face yacho chaiyo dhemeti

  • @MakaBlackie-lo2ik
    @MakaBlackie-lo2ik 11 месяцев назад +4

    Ndarwadziwa hangu nenyaya iyi asi mainini hamupindi denga

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 11 месяцев назад +2

    Zvorwadza 😢😢 ndanzwa tsitsi ko kuchema hako vana havana kuchema here zvekuti vavakidzani vanzwe ..zvosiririsa

    • @yemuraimuropa7166
      @yemuraimuropa7166 11 месяцев назад

      Vana vakachema. Hanti mainini vati ndakavanzwa vachichema ndiri kumba.

    • @agnesjokonya1405
      @agnesjokonya1405 11 месяцев назад

      @@yemuraimuropa7166 ndobva vati hameno ikoko ..Zvakaoma hazvo

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 11 месяцев назад

    Haa zvakaoma veduwee..varume kana musingade vakadzi venyu siyai mutsvage varoyi venyu vamunoda veduweer

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 11 месяцев назад +6

    Chokwadi kutsva kudumbu nekumusana apa wakatsika rufuse...wafirwa nevana vairi panguva imwechete wokandirwa muchizarira

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 11 месяцев назад +1

    Huroi wemasikat machena barika barika barika

  • @georginakajengo3172
    @georginakajengo3172 11 месяцев назад +1

    Iwe woona gondo worimhanyisa iro ririmudenga.
    Zvakamboitika kupi izvozvo.
    Koo pavakasvika paibvira moto vana vaitsva vakanga vanyarara kuchema here.
    Munhu uyu mutakati chaiye.

  • @SophiaTsuro
    @SophiaTsuro 11 месяцев назад +5

    Uuuh therise something wrong in that area 😢😢

  • @AuxilliaRuvangu-l1r
    @AuxilliaRuvangu-l1r 11 месяцев назад +1

    Mainn vakapotsera gondo nechikuni chaive nemoto chikanopisa maive nevana .sei vakadzokera kumba kuudza murume kuti huswa hurikutsva uuuh mainn muchapedza vose

  • @PlaxedesMakaranga-ww6zb
    @PlaxedesMakaranga-ww6zb 11 месяцев назад +3

    Mainini vakapisa vana vakaona vabereki vachibuda vakamhanya Haa vanoziva nyaya yese

  • @nyuvhanyuvha6607
    @nyuvhanyuvha6607 10 месяцев назад

    Mmmm mawonero angu vana vakarohwa nemheni ndoyakazo tungidza chinjausi 😢

  • @leekambanga6450
    @leekambanga6450 11 месяцев назад +2

    Haa this thing needs to be properly investigated but haa with our Zimbabwe zvatovharana apa.

    • @sueeland5675
      @sueeland5675 11 месяцев назад

      Black science will help

  • @mancuesokolate9989
    @mancuesokolate9989 11 месяцев назад

    Chero zvichinzi makavengana ungasya vana vachitsva nekuda kweruvengo,vanoroya mai ava haiwaoooo

  • @mmuderedzwa09
    @mmuderedzwa09 11 месяцев назад

    Aah ndarwadziwa veduwee. Mwari betserai vanhu venyu

  • @queenbee322
    @queenbee322 11 месяцев назад +1

    Mainini ndivo vakaita izvi kunyangaditsa evidence yemhosva yakaprwa nemwana komana wavo now vakuda kusungisa baba vemwana akarepwa kuti zvishaye basa but chandoziva mhosva inoronda mwene wayo uye hairove.

  • @lorainmuzanago7136
    @lorainmuzanago7136 11 месяцев назад +20

    Why is this not a police case, this mainini has,a lot to answer. Ndakaona gondo vorimhanyisa in the direction yevana varikutsva, handina kuona moto asi ndakaona huswa huchitsva. Handizive nyaya ye rape. Handina kuziva kuti vana varivega, vabereki havapo....please find the 6 year old and ask her what happened.

    • @agnesjokonya1405
      @agnesjokonya1405 11 месяцев назад +3

      Ndazvishaya wo ini kuti varikuti vakamzwa vana vachiche.a kwakuzoudza murume kuti endai modzima moto Kumba kwemwana wenyu kurikutsva .horaiti kana moto wausina kukura chaizvo cana vakazotsva SEI zvekusvika oakuputika Kuita matsito 🤔🤔ndaisa mubvunzo iniii ..Mai iyii inoziva zvakaitika nemashiripiti ese arikuitika vanomaziva

    • @ShirleyDembure
      @ShirleyDembure 11 месяцев назад

      Police yezimbabwe itai basa

    • @Actorshito-u9g
      @Actorshito-u9g 11 месяцев назад

      Mainini knows everything 😢

    • @tariroshonhe2268
      @tariroshonhe2268 11 месяцев назад

      Gondo racho ungati raimhanya pasi sembwa. Gondo semaziviro angu romhanya 2seconds robhururuka.

    • @lydiandhlovu7641
      @lydiandhlovu7641 11 месяцев назад

      Gondo rinomhanyiswa kudaro here ,Mainn ndivo vakauraya

  • @ChipoSigauke-nd3sm
    @ChipoSigauke-nd3sm 11 месяцев назад +1

    Drewmas taking you to another level pakaipa

  • @JoeSibanda
    @JoeSibanda 11 месяцев назад

    Sekuru wevana ava urimbwa yemunhu dai uriwe wakatsvira mumba...i think ndiwe wakapisa vana ivava....why ua so HEARTLESS 😢😢😢😢😢😢

  • @Net-lr1fo
    @Net-lr1fo 11 месяцев назад

    Haaa ndarwadziwa hangu munhu kuuraya vana vasina mhosva here chokwadi mukoma Andrew batsirai Amai ava ne mhuri yavo

  • @MakaBlackie-lo2ik
    @MakaBlackie-lo2ik 11 месяцев назад +1

    Drewmas musaneta mufambire nyaya iyi kusvika yapera Mai vanofanira kusungwa ndovakapisa vana vane meruni hembe avo

  • @elsaviolabondamakara
    @elsaviolabondamakara 11 месяцев назад +2

    Mmmm mainini ava vanechokuita netsaona yevana ndinodaro nekt vamboramba zveRape uye varikukakama pakutaura kwavo hee ini handina kuona moto ayewa ndakanzwa kuchema kwemwana mmmmmm zvakaoma hazvo kudai mwari vapindira moyo yevanhu isunungurwe

  • @Net-lr1fo
    @Net-lr1fo 11 месяцев назад

    Barika barika here ummmm mwari pindirai barika harina kunaka zvachose rine makuva

  • @MercyTMangisi-cb9pm
    @MercyTMangisi-cb9pm 11 месяцев назад +2

    Vaneshamba ndokumbirawo nemweya wamwari Mai ava vatsvagirei munhu anobatsira or kundipa number dzavo Mai ava vabatsirwe pachena zvavo ndanzwa tsitsi mainini vane mushonga mukuru usingatomboita

    • @PaloSant
      @PaloSant 11 месяцев назад

      Contact him..number dzavo dziri pa screen

    • @MercyTMangisi-cb9pm
      @MercyTMangisi-cb9pm 11 месяцев назад

      @@PaloSant ok thanks 🙏

  • @BOSSMUREVAZVIVIL2
    @BOSSMUREVAZVIVIL2 11 месяцев назад

    Mr Neshamba izvo zviri pachena kuti Mainini ivavo vane mwana aka repa ndivo vaka pisira vana mu change House plizy mutemo ngawu ite basa rawo, zviri pachena kuti Mainini ivavo vakato ipa.

  • @RosemaryPhiri-nv7zw
    @RosemaryPhiri-nv7zw 11 месяцев назад +1

    Mainini mwari ave nemi ndomashoko angu,mangwana zvichakuwanaii henyu.ko vana vanozivei havo

  • @Cutetsambarafuta756
    @Cutetsambarafuta756 11 месяцев назад

    Drewmas hamungaite something here avo vakanzi pretty vanoda kumboenda kupolice vataure mushe

  • @BrendaGonese
    @BrendaGonese 11 месяцев назад +1

    mainn handisi hangu mupurisa asi ndokubatai nemhosva yekuuraya vana

  • @tabethmapfumo-fp6sq
    @tabethmapfumo-fp6sq 11 месяцев назад

    Imboendai kuna Prophet kuL Chitungwiza

  • @thelmachimedza9892
    @thelmachimedza9892 11 месяцев назад +1

    please please mr Neshamba police should investigate mainini avo already she changed statements vati vakambonzwa vana vachichema then voti vakaona moto .uhm this is really sad.hapana chivanhu apa Hutsinye chete neshaisano

  • @Natty-ou3gs
    @Natty-ou3gs 11 месяцев назад +2

    Ma nails bhooo here nhai mandlovu 😊

  • @belindadube1962
    @belindadube1962 11 месяцев назад +2

    Mainini vanoziva zvese vakanyatsorohwa chaiko vanotaura zvavakaita vana

  • @sibonilendlovu9066
    @sibonilendlovu9066 11 месяцев назад +1

    Uuuuuuumm mainini avakaa anotori muroi pachake veduwee tswagai vabatsiri vekuti mhepo dzinongotaura dzoga

  • @MisheckMaputa
    @MisheckMaputa 11 месяцев назад +1

    Nyaya iyi inoda further investigation baba Neshamba

  • @OmegaZvakatiramba-nj1iq
    @OmegaZvakatiramba-nj1iq 11 месяцев назад +1

    Mainni awa kaa chro munhu mupenyu vanodya,ndiwo vakapisa chinjausi

  • @NancyKasirori-tv8rr
    @NancyKasirori-tv8rr 11 месяцев назад

    Mkoma Andrew plz itayi nyaya iyi iende kupolice mainn avaka muroyi chaiye

  • @runyanyamaka6689
    @runyanyamaka6689 11 месяцев назад

    L love madescription amuri kuisa these days anoita unzwe kuda kuona episode

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 11 месяцев назад

    Nguye Umama wekinga lomama uhxwalile phezu kokuthatha indoda lomfaz yikinga bona amehlo

  • @shebbatsikai1374
    @shebbatsikai1374 11 месяцев назад

    Mainini kaaa 😢denga hapana denga renyu

  • @DadiraiMuyambo
    @DadiraiMuyambo 11 месяцев назад +1

    Hamusi kurwadziwa imi sei makarera mhondi regai mupindirwe Narayan ndimi makarera akaipa baba imi nemhuri yenyu