I love this farm too much support . Thank you so much Zimbabwe if everyone would be like people in this farm Zimbabwe would be a wonderful place to leave
😂😂😂😂😂 sekuru Ava he is going through hearty break with the first wife saka it will take time to adjust his feelings for another woman vakakasira ku mover on.he must heal alone first ❤
Drewmas Media please make sure baba ava mavapa counseling. Mukadzi uyu kuchema ishungu chokwadi komboni yese yamu supporter she is a hard worker. Baba ava vakadyiswa nebhishu ravo. I support this young lady.
haiwa sando dzenyu Shumba neavo vane brown shirt haiwa mamira mira shuwa ....ndo pakati taking us to another level shuwa ,another level magadzirisa imba 🙏
Andrew mivhunzo yako so🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽. Mwana wababa ava idambudziko chairo amai vaie ndivo varikumufurira kuti afurufushe step mim. Aaaa shame huni dzese idzo inga zvakaoma. Atambudzwa sure in the name of marriage. Kungova munhu akamitiswa is a bad thing. This man is undermining the woman.
To be honest hapana anoda kugara nemurume arikunyengerera huge rake, I understand the other lady very well, baba ava varikufambisa mbiri muraini kuti he loves his wife back, shuwa haangagare shame
Baba ava vanotogoniwa nemukadzi wavo mukuru chete. Haaa zvakaoma so sad 😢. Wen a woman is fed up hapana anomudzora shame hopefully achawanawo anomuda. Hopefully havana mimba zvinhu zvacho sooo
I love this farm too much support . Thank you so much Zimbabwe if everyone would be like people in this farm Zimbabwe would be a wonderful place to leave
❤❤❤❤
😂😂😂😂😂 sekuru Ava he is going through hearty break with the first wife saka it will take time to adjust his feelings for another woman vakakasira ku mover on.he must heal alone first ❤
😂😂😂😂😂😂
Sekuru Neshamba munodzoranisa dzimba nekuyananisa ndino kutendai vama Ndlovhu❤❤❤
I cried but at last ndazoseka song manyama😅hanzi musandimanikidze murume wa ndisingade apa mai vari kut havakwanise kugara nemudhara uyu
Baba ava varikuda pfambi yavo yakatiza nemurume chidhkwa. Zvino he is going to be measurable for the rest of his life
Murume uyu anenge anoshusha, pá previous interview akaburitsa muromo wekuti" ndakatora mukadzi uyu achitambura zvakanyanya" apa nhasi arikuti "ndasvika kwandabva mukadzi akarara ndikati nei musiri kunditambira" .....pamwe pacho varume tinoda kachiremerera kasina basa😂
Wamai wataura chokwadi vamwe varume vanonetsa zvinotobhowa
Baba vane khaki shirt thumbs up fr you...May God bless you 🙏
Murume uyo agara akuda mkadzi wake akatorwa nemumwe murume, ndivo vakujaidzwa mwana wavo kuti asateerere step mom ava. I feel for this lady. Kumasowe vari kutoendera pfambi yavo iyo kuti idzoke kumba nekuti nezuro paye akati kana mkadzi wake akadzoka anenge akuita barika asi anenge asingade anongoenda. Mkadzi uyu havamude vakati vakangomutorawo nekuti aive asina pekugara. Its so painful
He is right. Not many stepmothers treat stepchildren the same. She is still new. Baba ava vanofanira kuprotectir mwana wavo.
Zvamazoona nhasi kuti mwana ari kuchengetwa nesocial welfare ambuya mukwane imi uye zvamava kuona nhasi kuti idhara imi maizosiya vana muchizovhurira dhara makumbo.
Shame I feel sorry for this lady. I pray she finds peace and love.
Drewmas Media please make sure baba ava mavapa counseling. Mukadzi uyu kuchema ishungu chokwadi komboni yese yamu supporter she is a hard worker. Baba ava vakadyiswa nebhishu ravo. I support this young lady.
Mr Neshamba and team work Love you so much keep going good work 🎉
May God bless us all who grew up in this situation. Inozivikanwa nesu takairarama life iyi. An outsider will never understand it
That's true
I love and I am enjoying my single life
Rudo rune vanhu varimukomboni umu ndasimudza maoko🙌❤
haiwa sando dzenyu Shumba neavo vane brown shirt haiwa mamira mira shuwa ....ndo pakati taking us to another level shuwa ,another level magadzirisa imba 🙏
Kushungurudzirwa iyo harahwa iyo here😂😂😂😂, apa battery rinenge raakuita zvekujump starter, apa ukutema huni kt urarame munhukadzi😢😢😢😢 haaaa ma1. Baba vaya vakagara vataura kt akatorera mukadzi uyu kt awachirwe nekubikirwa asi haamude paFair
😂😂😂kujamba starter zvakawoma mdara achirikurwadziwa kutorerwa mkadzi kwaakaitwa
Ndaisiya ndaipa kobo ini inozviitisa harawa iyo
Hanzi musandimanikidze murume asiri wezera rangu singing 🎉
Makadiiko vaNeshamba naAunty MaNdlovu . Regai munhu aende uyu . Regai aende achirimupenyu. Munhu haatendi chokwadi . Murume achikutofunga mukadzi vake uye vekuenda . Ukuwo mwana arikudhrrera . Regai Mwana wevanhu aende achirikufema .
I am happy that this woman does not stand abuse. Good Girl.
Huya ndikupe basa.
Kana munhu achishungurudzwa siyai ayende 😢 haana mufaro please
Shuwa ngaaende ndopakuzozviuraya
Pamba pacho pari smart❤
She is taking gud care of her households ❤baba dzikamai muwane anokuchengetai the whole compound is praising her🥰
Kkkk zvi Marriage zve mupurazi ndezvenhema nhema
Chibhishu bhishu
😢😂😂😂😂😂
Kkkk marriage dzikunetsa veduwe
Shame what we go through as woman in the name of marriage God intervene into our situation
Amen
Thanx mkoma andrew nevavakidzanj nekuyananisa❤❤
mwana akajaidziwa uyu ndiye honzeresi, plus murume a kufunga mukadzi wekuenda nechikomba😊
Ngaaende sekuru avo vakati vanoda mukadzi wakaenda uya 😂😂😂😂😂😂 endai zvenyu kumba kwenyu kkkkkk sekuru Andrew regai muzukuru aende zvake 😊😊😊😊
😂😂😂😂ndosiya ndadzitengesa huni dzacho😅😅😅
Kana kudzitungidza dziri murwi kudaro kusara dzaita dota ndakamira ipapo nedemo ndichiti anoda kudzima ngaaswedere ndimudzike demo kkkk
@@PaloSant kkkkkkkkkk yah vanyatsowacha
Madzorererwo arikuita ma bags mumba nana baba avo haa kudhara 😂😂😂😂😂😂 good Job masahwira magona basa.
Iiii mummy vachema shem , kunge vafirwa hr ishungu hr kkkk
😂😂😂
Haaa am sure moto mushoma batry rakadhakwa chete kwaaaa😂😂😂😂
"Juru wekutorerwa mukadzi otizwazve neumwe mukadzi"😂😂😂😂😂musoro wenyaya urkusedza aaaa kuita sekuti Juru ndivo baba ivava 😂😂😂😂
Zvokwadi 😅😅😅😅
Juru inzvimbo
Andrew mivhunzo yako so🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽. Mwana wababa ava idambudziko chairo amai vaie ndivo varikumufurira kuti afurufushe step mim. Aaaa shame huni dzese idzo inga zvakaoma. Atambudzwa sure in the name of marriage. Kungova munhu akamitiswa is a bad thing. This man is undermining the woman.
Haa uumm aiwa am happy zvandiri kuva single mom ndichizvishandira kwete kushungurudzwa kudai
Baba avo ngavaite mushe.... It pains kuona umwe mukadzi achishungurudzika . Havatendi baba ava
I love the son musandimanikidza murume wa ndisingade ambuya vangu🎼🎼🎶🎶
Let's like and share guys❤
To be honest hapana anoda kugara nemurume arikunyengerera huge rake, I understand the other lady very well, baba ava varikufambisa mbiri muraini kuti he loves his wife back, shuwa haangagare shame
Poor vakadzi tine nhamo stepchild zvinonetsa mwana asiri vako.Anodheerera
Murikuda here mukadzi =ngavadzokere mumba 😂😂😂😂😂
😂😂😂 ma answer manyama
Dtewmas media thank you very much for United the two.
It looks mwana is not listening to the mother and the mother can not say anything because the child is not hers
Ndozvinowanzo itika manje
Ndiye aakutokonzeresa mwana wacho
❤❤❤❤❤❤haaaa ngoma dzinobatwa pano ayewa munotivaraidza pano❤❤❤❤ DrewMas media murirudadisooo
Ndosaka Mkadzi mukuru akaenda ah baba Ava ndopobhuremu havanyare kuchena musoro nechoya murume mukuru misodzi yaamai avo inoreva zvakawanda mhani musamanikidze munhu mukuda kutonga chii mai vane zvakawanda mumoyo Ava regai Vaende munhu uyu idhoooo- - - vaneta veduweee aMoyo vachafa vari tsvimborume havachengeteke
Anotemba chingwa, there is more to life than chingwa
Kkk nhamo haibve pane imwe pamwe akanzwa kuti anoda kutora mukadzi wake wekutanga kkkkkk
You're right ✅
Sahwira uyo akakosha muhupenyu anodika hake❤❤
Ipai mukadzi mari atenge ega zvaanoda kudya
Vanofanirwa kuroora mukadzi Ane 50 years zvichienda mberi
Shame zvinorwadza baba ava sounds innocent on the last vid .apa he is a narccist 😢😢
Vanhu ava vakatorana vasina kudzidzana ndosaka
Huyai zvenyu muroorwe nehanzvadzi yangu😢
Arikupi aroore hale tete vangu
😂😂 Neshamba apa matiunzira drama, Tongai tinzwe!!
Kkkkk zvamaivada manga musingaoni kuti idhara ere😂
Lets treat woman with dignity,
😢Zvorwadza kni uyo murume anoda hure rke iro akushungurudza uyo asina mhosva
Vanoshusha kabisira ngavagare vapawo mukadzi Mari yechingwa nemuriwo kwete kumbibuda vozouya nnechikafu pavanenge vaakuda kudya ivo aaa varume musadaro soo garai masiya magadzirisa pachikafu apa chikabikwa munosiirwa baba😊
Kkkkk haaa ndaseka ndisati ndanzwa zvaiitka. Mukoma NeShamba kaaa
Shumba l salute u keep it up
Kkkkkk hanzi handigoni kugara nechimudhara ichi chinongogara chichitaura neni chichingochenama🙌🙌🙌🙌😂😂😂😂
Ordinary Zimbabweans tiri vanhu vane rudo thank u to all those people who are assisting this family 👏👏🙏
Baba ava vanotogoniwa nemukadzi wavo mukuru chete. Haaa zvakaoma so sad 😢. Wen a woman is fed up hapana anomudzora shame hopefully achawanawo anomuda. Hopefully havana mimba zvinhu zvacho sooo
Life😂 ndikafunga mushe I will remain singuru😌
😅
Thank you Neshamba for assisting there. That guy anoda kurutsiswa shuwa. He can't get the former wife out of his head.
Akavhiringwa ne yellow bone. Wohurirwa woda kutevera futi. Akadyiswa.
Confidence yekugara nemumwe mukadzi ndoisisipo. I feels sorry Kuna mudhara harisisiri zera rekuita such marital problems
Vanenge vakabvira muhujaya vachingodai, kunetsa kushora vakadzi vavanenge vachigara navo apa vasingarori. Zvino kuchembera munhu unozongochembera chete.
Kkkkkkk I'm sure sekuru battery 🔋 rakujumper, varikufunga hure ravo chete
😂wakamboroorwa nechembere 😂😂😂zvaita sei nhayi musikana wakanyengwa murima here 😂😂😂😂😂unoda jesu enda zvako musikana
Inga zvakaoma nhamo haibve pane imwe chokwadi 😂😂 ko votizirwei zve vakanzi vanogona kuchengeta 😂
Baba imimi munoshusha imimi hamuzive nezvemwa ndezve vakadzi, saka mukadzi mukuru angacheme mashoko iwayo here
Eishhh,Ivhu rakanaka iro.Ndipeiwo musha ndirime zvangu
Very interesting. Ma neighbour varikungodzosera ma bag chinyararire 😅😅😅
,,😂😂😂😂😂😂
Kkkk ndinoda hangu kugara navo baba avo ndimboona fungwa dzavo
Baba avo vanoshusha regayi mkadzi uyo ayende
VaNeshamba kaa basa ramurikubata PaZim apo Haaa ndapera power rese 😂😂😂
Imi baba munenge munotonetsa garai musina mukadzi munoshusha imi
Andrew is a homemaker....👏👏💐🌷
Drewmas media ,takng us to another level , thank u
Let's hope baba ava avasi kuzozviuraya nekuda kwekushya zvekuita kana kurepa mwana kuitira kuti vakaurise mkadzi wavo
Mwana wa 88 akudei padhara iroro,u r brave my sister,siya if you r not happy life is too short kushingirira marriage yenhema nhema
Good basa drewmas media 🎉
True mwana haadi kuteererwa anoparadzanisa..
Regai aende akatsamwa umwe anofa hasha idzo hazvisi baaaMuchazvirega izvi.
Baba avo varikufunga mukadzi wavo akaenda nechikomba😂
Drewmas media is taking us to another level tadzidza zvakawanda.
Baba ava vakadyiswa nepfambi yavo yekaenda kunemumwe murume. Saka apa zvazvekumanikidza Rudo harudi kudaro.
Yes vakadyiswa mukadzi uyu havamude
Baba avo ndavadzidzise mwana wavo vakaita zvekutamba vanopedza vakadzi.
Ndarwadziwa Na Mai ava zvakaoma hazvo veduwe kudawo imba ndafarira kuti vanhu veku purazi iri havasi vechihure hure vanovaka
Haaa saka ndiye problem ndakazviona hangu
Pa age apo sisi nyararai mugare pasi.Mudhara nhasi asi maibatirira😅😅😅 motaura nhasi kkkk.Munenge makaiswa musaga here pamunoroorwa nechembere kkkk.
Uum mkoma Neshamba ndoona skut baba ava Havana moto mumba umo bcz vakadzi havangaperi kuenda vose vose hakuna zvakadaro
Baba avaa ngavaendese mwana uyuu kuna mai vake..chavari kushimgirira chii pamwana asiri wake waasina hukama naye ..ngaaendese munhu kuhama dzake .
Vakadyiswa nehure ravo baba ava hadzichatoshandi pfungwa
Mwana ndewavo vese nemukadzi akaenda nechikomba asiri wababa ava ndiye ainzi akaremara
Jiti repaUzumba apo, Mrewa thank you matidzosera kare tichikura
Khule garai mega. Love is pain.
Mukuru anonyepa uyo ndosaka mukadzi mukuru akaenda neumwe murume ndoo dzidziso yekusowe here mwana musikana uyo anofanira kuitawo basa akajaidzwa
Baba ava ngavarutsiswe hapagarike mukadzi mukuru uyo ane zvaakasiya aita Kuna baba ava
its the song for me 😅😅
Shumba maita basa, kutsva kwendebvu varume tinodzimurana.
Inga vskati varikuda mukadzi akaenda kuti adzoke so regai amai avo vaende
😂😂😂 ndrikuuya ikoko kupurazi ikoko ndinyatsoona 😂😂
Vanhu vemasowe inzwai mosvibiswa na Sekuru iyi inoshusha ne Zita re masowe
Andrew dzosera brand song Kunonoka ndanga ndichiuya, thus the identification brand