problem inotangira pavanhu vanga vasingagare nemufi vanobva vada kuita zvose ivo,even kunotora body vanobva vatungamira ivo,kana weNyaradzo akati tokumbirawo weukama apinde atarise kuti ndo body here unoona munhu akapedzisira kuonana nemufi 10yrs ago achimhanya iye for body identification
Good music 🎶 I used kutamba pa Jiti I remember dating another girl kumba kwavo kwakaitwa jiti ndakatamba 😅😅ndakapiwa mukadzi now we have 3 kids and wil still dance 💃 😊 together
Mortuary assistant is the one to blame because these bodies arrived at different times. Why he did not tag mai ava nguva dzavakaiswa muchando. Chero munhu ashata sei hazvitadzise 2 or 3 hama dzinofanirwa kuita body view kumortuary nekumba kwacho, hakuna zvakadero
Ukangoita munhu wemanga manga mumusha vanhu havateereri zvaunotaura nyangwe zvikoshe sei, vanenge vachitoti uyuwo uyu, ndizvo zvakaitika apo murume uyo ataura kuti this is not my mother
The mortuary attendant my be fired with immediate effect,,haagoni basa..vakomana avo vemufi ngavangwareo..chiii nhai...wonyatsoona face kuti mai havasiri vako wongopeta maoko uchiti ndakundwa nevanhu, apa ndiwe mukomana mukuru mumhuri...ini handina kufara nemapusire akadaro......vakomana vaifanira kutokurumidza kutora action pavakangozviona,,asi vakangopeta maoko vachiti takundwa nevanhu...kwete..kupusa uko...Again sabhuku akazviona, a well respected person mu village, kwakungonyarara futi...oooh my God.REST IN PEACE MBUYA.
Kwasadza kumusha kwangu thank you drewmas nekuenda kumusha kwedu ndimi mega
problem inotangira pavanhu vanga vasingagare nemufi vanobva vada kuita zvose ivo,even kunotora body vanobva vatungamira ivo,kana weNyaradzo akati tokumbirawo weukama apinde atarise kuti ndo body here unoona munhu akapedzisira kuonana nemufi 10yrs ago achimhanya iye for body identification
Taura hako
But yoo haisi mhosva yevakaona coz nyaradzo yekuti havafanire kuonekwa nekuti vashaya 2 mwana wacho mukoma na akati havazive mai vangu asi nenyaradzo akati ndivo ngatiteererei nyaya tisati tataura zvisizvo
Very true
Haunyepi dear kuda kuonekwa
chokwadi 😢
Venyaradzo chenyu kuviga munhu kwete kupikisa varidzi vechitunha chii chinenge ngozi kudaro.
Zimbabwe yangozara confusion eish
Kumusha kwangu aah takarasikirwa gogo hwami
Good music 🎶 I used kutamba pa Jiti I remember dating another girl kumba kwavo kwakaitwa jiti ndakatamba 😅😅ndakapiwa mukadzi now we have 3 kids and wil still dance 💃 😊 together
Kutanga gore nedrama hr uku kkkk
Lol imi ka😂😂
😂😂😂😂😂😂😂amanaka
😂😂😂😂
😅😅😅😅@@mavisdadirai2353
Ko yemwana wekushaikwa kumasowe part3 inouyawo rini
Eish zvakaoma
Kumusha kwangu😊
Zvakaoma hazvo
Thank you mukoma ne Shamba nekuti ratidza zviri kuitika munyika yedu yeZimbabwe
Thank you Drewmas nechenjedzo kumhuri ye Zimbabwe
Mortuary assistant is the one to blame because these bodies arrived at different times. Why he did not tag mai ava nguva dzavakaiswa muchando. Chero munhu ashata sei hazvitadzise 2 or 3 hama dzinofanirwa kuita body view kumortuary nekumba kwacho, hakuna zvakadero
Musha watosviba uyu, vakutofanirwa kubika doro rekubudisa mudzimu usiri wawo mumusha
Aya ndo ma1 pamana, Zvipatara ngazvive zvakarongeķa
Pane nyaya apa vanhu vese ava Havana kufa mafiro akanaka both families dzinofanirwa kufamba ndava maqqqqqq
Inga ma1
Mamukasei Shumba
Zvakaoma
Jiti mukadzi wasabhuku ndomuda uyo😂😂😂😂
Zvakaoma thank you drweamas media for taking us higher. Happy 2024
Kwachirisa ndakadzidza kwaMasvaure
Chirisa masvaure ndopedu ndasua mumusha
Matonzwa song zvekuti panenhamo amusikuzviwona ?
Imagine 😢
Nyaradzo inoita zvakadai.......madhiri rudzii aya
Masvaure chirisa home sweet home
zvinhu ngazviitwe mbuya vangu vanozorora kumba kwavo veduwe ndirikurwadziwa nambuya Hwami
Mopinzwazve mumacosts january dzino😢😢😢
Ukashaiwa hako chero zvaunotaura hazvina unonzwa ndozvakaitika apa
Kuzoti mu covid ma1
Ukangoita munhu wemanga manga mumusha vanhu havateereri zvaunotaura nyangwe zvikoshe sei, vanenge vachitoti uyuwo uyu, ndizvo zvakaitika apo murume uyo ataura kuti this is not my mother
Zvakangoomawo weduwee vanhu wekuzvipatra waakuda kujaira kuba vafi
Kumusha kwangu chaiko ndichibva padhuze nepa Zairimwe township
Zai1
Fish dzodya munhu
Ehe akagarisa mumvura
😢😢😢😢😢😢kunzima
Ndanonoka🏃🏾♀️🏃🏾♀️🏃🏾♀️🏃🏾♀️
Good morning. Musandione kunonoka ndanga ndichiuya😂😂😂
The mortuary attendant my be fired with immediate effect,,haagoni basa..vakomana avo vemufi ngavangwareo..chiii nhai...wonyatsoona face kuti mai havasiri vako wongopeta maoko uchiti ndakundwa nevanhu, apa ndiwe mukomana mukuru mumhuri...ini handina kufara nemapusire akadaro......vakomana vaifanira kutokurumidza kutora action pavakangozviona,,asi vakangopeta maoko vachiti takundwa nevanhu...kwete..kupusa uko...Again sabhuku akazviona, a well respected person mu village, kwakungonyarara futi...oooh my God.REST IN PEACE MBUYA.
KwaChirisa
Tavepo musatione kunonoka Tanga tichitenga data
Hama dzemufi kana mange musinga Gari nemunhu hamufanirwe kumirizika mberi imi mange musingachazivi kuonana naye honai zvinozoitika
And kuzopikisa mwana wacho ataura kut havazi mai vangu
Happy new year Drewmas cruel ❤
Sabhuku imboko, ndiye munhu aifanirwa kunge akatopa order yekuti nyatsotarisai munhu uyu because ndaona sekunge she's not the one. Masimba acho vanongoda kumashandisa pakupa vanhu mbeu chete nxaaa
RIP gogo
Thats how my mom dies 😢nanhasi ndichiri nemivhunzo kut vakazviwisira muvhura here or pane zvakaitika
Imhosva ye nyaradzo endai ikoko
Either, zveZim zvese zvamanyama admire nerongo. Vanhu hawachakoshesa wafi. How can you put a wrong tag on a dead body.
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya .pakuzopihwa chitunha chisicho apaaa😢
Case # 3 same issue in Zimbabwe in 2023
Muraini mangu umo rwizi urwo runonzi taombera
Hezvo ko kusaita body view nhai aaaaa
RIP
Ko pavakapihwa havana kutarisa hr munhu wavo or even pakuita body view kubva vatadza kuona kt haasiriye uyu majenandebvu ese
Ati takanzi tisavhure ashata Alaina wacho akataura Kuti avasi vakamurambira
Inga zvanzi vakanzi munhu ayipa hapafanirwe kuita body viewing wani.
But Sabhuku was wrong
Morning good people
Zvakaoma
RIP gogo