Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Sithole should be arrested why is it his charms don't work but he claims rewards for failed ritual ?
Sithole imbavha y asirikuuya padare ngaauye padare nyaya itongwe aripo kana Zinata ichiparadza dzimba dzevanhu wats that
Chokwadi ukaita zvekutamba unoroya wakura nekuda kwevarume ava😂
This is not a joke. Why are people so desperate for husbands to the point of using live portions? When will people wake up? These things kill.
Apa ndimaiguru vangu nemunin'ina wangu. Aaah chii chakadaro chinenge ngozi😅🤣
Can you believe this!
Manica post kana musingade kutipa zvizere regedzai, hamugone kupa vanhu zvinhu zvakazara here kupfuurwa neKaranganda TV, nxaaaaa fokoooooooofo mhani
ndatotiwo ndini ndega ndatadza kunzwisisa nyaya yacho apa musoro wenyaya unokukwezva kuti use kunzwa
Kanyaya kaperera mukanwa sebota aka😅. Next time tipei nyaya yose. Since muchirikudzidzira try to improve coverage yenyaya
Mbavha idzi dzinoda kusungwa
Sithole must be arrested together with the chief ,they're together in this case
Kana mazogara ziwai kuti Sithole haana chemahara. Izvi ndozvirokuitika kuvanhu vakawanda.
Makwikwi pataundi
NdiMambo ani uyu, zvayakangonzi Manica Post chete?
This magogo yakangwarisa inoda kwaTateguru Tasvu
Next time deedzai sangoma itaure yega..madhara awa
Sithole anetsa uyu
Hanzi munotaura makanyarara😂
Manica post pliz improve your presantation of stories aaah
Marriage dzanetsa mmmmm
Sithole anetsa mmmm
Vadare vanochinja mastatement ko zvekudyiswa kwemunhu zvabva kupi
Havana chironzo dea 😂😂😂😂
Zvakaoma varume voita kuti vakadzi vabate bate mmmmmm