Takamboona imwe pano; whereby both woman & man very much agreed kuti vanga vangoita gwiti bedzi; no penetration. Musikana aingoti the only reason yaiita kuti ati mwana ndewake ndeyekuti, ndiye chete waandaifambidzana naye (and ari first one). It turned out kuti mwana anga ari wemuchinda iyeye zveshuwa. Saka pakuita gwiti muchinda akarutsira pamusoro, mhodzi dzikapinda. Hameno kuti ndozvakaitika apa here; but ichokwadi kuti nhumbu inogona kubata zvayo pakuita gwiti; without penetration. Asi zvinhu izvozvo hazvisi nyore kutambirika; coz vanhu vakawanda hatizvizivi or hatibvumi kuti zvinoitika.
35:28 VAKAJA BOTA x 4 Times:- 1. Kuchi KOMO Cheku Chimodzi 2. Kuma Ngondo Kuna Sikandari 3. Padhuze ne KuGarden Redu 4. Muna Chije Pese apa baba vaija BOTA Ngavayende kuJeri Baba ava 😂😂😂😂
Mwari vanhu rume vachafa rinhi tizorore. How can u deny something like this. Kuramba kusvika afenda kkkkkkk salute to u Mr Mugabe. Mupote muchifamba neshamhu ine munyu these kind of man vanoda shamhu
Baba ava vanga vasiri shuwa asi vanga vachida profit, vakabhadhara kuti vawane kuzotora profit for sure😅😅😅😅 asi vanga vasingadi kuratidza kuti vakahwandira profit 😂😂😂😂.
Upon discovering his belief that the child wasn’t his due to perceived lack of understanding his response after the results concerning his daughter’s education was unsettling. The absence of apology or remorse further intensified my unease. If it all I believed what he was saying, this makes me think otherwise. I feel a great deal of sympathy for the girl child. It is imperative that one asks for forgiveness especially to your child and embrace them and possibly explain how lack of knowledge put you in such a situation. To the DNA SHOW I recommend providing a comprehensive explanation of the DNA testing process, highlighting its accuracy and resilience to tampering. Additionally, elucidate the scientific aspects of conception, emphasizing that pregnancy can occur without penetration. This approach adds a professional and sophisticated touch to the discussion.
Ndopaunoona kt vamwe vanhu vari mumajeri nekuda kwekutaura kwekwaita umwe munhu aka believiwa ne dare mdara uyu dei iri mhosva inosungisa Mai ava vaisara mujeri😢
Hudofo hwakadai huipi. Chuweti yemhunu. Iko kutsvinya kadhara aka. Kusanyara. Hona kuzofanana nemwana wacho. I could feel the woman was telling the truth. Thank you DNA man for this good thing you are doing.
He only cares about pfuma and not apologizing for his actions how ridiculous fell sorry for the daughter who had to face all that due to the immaturity of the father
Imagine. No remorse, no apology. Kune night school or other courses dzemaoko that the girl can do. I vote that pfuma isapihwa kababa aka yoshandiswa kuitisa mwanasikana uyu a course.
Katsambarafuta kemurume ndakaona kubva pekutanga. Hanzi ndaitoda zvekuti ndakaendq pamusoro but vazoramba vachingoti anga ari mhandara anga ari mandara. Havanyare baba ava. Vakafanana nemwana wavo baba ava
Moms - 1976(48yrs) Baba - 1974(50yrs) Mwana - 1993(31yrs) If you Check the Age you will find kuti Baba Vaingoomesa Musoro Chete but Age yavo at that time Vaitogara nemukadzi Zvichitofaya.Mdhara was 19yrs & Moms 17yrs pavakaita mwana uyu.Mudhara aingoomesa musoro Chete achiziva chokwadi uyu
The show should make sure they teach scientifically to demystify some concerptions,this father doesn’t understand how this child came to be ,but it’s scientifically possible for a sperm to tavell from outside the vagina into the uterus even without penetration.
@@simbachowa3007you don’t have to climax to impregnate either. There is sperm in any fluids that come out of the man tho fewer than at the grand finale.
God bless this woman 👠, she stood firm on the truth she knows. Lesson learnt is that many are perishing in prisons because of inability of summarizing a story. At the first place the way shumba 🦁 summarized the story I thought she is lying.
This is the most interesting show ever..u need to award this Mum Mr Mugabe,kumbira pachokwadi kuziwa zvose..baba awa vakaoma mmmmm kuramba zviripachena weduwe
"varikunzwa..." 😂. A classic case of someone lying so long and hard they end up believing their own lies. Companionships initiated by the exuberance, curiosity and lust of youth are a blessing (they result in diversity and prolongation of life) but if they do not last we must not will ourselves to pretend we never grew up through those paths.
Ukaona munhu anotaurisa achiita justify ma actions ake ,kakuvhundukira kakuvhutsa Umwe anenge ari guilty..baba avo ndavanyarira shuwa.the child we are proud of u,despite growing up in a broken family u managed to get married..❤❤
Varikusekererei baba ava vanoda kusungiswa vakabata mai ava vachiri mwana mudiki imagine at the age of 12,13 munhu oramba wochengeta mwana asvika 30yrs voramba vachiziva zvavari nxaa vandibhowa
Baba ava so ummm l nearly believed him but when l saw the confidence the mama showed ndatoona kuti itsotsi. Ko rough hanzi profit ahhh apa kufanana nadaughter wacho. Kwanai baba imi
Mr Mugabe in future garai mangoita two copies most people ndoona uyu achidawo rake uyu achidawo rake. Just a suggestion
Tinashe terera kana vakuru vachitaura ita 2 copies
Akaita ma copies anozonzi akavhura maresults before.
Saka panenge paitwa manipulation of results.
@@wilsonhapadziwitrue...
@@wilsonhapadziwithose who produce the result should make 2 copies put them mu Envelop & seal it.
You can make photocopies
This man and my dad, can be best friend. Team irori rinokurambira, rigonyepa zvekuti dhuuuuu
Kkkkkkk
😂😂😂😂
🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂
Cuz kaaaa
Congratulations on winning the best show category NAMA awards❤❤. Well deserved 👏
Ilove mama she stood with her story baba vanonyadzisa ndanyara😂😂
Haa Tinashe you are doing a great job wangu, solving people's problems just like that! Communities appreciates you big time uri chibaba!
Mwana uyo kana achitaura wakanyatsomutarisa achitaura akafanana nababa and I believed mukadzi uyo kubva pakutanga ❤❤
Vakafanana zvedu
Ndazvionawo
Nharo dzababa dzandiita kuti ndifunge akafanana nemurume watete
Eehe ishuwa akafanana nababa vacho
Very true very alike
Was believing papa's story but the moment mama pointed out all 4 bases 😂 with confidence I eventually knew he is the one
Inini baba pavati kuvharika what what ndopandawona Kuti "yatsika matope yanwa" 😂
@@diananyikadzino7000 exactly kkkk
Sharp memory hey....20 years ago mabase bvuuuu...mudhara was shocked after the mention of bases.
😂😂 that man is a comedian....I started to believe mama when she started pointing bases 😂 mudhara uyu ngaasanyepere kudzungaira semu 2000
Mabass kkk😂😂😂
This man is crazy. That girl looks like him. The cheekbones are similar
Chokwadi vakafanana wena
That's true ndazvionawo.
Takamboona imwe pano; whereby both woman & man very much agreed kuti vanga vangoita gwiti bedzi; no penetration. Musikana aingoti the only reason yaiita kuti ati mwana ndewake ndeyekuti, ndiye chete waandaifambidzana naye (and ari first one). It turned out kuti mwana anga ari wemuchinda iyeye zveshuwa. Saka pakuita gwiti muchinda akarutsira pamusoro, mhodzi dzikapinda. Hameno kuti ndozvakaitika apa here; but ichokwadi kuti nhumbu inogona kubata zvayo pakuita gwiti; without penetration. Asi zvinhu izvozvo hazvisi nyore kutambirika; coz vanhu vakawanda hatizvizivi or hatibvumi kuti zvinoitika.
Sei wamuti anopenga nhaii? Hauvoniwo here kuti amai avo vanogona kunge pane pavari kusvetuka-svetukawo futi? Plus, amai avo vaidana nabamukuru vavo; or vaiziva kuti babamukuru wavo anovada. So, is it not likely kuti pavakavona kuti nduna iyo yaiva nemadhautsi ndopavakabva vaberekesa babamukuru nhumbu? Saka; kana wakambotaura wega kuti mwana ndewa nhingi hazvingazoiti nyore ka kuti ini ndingozotambira mwana iyeye kana wodzoka naye kwandiri.
Chibaba icho kuramba kwachiri kuita 😅😅😅. Apa the girl looks just like him. Haaaa varume so? Ko kuzovanda naMambo?
Aiwa I'm super happy Masibanda Shumbakadzi mamira pachokwadi ❤❤❤❤Attitude 100%
No Fear
Tiri shumba pazvese 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
The smile madhala put was to say haaa ndabatwa
𝒌𝒖𝒊𝒕𝒂 𝒌𝒖𝒏𝒚𝒊𝒏𝒖𝒓𝒂 𝒛𝒗𝒊𝒛𝒊𝒏𝒐𝒐😂😂😂😂😂😂
I just want to thank the mother for raising a good daughter she is intelligent kunyange asina kuenda kuchikoro ane respect
Very much learned upstairs
Moms ava vakangwara zvekuti.❤❤❤❤❤ baba ava kuda kungwara kuti ndakunorevq pfuma kumukuwasha apa vaitiza maresponsibility vachiti haasi mwana wangu nxaaa mukono wetsambarafuta
I know the daughter togara kumwechete ndashamisika kumuona ndatochemawo pandaona akuchema ndabatikana😢
Mmm baba ava kaa avana kana remorse shame aaaah
I was in this mans corner throughout 😂I believed him ... ndanyara mufunge 😂😂😂😂
Kana neni, ndanyara fani
Usavimbe nemunhu hama 🤣🤣🤣🤣🤣
Unotonyara chete pakadai
Itso le tsolekamkorekore yahwe kumhanyira pfuma 😂😂😂😂😂😂😂
@@ellenmapiko4947 😂😂😂
35:28
VAKAJA BOTA x 4 Times:-
1. Kuchi KOMO Cheku Chimodzi
2. Kuma Ngondo Kuna Sikandari
3. Padhuze ne KuGarden Redu
4. Muna Chije
Pese apa baba vaija BOTA
Ngavayende kuJeri Baba ava 😂😂😂😂
He was 14 time yavakaiitisa mkadz pregnant... So haasungwi
This man should've gone to law school. None of his clients would ever lose a case😂
Baba vanonyepa havo ivava,kuita Chipo chekunyepa
kk true.I was believing him all way through
apa vane nharo,vanonyepa vakapfeka face yekuti unovaBeliever
😂😂😂😂
Mwari vanhu rume vachafa rinhi tizorore. How can u deny something like this. Kuramba kusvika afenda kkkkkkk salute to u Mr Mugabe. Mupote muchifamba neshamhu ine munyu these kind of man vanoda shamhu
😂😂
Baba ava vanga vasiri shuwa asi vanga vachida profit, vakabhadhara kuti vawane kuzotora profit for sure😅😅😅😅 asi vanga vasingadi kuratidza kuti vakahwandira profit 😂😂😂😂.
I agree pashamhu ine munyu apo but pakuzoti varume wanofa riini tizorore pandisetsa, 😂😂😂😂😂 hawafi awa.umwe akazoti handinyatsozivi hangu nezvekudenga asi chandoziva varume hawasi kuenda aona zviito zvacho kuti hazvina denga izvi
Ndafenda zvangu aaaa
Munnhu kana asingade munhu mhosva dzowanda....why panel beating munhu wausingade.... varumeka!
Sending love to this young lady .She has been through a lot .She is really strong
The way this man was denying...ahh I even believed him...and they so look alike
This man is dangerous very very dangerous 😂😂
Very very dangerous 😅😅😅
Uyu murume uyu anotouraya
Fact
Ndivo vanhu vanonetsa ma magistrate nokuramba zvinhu zvavanoziva, mdara uyu
Ko kuzoti ukuwawarira chiii pandiri hsndina chinhu
Weldon Tinashe, very humble and collected. Ane respect Tinashe anowombera munhu wese regardless of their age ❤❤❤
Upon discovering his belief that the child wasn’t his due to perceived lack of understanding his response after the results concerning his daughter’s education was unsettling. The absence of apology or remorse further intensified my unease.
If it all I believed what he was saying, this makes me think otherwise. I feel a great deal of sympathy for the girl child. It is imperative that one asks for forgiveness especially to your child and embrace them and possibly explain how lack of knowledge put you in such a situation.
To the DNA SHOW
I recommend providing a comprehensive explanation of the DNA testing process, highlighting its accuracy and resilience to tampering. Additionally, elucidate the scientific aspects of conception, emphasizing that pregnancy can occur without penetration. This approach adds a professional and sophisticated touch to the discussion.
Ummmmmh panebasa pababa apa
Ndopaunoona kt vamwe vanhu vari mumajeri nekuda kwekutaura kwekwaita umwe munhu aka believiwa ne dare mdara uyu dei iri mhosva inosungisa Mai ava vaisara mujeri😢
Kwa shaya angapa baba ava mupepe wembama here nhema dzirimavari dzitame, murume mukuru anonyepa kudaro
Kunyepa kwacho
Kkkkk
With the way Papa was confident, l didn't expect these results. Handei kwaTasvu paper 2
Before mr tinashe ndozvaisangana nevanasikana izvi kurambirwa mimba pazere vanhu kuitwa hure nemunhu imagine murume mukuru wese uyu kuruka nyaya yenhema kudai dai pasina dna proof munoti vaipabuda here mai ava😢
Baba ava vandinyadzisa iiih never trust a man 😂😂
Baba inonyepa iyi. Nekubheja kwose uku ndaitoti vakanyeperwa. Kuti nditi munyepi mukuru or pane imwe isiri kunyatsosvitsa moto ndatozvishaya
This show is just so amazing I feel the pain of the girl mwari pindirai upenyu hwemwana uyu hunake
I like the emphasis from mum. The hubby is a drama King, very good at pretending, "Hanzi nhai mhamha imi, munombodeiko kwandiri"
😂😂😂😂😂😂😂nhaimi mhamha
Kkkkkkk pandinakidza ipapo hanzi modeyi
Anodherera
Aaah if drama was a person yooh this man would represent
Umm baba vanonyepa ava. Sure ndanyara kwazvo. Thumbs up kuna amai
It's sad , hanzi ukada kuramba uchindinetsa. Kanopenga kamudhara aka.
Thank you Tinashe urikugadzirisa upenyu hwevakawanda.
Imagine dai wainge usipo.
Hudofo hwakadai huipi. Chuweti yemhunu. Iko kutsvinya kadhara aka. Kusanyara. Hona kuzofanana nemwana wacho. I could feel the woman was telling the truth.
Thank you DNA man for this good thing you are doing.
I8j🎉fo l😅
He only cares about pfuma and not apologizing for his actions how ridiculous fell sorry for the daughter who had to face all that due to the immaturity of the father
Nhai zvenyu. I hope he doesn’t get a cent, he needs to back date that family for years yavakachenheterwa mhuri
Imagine. No remorse, no apology. Kune night school or other courses dzemaoko that the girl can do. I vote that pfuma isapihwa kababa aka yoshandiswa kuitisa mwanasikana uyu a course.
Congratulations mama you made us proud❤ kuna chije😂
Thank you Tinashe ukugadzirisa nyika
The best ever episode takadza kupinza chunu changu ini nakapoya ndakadai na amai vakabaya vakananga uko zvibhurugwa hameno kuti vakapfeka nguvai.
At this age these people weren't supposed to have such hot argument but to be cool through until results. Dignity is treasure.
You're correct but the problem ndibaba vaiomesa msoro
❤😊🎉😂😂😂hvdvhjdbgGgbx
You are 100% correct. There is nothing more to hide, mdara bhoo here ava
You're correct
6 Adults 🎉🎉🎉r4d and the 😂3😂😂6sw in the world is a temple of 😅ku😅😅😅😅😅in 😅😅😅😅😅u444
Asika kuramba kwakadaro ka dai pasina DNA closure unototi baba ava vari kupomerwa mhosva yavasingazive
Kana dai yaita zero percent taingoti Havana kurara vese ivo vairara havo
We are here all the episodes..liking and sharing ❤
Hanzi ndakanzwa ! baba avaka unonzwa sei iwe uchiramba kuti handina kumbosangana naye .May God bless amai ava nechokwadi chavo .Be grateful mwanasikana nekuva namai vakwanisa kumira pachokwadi newe kusvika waziva baba vako benzi chairo kana nyadzi havana . Tinotenda vaMugabe nekusunungura zvakavanzika.
Thank you va Mugabe may God bless you nebasa ramurikuita.
Nyadzi dzokunda rufu
Kadhara ako katsotsi demet dai Mai makatsemura gwati 😂😂ama 2k havanonoke
😂😂😂😂😂😂😂
Mama hamuna hanzvadzi here baba ava vanoda kumbopurwa chaiko at hz age we don't expect this
Please bring 2 copies of results for each party to have theirs
Mudhara unopenga iwe, kutambudza ropa rako kudaro. Mwana aseka zvake. Hanzi baba cakandidzungaidza va Mugabe. Free spirit zvake mwana.
Kababa aka sure kkkkk hakana kupinda mukati asi kamusikana kakamhanyira mberi baba wari pamusiwo😂😂😂
Mom vanotaura sa ED ava 😅😅😅
Dai mwana uyu akaenda kuchikoro henyu imi, so intelligent zvake. Hanzi muchatorichinjana.
I thought it was only us lawyers who cook very convincing stories. Baba imi ka. Chiendai munonatsa kudya bota iro muchembedzane zvakanaka.
Pakashaikwa anogona kuimba Mwari vakanaka veduwee here munhu apihwe mambama ake vaMugabe please fambai ne kwaya in case panozodiwa motivation yekurova mambama
😂😂😂😂😂
If kunyara senge imbwa irimu bus was a person ndibaba ava. Mhamha is very calm ❤
Baba ava chimukono chetsambarafuta zvimadhara zvisingakure kapenzi kemurume dai ndirini mwana uyo ndaimbonyepera kuita hasha ndimbovapa mbama
May God heal you my sister, i got emotional especially the last part
😭😂 I can never understand people who blatantly lie especially on public platforms.🙌
Baba vakadai haa kana,kungozivawo ndibaba ,as for relationship ndirini handiite
😂😂😂😂😂 varume hausi kuvaziva iwe 😊
Taura hako, ndirini handitimbode relationship nemunhu akadai
This guy doesn’t deserve pfuma yemwana uyo haaa ishura remunhu baba ava aaah😢
Kkkkkk wandisetsa pawati shura😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@@matildamtare8441 kuita senge vane ngozi aah😂😂😂😂
Hapana chavo baba ava pakuroorwa kwemwana
Vanongodeedzwa vopihwa yebhazi
Yooo baba ine high level yekunyepa sarendi🙌🙌🙌🙌
Thank you Mr Mugabe for this reality program but ndipewo location yemudhara uyo timboita man to man
Ndaseka haaaa! shuwa vanoda man to man😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Thank you mr Tinashe Mugabe for family reunions and restorations
Yes a woman can fall pregnant without penetration if a man discharges panhengo the spam can swim easy especially kana munhu ari mhandara
Katsambarafuta kemurume ndakaona kubva pekutanga. Hanzi ndaitoda zvekuti ndakaendq pamusoro but vazoramba vachingoti anga ari mhandara anga ari mandara. Havanyare baba ava. Vakafanana nemwana wavo baba ava
Moms - 1976(48yrs)
Baba - 1974(50yrs)
Mwana - 1993(31yrs)
If you Check the Age you will find kuti Baba Vaingoomesa Musoro Chete but Age yavo at that time Vaitogara nemukadzi Zvichitofaya.Mdhara was 19yrs & Moms 17yrs pavakaita mwana uyu.Mudhara aingoomesa musoro Chete achiziva chokwadi uyu
Ndamunyarira mudhara uyu
Mashoko emwana ekuti ngatichibatanri tichienda mberi are wise words and anoratidza hunhu uye respect but mashoko amudhara haaratidze hunhu coz as a gentleman you're supposed to just apologise kumwana kti sorry mwanangu ndiregererewo ndandisingazive kti uri ropa rangu saka nhasi ngatibatanei tiende mberi .ipapo unenge wadzosa rudo netrust kumwana kwete kuzvikudza uchiti ndasunungura ndini ndine yese zvikuita mdara ava
foroma yemhino yababa neyemwana same fanana, they look alike, i never doubted mhamha from the very beggining. i have a special eye for liars 🤣🤣🤣
True, I also saw the resemblance
The show should make sure they teach scientifically to demystify some concerptions,this father doesn’t understand how this child came to be ,but it’s scientifically possible for a sperm to tavell from outside the vagina into the uterus even without penetration.
Saka dzaka tunda dzisati dzapinda mubako kkk
@@simbachowa3007you don’t have to climax to impregnate either. There is sperm in any fluids that come out of the man tho fewer than at the grand finale.
But akaja ka4 ka uyu kkkkk ayingogumira munzira chete kasi Karo kacho katoko kkkkk
Kkkk mudhara itsotsi akaja ka 4 uyo anoziva zvavanoita 😂😂
Ya there were 2 cases like that on this show.
I believed the father 🙆🏿♀️🙆🏿♀️🙆🏿♀️🙆🏿♀️
God bless this woman 👠, she stood firm on the truth she knows.
Lesson learnt is that many are perishing in prisons because of inability of summarizing a story.
At the first place the way shumba 🦁 summarized the story I thought she is lying.
Plus matare anotengwa tazviona nyaya ikatorowa iiiii
Honai kuzhinya
Hoyoooo kkkkkk ndabvaruka nekuseka
Sad story.😢😢😢...thank u Tinashe🎉🎉🎉well done....Tinashe to the world
This is the most interesting show ever..u need to award this Mum Mr Mugabe,kumbira pachokwadi kuziwa zvose..baba awa vakaoma mmmmm kuramba zviripachena weduwe
Mr Tinashe tinokwanisa kubetsera mwana uyu ayende here kuschool 😢😢😢haana kuwana privilege yekuendeswa kuschool ane potential mwana uyu. Kuna Baba muri veku daughter mdhara benzi chairo.
"varikunzwa..." 😂. A classic case of someone lying so long and hard they end up believing their own lies. Companionships initiated by the exuberance, curiosity and lust of youth are a blessing (they result in diversity and prolongation of life) but if they do not last we must not will ourselves to pretend we never grew up through those paths.
😂😂😂😂😂😂😂😂baba ava itsotsi hombe guruvhani.Mwana ndewenyu
I was in the man's corner kusvikira ndazoona mwana. Kufanana namudhara kudaro painge pasingadi DNA apa! kkkkkk
Surely wisdom doesnt automatically come with age
Dzokorodza zvako, wisdom is chasing this guy but he is always fast😂
Ahh do you know the definition of wisdom here
I feel like crying my sister,
What a sad story to you,,Baba vako vanehutsijye pachokwadii
Vanoda rumamiso baba ava namai vangu kudai
Ukaona munhu anotaurisa achiita justify ma actions ake ,kakuvhundukira kakuvhutsa Umwe anenge ari guilty..baba avo ndavanyarira shuwa.the child we are proud of u,despite growing up in a broken family u managed to get married..❤❤
Well done mama Manga muchitaura neconfidence baba ava ibenzi
Baba havana ngozi ingovapa mbama 😂😂😂 zvipere
Kkkkkkk the man's reaction after ma results 😅😅😅😅😅😅. This is just so sad 😢😮ummmm nhema dzacho shuwa dzakawandisa
Varikusekererei baba ava vanoda kusungiswa vakabata mai ava vachiri mwana mudiki imagine at the age of 12,13 munhu oramba wochengeta mwana asvika 30yrs voramba vachiziva zvavari nxaa vandibhowa
Ndopaunoona nhema dzinevanhu mdara anonyepa zvokuty uyu😂
Whoever arikunyepa Ipapa after results Ndinoti Mwari ave naye , Ndamirira ma results But age dzenyu kana Muchinyepa murikupa Dzidziso ipi kuvadiki
@TheClosureDNAshow Chikumbiro, pamunounza maresults uyai nemacopy maviri please, zvorwadza kuwona vabereki vorwira bepa futi ivo vabhadhara for the service. Thank you 🙏
I was on the fence today.....both parties were convincing🤔
Well done Masibanda wangu kkkkkkkk unoxiva wena Keep it up young sis
Shumba ndizvo invitation
Zvadzinoita
Ndokuti shumba we stand the ground isu vana shumbakadzi
Mhamha we are sorry for what you have been going thru. MKashinga shumba . Tinotenda kwazvo
Baba avaa vanonyepera kuvhiringika but chokwadi vaichiziva havo. Hanzi apa panonzi zero zero but team yazorohwa 4-0 mu90 minutes 😂😅😂😂
Baba ava so ummm l nearly believed him but when l saw the confidence the mama showed ndatoona kuti itsotsi. Ko rough hanzi profit ahhh apa kufanana nadaughter wacho. Kwanai baba imi
This samutoko biyangu fooled me, for unknown reasons I just trusted his narrative
We need a follow up Tinashe.
You are doing great Tinashe
Kkkkkkkk nhaimi ambuya imi . Nawanadem!!! 😂😂😂 Zim elder manyamaaa 😂😂
But smile yemudhara waiwona seyi after reading the results dzaida kuramba mhosva pachena 😅😅😅😅😅
Kababa aka 😅😅😅😅 unopera power shuwa
Apo Tinashe ange achiziva hake maresults but keeping a straight face....
Umm ndafara nhasi was watching by myself ndaita kut yess ndichiombera maoko😂😂
Aaah the father is a dangerous man😂
Baba imboko ava😢😢😢😢😊
Dementia caught up with him at 17 poor man 😢 how could he forget? At first thought it was the child upkeep issue now why would he say no?