Boy’s mysterious death devastates father

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 22 янв 2025

Комментарии • 16

  • @LuckmoreMandigo
    @LuckmoreMandigo 10 месяцев назад

    Mambo uyu nen'anga iyi vanofana kusungwa😢 chete

  • @Gonawapotera1
    @Gonawapotera1 10 месяцев назад +1

    MAMBO NEN'ANGA YAKE VOSE IMBAVHA😮

  • @LuckmoreMandigo
    @LuckmoreMandigo 10 месяцев назад

    Uyu chief uyu ndewekumama straight

  • @pardingtonnyakunu2598
    @pardingtonnyakunu2598 10 месяцев назад

    Haaaaa chief Saunyama why murikurumbidza Sithole’ pakurombesa wanhu

  • @ellenrice8524
    @ellenrice8524 10 месяцев назад

    First time kuteerera mambo avo asi munogona

  • @simbarashechirenje7840
    @simbarashechirenje7840 10 месяцев назад

    Cult chief ne n'anga yake

  • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
    @kingsdaughtersaltoftheeart5194 10 месяцев назад

    Saunyama hapana chaanotonga chine musoro uye anoto support iye Sithole nekuti mabhururu. Saunyama uyu baba vake vakatora humambu heana sekuru after aitwa regent pavakanga voda kutora humambo heavo akatanga kuva gon'ora one by one. Pakafa baba vake vakaenda naye kugomo rinovigwa madzomambo for the area vakashaya ninga which led him kunovigwa kupurazi. So what do you expect from such a leader. Mbavha zvayo. Ungasapota sithole mutizi wekuChipinge nekuda kwemabasa ake akashata.

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 10 месяцев назад

    Mambo varikudya nedzotsi iro

  • @namatiraisithole6158
    @namatiraisithole6158 10 месяцев назад

    Uyu Sithole watoipa mudunhu iri naivo vanhu havadzidziwo seiko kungoda kupfema usina kushanda hapana chemahara never unotodya cheziya rako

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 10 месяцев назад

    Sithole ane utsinye mambo uyu idyire asi mangwana zviri kwaari idzi n, Yanga dzinorombesa iwe waenda uchida kurapwa ndivana satan mambo kufa kwake achauraiwa na Sithole

  • @cathrinebare2213
    @cathrinebare2213 10 месяцев назад

    Sithole anotaurwa uyu haasi uye tsotsi rekunyeba kuti rinotuma magamba here

  • @corleone230
    @corleone230 10 месяцев назад

    Uyu munhu haasi ari kuyenderera here ?

    • @namatiraisithole6158
      @namatiraisithole6158 10 месяцев назад

      Its too much vachirega Sithole schirombesa vanhu pachena