Sekuru ava mapipi ka aya avanoita pekuburitsa mufi muguva. Plus kuridzirwa tuhosho utwo. Type yacho ndovaye vanoshandisa musoro wegora. Vanoona zvekuti asi zambuko dololo
Ano liner muchinda iyeye i know him. Anotanga arova matare first evanhu even 30 ozobatsira nekubvisa zvinhu after that stage. Haisi type iye inorambirwa chinhu nemuroyi. Haisi type yetumusoro twegora ba iyo
Yaaah sekuru Gusvi vanoponda matare ndizvo zvinodiwa izvi , taking us to another level nhasi raarimwe zuva .
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya Drewmas madia 🔥🔥🔥💯
Musha wesre Havana vakadzi zvakaoma vabereki avaa
Mukoma sekuru.ava vari kuudza vanhu .zviri kuitika mumhuri ..vari kuvapa sununguro here.kana kuti kupa matare chete.
Ndinoda kuona baba vaya kuti kungwara kose kuya hakuperi here nhasi
Hanzi varamba kuuya pane vamwe kkkk
Rusambo woyeee Rushinga
Vakapihwa peace order saka vaisavepo
@@shasha9930 oky pakaipa vanhu wakaromba
❤
Apa sekuru vacho vane energy veduwee
Van choga
Yu know what we have our on colture, I'm realy amazed by this nga'nga
Uyo wetuhosho uyo ari kutinyaudzireiko haaa. 1hr achingoti kocho kocho here kkkk
😅😅😅😅 ingori kocho kocho hr kkkkkkm
Kkkkkkkkk ari kutitadzisa kunzwa zviri kutaurwa nasekuru
Usandione kunonoka ndandichiuya kuShaya Data basi. ..,, Taking us to another level
Haa sekuru avo ndiri kuzovada vandibatsire
Kkkkkkk
Sekuru Guzvi woyeeee❤❤❤❤ thank yu Drewmas and your team❤❤❤
I like sekuru gusvi taking us to another level ❤❤
Mazita ese odeedzerwa na sekuru.DM taking us to another level
Ko nhau yemombe dzairima dzega zvataurwa papi nhai, was waiting to hear nhau yemombey
Tarisai kumashure iriko
Kubva pakutanga handina mbonzwawo vachibvunzwa nezvazvo ndikutopatsvagaw
Amana 😂😂😂zviri kutoitika here or ma drama
Isai Number dzasekuru 💪💪💪
Vanoziva mazita ose and energy yakazara avatambise nguva basa sebasa
Sekuru havana muti wegora here ava wekufembera mazita
Vana sekuru vagara zvee vanoshanda nemishonga
Kkkkkk yaaah shuwa ndisekuru gona muroyi kudana nemazita
DrewMas Media taking us to another level ❤❤❤🎉
Sekuru vane power yoooh🙌🙌
Drewmas media taking us to another level ❤❤❤
Sekuru vanogonesa basa ravo Mudzimu wavo uri ku right hand ya Mwari Thanks Drewmas Media
Problem vanongodzivhendenura chete voti nhau wainzwa wozonditsvaga Voda mazimari kuti vakubetsere
Zvaakwauri hako kut unoda ere kubatsirwa.zvagara n'anga inoda mari ayishandi mahara@@SinothileCharezva-mg6su
Kana isina Mari wotofa hako
Hiiii
Anonzi Gonamuroyi, rekuti Gusvi itsva iro. Anobva Tokyo
Sekuru makandiwadzisa makasiya BSA panzira mhondoro madziva makatyiswa nasabhuku hatisikufara zvachose
Really impressive
Sekur vanenge madzibaba vekumasowe matauriro avo
Thank YOU bra Andrew
Munomuka here sekuru kaa homwe yaenda nekuti mazunzire amurikuzviita ummm
Mukuru uyu ngaambopedze nyaya takatarisa kwete kuti unozondiona
Muchinda wehosho uyu ngaambomira kani
Ndizvo zvoda mudzimu yacho
I like sekuru gusvi taking us to another level
Varoyi hana dzinenge dzoti tiba kasinga peri vachinzwa kambo kekurovera hoko pamusana 😂😂😂😂😂😂
Vanoda kumboonekwa ava sekwedu kune urombwe rwakaipa💔💔💔
Idzi dzisekuru idzi hadzitambe nebasa kana nenguva kana nevanhu
Where is part two D.Media taking us to another level🎉 Merry Christmas 🎄
Yooo the energy for mi😅
Nhaiweeeeee Gonamuroyi ko Zivanai Shumba uripi
Drewmas media takes us to another level
Sekuru ava vanoda kumboendwa navo kwedu chivhu kune varoyi manotyisa raiini rese raperera pasi 😢
😂😂😂Varkutokuona uchi typer msg yako mheno zvako
Chokwadi kwedu chivhu ma1
Papi pacho😅
Ngavambo pedza nyaya tione kushanda kwavo
Ane solution here mdhara uyu kana kuti kungotaura
I hope vanhu vakabatsirika,huroi ngahupere,kasekuru karambirei kuuya pane vamwe kkkkkkk
Makuwerere,Mombe Mumunda gegege
Kkkkkkk izwi rinoshoshoma nhasi
Itai muchimbouya zaka rinopisa navo sekur gusvi avo tovada
Sekuru vanozobatsira vanhu matambudziko opera here kana kungodaidza mazita evakafa nevapenyu zvopera zvakadero nekuti pamhuri yavadeedzerwa handina kuona kuti vabatsirwa sei nekuti mudhara wemombe dzekurima dzega haana kuuya zvinhu hazvina kutorwa santi musoro wegora here unoshandiswa uyu ndibatsireiwo ndinzwisise kuti zvikumbofamba sei
Ichokwadi hapana batsiro matsories
Energy power. N'gangaa
Good job drewmas media
Pakaipa zita rako ungarirambe hre kkkk drewmas Xmas box
Hyper energy Kule
Vakanyanya sekuru
Ndange ndichiuya
Sekuru ava mapipi ka aya avanoita pekuburitsa mufi muguva. Plus kuridzirwa tuhosho utwo. Type yacho ndovaye vanoshandisa musoro wegora. Vanoona zvekuti asi zambuko dololo
Ano liner muchinda iyeye i know him. Anotanga arova matare first evanhu even 30 ozobatsira nekubvisa zvinhu after that stage. Haisi type iye inorambirwa chinhu nemuroyi. Haisi type yetumusoro twegora ba iyo
😢too much energy
Vanenge vanongo gonna kudoma mazita chete ava . Vari kigona here kusungunura vanhu. Vanenge TB Freddy
Kutaura nhoroondo vano gonna. pakunatsira hameno.
Umm usaenzanise Mdara uyo nevanhu vasina basa. Fredy anongoona number dze phone, woti i can see T.A.F.I., Tafi ndiyani chete
Tirikudawo sekuru awa WaDrewmedia kwaRusape kwaMuswere village tanetseka kani
Kwamuswere village chii kwamunobva 😂😂😂
Yeah zvakaoma pasipenyika
Following
Ummmm,mashandiro anoitwawo neava ndeeku penga aya.Ngavadzikamewo
Hakunamusha usina zvawo
Ahoooyiii
Pano pera dare vanenge vasisina izwi , Drewmas media
Hazvisi zvekupiwa nemisoro yemagora hr izvi
Ndaisa like yangu ndichamboenda kumunda 😊😊
GOOD PEOPLE WE LOVE YOU. XMAS BOX
Today it's my birthday 🎂
Box
Kana nesiwo Shumba, chimbotipaiwo number dza sekuru Gusvi Xmas box kkk
Thanks brother
Tokumbirawo number dzasekuru ava kuinbox thanks
But vanongoti bate siye bate siye y kubata village yese zvavavinga zvemombe dzorima dzenga tsvee
😂😂😂😂😂 ndaseka .. ndaaite zvemombe
Rovai basa kule🎉
Waiting
Uuum zvakaoma vasaramisi chayiwo
Mazita kutaura zvako kkkkkk potai muchidzora tione kuti vanobatsirwa vacho , zvinhu zvakashanduka hre . Ko misoro yeGora yatakanzwa hanzi inodero .
Sekuru to the Nation
Hanzi watii Tasunungurwa😂😂😂😂sekuru ava bodo chokwadi
Vamwe vanhu vane simba sure
I think hosho idzi dzine chirevo chadzo pabasa Ravo ndinoona kuti vanhu vari kuudzwa vanhu vavashandira kuti ndichakuonai later kureva kuti vachavabatsira kuva sunungura ndaona kudaro
Kkkkkkkk manyemwe ekuonekwa nevanhu vakawanda
Manyemwe🤣🤣
Vachizunza mazamu 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@@chiherachashe4332😂😂😂😂denga uchaita rekugoogler dear
Yah sekuru Tasvu vazokundwa ava varikumberi ava drewmas
Tasvu kumberi
Tasvu muhombe
Tasvu chibaba
Tasvu ChavaChibaba chiya chimbomira zvako kuenzenisa naTasvu bcz Tasvu anopedza masports haangotauri chete sezvikuita uyo
Drewmas media 🎉
vanongoona mapenzi nevasina Misha vakazungaira ko zvikwambo nenyoka hakuna
😅😅😅😅😅
😅😅😂
Part 2 tirikudzidza zvakawanda ❤
mukuru uyu strong
Nmbr dzasekuru
Number dza sekuru ndodzandakuda ndanetseka muhupenyu
Wakadziwa hre dia
Wakadziwa hre dia
😂 Sekuru varikubata bandi
👏🙌
Svoona chibaba ichi
Sekuru taurai zvinopers mukudeedxa vanhu apo mobata apo noe m lost
Tokumbirawo muende Na Sekuru Ava Ku Wedza kwakadhaikwa mwana
Kwavakasvika kunyamatikiti ndekwani
Haaa ma1
Uyo wehosho nemedia hazvienderana ndopaneconfusion pahosho apo
Sekuru munatibatsirawo munorova basa ndabvuma
I don't understand something why Sekuru vachingo daidzira mazita pano bate rege why ndabva ndatoshaiva kuti nyaya yacho iripapi
Dzimwe dzinoperera mumatare emukati. Hanty wanzwa vachiti tinoonana manje manje?
Sekuru vanofamba nematare
Hapana musha usina nyaya zvesure madzibaba akasira vana nhamo
Part 2 Ikuuya rinhi?ndoda kunzwa something
Ava sekuru vane zvavanoona havafungidziri
Hosho
Pasi nana Tasvu ma Capitalists, pamberi na sekuru.
Sekuru gusvi munowanikwavo kupi
Sekuru kumberi kani