KaChief kanozvinzwa ako why drinking beer whilst trying to help a village that's a sign of disrespectful, plus sabhuku vari kubuda musaga voga kut vakajatajata
Being a Chief must be hell of a task, some of the cases you deal with are ruffled with untruthful residents, shenanigans and unexplainable witchcraft, this is crazy
@@PatienceLosani-jj6fxintelligence is knowing what to do when and where, networking and being sociable is something that require extraordinary approaches. Blame mambo kana waona pavasina kutonga kana kuyananisa zvine mwero. See how it seems seamless when he engages the people and present stories that correlate with what this family is going through. Mind you ndisabhiku vari kufugurwa hapwa apa uye this was an invite kwete a sit in kudare kwavo. Mambo basa vaita zvisina kana chinoshoreka that is in terms of dealing with the matter at hand.
Good mambo kwete kudederwa, very humble and cheerful enjoy Yr drink ndokuwadzana nemhuri. Longlife chief❤
Mudhara anenharo uyo yooo hanzi muroyi haabvume kunyange ukamubata vakabata chidya haabvumi kuti ndiri kudya chidya chemunhu ndiri muroyi
ndazoona nhasi Mambo akaenda kuchikoro kkkk. Sabhuku varohwa ne diplomacy kusvika vaita bhoooo
Avo mambo boo manje
Exactly mambo vane diplomacy dzakanyanya
Imi hama dzangu ingotsvagai Mari munange kwasekuru Tasvu zvese zvinoti pachena bvuuuuu ava sekuru Gusvi maitiro avo shuwa ndeahapura katapura
Taurai henyu
Sabhuku ava vanoda Headman Chigodora, zvenharo izvo zvinopera
Iri harisi dare raMambo. Mambo vadanwa kuzopodza hondo yainge yokangwa naSabhuku. Sabhuku vakaronga hondo nemhuri yavo kurwisa sekuru Gusvi. Shumba havana mhosva, vari kubatsira kutsvaira misha yavaridzi. Kudzikisa doro kwamambo, hausi murandu. Hapana mirandu iri kuenzaniswa apa.
Sabhuku aka sabatwa zuva rinodzima maskati machena.Mutumireyi kwaTasvu mudhara uyu anono taura chokwadi.
Mambo varikunwa green bottle, kikikikiki, cool dude, ndiite mukadzi wavo wechi 3 hangu
Kkkkk, ehe.
Kkkkkk wavada hre
Mambo makutinzwisa moyo nedoro iro apa rinenge rikutonhorera😋😋
Sekuru avo ummm pane nyaya
Sekuru ava vanonyeba vakaromba vane zvavakabata.Thank yo dremas for taking us to another level
Mambo l salute you endesa mdara kwa tasvu/kanengo
dare one chief achirova castle lite
Sabhuku makachena hre ini Cucci's voice
kkkkkkkkkkkkkkk
Magrazi kumberi
@@roykasiyandima7508 magirazi anonzi order padare
Sabhuku havana kuchena zvavoo kubasa kwavo vaitotamba nemishonga havoo
Vaitoroya
Sabook aslong anga aritsikamutanda akaromba achirombera hutsikamutanda ihwohwo anoshereketa chief munhu ngaabatwe panonaka akaromba Sabook uyo
This Chief yaaaa he is very cool n clever thank u chief
This is one of the best chiefs in Zimbabwe. Very intelligent
Mambo uyu ndamufarira shem
Sekuru avo vanoda Sekuru kaNengo kana Sekuru Tasvo chete zvese zvi opera
Haasii professional mambo uyu,
Sabhuku ava anodherera vanoshandisa masimba zvisiri izvi .vanhu hangazotarisi uyipi huchiitwa
Kkkkkk sabhuku matoudzwa pachikuru
Ngavaende kwa sekuru Bunzamukombe or Nyangatayani or Amadu zvidiki izviii😢😢😢😢
Kkkkk hanzi namambo Ngezi sabhuku vachamhan'ara kana vakachena pakaipa
Kudos Kuna mambo ❤
Doro ramambo rinonzwisa vamwe moyo ah
Sabhuku vanoda sekuru Tashu
Mazvinzwa here vanhu those who believe in tsikamutandas.
Mambo inga motoziva sekuru Kanego mhuri iyo ngaiiendeko
Koo baba avoo vanotsvageyiikoo kumberii kwevanhuu nyangwe varimambo but zvaikozvino musungwa
Ngezi bhooo kumwa Doro padare
Sabhuku muroi
Kamdara kanoroya akoo pafair😂😂
kkkk sabhuku vakabata chte vanorambirei
Mashiripiti muchanzwa nawo kusvika mumhuri maziva Mwari
Tisvikewo
Ngoma inorebesa hama itai shoma
sabhuku makachena here imi😂😂😂 endai kwa tasvu tione
Sabhuku Havana kuchena ,,vangada zvavo kuhwanda nekuti ndayizviita ,,asi vanenyay dzavo
Ge ge ge sabhuku vanetunhu twavo vatotaira muchagodeyi henyu
Bottle regreen rina mambo nderei
Mutsiure madzishe enyu zvekunwa Doro pachitongwa dare hazvisiri izvo dambudziko nyangwe Waiita number 44 mu class unongotonga
Mambo is intelligent. Vachamhan'ara kana vakachena Kkkk yooo
Saka sekuru gusvi vakashaya zano rekuganhura rufu rwemwana akazofa here.....
Vanongoona vaya asi kundiso havana
Vachamhan'ara kanaaa vakachena hands up chiefNgezi😂😂😂
Sabhuku varikuzviziva
Ma prophet enhema vanozviita zvekuti huku inofa vanozviita
Ko n'anga yauirei pari kutaurwa nyaya ...sekuru vakuroziva munhu wekunanga..nyaya yaifanira kutaurwa n'anga dzisipo
Chief vari kumwa pabasa 😂😂😂. Asi vari kurovera bhora mberi🤩
Ka lite kakatonhora
You are not there for your child you are there for the people that called you
Sekuru moda kurohwa
Sekuru murimuroyi wemasikati chamunoda kuparadza vana vachiona zvavo
Mambo hamungatongi munhu muchimwa doro kujairira ikoko😊
Taura hako
Hapasi kutongwa munhu apa inga ataura wani kut kungoonesana zvinofanira kuitwa
Ofa nenyota nezuva rotonhora riripo rova hwahwa.chief hapana dare apo
Sekuru muroyi
Mamuroyi kasekuru ako mhani
Chief varikutaurira sabhuku kuti urimuroyi kabisira😂
😂😂taura hako
😂😂😂
This chief becomes more intelligent the more he downs the green bottle. Sabhuku vaudzwa pavamire pa fair
KaChief kanozvinzwa ako why drinking beer whilst trying to help a village that's a sign of disrespectful, plus sabhuku vari kubuda musaga voga kut vakajatajata
Chief and the castle lite. maChief manyama
Sabhuku muroyi chaiye
Chief is much interested neya????
Hanzi ndakambonzwa nezva Anyway akamboshanduka
Kuita mkadzi kkkkk
Ndandichida kuona Chipo.
Mambo very calm
Sabhuku sabhuku ummmmm
Being a Chief must be hell of a task, some of the cases you deal with are ruffled with untruthful residents, shenanigans and unexplainable witchcraft, this is crazy
Masabhuku iwaya ndoanoshereketa
Mudhara akaromba uyu mambo
Chief vane kaCooler box kavo vachirova castle lite zvavo, interesting.........!
Sister you're speaking Ndebele plus Shona .
😂😂😂😂 Mambo havanzwe, hanzi ndiri kuside kwenyu Sabhuku not kweavo apa kana vakutaura vanenge vachipisa sabhuku kkkkk
Chief Uyo anonyepa😊
Mambo muface atori bhoo manje ndamufarira
and haazvikudzi anojairika arimumwe dai arikungowanza hasha
Uyu anokurova nemibvunzo zvinyoro nyoro ukashaya zvekupindura
Chief Ngezi zvishoma nezvishoma henyu muchinon'ona nyaya ndazvifarira
Sabhuku makachena hr imi,ndafonera Headman Chigodora😂😂😂😂
Changamire vari kumwa doro padare?
Ini ndinobva ndatosimukapo kuenda chaiko.
Thus being disrepectiful to the throne!!
Ndabatikana.
Hapasi padare Vange vachienzanisa mhuri irikunetsana
@@drewmasmedia3856 bt kana zvatodaro patova padare panofanirwa kuchengetedzwa kwehunhu uye kuremekedzawo varipo. Anga anonokepi kwaaitadza kumbochengeta mumota ozomwa zvake aakuenda?
Mambo anonzi mambo nevanhu.
Hazviite izvi.
Munhu mukuru uyo.
Dare ndeipi rauri kuona
@@drewmasmedia3856🙄🙄🙄
@@samuelngirazi9636 saka ichi chii ichi? Ndokumbirawo zita racho. May be ukazondipawo defination yedare ndingabatsirike.
Sabhuku vakabata avo muroyi chaiye
Nhai vaNeshamba ko imi munopinda papi pakati pemhuri neN'anga dzese dzirikutaurwa. Mataurirwo amurikuitwa panyaya idzi handisi kukuchenesai nekuti vashamarari vazhinji vavekuba nekudya pamwechete neN'anga dzeFake.
Ko mambo bhoo Havana kudhakwa here
Mudhara anoroya uyo endai kwa sekuru Bunzamukombe, Nyangatayani or Amadu😢😢😢😢
Headman pakuzomwa Doro pamberi peVanhu Ndochii chamuri kudzidzisa
21st Follow up!
Nyaya yacho ingatongeka here kana Mambo achinge adhakwa
😂😂😂😂Madzimambo manyama
Kamudhara kakarema aka
Where is smoke there is fire Sabuku
Chief varikumwa castle lite havo vachitonga varanda vavo
Chief matofamba necooler box yebeer, asi madii kuzomwa makuenda sezvo munenge musingadriver
Handigare kuzim never
Haaaa mambo uyu musalad anotonga achinwa doro hake
Chief enjoying cold beers
Chief Ngezi have respect your people
Saka apa Drewmas maendera kunopiwa nhoroondo dzisingabatike here kudai kupedza nguva ne data Sure murume uyu arikunzi mambo uyu chii chaizvo
Ari kurohwa nesasi nachief vakabatwa havo necastle Lite
Chief Ngezi is very intelligent and deplomatic
Chief ngezi u are a failier how can you taking alcohol in front of your people that's not it it's unprofessional eish 😮😮😮😢
@@PatienceLosani-jj6fx parikutandarwa vanhu vachibhuya apo sandi padare baa
@@edwardchimedza3072 eish I wish Headman Chigodora murikuonawo hre mahumbwe ayo
@@PatienceLosani-jj6fxintelligence is knowing what to do when and where, networking and being sociable is something that require extraordinary approaches. Blame mambo kana waona pavasina kutonga kana kuyananisa zvine mwero. See how it seems seamless when he engages the people and present stories that correlate with what this family is going through. Mind you ndisabhiku vari kufugurwa hapwa apa uye this was an invite kwete a sit in kudare kwavo. Mambo basa vaita zvisina kana chinoshoreka that is in terms of dealing with the matter at hand.
@@broggabrogga1423 haiwa hazviko it seems like vanenge vari kutotyawo Chief kti vanoitwa manyama naSabhuku bcz sabhuku vari kuratidza kti vakangwara
Drumas taura nyaya yako nelanguage imwe , one by one
Chief must stand his ground to bring traditional healers for that community
Ko Chipo akaita sei balance me
Akazvarwa ari pairi aimbove mskna akazomboita mkomna asi mazuva ano mskn
Sando kuna chief😅
Uyu mambo idako imi vane Shamba zamai kubatsiridza henyu imboko mambo uyu kutodhakwa nguwa yebasa kuzvidzikisira pasi zvikurusa
Chigodora ndiye angaipedza nyaya iyi
Mambo ndokumbirawo muendese nyaya iyi kwakanengo kana tasvu ndo ishasha dzinopedza zvese
Hokoyo natsikamutanda anoita ma shiripiti