Mumwe Mufundisi abatwa Futi Padare Rachief Mutasa bvondo

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 ноя 2024

Комментарии • 132

  • @josphinemandangu-ps6dc
    @josphinemandangu-ps6dc 26 дней назад +6

    Kutowana Mari yekubhadhara Gweta Zimbwa Guru. Vakawanda like him

  • @munashechikoto8561
    @munashechikoto8561 26 дней назад +3

    What a tarnished image of God's servant the man of gold is really a nauscence

  • @acmfirst5481
    @acmfirst5481 26 дней назад +6

    Mufundhisi iCrook chairo iro ane mweya wetsvina. Kukwereta mari achiziva kuti haasi kuda kuzodzosse, saka ndikunatsoona kuti hapana chakasainwa. Unotoona kuti mufundhisi wacho ari Confident kuti haasi kuda kubhadhara.

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 26 дней назад +2

    Havana akavatuma anhu awo; anongova marovha akfoira kuchikoro azofunga zvechiPastor chisina zodzo zvachose - careerist Pastors. For them it is just a job; apa basa racho harinatsi kubhadhara kana uri kumaruwa (kuruzevha) rinobhadhara kana uri pastor kuchechi dzekumaDale_Dale kune vanhu vanhu bvisavo mari dzakatimbii. Kuzoba nepressure yekudavo kuDriver Landcruiser inodhiraivhiwa pastor wekumaDale ikoko waano sangana naye kumaMeeting achivhudziwa nhema dzekuti newe unogona kuidhiraivha kana mwari akukumborera.

  • @ForgetJoni-r8y
    @ForgetJoni-r8y 25 дней назад +3

    Ku civil court mbavha iyo inongonzi tipe 500 tivhare nyaya

  • @PreciousNhopore
    @PreciousNhopore 25 дней назад +4

    Shame mwana aive atokuvimbai mufundisi ipai mwana Mari yake

  • @lincolnchangata-motsi2738
    @lincolnchangata-motsi2738 26 дней назад +2

    Zvemazichurch ekumama aya...you can see that guy is a predator...heartless.Mupfanha uyo anganyepe shuwa here?Why are people so evil?

  • @TapiwaSithole-x6v
    @TapiwaSithole-x6v 25 дней назад +3

    Sando dzavo Chief Mtasa..... thanks TiCH for clear sound

  • @TafaMutsaru
    @TafaMutsaru 18 дней назад +1

    Mambo Mutasa best chief shumba mhai wangu chikara

  • @nobertkonje2957
    @nobertkonje2957 19 дней назад

    Tich, give a follow up to this story until the end

  • @JahCure-zh4dt
    @JahCure-zh4dt 25 дней назад +1

    Haaa maya, hadi zvese izvo pastor uyo zvekuenda ku court. Royai munhu chinyararire. Endai pa Moscan or Malawi musote munhu!!! It's so easy like ABC. Someone i know akanyungudika makumbo akura bcoz of that & nanhasi anofamba ne wheel chair .

  • @markgamanya3084
    @markgamanya3084 13 дней назад

    Zimbabwe pfuti ishoma, vanhu vanodherera

  • @josphinemandangu-ps6dc
    @josphinemandangu-ps6dc 26 дней назад

    KuSmall Claims Court hakubvumidzwe maLawyer. Akaitirwa Nyapura semurume PastorTsotsi vanonetsa vanhu vane tsitsi vachitenga maGweta. ZvekuSignira zvinokosheswa kuCivil Court Kune maProvedures akaoma. Even nyangwe pasina kuwritten agreement kuCivil umboona from witness and demeanour e vanhu zvinoshanda.

  • @StellaBanda-u8v
    @StellaBanda-u8v 26 дней назад +3

    Mbavhaa yaPastor. Haufe wakabudirira. Kuda kudya zvevapfupi nekureba.

  • @KiethyWande-c7d
    @KiethyWande-c7d 26 дней назад +1

    Mupfanha ngaaende kwaMukotsanjera ...Pastor anokuma semombe uyo

    • @acmfirst5481
      @acmfirst5481 26 дней назад

      Ngatisaudzana nhema. Anobva pafirst crook oenda futi kune rimwe crook. Mfanha ngaaende kuchikoro adzidze kuti mari inocchengetwa sei.

  • @GiftCalisto
    @GiftCalisto 26 дней назад

    Chief Mtasa will never disappoint

  • @happinesszhoumashavira5515
    @happinesszhoumashavira5515 14 дней назад

    Vanawo chii NHAI mtswii.. kutanbisa Mari wamboibata ? Saka ichinzi inechitema, namufundisi kuidokwairirawo nokusasvoda munhu we church.

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl 26 дней назад +3

    Mfana unopenga iwe wairamba uchipa munhu Mari asati akudzorera Mari sei . Unorwara iwe

    • @norestchiranda6282
      @norestchiranda6282 26 дней назад

      Ibenzi mfana uyo

    • @tichaonamachona-v8o
      @tichaonamachona-v8o 25 дней назад +2

      I think mufana akavhiringidzwa pfungwa nekuti ndimufundisi

    • @tripodxxx1
      @tripodxxx1 24 дня назад

      No mupfanha uyu akamboda kuchengetesa mari kuna someone remember, so I think kukweretesa it was a way yekuti mari ichengete, thinking kuti since vari va mfundisi vanovimbika...

  • @SpartyKalowa
    @SpartyKalowa 15 дней назад

    Zita ramwari rashatiswa ne vakaipa panyika ini mwari tongai woo ku kundwa ne vanoita chivanhu vanoziva kuti Kudzai mwari

  • @OtilliaAaron
    @OtilliaAaron 26 дней назад +1

    mugadzirei kunevanogadzira bava

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 26 дней назад +1

    Lisela yomfundis umgamulen ngenhloka satsha ngabafundisa

  • @Washie-by7bh
    @Washie-by7bh 26 дней назад +1

    Nyaya yekuti ndi mfundisi ndiyo yakamkwadzisa mfana uyu

  • @ZebediahKanyimo
    @ZebediahKanyimo 24 дня назад

    Mambo Mutasa munondigonera kwazvo

  • @HamiltonBalakasi
    @HamiltonBalakasi 26 дней назад +1

    Mafundisi vemazuvaano chii ...Munenge madanwa here ..

  • @andrewmaoneni4675
    @andrewmaoneni4675 19 дней назад

    Team ndiro rinodngoda vana Mbuya Chihoro chete

  • @ArthurZiduche
    @ArthurZiduche 26 дней назад +1

    He must payback with 10% interest , benzi remufundisi kuhwanda kusvibisa rita rechurch

  • @RunhareCalisto
    @RunhareCalisto 26 дней назад +1

    Vanhu vemachurch awa yooo, umwe kwaMambo Makoni kutsotsa maiguru vake saka

  • @martingarnett3761
    @martingarnett3761 26 дней назад +1

    Akatora advantage pamufana uyu ngaasungwe

  • @Trymore-w3u
    @Trymore-w3u 22 дня назад

    Haaa vanhu matsotsi munyika umu. Ini ndakamboitambwa iyo. Mfundisi itsotsi.

  • @kimtachiveyi5859
    @kimtachiveyi5859 14 дней назад

    Ko uyu aingopa munhu mari not once not twice kuti zvidii

  • @TapiwaMombe
    @TapiwaMombe 24 дня назад

    Mi cheaf u the best ❤

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 26 дней назад

    Umm gororo remufundisi nyarara mhani munonyadzisirei chifundisi moda kutukisa church hazvina kunaka mhani

  • @PrettyChirango
    @PrettyChirango 26 дней назад

    Chief mutasa muri soft tongayi vanhu musanzwira tsitsi

  • @godfreyphiri5697
    @godfreyphiri5697 25 дней назад

    Nanewo mukomana,hayi,wairegereyi kutengawo Mota,aa,wombopa vanhu

  • @BerithaMawere
    @BerithaMawere 20 дней назад

    Mfundisi Mwari achakurovai neshamhu kana muchiramba nyaya iripachena kudai nzwisisanai nemwana uyo maybe anokwanisa kukudzikisirai Mari iyo yakawandisa

  • @livenmangwengwe2252
    @livenmangwengwe2252 26 дней назад

    Pastor duzvi mbavha.

  • @faithtarima1353
    @faithtarima1353 26 дней назад +1

    Dzosa mari mufundisi iwe usada kuvhara mwana marii

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 26 дней назад +2

    Umwe akaenda nesatchel remazita edu kuIsrael achiti ari kunosiya hurombo hwedu ikoko but suffer continue

  • @tichaonamachona-v8o
    @tichaonamachona-v8o 25 дней назад

    Uyo ahafanirwe kunzi mufundisi we church.
    Ndirini rute ye cevil court handaibvuma asi zvebadza...anonyura uyo mbavha ya 'pastor'.

  • @esthermunapo5743
    @esthermunapo5743 26 дней назад +1

    Zvakaoma and haatombonyare baba ava vanoda kupa mbama

  • @tracymutumbe9932
    @tracymutumbe9932 26 дней назад

    Pastor avo imbavha hombe

  • @mellanyaningwe878
    @mellanyaningwe878 25 дней назад +1

    Vanhu vakadai vanongoda kuroiwa chete

  • @EdwinTakawira
    @EdwinTakawira 22 дня назад

    Garikai imbava rinopona nezvekuba,hakuna pastor vakadai zigororo.

  • @rabbyPick
    @rabbyPick 26 дней назад

    Pastor mbavha vanhu tizai church yacho iyoyi😊

  • @SpartyKalowa
    @SpartyKalowa 15 дней назад

    Endai naye kwagodobori aroyiwe

  • @mollytarova1055
    @mollytarova1055 22 дня назад

    Ndakazviutirwa nemunhu we muchurch andinditsitsa 1500dollars

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 26 дней назад

    Vanhu wakadai wanoda kungoenderwa ku n,anga chacho.....munhu ngapenge

  • @KiethyWande-c7d
    @KiethyWande-c7d 26 дней назад +1

    Musatanyoko wake mufundisi uyu ...imbwa yemunhu nhai mari yechikorokoza inorwadza

  • @MaryManyunga
    @MaryManyunga 26 дней назад

    Endai kwamadzibaba Steven marigazvuru Bunzamukombe

  • @JohnranguiBob
    @JohnranguiBob 24 дня назад

    Apa matongawo chief, sando

  • @eastherchiposi4899
    @eastherchiposi4899 26 дней назад

    Mambo mafundisi varatidzei simba renyu vanoda kukujairirai mukaranga1 chaiye vanidzikama vatinetsa matsotsi aya

  • @wilsonnyamutenha8601
    @wilsonnyamutenha8601 26 дней назад

    kachechi kako hakana ku register mambo

  • @DorcasTambu
    @DorcasTambu 26 дней назад +1

    Vabatsire mambo muri imi nekuti vakaenda wega vanogona kusabudirira ava

  • @OswellChipuramhura
    @OswellChipuramhura 26 дней назад

    Munofara here KwaMtasa

  • @tauyanashechikuku
    @tauyanashechikuku 12 дней назад

    zimbavha zipastor zibaltazar

  • @stanfordruzive5086
    @stanfordruzive5086 20 дней назад

    Mazuvano mafundisi acho ndeenhema Aya kutsvaka Mari rakasviba pameso rikasviba nemoyo zvese

  • @shamainetimarizeni5429
    @shamainetimarizeni5429 23 дня назад

    Usaende kucivil court mari inonyura zvachose

  • @stanfordruzive5086
    @stanfordruzive5086 20 дней назад

    Zvimwe zvino ngoda nyuchi izvi

  • @lawrencemagara7590
    @lawrencemagara7590 24 дня назад

    200 yekupedzisira yekuRentesa munda its Fraud zve iyo

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 26 дней назад +1

    Tashinga asiwo newewe chiiko unoda ZIJAMU

  • @LangtonGanyau-k8r
    @LangtonGanyau-k8r 21 день назад

    Mufundisi mbavha.

  • @ShadreckRambanapasi
    @ShadreckRambanapasi 26 дней назад +1

    Matsotsi munoshoresa the body of Christ, humunyariwo here?

  • @watsonchokufa9198
    @watsonchokufa9198 26 дней назад

    Chief hamuna kunyadzisa pamufundisi uyu nhasi

  • @tchayendepi
    @tchayendepi 26 дней назад

    Pastor Mbavha

  • @bennynyamudo534
    @bennynyamudo534 25 дней назад

    Amai imi dzikamai munoshatisa nyaya yemwana iyo

  • @RejoiceSithole-s9o
    @RejoiceSithole-s9o 26 дней назад

    Muendere kwasekuru anoidzosa

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 26 дней назад

    Dzikamai mambo vakubatsirei imi mai

  • @TsvakaiMadzivire
    @TsvakaiMadzivire 18 дней назад

    Mufundisi ngape mwana Mari yake mbavha yemunhu

  • @mollymasilo6383
    @mollymasilo6383 24 дня назад

    Mufundisi uyu imvavha

  • @EnergyMakaza
    @EnergyMakaza 25 дней назад

    Mufana ngaanogadzirise munhu

  • @AbgailGwatirera
    @AbgailGwatirera 26 дней назад

    Mkoma baba avo imbavha endai munovagadzirisa kunanaskru venyuchi kana vanopomba vaya

  • @Monica-z3t
    @Monica-z3t 22 дня назад

    Ndovanhu vanoda kurumiswa ngenyuchi Satan

  • @Margaret-b3c
    @Margaret-b3c 26 дней назад

    Tichcach endesa mukomana kun'anga tionerere mbavha ititambura

  • @YvonneKalulu-m1e
    @YvonneKalulu-m1e 25 дней назад

    Mufundisi tsotsi uyu ngadzosere mwana mari yake or atipe mombe7 mambo wangu

  • @FungaiMatutuFungaiNdhlela
    @FungaiMatutuFungaiNdhlela 26 дней назад

    ameni mambo

  • @ChokoraMirriam
    @ChokoraMirriam 26 дней назад

    Imbavha postor ivavo mbavha chaiyo

  • @FadzieJomo
    @FadzieJomo 26 дней назад

    Ine part 2 er.

  • @arthurmutano-c9i
    @arthurmutano-c9i 23 дня назад

    Mafuta here akapisa kuface amai wekujoni

  • @Neverkamoto
    @Neverkamoto 26 дней назад

    Zitsotsi iro ngabvise mari yemwana mufundisi asinganyare

  • @brianchirozvi268
    @brianchirozvi268 12 дней назад

    But yayekudhara wani

  • @CharlesSithole-p2h
    @CharlesSithole-p2h 26 дней назад

    What kind of pastor is like that,, return back money to the owner

  • @YvonneKalulu-m1e
    @YvonneKalulu-m1e 25 дней назад

    Mufundisi mbavha honai kusanyara imbavha iyo

  • @NesterKwesha
    @NesterKwesha 26 дней назад

    Kana kutonyara chipastor Ichi mbavha haunyare

  • @josephsibanda3333
    @josephsibanda3333 26 дней назад

    Rovai mhunu please imbavba

  • @DadiraiMasi
    @DadiraiMasi 26 дней назад

    Mufundisi mbavha ipa mwana mariyake zvichakanaka

  • @SophiaTsuro
    @SophiaTsuro 26 дней назад

    Mwana angangonanga iwewe wega kuti hausi kuba here

  • @rockmaposa3109
    @rockmaposa3109 25 дней назад

    kkk hanzi isu vatadzi tisu takukufudzai

  • @MosesCharimba
    @MosesCharimba 26 дней назад

    Muendere kwaAmadu mufundisi uyu

  • @muchanetagreen112
    @muchanetagreen112 21 день назад

    Pastor imbavha

  • @PrimroseMketiwa
    @PrimroseMketiwa 26 дней назад

    Iwe murume iwe ipa mwana uyo Mari yake futsek

  • @GogoGuveya
    @GogoGuveya 26 дней назад

    Mapastor vvarikupfuma nekubira vanhu

  • @tsennyb
    @tsennyb 25 дней назад

    To some extent its sounding like revenge kuna mufundisi tiri kungo judger hedu mufundisi but nyaya its sounding weird

  • @GiftCalisto
    @GiftCalisto 26 дней назад

    First

  • @ForgetJoni-r8y
    @ForgetJoni-r8y 25 дней назад

    Ane hutsinye munhu uyu mwana uyo ari kutaura chokwadi haaasi kunyepa

  • @bestphilipophilipo6672
    @bestphilipophilipo6672 26 дней назад +1

    Munyika munevanhu vanehutsinye 😮 pure evil 🙈

  • @Svosve155
    @Svosve155 26 дней назад

    Mbavha idzi dzawandisa nezvima church izviiii

  • @taremeredzwatmwakutuya3122
    @taremeredzwatmwakutuya3122 18 дней назад

    Zimbavha

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 26 дней назад

    Hudofo hr ...kuramba uchingopa munhu mari asingadzose

    • @DeekayDeky-bh2om
      @DeekayDeky-bh2om 26 дней назад +1

      Unopa uchiti munhu anotya mwari neniwo ndakaitambwa iyoyi nemu porofita ndaikumbirwa mari asi pandakazoivhunza ndatove mhandu ndakatonzi mucha zviona

  • @noahntini4931
    @noahntini4931 25 дней назад

    Zvinhu zvekare izvi

  • @LenoxMariah
    @LenoxMariah 25 дней назад

    Zvinodakunyara