Yaah kana nwniwo ndaivapawo remekedzo yakanyanya ne wisdom yavo asi pana pastor aah ndakaona kunge zvine corruption mukati. Pastor uya hassi pastor asi mharadzi, mharapatsetsetse.
justice ngaivepo pamukadzi wekuhura na mufundisi kana mati aakarepiwa under edge vabereki vakatambira mari yeroora yemwaa aripasi pe 18 saka vabereki varimo munyaya chechipiri tsvakai masg ku econet moona kuti vaidanana here beforegupuro
Nyaya iyi iyi yaifanra kungoperera pakuti mwana ngaaende kumba kwawo finish and cla,kwete zvekut kun'anga apa wasiri werudzi rwake,Baba wemwana wachapa mhosva kunana tezvara yekuenda nemwana wake kun'anga asipo,mambo should be very careful kubva panyaya yamufundisi aavekuoneka kushaisha
varoyi are either very stupid or inefficient, vanouya vachizvitengesa identity dzavo nezvavarikuda kuita ka 20 pasina result, Trymore if you want to be Happy in life 😰
Mambo mutasa kubva pamakatonga nyaya yemufundisi uya wekunyenga MUKADZI wemunhu palodge haaaa paya makandi disappointer haaaa zvichanetsa kuti ndikutembei haaa paya 😭😭😭😭😭
Murume uya akabhaiza after abata mkadzi nechikomba akanobvisa gupura ndopakazoenda kwa Chief
Muchinda wekunyengerwa mukadzi akarohwa chekuseri . Iye akabata mukadzi underage , akarohwa ne joker .😂
Maiterera nemagaro here? Mukadzi anga apa gupuro paakamu tevera kulodge
Sure kuti wanyengrwa mukadzi wopiwazve mhosva
I was also disappointed. I always regarded him as the best chief but paya he failed dismally
Justice for murume ane mukadzi akahura na Pastor. 😢😢
Taura zvako vanenge vakatengwa
Sure he was not fair to tt man vakamuitira utsinye murume uya akabata red handed but vakazviiignore
Justice for nyaya yamufundisi .Paya makabika mbodza chief
YaMufundisi ngaitangidzwe Mambo Mutasa. Mkadzi uya akahura pafeya akaregerwa ahura zvese nemwana. Ikozvino ahura naMfundisi aiwa makapotsa Mambo
Chief tokumbirawo justice kuna baba vekuhurirwa nemukdzi namufundisi
Murikudero koz ndiPastor kunge ndiye akakuzadzai AIDS
@@BarnabasFavanhuRwodziakapihwa aids ndian 😂😂😂
Iwe Tichtak wava kutikanganisira nyaya dza Chief Mutasa, sound yako taneta
Mambo plz nyaya yamufundisi vakatora mukadzi wemunhu we need Justice....vanatezvara ngavadzosere pfuma wemunhu.
Munhu anogona kutonga dzekunyengerwa mkadzi ndi Bushu na Nyamaropa
Ini hangu ndichiri ndakabatikana mambo nenyaya iya ya pastor
Humambo hwacho handichahunzwisisa ini kubva paya pakatadza kutonga MUFUNDISI
Still waiting nyaya ya pastor makatengwa na Mfundisi toda justice
Yaah kana nwniwo ndaivapawo remekedzo yakanyanya ne wisdom yavo asi pana pastor aah ndakaona kunge zvine corruption mukati. Pastor uya hassi pastor asi mharadzi, mharapatsetsetse.
Mutasa wakaratidza huori hwakasimba Pamusoro pemufundisi uya akanyenga mukadziwemunhu haa wakandi bhooowa mutasa itamushee
Nyaya iya haina kupera , vakanzi vazodzoka wani
Nyaya ikundirwadza kkkk
😂😂😂😂
Justice kuna Baba vakahurirwa ne mkdz na pastor chief mutasa
Muchiri mambo here imi
Mambo naMfundisi makabhadharana zviri pachena
Justice nyay yabba vaya naMfundisi
justice ngaivepo pamukadzi wekuhura na mufundisi kana mati aakarepiwa under edge vabereki vakatambira mari yeroora yemwaa aripasi pe 18 saka vabereki varimo munyaya chechipiri tsvakai masg ku econet moona kuti vaidanana here beforegupuro
Nyaya yamufundisi makazotiii
Ndichakatsamwira nyaya yapastor vaya
Kana neni
Did you watch part 2?
@@MemoryNcube-t1z ehe ndoyakatitsamwisa
Murume akamangarira mukadzi anga asiri wake at the time paakaenda kulodge kunokwigwa
Kkk chero ini ndakagumbuka chaizvo panenge pakashanda mari
Mambo ku Econet amuna kuzotiudza zvakabudako makutochinja nyaya iya ya pastor hapana kumbondijekera inini
Yah ndakangomirirawo neniwo kuti tinzwe feedback yeku Econet paya mfundisi aibatwa kuti nduu
Justice kunyaya yaPastor please
Mambo ndakazwa kuti vakuhurawo nemukadzi uya vakatorera mufundisi chimoko
Tichkach sort out your sound equipment please, ticharega kuona zvinhu zvenyu
Nyaya yamufundisa yakatirwadza
Nyaya iyi iyi yaifanra kungoperera pakuti mwana ngaaende kumba kwawo finish and cla,kwete zvekut kun'anga apa wasiri werudzi rwake,Baba wemwana wachapa mhosva kunana tezvara yekuenda nemwana wake kun'anga asipo,mambo should be very careful kubva panyaya yamufundisi aavekuoneka kushaisha
Vanhu vanoita zvesound vakadhakwa shuwa
Ko kurega kana vasingazvikwanisi
Chief Mutasa plis tokumbirawo Justice yemurume wekulodge uya plis paya nyaya haina kutongwa nemazvo ummm part 2 inorwadza makakanganisa
Madzimambo aya ane kachisimba kahi nako kechi Zanu
Ndaona nyaya yaMufundisi yanetsa ndichataura nemachinda amambo kuti vaizeye futi. Tinemi vanhu veZimbabwe.
Mambo tirikudawo investigation yeEconet yamakaita yamai vaya naMfundisi
Sound inomara iyi
There are full of I know vakoma ava mambo
Sound yako yakadhakwa mhani wakubhowesa nyaya dzamambo
Volume volume kani .
TichKach sound yenyu amuinzwiwo hr anhuweeee eish
I think imhepo sekuti vari kuitira panze
Ko basa reEditing racho nderei manje kana vasingakwanisi kubvisa noise@@marvelouszinyemba9736
@@marvelouszinyemba9736equipment yavo yakadhakwa
Kwese uku vaigona ktonga Mtasa nyaya yevanhu vepa lodge vaya ndofunga pakashanda chioko muhomwe paya
Sound quality yechi tichtak ndeyekumama
Iwe tichikach usatikanganisira mavideo a chief mutasa
Mavideo ako anouraya nzeve
Your volume is too bad as long as we want kuterera nyaya but hazvisikunzwikwa
Mutasa aakuita mahumbwe manje. Kamuporofita kaya kekunyepa kuti mabhonzo akachererwa pachikoro kakazodii? Ko kaya kamwana kekuti ndirikuda mukadzi wekunyengawo kachida nzou kakazodii? Munhu akanyanya kurumbidzwa anobva aita dzungu dzungu ndozvaapana Mutasa. Ratoo dzungu haachafungi pakutonga
Munhu anenge akabata mic order please
Why is you audio and picture quality so duzviyas?
Nambo mayigona kutonga zvamandiriri but kubva zvamakazopinzwa mu-mu-mu ndakanganwa hangu but ikoko kumsoro uko ku politburo hamheno 😂,zvakuyenda zvichidhakwa andizivi kuti pazotanga kushanda building yatikuona iyo hamheno,plus tsvakayi vamwe vadare vamunavo hapana chozikanwa vanotoviringidza madzungayidzwa kkkkk
Tichkach please upgrade your noisey microphone.. Come on! I like mambo Mutasa but these days ndotozeza ruzha rwunobuda apo
Hainakidziba sound yachoso ummmm
Tokumbirawo mupote muchitigadzirira sound is very bad pliz thank you 👏🏽
TichkachTICHKACH TOKUMBIRAWO USVITSE NYAYA YEMURUME AKAHURIRWA NEMUKADZI NAMUFUNDISI
Mai avo vanemugara n'anga
Akomana avo anoda Cid amborohwe arudzvinyirara munhu kadzi
Pane zvakaitika behind the seen pakati pefamily yemukadzi uya naMambo
Sound yako gadzirisa shamwari yakadhakwa ma vedio ako ese
The fact yekuti munokanda kutangira vamwe tinenge tichida kuterera but hapana chaitinonzwa please fix the audio 🙆🏽♂️😭👋
Nyaya yatsikwa tsikwa iyi
Nyaya ya Mfundisi vakashaisha zvokuti
Kadzirisa sound yako
Muporofita akati chii simple😂😂😂
Sound sound sound sound sound sound please
Sound yenyu inobhowa
Shungu dzangadziripo asi ndofe nzveve regai ndiende hangu
Sound ma1 kwekutanga
Mwana uyu ngaaendeswe kumba kwavo harisi dzinza ravo varikungonanga mai avo zvavo bt uyo ane zvekumusha kwavo
Munomhanyireiko kubuditsa musinga buditsi quality products.... poor sound quality 😮
Sound yenyu irikuda attention
Mainini kumhanya kumhagara hazvireve kuti hamuna mhosva
sound ndeyekupenga
Masisiriya sunungura mwana bvisa zvidhoma zvako iwe
Gadzirisai sound henyu vanhu va jesus
saka mainini vakarohwerwa mahara, that was supposed to be addressed mambo vatadza apa
Thats criminal inoenda kupolice mambo hatonge assault
Munombo editor seiko nhaimi maVideo acho ane noise yakadai
Tavepo ndawamawo nzvimbo😂
Kkkk Hakuna munhu mupenyu anobuda pamunhu mupenyu 😂😂😂
Midzimu isina skiri
Mwana ngaaende kumba kwawo kuroorwa kana kusaroora Mwana kumba kwavo
Zvinoitika wee arimupenyu anobuda pamunhu achitotaura zvaarikuita
Mambo havachaita mushe ava
Saka uyo anonyararidza Mambo Mutasa kana aigona kutonga nyaya yake avingeyi kudare manje
Nyarara iwe
👏👏👏
Mmmmmmm sound anhuwoyee😡
Uyu haatonzwi nechigayo chake ichi 😂
Sound sound sound sound
Chifi ipayi vanhu nguva yokurondedzera nyaya
Kana varivakomana avo havana nhau. Ndezvekupenga izvo.
Ivo maimuroyi avo
Ko wavingeyi nhaiwe kudare iwe
Sound is not good
Mainini vanenyaya avo
Poor network gadzirisai net yenyu
Nonsense!
Poor network
Tichkach sound is so poor
Poor sound
poor sound
Ndamboita unsubscribe from this channel until you are able to fix your sound quality
varoyi are either very stupid or inefficient, vanouya vachizvitengesa identity dzavo nezvavarikuda kuita ka 20 pasina result, Trymore if you want to be Happy in life 😰
Makamboonepi munhu anosvikirwa achitaura zvakadai VAnopenga vakomana ava dai vakanatsorongana kufamba nekt mwana haasi wavo
Poor sound
Poor sound
Poor sound