Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
The way I love this man, mambo I pray to God that you may live longI love u father ❤❤❤
this man is wise bro, may the lord protect him
Chief Mutasa, l pray you live long, your wisdom is out of this world.
Thank you Tichkach. Its so windy but we heard everything. You have improved very well
Marriage is tolerance, well said Mambo.
Chief Mutasa our father proud to be under you chief ❤❤❤❤
Thank you chief marriage inoda kuratidza rudo
Mambo Mutasa dai madzidzisawo mamwe madzishe basa asi uyo mwana musarova imbwa makaviga mupinyu uyo mwana anoda kubatsirwa anekamwe kahunhu kekushaya hunhu havangaunzi munhu wavo kunabàba akatopuma baba huroi nemunhu wavo avakatsvaka
Hama inhikiti usazokange... Outside appearance versus inner intentions... Chief huchest
Ko vekufukunura vanhu vekuurayiwa vaenda kunotsvaga mshonga zvakazopererepi tinoda feed back tich
Camera man kushata, chawatafzira kutitaridza nzenza inochinja varume chii. Unoti hatimudiwo here
kwana. usaseke misfortune yeamwe
@ tichkach siyana nekushandisa itel haiite kurecorder mavid masvinu
I have had a new word, hama inhikiti usazokange , chief Mtasa
Dai matiratidza nzenza irikuuya nechikomba iine mumwe murume
Hama inhikiti usazokange
Mambo Mtasa deserve to be the President of Zim nyika inganaka
Classmate yangu Salim
Chief Mutasa matonga nyaya iyi nehuchenjeri Hwa "Solomon " wemubhaibheri chaihwo nekuti paisa papa to maviri pa same level kiti nyaya iwane kutongeka zvakanaka kunyangwe mukomana wechidiki aburisa pachena kuti baba avo vanekaturike ndosaka vakaita Hashanah dzekuburitsa pfuti uye vachiramba kufamba pamwe nevana.Chief mazongokanganwa kutsiudza hanzvadzisikana wemukomana uye arikutora side rababa vake rakaipa uye nekuda kuzviita mwanakomana wemumusha asingazive kuti mwanasikana ahatonge matare ekwaanobva,nekuti anoroorwa.
Outward appearance versus inward intentions
Wachibata chirungu icho 😂
Fix sound mr dj
Nzvimbo iyi varoyi chete nengozi wy
Akuna kusina zvirikwese
Zvirikwese kungo zvimwe hazvizobude pa social media
Cameraman unoda shamhu haugone basa
Ndini ndatanga kkk
Mambo vangu vane mafacts vane zodzo rekutongà
Sound quality yako shamwari improve it so that you can gave more subscribers. As fun thanks
Iniwo number 3, asi paita cash here pama comments 😂😂😂
Ini number two
Hama inhikiti haikangamwi
Ndini ndatanga
Nhai imi chinotadzisa masaimba kufamba ega chii? Ndinoona sepane kunyangirana hangu.
👏👏👏
Dai makarova kahanzwadzi kenyu ikako
Tichkach video quality kuita kunge mukushandisa landline
Muroi ngaafe
Chibaba chimuroi chosa kumamiswa
Zviriko kwèdu hama
Levels.... now they bring students m impressed nt ana Chigodora and his bully advisors nemumwe mambo uya anenge anwa doro
Apa paDare ma students anouya. Great educational opportunity for them. Watch some of Chief Mutasa earlier recording on Karanganda
Vana samanyika hurombwa
Numeer1 😂
Murume anoronga mazwi uyu
Salim ndomuziva uy kudzivarasekwa uku
Iwewe ndiwe ani your real name
@@ClemenceKatuwa haungambondizive BT in ndokuzivira kuchurch yevamwe pastor kugomo repaDZ
Muri mahure ka I mhosva yani
Mmmmmm mhinduro iyi Haina kunaka
Video quality of Tichkach is so bad. Why can't you invest in better equipment than this grainy picture which is almost 1990 black and white
Muudze neshona because takamubvirira kare nechirungu achingonyarara
🤣🤣🤣🤣🤣🤒🤒@@PriviledgeTudu
That's why achimhanyira kuposter before karanganda which gives quality pictures and sounds
Madii maita madonation with better equipments guys , kuwana kwakasiyana pamwe ahana mari yacho. Izvozvi vazhinji pano skips ma adverts anenge anoitawo kuti awane tumari😢
Mambo mapinza busy ma students ne engrishi literature muriva hombe❤😂
Sound quality , poor tich , too much wind
Camera men fooling us
Chii chinonzi 'nhikiti'Mazozvinzwaka fans enyambo kuti Macheso idhara chero chief vazvitaura kuti zviripo zvichada hama
Nhikiti = seeds / mhodzi
Macheso apinda papi apo shona zvoenderana nekuti wakakurirepi 😊😂😂😂😂
Saka zvekuti zviripo zvichada hama kubva uchikura watanga kuzvinzwa kubva kunamacheso ere iwe
Mutasa anotaura tumaverb kunge munhu akadzidza, apa achitunhidza hudofo hwekutenda madhimoni
Inhikiti musazokange
Chokwadi hama inhikiti
Nhikiti ichiiii
The way I love this man, mambo I pray to God that you may live long
I love u father ❤❤❤
this man is wise bro, may the lord protect him
Chief Mutasa, l pray you live long, your wisdom is out of this world.
Thank you Tichkach. Its so windy but we heard everything. You have improved very well
Marriage is tolerance, well said Mambo.
Chief Mutasa our father proud to be under you chief ❤❤❤❤
Thank you chief marriage inoda kuratidza rudo
Mambo Mutasa dai madzidzisawo mamwe madzishe basa asi uyo mwana musarova imbwa makaviga mupinyu uyo mwana anoda kubatsirwa anekamwe kahunhu kekushaya hunhu havangaunzi munhu wavo kunabàba akatopuma baba huroi nemunhu wavo avakatsvaka
Hama inhikiti usazokange... Outside appearance versus inner intentions... Chief huchest
Ko vekufukunura vanhu vekuurayiwa vaenda kunotsvaga mshonga zvakazopererepi tinoda feed back tich
Camera man kushata, chawatafzira kutitaridza nzenza inochinja varume chii. Unoti hatimudiwo here
kwana. usaseke misfortune yeamwe
@ tichkach siyana nekushandisa itel haiite kurecorder mavid masvinu
I have had a new word, hama inhikiti usazokange , chief Mtasa
Dai matiratidza nzenza irikuuya nechikomba iine mumwe murume
Hama inhikiti usazokange
Mambo Mtasa deserve to be the President of Zim nyika inganaka
Classmate yangu Salim
Chief Mutasa matonga nyaya iyi nehuchenjeri Hwa "Solomon " wemubhaibheri chaihwo nekuti paisa papa to maviri pa same level kiti nyaya iwane kutongeka zvakanaka kunyangwe mukomana wechidiki aburisa pachena kuti baba avo vanekaturike ndosaka vakaita Hashanah dzekuburitsa pfuti uye vachiramba kufamba pamwe nevana.
Chief mazongokanganwa kutsiudza hanzvadzisikana wemukomana uye arikutora side rababa vake rakaipa uye nekuda kuzviita mwanakomana wemumusha asingazive kuti mwanasikana ahatonge matare ekwaanobva,nekuti anoroorwa.
Outward appearance versus inward intentions
Wachibata chirungu icho 😂
Fix sound mr dj
Nzvimbo iyi varoyi chete nengozi wy
Akuna kusina zvirikwese
Zvirikwese kungo zvimwe hazvizobude pa social media
Cameraman unoda shamhu haugone basa
Ndini ndatanga kkk
Mambo vangu vane mafacts vane zodzo rekutongà
Sound quality yako shamwari improve it so that you can gave more subscribers. As fun thanks
Iniwo number 3, asi paita cash here pama comments 😂😂😂
Ini number two
Hama inhikiti haikangamwi
Ndini ndatanga
Nhai imi chinotadzisa masaimba kufamba ega chii? Ndinoona sepane kunyangirana hangu.
👏👏👏
Dai makarova kahanzwadzi kenyu ikako
Tichkach video quality kuita kunge mukushandisa landline
Muroi ngaafe
Chibaba chimuroi chosa kumamiswa
Zviriko kwèdu hama
Levels.... now they bring students m impressed nt ana Chigodora and his bully advisors nemumwe mambo uya anenge anwa doro
Apa paDare ma students anouya. Great educational opportunity for them. Watch some of Chief Mutasa earlier recording on Karanganda
Vana samanyika hurombwa
Numeer1 😂
Murume anoronga mazwi uyu
Salim ndomuziva uy kudzivarasekwa uku
Iwewe ndiwe ani your real name
@@ClemenceKatuwa haungambondizive BT in ndokuzivira kuchurch yevamwe pastor kugomo repaDZ
Muri mahure ka I mhosva yani
Mmmmmm mhinduro iyi Haina kunaka
Video quality of Tichkach is so bad. Why can't you invest in better equipment than this grainy picture which is almost 1990 black and white
Muudze neshona because takamubvirira kare nechirungu achingonyarara
🤣🤣🤣🤣🤣🤒🤒@@PriviledgeTudu
That's why achimhanyira kuposter before karanganda which gives quality pictures and sounds
Madii maita madonation with better equipments guys , kuwana kwakasiyana pamwe ahana mari yacho. Izvozvi vazhinji pano skips ma adverts anenge anoitawo kuti awane tumari😢
Mambo mapinza busy ma students ne engrishi literature muriva hombe❤😂
Sound quality , poor tich , too much wind
Camera men fooling us
Chii chinonzi 'nhikiti'
Mazozvinzwaka fans enyambo kuti Macheso idhara chero chief vazvitaura kuti zviripo zvichada hama