Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

MADZIBABA MUROYI CHAIYE ZIM COMEDY

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 7 дек 2020

Комментарии • 619

  • @paulagladys8805
    @paulagladys8805 3 года назад +160

    Netsai is so pretty veduwe ..Likes for netsai

  • @lionupholsterytv8117
    @lionupholsterytv8117 3 года назад +377

    Dhafu anondiitira kna achikunakidza seni isa like

    • @majorhome5914
      @majorhome5914 3 года назад +1

      uyu mukana wekuchinja hupenyu.
      Ndiri pano kuzokuzivisai kune rimwe remasangano anovimbika uye akaedzwa esangano rinova HOPE YEMAZANO ese erudo.
      Tariro Yese Sangano isangano risiri rehurumende iro rakabatsira vanhu vazhinji pasirese.
      isu tiripano kuzokubatsira kuronga zvaunoda, isu tiripo kubatsira vanhu nemari, iri isangano rinopa rubatsiro kubva kuSAMSUNG GROUP.
      SAMSUNG GROUP yakacherechedzwa nekuda kwehuwandu hwehurombo pasirese, vanhu vazhinji vakaora mwoyo, uye vanhu vazhinji vazviuraya
      nekuda kwekutadza kuzadzisa zvido zvavo, vanhu vazhinji vakarasikirwa nehupenyu hwavo nekuda kwekutadza kuzvigona kurapwa kwavo kana kwavo vadikani.
      isu tiripo kuzokubatsira, panguva yedenda vanhu vazhinji vanorega kushanda nekuda kwekukiya uye izvo zvakavakanganisa mari. isu tiripano kuzokubatsirai imi mose
      unofanirwa kuita ndeyekubata inotevera email kero: hopefromsamsung7@gmail.com

  • @nyashajay85
    @nyashajay85 3 года назад +113

    🤣🤣🤣🤣 Akomana Jati adzoka futi nekubongomora Mhere...

  • @ntobekondlovu8235
    @ntobekondlovu8235 3 года назад +38

    Kkkkkkkk Ozemwa is good at acting as Madzibaba kkkkk Naiza boom you are the best

  • @gigigrace8920
    @gigigrace8920 3 года назад +20

    Vakadzi ngatiregei kuda ana madzibaba kunge ndivo MWARI mhani mxxxxmmm

  • @austinchasauka3950
    @austinchasauka3950 3 года назад +77

    Jati pakanaka hre apo powodzipa Netsai kudaro rega ndigare ndaisa like

  • @telisamsipa468
    @telisamsipa468 3 года назад +36

    dhafu ini anondiitira isa like kaa uchidawo dhafu😂😂😂😂💥💥💥💗💞💗💖💗

    • @munashekazingizi8623
      @munashekazingizi8623 3 года назад +1

      Dhafu boe manje air talentedq

    • @nyashajmagora3084
      @nyashajmagora3084 2 года назад

      Netsai k.eep it up coz acting is hard Dai ndirini ndoseka bty you srs unoita panochemwa unochema good work guys

  • @mcdthedev
    @mcdthedev 3 года назад +176

    This girl is talented her facial expressions are so believable

  • @glendanamataifelo5601
    @glendanamataifelo5601 3 года назад +131

    Cheers to us tinoisa ma likes tisati tato viewer 🍻

  • @natashayakubu7996
    @natashayakubu7996 3 года назад +56

    Much love for Netsai ❤️❤️❤️❤️❤️❤️

  • @kingkata5492
    @kingkata5492 3 года назад +46

    That moment when your wife is explaining as if she knows everything but the husband knows that she had been fooled

  • @kodekmana5866
    @kodekmana5866 3 года назад +28

    I hope you (NB) dont ever change anything especially when it comes to make up, set and costumes. Its so realistic and soo believable. We can relate. Thats the way to do it!

  • @MissyPlicious
    @MissyPlicious 3 года назад +83

    Discuss with your husband or wife first, not madzibaba or madzimai. These things happen and ruin marriages so easy.

  • @admiremwasenhu4885
    @admiremwasenhu4885 3 года назад +17

    Kkkk, haaaa ndimi dzamadzibaba dzondinakidza, vanodzigona, ungati ichokwadi

  • @praisemamina4524
    @praisemamina4524 3 года назад +19

    Netsai you are good girl... infact,the whole team🔥

  • @alicejavangwe1574
    @alicejavangwe1574 3 года назад +24

    Kkkkkkk netsai unofa najati kkkkkkk aiwa munogona guyz

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 3 года назад +39

    Dzungu Netsai veduwee

  • @vekezelapamamoyo5890
    @vekezelapamamoyo5890 3 года назад +25

    netsai ngwara iwe mari yatoonda na Madzibaba ozemwa iyo kkk

  • @stonafyaha.k.amuchiecomman2817
    @stonafyaha.k.amuchiecomman2817 3 года назад +12

    Pamunondivhiringidzira Jatiwero Ndopanotanga drama 💪💪💪💯💤 Naiza Boom Mafia Makanyanya 🙏🙏🙏

  • @chntymnemo3964
    @chntymnemo3964 3 года назад +26

    Haaa Netsai ndiwe mhepo yacho apo🤣🤣🤣🤣🤣

  • @douglassilver4427
    @douglassilver4427 3 года назад +25

    Muporofita akapenga uyo kkkkk

  • @wilsonmafaune5523
    @wilsonmafaune5523 3 года назад +28

    Eshi so much talent. Vaporofita vemazuva ano unonyura uye mazuva ano don't trust anyone love you guys

    • @majorhome5914
      @majorhome5914 3 года назад

      uyu mukana wekuchinja hupenyu.
      Ndiri pano kuzokuzivisai kune rimwe remasangano anovimbika uye akaedzwa esangano rinova HOPE YEMAZANO ese erudo.
      Tariro Yese Sangano isangano risiri rehurumende iro rakabatsira vanhu vazhinji pasirese.
      isu tiripano kuzokubatsira kuronga zvaunoda, isu tiripo kubatsira vanhu nemari, iri isangano rinopa rubatsiro kubva kuSAMSUNG GROUP.
      SAMSUNG GROUP yakacherechedzwa nekuda kwehuwandu hwehurombo pasirese, vanhu vazhinji vakaora mwoyo, uye vanhu vazhinji vazviuraya
      nekuda kwekutadza kuzadzisa zvido zvavo, vanhu vazhinji vakarasikirwa nehupenyu hwavo nekuda kwekutadza kuzvigona kurapwa kwavo kana kwavo vadikani.
      isu tiripo kuzokubatsira, panguva yedenda vanhu vazhinji vanorega kushanda nekuda kwekukiya uye izvo zvakavakanganisa mari. isu tiripano kuzokubatsirai imi mose
      unofanirwa kuita ndeyekubata inotevera email kero: hopefromsamsung7@gmail.com

  • @sashasithole7937
    @sashasithole7937 3 года назад +4

    Ozemwa 😂😂😂🤣🤣🤣 mari yaenda iyo ,iye prophet basa rake anoriziva .Asi ozemwa ndimadzibaba here amana kkkkk kubva aita kufitwa chaiko ,thanks guys

  • @vekezelapamamoyo5890
    @vekezelapamamoyo5890 3 года назад +9

    kkkk Dady mari yatoinda namadzibaba iyo udza mukadzi wako adzikame ne tsai haana kudzikama uyo chifu panze mukadzi wako mavharwa apo na madzibaba

  • @mascelinebenhura8872
    @mascelinebenhura8872 3 года назад +18

    Haaa Netsai you're glowing a lot dear wachinja wena keep up the standard

  • @vincenttembaah9641
    @vincenttembaah9641 3 года назад +19

    Ozemwa unofadza you are talented

  • @deenycchibukira1920
    @deenycchibukira1920 3 года назад +26

    🙄🙄Jatty kuvana vevanhu 😅
    😂😂Ndachema zvangu

  • @djtank8688
    @djtank8688 3 года назад +6

    man Netsai is hot 🔥🔥🔥🔥🔥. Her acting is just on point 💯👌

  • @carryonnhongo5859
    @carryonnhongo5859 2 года назад +7

    She is really cute 💕 and has a nice voice and smile 💯💖

  • @amosgumi635
    @amosgumi635 3 года назад +17

    👏👏👏👏👏👏👏👏👏 yaaa, this is so enlightening

  • @greshiey-fay7642
    @greshiey-fay7642 3 года назад +15

    Hebhi hebhinifero .... bhenfekto 😂😂😂😂 ndimi dzamadzibaba Ozemwa palamagreriyo😂

  • @honeyhoney8400
    @honeyhoney8400 3 года назад +10

    Ndimi boe here benifero akambonzwa dhimi idzo isa like

  • @angelinehadebe674
    @angelinehadebe674 3 года назад +29

    Ozemwa unopinda postori here

  • @primrosesalika398
    @primrosesalika398 3 года назад +9

    Kkkk Netsai atori ma1 l love her

  • @hazvierugara7983
    @hazvierugara7983 3 года назад +3

    netsai netsai netsai ndaku dedza kangani !!! 200 thousand here

  • @ashlinempofu
    @ashlinempofu 3 года назад +26

    ndiko kunonzi kuroora dondo uku, offside chaiyo

    • @enockchari3994
      @enockchari3994 3 года назад

      I chokwadi ndkamboriroorao rakadai zundu chairo

    • @Masowe.
      @Masowe. 3 года назад +2

      @@enockchari3994 mmmmmm ndavhunduka hangu nemashoko

  • @douglassilver4427
    @douglassilver4427 3 года назад +16

    Asi Netsai wakanaka hako

  • @clivecharakupa9923
    @clivecharakupa9923 3 года назад +9

    There goes my cry baby Jati..this guy js hits me really hard😂😂🔥🔥

  • @wellingtonweluzani9890
    @wellingtonweluzani9890 3 года назад +6

    🤣🤣🤣🤣 That's true murombo haarove chinenguwo shuwa 😂😂😂

  • @tsuesibanda7641
    @tsuesibanda7641 3 года назад +9

    😆😆😆 maneighbours nepamusoro pedurawall akati netsai ourayiwa.
    good job guyz

    • @tichaonaguta
      @tichaonaguta 3 года назад

      Those 2 guys , not sure vanga vapapihwa here kuti iSkit, or vatombogaya kuti ireality

  • @GLOETV563
    @GLOETV563 3 года назад +15

    Makanyanya guyz u deserve an award

  • @brianmlambo3306
    @brianmlambo3306 3 года назад +19

    Vanobvepi avo vanotaura vachiti "Waswera sei mudzimai wangu " ?

  • @drpatriciamushonga5411
    @drpatriciamushonga5411 3 года назад +36

    Hakuna munhu akazungaira kudaro🤣🤣🤣

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 3 года назад +3

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣mukadzi wacho ooooh akutonoyeresa mari inotorwa namadzibaba.hakuna mweya wakadaro mari yabiwa namadzibaba

  • @bangwayosolomon4961
    @bangwayosolomon4961 3 года назад +8

    😂😂😂😂🤣🤣🤣 aaaa mukadzi akadzungaira uyu

  • @thandiwemanwere9350
    @thandiwemanwere9350 3 года назад +5

    If kupusa was a person netsai soo kaa ndosaka akazotorerwa muface navovo paengagement ring kupusa kunomunetsa but nyc one

  • @bridgettshanero3393
    @bridgettshanero3393 3 года назад +50

    Pandimi chete ozemwa kuseri

  • @nyashajay85
    @nyashajay85 3 года назад +26

    Ozemwa ndimadzibaba chaivo 👏👏👏

    • @tegrambuyi2748
      @tegrambuyi2748 3 года назад +1

      Thanks guys munondiitira

    • @nomudube3296
      @nomudube3296 3 года назад +2

      He looks real

    • @makanakandinotenda3289
      @makanakandinotenda3289 3 года назад +3

      Kķkkķkķkkk anogona ozemwa pachiporofita apo apedza masports 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣👐

    • @desperkutoka7161
      @desperkutoka7161 3 года назад

      Aiwa anogona kuporofita. Nezviradzo zvacho ano gona sei. Asi mupositori hre.

  • @jacquelinetinashechaitezvi3067
    @jacquelinetinashechaitezvi3067 3 года назад +20

    Ozemwa 🔥🔥🔥🔥

  • @t_asha___5435
    @t_asha___5435 3 года назад +11

    Jati No to Violence handti no matter what dzora hashaa wangu....

  • @anitasamuels8821
    @anitasamuels8821 3 года назад +19

    Lack of knowledge is a disease, how could she be duped this way, so sad.

  • @nyashajay85
    @nyashajay85 3 года назад +26

    😭😭😭😭😭😭 Madzibaba vakwira ndege ya1😂😂😂😂

    • @famianazhanero3709
      @famianazhanero3709 3 года назад +1

      Akadzungaira mukadzi uyu

    • @Estherc91
      @Estherc91 2 года назад

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @wendymuchabaiwa7905
    @wendymuchabaiwa7905 3 года назад +9

    Ozemwa ndimi dzako asi uri muporofita chaiye

  • @patienceshaya946
    @patienceshaya946 3 года назад +6

    Eeish amana l felt pain yaJati kunge mari yangu l just hope Netsai in real life ahana kudzungaira zvekudai. Well done guys once again this is a an eye opener #ngazvienderere mberi #

  • @nepstee
    @nepstee 3 года назад +4

    hanzi mweya uripamutizo🤣🤣🤣🤣🤣

  • @masangaevelynchido3022
    @masangaevelynchido3022 3 года назад +11

    Kkk kumasowe hakuomberwe izvozvo semudzimu

  • @esmaelsecanidjo2723
    @esmaelsecanidjo2723 3 года назад +3

    Magoma arira apooo Game90 minutes. Amai awa ka! Ihhh, ma¹ yawaita apa kana kuti dofo hazvibudi...
    Team NB makanyanya 👍👍👍👍👍👍x10000000000000

    • @majorhome5914
      @majorhome5914 3 года назад +1

      uyu mukana wekuchinja hupenyu.
      Ndiri pano kuzokuzivisai kune rimwe remasangano anovimbika uye akaedzwa esangano rinova HOPE YEMAZANO ese erudo.
      Tariro Yese Sangano isangano risiri rehurumende iro rakabatsira vanhu vazhinji pasirese.
      isu tiripano kuzokubatsira kuronga zvaunoda, isu tiripo kubatsira vanhu nemari, iri isangano rinopa rubatsiro kubva kuSAMSUNG GROUP.
      SAMSUNG GROUP yakacherechedzwa nekuda kwehuwandu hwehurombo pasirese, vanhu vazhinji vakaora mwoyo, uye vanhu vazhinji vazviuraya
      nekuda kwekutadza kuzadzisa zvido zvavo, vanhu vazhinji vakarasikirwa nehupenyu hwavo nekuda kwekutadza kuzvigona kurapwa kwavo kana kwavo vadikani.
      isu tiripo kuzokubatsira, panguva yedenda vanhu vazhinji vanorega kushanda nekuda kwekukiya uye izvo zvakavakanganisa mari. isu tiripano kuzokubatsirai imi mose
      unofanirwa kuita ndeyekubata inotevera email kero: hopefromsamsung7@gmail.com

  • @catherinechaparapata8106
    @catherinechaparapata8106 3 года назад

    Kkkkkkk madzibaba vakwira ndega izvezvi vatove mudenga kkkk ndiwo mavharirwo anoitwa vanhu nanamadzibaba aya kkkk munogona guys

  • @greshiey-fay7642
    @greshiey-fay7642 3 года назад +7

    N.B munogona. Ko mskana wamaiActer naye paChekaukama ainzi Tiara aripi then Kim akabuda paLife of regrets. Then musasiya Solo pliz anondispaka muFace uya but anongobudikira zve2 minutes aripi Soromoni nekaVoice kake😂😂😂😂😂😂

    • @majorhome5914
      @majorhome5914 3 года назад

      uyu mukana wekuchinja hupenyu.
      Ndiri pano kuzokuzivisai kune rimwe remasangano anovimbika uye akaedzwa esangano rinova HOPE YEMAZANO ese erudo.
      Tariro Yese Sangano isangano risiri rehurumende iro rakabatsira vanhu vazhinji pasirese.
      isu tiripano kuzokubatsira kuronga zvaunoda, isu tiripo kubatsira vanhu nemari, iri isangano rinopa rubatsiro kubva kuSAMSUNG GROUP.
      SAMSUNG GROUP yakacherechedzwa nekuda kwehuwandu hwehurombo pasirese, vanhu vazhinji vakaora mwoyo, uye vanhu vazhinji vazviuraya
      nekuda kwekutadza kuzadzisa zvido zvavo, vanhu vazhinji vakarasikirwa nehupenyu hwavo nekuda kwekutadza kuzvigona kurapwa kwavo kana kwavo vadikani.
      isu tiripo kuzokubatsira, panguva yedenda vanhu vazhinji vanorega kushanda nekuda kwekukiya uye izvo zvakavakanganisa mari. isu tiripano kuzokubatsirai imi mose
      unofanirwa kuita ndeyekubata inotevera email kero: hopefromsamsung7@gmail.com

  • @apostlenoe_96
    @apostlenoe_96 3 года назад +3

    Shedhibheri yehondo🤣🤣🤣🤣💣 ozemwa to the world

  • @miss-rue
    @miss-rue 3 года назад +8

    Lesson learnt, thank you guys

  • @tafadzwanicollekahari679
    @tafadzwanicollekahari679 3 года назад +14

    Yaenda namadzibaba😂😂😂Dhafu though😂😂😂

  • @wishesnyathi8431
    @wishesnyathi8431 3 года назад +5

    Ozemwa kkkkkk ndimi dzaunorova hihihi kana maprophet anosara pasikkkkk

  • @debrahsimbai627
    @debrahsimbai627 3 года назад +3

    Ukaroora mukadzi akadai kupusa unenge uripsma1kkkkkk

  • @vekezelapamamoyo5890
    @vekezelapamamoyo5890 3 года назад +1

    kkk ndiko kuzunga IRA uko kwawa ita ne tsai wabaya murume wako pamoyo zveshuwa kkkk

  • @methiliamharadze8924
    @methiliamharadze8924 3 года назад +3

    Haa mai rudoka😀 ichimboereserweiko mari yanga yauya mumba hezvo yatoinda tanza🙆‍♂️

    • @drpatriciamushonga5411
      @drpatriciamushonga5411 3 года назад +1

      Ko yadii kungoyereswa aripo akaimirira oenda nayo kumba? Ko kungoinamatira mega kumba ?

  • @tkmahonspatnk4586
    @tkmahonspatnk4586 3 года назад +2

    HAAA Ozemwa hauna kumboita muporofita iwe lol🔥🔥😉👌#Nb munotishutira mafirimu

  • @cathymadondo5150
    @cathymadondo5150 3 года назад +5

    Chachaya naiza munopedza ma spots

  • @blezaandhlovu5367
    @blezaandhlovu5367 3 года назад +9

    Liyizikhokho ngiyayithanda icomedy yenu😄

  • @tanyashownes2638
    @tanyashownes2638 3 года назад +1

    Ozemwa pachiporofita akuseri🔥🔥🔥

  • @hardtalkboxing7605
    @hardtalkboxing7605 3 года назад +5

    Shedberry bakatwa rehondo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @marychabva8748
    @marychabva8748 3 года назад +4

    W
    Brilliant
    Both actors are really talented
    🥰🥰

  • @mrmabaya8688
    @mrmabaya8688 3 года назад +1

    I think that guy akamboita muporofita zvema shuwaa hahahaha

  • @vesperstsigo1593
    @vesperstsigo1593 3 года назад +3

    Vakadzi dzungu kkk mari yaenda
    she is good nebasa rake

  • @learnmorefunyura1592
    @learnmorefunyura1592 3 года назад +1

    haaa netsai nondipa hasha mhani haaa kuzungaira rudzii uku haaa ukoko kungonzi bakatwa bakatwa ndokunyeperwa ikoko netsai mhani haaa

  • @definetlydzadagu5588
    @definetlydzadagu5588 3 года назад +5

    Ndozvinoitwa nemaporofita chaizvo anokuudza zvinhu zvikukutu zvaafunga hake mu brain dzake achinyepa ha pakaipa domt trust anyone

  • @feliciajohnson9381
    @feliciajohnson9381 3 года назад +4

    ozemwa ozemwa ozemwa how many times did i call you hahaha

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 3 года назад +2

    Ndatorwadziwa kunge I chokwadi hey.

  • @vekezelapamamoyo5890
    @vekezelapamamoyo5890 3 года назад +8

    kkk Madzibaba ozemwa makanyanya Madzibaba o

  • @nmuchanyuka
    @nmuchanyuka 3 года назад +2

    Love from England 💖 London city UK 💯

  • @essychimombe1006
    @essychimombe1006 3 года назад +1

    Kikik Natsai kuenda kumaporofita nemagood life problems.🤣🤣🤣

  • @greshiey-fay7642
    @greshiey-fay7642 3 года назад +3

    Pane pandngatakura one brick hre... ndatora bag rese haaaa Netsai so😂😂😂😂

  • @josephinetsvere2390
    @josephinetsvere2390 3 года назад +5

    Kirk Ozemwa San do dzako pandimi apo kkkkk

  • @tafadzwamuchenje6502
    @tafadzwamuchenje6502 3 года назад +7

    Kasi jedza inogona😃😃

  • @tichaonaguta
    @tichaonaguta 3 года назад +3

    Matsotsi 2 ayo adongorera nepamsoro pedurawall ndofunga atombogaya kuti ireality, bvavazopihwa kuti maya iskit

  • @carlosrobertchitauro8730
    @carlosrobertchitauro8730 3 года назад

    Jatiwell aita kupera voice nehasha ummmm pkaipa netsai kna newevo vazonyanya aiwa

  • @maryleanmavherudze1029
    @maryleanmavherudze1029 3 года назад +6

    Haaaa bt netsai palife yake chaiyo haana kutopusa hre kkkk haaa unondifizura sure

  • @darreldarrel4700
    @darreldarrel4700 3 года назад +1

    Haa jatwero mahwani dai ukaramba uchi actor

  • @chinzz7
    @chinzz7 3 года назад +6

    Hmmmm netsai’s facial expressions are tooo much😆👌🏽

  • @trevor3246
    @trevor3246 3 года назад

    If kuzungaira plus dzungu was a person haaa mai ava kah 🤣🤣🤣🤣 kuzungaira chaiko

  • @alexchitsa5262
    @alexchitsa5262 Год назад

    Makanyanya. Zviriko vanhu vanotenda vaporofita kunge ndiye atova mwari. Mwari ndivo vanoziva nanochengeta,muporofita munhuwo. Usava nevamwe vamwari kunze kwake musiki wedenga nenyika. Munonyura kkkķķk.

  • @happinessmsonza5254
    @happinessmsonza5254 2 года назад

    Ozemwa urimazdibaba for sure unogina keep it up

  • @seluwinhove5970
    @seluwinhove5970 2 года назад +1

    Very interesting Madzibaba vaenda kutanzania 😂😂😂 ndadzidza zvakawanda thank you NB

  • @shingiraimboto3755
    @shingiraimboto3755 3 года назад

    Hona ganda nemusoro zvemunhu aruti pamba papasisina kana sugar. Kkkk!!

  • @jacobsitululwa1943
    @jacobsitululwa1943 Год назад

    Weldone guys acting at it's best

  • @edsonzuvaracho5753
    @edsonzuvaracho5753 3 года назад +4

    kkkkk Mari gone... mashurugwi

  • @loneranger2022
    @loneranger2022 3 года назад

    Jatiwero kkkk yaa but this is practical vakadzi vanozviita izvi

  • @mangangetiringindi5561
    @mangangetiringindi5561 3 года назад +5

    It’s drama I know. But that was bloody depressing. 🥺
    An out sync spouse is more dangerous than rat poison ☠️

  • @puritymfunga6965
    @puritymfunga6965 2 года назад +1

    Ozemwa ndukuuya kuzoshandirwao kkkkk love you guys

  • @Msmandy8888
    @Msmandy8888 3 года назад +4

    Guys mese munoactor 👏🏾