Whatever skit or role you guys play it always looks so natural,real and perfectly executed I swear I was feeling down nhasi but all the time I’m coming back here ndkuita mabayo nekuseka
Moziva chii mwana wangu akuya achiti amai onai Nb apa ndanga ndine Bp sezvo kulhe vake vanga vafa ini ndokuti nonsense naikabva ndamupa phone ini ndokusvika ndichiona NB nyangwe Bp yakabva yadzikira haaa keep it up i love your comedy haa guys thumb to you keep it up i love you very much as well as your comedy i love you very very much 🤡😘 you deserve a kiss keep it up without handirari ndisina kuona NB films
omg that was legit funny kkk i have to say vanhu venyu vanogona kuactor. They were so natural But where are we going with the ending, that's not really something a person would kill their brother for. Vese vari two havasati vatombobvumwa, dai vazourayana pane arambwa. Real motive.
😂😂😂🤣🙌🙌🙌veduwee munogona zvenyu ,makagona kutsvagana vanhu vanogona ku actor ,jealous down munotigonera chose ,kudzidza,hakuperi ,(siya, like,kana uchinakidzwa ne team iri)NB kkk Chipo kani wakanyanya
haaaaaamaid ..perfect character haaaaa wagona NB apa ...ndanakirwa ..this is so real
and kakreba ..a.nd exactlty ZVINOITA MAMAID
Love you guys from China🇨🇳🇿🇼🙌❤munoita kuti tisakanganwe kumusha
你住在哪里?
Politics Hub for real here from uk
I and you tooo +25850752098 from america
Kkkkkkkk panebasa
Muri kugona basa guys moita kuti tisaka ganwe kumusha from south africa
Haa chipo ma1 ndanakidzwa zvangu keep it up NB
Chipo urikumberi Dudu wakundwa🤣🤣🤣🤣
haaaa mumba makanyanya umu rimwe roita weti rimwe dhodho hahaaaaaaaa😂😂😂 ndaspakwa ndega
Chipo mahwani murikumuwona sei.😍😘 Akanyanya
chipo uyo uhmm akanyanya shem... anogonesesa team yavva yawedzera kuita strong haaa Dhafu no/ 1
Kkkk aaah Chipo akanyanya sure well done guys keep it up
Chipo kuumba sadza wandifungisa kumusha chaiko...Sando dzako kkkkkkk. All the way from Sweden....likes
MADAM BOSS beware of this CHIPO,,,,,akanyanya
\
true hot hot
Yaaa Chipo wakachanya kkk
Yah chipo ari srs
CHIPO ndamutadza ini kkkk
Chipo anenge munin'ina wamadam boss kunyepa here? Kkkkkkkk ndaseka kkkkkkkk kwanzi ndazviparira kkkkkkkk.
Ndini ano
This is classic
Zviri natural aaah nice one guys
Chipo ndamuda💝😘😘 keep it up guys!!!
Kkkkkkkkk chipo uri kumberi
haa jedza najatiwero vanonyatsondifungisa chimpfanha changu chaicho, kkkkk ndo reality manje iyi, its so natural, good art
Congratulations to chipo for burying Madam Boss...great creative guys keep going #Greatest
Taura hako
So true she nailed it
how does this burry madam boss? Asi kubaka kwecandle reumwe kunodzima reumwe???
@@evelynsimbi3489 in a good way not the 1 you thinking
Taura hako chipo ari kumberi, zimbuya repa corner zimuroyi
Mai Jatiwero u are so natural kkkk. Iove u all th way
Nyc keep it up guys, kkkkk chipo ane macharacteristics akafanana neaDudzai.
Aihwa Dudzai haasvike apa Chipo akanyanya uyu
🙆🙆🤣🤣muskana webasa ma1🤣 lol she's 🙌and the chilly and the crying
uno gona kuzunza here iwe
Kkk kkk mùnogona guys .kkk munondibvisa stress mufunge.ndikagumbuka ndinotanga kuona imim especially muclass muyee
Munogona
Haaaa guyz i love you mese munobvisa stres yngu keep it up 😘😘😘😘bt jatiweroka 🤣🤣🤣🤣usabatira jedzah
Rosemary Mabhuka vanobvisa stress chaiko
Chipo uyu kkkkkkk l luv Yu gyz rambai makadzvanya ipapo
Terrence Chirinda makanyanya boss
sando gyz mkanyanya ndimi mune chimuti
Vanhu vanogona zvavo jealous down
Dudu apo paita competition kkkk munotifadza keep up the good work guys.
Taura hko
Hokoyo dudu
Sure
Haaa pana chipo haasvike
Guys madam boss masiiwa
zvakumaker sense iye zvino than class yemadofo. thumbs up Zimbabweans. Chiitai masubtitles manje
Chipo ndiye ane yese manje! but guys you are talented I have never seen such talent in Zimbabwe! Kkkkkkk well done. May the Almighty take you miles.
Guyz makanyanya ,handofarirai, Chipo sando dzako ramba wakadaroooo ,ndozvifarira izvi kkkk, haiwa mandigonera zvangu
@@judithmuseka1367 lk
@@judithmuseka1367 vex,cold
Mov
Me.d
Xcmvnxakfbfbcxnalnfmc,x.swlf. m
sadza remutown ronaka😂😂😂Chipo u are too much......
Ukuona kamupfanha kabuda kanoitira tsvina mumagumbeze🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Haaaaaaa Chipo akanyanya well done team this is dope
Kkkkkk best actor kkkkkk musikana vebasa manje
tsvina yakanyanya weti iri nani kkkkkkkk welldone guys
haaaa chipo ndomabasa chaiwo
Zim got talent Chipo you have a bright future ahead
Boy ngedzekmerii
ÀÀÀ
Coveting 19
@@gravincornelius8211 n
Nabvuma NB kuseri...musha wema comedy shuwa
The housemaid nailed it..
Kkkkkk part yesadza killed me😂😂😂😂
Only watching this now, this made my day Chipo you're too muchooooo
kkkkkk sando dzenyu gyz makanyanya mese rambayi muchingotitsigira ndanakirwa nema comments enyu hamurwadziwe
Haaa munogona guys makanyanya sando dzenyu
Whatever skit or role you guys play it always looks so natural,real and perfectly executed I swear I was feeling down nhasi but all the time I’m coming back here ndkuita mabayo nekuseka
Aiwa Chipo wakanyanya
Can u collaborate chipo and madam boss please
Episode 2 pliz
Moziva chii mwana wangu akuya achiti amai onai Nb apa ndanga ndine Bp sezvo kulhe vake vanga vafa ini ndokuti nonsense naikabva ndamupa phone ini ndokusvika ndichiona NB nyangwe Bp yakabva yadzikira haaa keep it up i love your comedy haa guys thumb to you keep it up i love you very much as well as your comedy i love you very very much 🤡😘 you deserve a kiss keep it up without handirari ndisina kuona NB films
Ok
Chipo 😂😂u nailing it girl 💘💘..naiza boom keep it up guys ♨♨♨♨♨
Likes for jatiweroooo he’s talented mhan🔥🔥
Ndasvika chisati chawandirwa ndipeiwo maravhu nemaraiki
Kklkkk guys u a the best
Kkkkkk
Fyohihiblohihuuihjiho
I watch this video from Mozambique i like too much this group power
Haaa dhafu and team munongona guys .keep it up. Love you all
If Kapfupi or Marabha had a sister, Chipo would be her!!
Chipo be looking like a nigerian actress kkkkkk....nice work guys
makaipa kani, this content is good guys...ndanakirwa hahahahahaha
Mhiripiri part nailed it ,it killed me with laughter, asi waisa wega ukati unozviziva wani wakuchemei
I laughed till i cried chipo avaviwa mhaani 😂😂😂
Kkkkkk
Ha ndakuvadzwa nekuseka naChipo, ha Moms ine moyo moyo wakanaka
Kkkkk chipo andiuraya...bt to be honest guys makanyanya(hanzi anoitira tsvina mumagumbezi plus chero mupoto anoitira)
Haaaa guys mazuvano mukugona sando dzenyu...u keep improving...ndoto liker bfr i watch coz I know it's always excellent
Hanzi asi ndazviitira tsvina got me dead 😂😂😂😂😂😂
Chipo is so talented.......
Toda skit raDudzai naChipo haaa paanenge pakaipa kkkkk
Please don't involve dudzai in this great talent
Mafungiri ako
Great work guys. ...haaa....makanyanya🤗
😂😂😂Chipo thou hanz ndinavo vkomana hobho😂🙌
Lol maid is humorous and beautiful too I wish u well Sis 💞
She looks like madam boss
Chipo can act i love her😭😭😭😭❤️❤️❤️❤️❤️🔥
Soooo much love for you chipoooo😙😙😙....you have great talent dear
Yah neh kkkkk cant stop laughing....kkkk makanyanya ko kuzochema nechilli
KUURAYIRANA MUSIKANA WEBASA ZIM COMEDY KKKKKK ICHI CHANDIDAMBURARA MBABVU AAAAH KKKKKK
Ichi chakanyanya mbabvu dzangu maiwee
hanzi musandityire mhamha ndozviziva izvi apa akuzoridza mhere.
Kkkkkutambisa mbeu kkkk
Excellent gys
Manje mukavhundutsa vanhu vanhu vanovhundukaka
Chipo is a good actress. A best comedian
👍👍👍😂😂😂😂Chipo maiwe uri kumberi dear
Kkkkkkkkkkk haaa chiri srs musikana wacho mmmm haaa wandiuraya zvangu kiringi mi wooo😋😋😋😋😋😋😋😍😍😍😋😋
Chipo shame. Uri radio non-stop. Keep it up
Jatiwero denying his own blood 😂😂😂😂😂Chipo’s song selection ah dead 😂😂😂haha hanzi ndakubvisa pastatus
Musikana webasa moto chaiyo kkkkkkkkkk ndapihwa bhutsu nabamunini
Chipo number 1👌
😂😂😂Chilli yakuvadza Chipo
Kkkkkkkkkkkk yh shout out to chipo u du yo thing girl u e best
guys mandigonera not only Chipo is good but mese makanyanya keep it up guys you the best l could stop laughing chillie sauce kkkkkkkkkkk
ASI hse gal mufanha waMADAM BOSS chogona 100 percent
Chipo the nyanyest kkk keep it up
This is beautiful please make more long videos. All the way from SA i love you guys
haa u re creative guys keep t going
yesaya ndimi munotipa simba gyz rambayi makadaro
Please continue this drama amana. The character Chipo is very funny. Good job guys
Chipo ma1. Panebasa. Chipo, i like so much. Musikana anoziva drama uyu
Madam Boss rarohwa apo, Musikana webasa uyo anogona plus ane potential
Best Zimbabwean actors so far
sure zvenyu imi 😂😂😂 chipo anogona
Vasikanaka munogona henyu pamberi nemi
Haaaa dudzai u got competition Lapa... All the way from 🇿🇦🇿🇦
that lady aka actor part ye house girl akaurayaaaa hey
kkkj every character was perfect i like ❤
like chipo
Mhamha vakazotizira 😂😂😂 haa dead
This is a brilliant piece of work
The acting was so horrible i ended up dying of laughter after all... Brilliant comedy yall.. Can't wait for the ghost of jedza😂😂😂😂
omg that was legit funny kkk i have to say vanhu venyu vanogona kuactor. They were so natural But where are we going with the ending, that's not really something a person would kill their brother for. Vese vari two havasati vatombobvumwa, dai vazourayana pane arambwa. Real motive.
You can say that again
True
Nziyo dzaChipo zimbuya repacorner zimuroyi Dudzai part 2 kkkkkkkk
Shuwa dai va actor vese futi
Nice ❤️❤️🤤l am really amazed
Kkkkkkkkk chipo kuchema bho here😂😂😂😂
Kkkk house girl ndochaiye kkkkk I luv her
Chipo kaaaaaa wakanyanya
Jatiwero kuseri jedza futi asi chipo azvivharisa 😂😂😂 keep up the good work 👍👍👏👏
Chipo akanyanya😂😂😂 I can't stop laughing , dzungu rakamufita slay queen
Kkkkkkkkkkk akanyanya, ndanzwa mabayo
😂😂😂🤣🙌🙌🙌veduwee munogona zvenyu ,makagona kutsvagana vanhu vanogona ku actor ,jealous down munotigonera chose ,kudzidza,hakuperi ,(siya, like,kana uchinakidzwa ne team iri)NB kkk Chipo kani wakanyanya
Chii ko Nhai Chip
Haaa zviriryt
Chiiko Nhai Chiii
Haaa zvinonaka
😂😂😂😁😁😀😅😃kkkkk
Chipo ma1😂😂
Kkkkkk ah nice work guys... Chipo you are talented..
Mbabvu dzorwadza. Keep it up!!!
Jedza naJatwero makanyanya dope neweti mugudza
Chipo kunge Madam Boss👌🏾👍🏾
Kkkkkk hanzi ndobasa ramunogona rekuzviitira tsvina neweti haaaa mandikuvadza mai jedza
Having male kids like this😂😂😂
And the maid dancing making the plates drop😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤
Sekaiwo neni veduwe ndofa kkkk
Jedza he is beautiful for real life jati were madza 😃😃😃😃😃😃💝
😂😂😂😂😅😅😅😅 jah man chiii chakafuta ichi mandikuvadza guys
Brilliant piece of acting reminiscent of 'Paraffin' days. Really impressive guys.
Baba Sorobhi kkk
@@lukeofumeli5698 skelx
@@lukeofumeli5698 mhjiuxfdcvgt xvxzveVcv