Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Vanoti greetings yaComic Elder hatina zera nayo siyai like😂
😂😂😂😂😂😂😂
Anoda mài takawirà kunge ini siya like
What's her real name she's too good
vakangwarira
Level ramai Takawira harichina kumira mushe 🎉🎉🎉🎉
What's her real name
@@takudzwafoxsarah takawira
Hanzi nhamo ichangotanga haisati yamature
I want to see behind the scenes 😂😂😂😂
Guys ka makuita kunge zvirikutoitika chaiko yooo gud😂
Mai Takawira is also the best. I love her 😂😂😂😂😂😂vanogona mheniii
Nyarie facial expressions 😂😂😂
ndezvekuchema wakavhura rimwe ziso, shuwa unosiiwa usina kana chinhu pazvinhu zvinhu zvamaishanda nemunhu wako, kune vanhu vane hutsinye kunze uku
Ukanzwa mutauro wangodaro chete, afa murume. Pane rwemukadzi hazvitaurwe zvakadai 😂😂😂😂😂
Last statement iro, "hanzi mutarise tete avo, dzinombodambuka" 🤣
I remember rimwe gore kuchina mai mufundisi Bure vakati kana wafirwa usazochema kukangamwa pane makey a angave eh skoroskoro kana pantry usapa munhu ipa kana muninina wako
koindava
Lee asati ambotaura anything unotongotanga wega kuseka😂😂😂😂
Kkkkk any moment raanoita ronakidza
Hamunyebe
Hsaaa mabuditsa chaizvo zvinoitika padzinhamo😂😂well done
Ko nhai Lee ukangonyararawo shaaaa kkkkk
Kkkkkkkkkk haaa pamwe pacho ndinoguma ndakunyara kadzungu kacho
Its Lee for me😂
😂😂😂😂😂ziso raNyarie shem. Mai Takawira is 🔥🔥🔥🔥🔥🔥. @gamu uyo mwana wedu ave kuactor here uyu😅
Nhamo ichirikungotanga haisati yanyatsomature😂😂😂
That funeral environment you nailed it!!!
Iiiii Mwari ndibatsirei I dnt want to be unloved like Tete yooo 😢
😂😂😂😂😂 Tete vanoda sadza
@@gamuchiraiduve hiiii kkkkkkk ndabatikana asi nezvakaitwa tete 😅😅😅
Lol explanations manje Lee
Asi Lee wakakwana 😂😂😂😂 haaaaa unopedza bhora😂
Lee kaa hanzi nhamo ichangotanga haisati ya mature 😂😂😂😂😂
Haaaaa imi munotichemedza mhani imi, iwe Gamu
This is real for sure...welldone guys
Kkkkk zvairi basa unosiiwa usina chinhu
Lee kuzvityora here uko 😂😂😂
Leee kusadzikama chiiii 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Leeee kaaaa 😂😂😂😂 guys munogona keep going💯💯💯💯💯
Musazodaro asi tavakutochemawo😂😂
Ko nyari baby uyo acharara kusvika riini kkkkk.
Kkkkkkkkk Leee kuvhengedzera😂😂😂
Ndiri kutofa nekuseka izvozvi aaahhh Leeee ka
😂😂😂😂 Lee all the way...one day uchadonhera vanhu nesignature handshake🤝 😂😂😂
Haa comic waputitsa mavhiri kkkk
Well done guys .gamu so talented
Iiii ko tete vari kudzingwa inyaya yehurombo hre
This is great. Munogona chose
Nhamo ichangotanga haisat yaMature eeeh😂😂😂🙌
Hanzi haisati hanyatso mature😂😂
Lee kuvhengedzera haasiye zvake chero pari parufu😂😂😂
🎉🎉Taking comedy to another level well done guyz hanzi nhamo haisaty yamature😂😂😂😂
Seems it's real 😂😂🎉🎉🎉🎉
Mwanangu Leee for mekkkkk Shame nhasi takuchema veduwee zvakaoma Leeee hanzi papa maokokkkkk
Comic Elder vanenge vari pa mute...vozongoti dhoomooo😂😂😂
Lee nhaiiweee😂😂😂
Sad truth chokwadi zvirikuitika shame😢...Ko Lee ahhhh, tete kusvikira sadza manje kkkk
😂😂😂Lee kudhomoka
Hnzi nhamo haisati yanyatso mature😂
Lee ndipewo Autograph .😂😂😂😂.
Ummm Gamue 😂😂😂😂hanzi munatarisa tete dzombodambuka 😂😂😂
My favourites 😍 in one video ndokudai guys
Well done guys❤❤❤❤❤
Ndini sisi vakuru nemacards ekubank ndinenge ndiinawo😂😂😂
Lee muhombe 😂😂😂😂😂😂 srs manje
Kkkkkkkk hanzi bvisai matai
Parufu pakaoma veduwee. kuri kurwira pfuma kwese uku. kkkkkk
Its Nhamo haisati yanatso MATURE for me.
Ndazoma kanda makeys acho😂😂😂😂😂😂
Kungoona action dza Lee kutongofa nekuseka😂
Changamu changamu 😂😂😂😂😂😂😂
Shuwa ka
Tokumbirawo behind the scene tife zvedu
I love them all
😂😂😂😂aah Lee unebasa chairo
😂😂 Guys ka
Ma1 chaiwo,,,, Leeee ko kunyararawo nhaiwe
Haa Gamu watadza kungotambira tete
Mwana waGammu akutoEkitao😂😂😂😂
You guys you're 🔥🔥🔥
iiii ko avp vakungonzi endayi munodya endai munodya henyu bho here amana
Can we please see behind the scenes 😂😂
Lee Lee lee 😂😂😂😂
Haaaa apa paita makuruku panhamo Sarah kaaa makey anetsa 😂😂😂😂😂😂
Mai Taka I really luv u,haaa zvazvinhu
Lee ane control and command paari sooo I like it😂
Vanhu vakanyanya ava munogonesa 😂😂
Comic ❤.. 😂😂😂
handshake yacomic bho here iyo😂😂
Ndatovanyarira tete avo😅😅😅
Makapenga guys😂😂😂😂
The combination is good again Tete havasi kutambirikakkk
Comic elder 😂😂😂 l am done with you 💀💀
Saka mati kana tafirwa tivige Makey emotor here,asking for a friend🤣🤣🤣
@@blessingmariro6844 ehe kkkkk
Haa ndizvo zvinoitika shuwa izvi😂
Lee Paraffin of our time
Imiwee😂😂😂😂
Leee ka ❤❤
...vese kkkkk haaaa Dan na Lee wacho
Ndiani afa manje
Hey ndozvinoitika panhamo nhai😢
😂This is gud guys, everything seems real
You nailed it 🎉
Leee kungotaura zvobva zvatoenda musango😂😂😂😂
Saka mukuti Danny ndiye afa 😢 or Sosora😅
3:25😅😭
Modiiii kuisaa ma 1 hour gyz ummm monakidza
Comic elder kaaa 😂😂😂😂
Lee 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂comic
It's so real it breaks my heart though it's acting 😅
Nai Comic😂