If a man wants the woman’s money to contribute to household finances he must be prepared to share domestic duties with wife. Otherwise the woman is contributing too much in the family and man barely contributing . That’s a recipe for divorce if one person shouldering most of the responsibilities and the other one shouldering a small fraction of the responsibilities
18 years,apa utori nemhosva if you married 2 years ago.Underage.Ana vamwene are too controlling dzimba dzevana.Siyai vana nedzimba dzevana kana varoora!
Dr Choga, kumba kwangu I am the most frugal one, and I am the man. Household savings dzinoda munhu ane discipline chete - that can be the husband or the wife. It has nothing to do with gender roles
That's true as long as pasina Ku abuser umwe. Coz sometimes if a man is frugal anopedzesera akurambidza mukadzi kutenge zvinhu zvemu kitchen make because to a man hazvina basa but to us women we know why we need them. It's important to respect each other
Really shouldn't complain about huchapa ne kutadza kupindura iwe wakatora mwana anga asati apedza kurairwa kumba kwavo. Stop marrying children and expecting them to behave as women. No sympathy for ba'mnini vasinga zive kuti kunodiwa sipo
If the wife's is to contribute her income to the household then husband should equally take part in household chores kubika, kusvika, kuwacha nappies etc
The man is very defensive and the hosts are agreeing with him. He is not satisfying the woman in the bedroom and he brings in all sorts of excuses turning the tables and the Tete and Dr end up asking him to teach the woman what? Instead of helping the man to be more active and seek help . A chocolate doesn't satisfy a woman please
Dr Choga zvamuri kutaura zvakanaka chose asi in laws canbe a thorn in the flesh.Muroora ochengeteswa mwana wemunin'ina wavamwene.Jah heavy load chaiyo.Mai vemurume imboko!Dhodhi rinorwadza haro kubata nekuwacha kunyanya risiri remwana wako.Murume akasungirirwa patam o dze apron yamai.Suduruka uvake pako.Vamwene is too controlling and abusive.Machembera muchasiyiwa!
Tete naDr munorwara ndomabatiro amunoita nyaya yemunhu arorwa akahura makuti it's the fault yemurume kuti asiya mukadzi 2months so you are justifying chihure?Ndiyo nonsense manje yamukuita iyoyo.Its not everyone who is privileged to marry and be with their wife..As if munogara kuMars hamusi kuona economy zvayakaita.Many contributing factors can lead to that decisions..Mandibhowa
Bamnini ve timetable avo I GEVHA varikutiza nyaya ivo kusimbirira kuzvinu zvavanotengera mukadzi asi vachitiza topic yeMOTO mu bedroom. Nekautsanana kavo kekupenga apo mukadzi ati anogeza katatu pazuva .
Congratulations tete a true icon of leadership, ma results awonekwa kuburikidza ne your own family, we thank God for you 🥂🎉😘
Makorokoto makuru tete Tildar Amhlope Mwari vakomborere muchato mutsvene.lam happy for you Tee.
Asi kukumbira ruregererero usina chawatadza kubvuma mhosva veduweeeee. Ngavatame ipapo zvinonetsa. Amwene nemuroora same imba haaaa mahwani. Apo ndepavo mai vako.
If a man wants the woman’s money to contribute to household finances he must be prepared to share domestic duties with wife. Otherwise the woman is contributing too much in the family and man barely contributing . That’s a recipe for divorce if one person shouldering most of the responsibilities and the other one shouldering a small fraction of the responsibilities
Thank you tete for the program
Yes my favourite program is here this week. Last week ndakadzika nekudzika ndichitsvaka program kana kuchiwana. Hello team 🎉🥰
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤r🎉66⁶🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉1
Dr Nyamakawo vane kahundururani muchinyararire 🤣
Vakarereka havo musoro 😊
I am glad apostle vaya havachauyi vaindibhowa zvisingait.
😂😂😂😂
Kkkkkk
Varara ku kuchrch
Kunyange vabhowa asi tinofanira kuziva Kuti this radio station is commercial,so Mari inodiwa Kuti vashandi vahore.
Morning tete and team....maita basa nechirongwa,last Monday ndakazvimba makumbo kukwidza nekudzika kutsvaga chirongwa😂😂😂
Ah same here, takatoswera takangogaririra mufunge chirongwa chedu hachina kuuya
Asi nemakorokoto tete mwana akaita zvakanaka👏👏👏👏
Tiudzewi kana chirongwa chisiko. However makorokoto for the daughter 's wedding. You deserve it
Kkkkkk. Kuda zvinu
@@NancyNcube-ny2hv 😂😂😂tetichida kunzwa dzevarikutemana nemaIron....besides we learn a lot from this program
@@NancyNcube-ny2hv 😂😂😂tetichida kunzwa dzevarikutemana nemaIron....besides we learn a lot from this program
18 years,apa utori nemhosva if you married 2 years ago.Underage.Ana vamwene are too controlling dzimba dzevana.Siyai vana nedzimba dzevana kana varoora!
Tinotomuka takamuka😂 Dr I’ll be back musadaro
Kutomutsva nekumuka kkkkk
@@NancyNcube-ny2hv chinemsindo chimdara ichocho
Tenga sipo iwe.Mai vako ngavaremekedze muroora.Garisanai zvakanaka!
Dr Nyamakawu indururani 😂😂, tinomuka takamuka.....ndapabata
Congratulations auntie Tilder❤
Karume kema nappy kanenge kanerushusho aka...hmmhm
Dr Choga, kumba kwangu I am the most frugal one, and I am the man. Household savings dzinoda munhu ane discipline chete - that can be the husband or the wife. It has nothing to do with gender roles
Thats very true
That's true as long as pasina Ku abuser umwe. Coz sometimes if a man is frugal anopedzesera akurambidza mukadzi kutenge zvinhu zvemu kitchen make because to a man hazvina basa but to us women we know why we need them. It's important to respect each other
@@nontandochibi6909 amana! Anganzi ma household savings ekutenga zvemu kitchen? Ini ndiri kutofunga savings for buying a house ini....
Makorokoto tete tilder🎉🎉
Basa murikubata team DARE GURU
Dr Nyamakawo nemaone liner avo 😂😂😂
Really shouldn't complain about huchapa ne kutadza kupindura iwe wakatora mwana anga asati apedza kurairwa kumba kwavo. Stop marrying children and expecting them to behave as women. No sympathy for ba'mnini vasinga zive kuti kunodiwa sipo
Mwana ane 18 asingabvi kumaporofita hezvo wakunz unot Mai vemurume ndomuroyi zvinhu zvisina kana maturo.
Congrats tete ❤
If the wife's is to contribute her income to the household then husband should equally take part in household chores kubika, kusvika, kuwacha nappies etc
Apa tete mukateerera mukunyanya kupa doctor Choga mukana toda kunzwa vose vachitaura
Thanks tete
Makotokoto Tete Vakudzewe Musiki zvizhinji nekukugonerai
Congrats 🎉 tete venyika
Woooowie huyai huyai Dome yadzoka
The man is very defensive and the hosts are agreeing with him. He is not satisfying the woman in the bedroom and he brings in all sorts of excuses turning the tables and the Tete and Dr end up asking him to teach the woman what? Instead of helping the man to be more active and seek help . A chocolate doesn't satisfy a woman please
Doctor nyamakawo varwadziwa nechi dress chekuona chakagovewa 😂😂😂
Dr choga ndovega vanongo taura havasi vamwe Dr vataurewo
😂😂😂 tajaira isuuu. Takambotanga tichipopota ezvino tanyarara
Vamwe avo havantanyo farirw kutaura chero pavanopihwa mukana havataure zvakavanda
Dr nyamakawo ndevema back up,,itsotsi😅😅
Dr Nyamakawo vanongopa ma1 line votonyarara zvavo saka tete vanobva vadzokera futi kuna doc Choga
Dr Choga zvamuri kutaura zvakanaka chose asi in laws canbe a thorn in the flesh.Muroora ochengeteswa mwana wemunin'ina wavamwene.Jah heavy load chaiyo.Mai vemurume imboko!Dhodhi rinorwadza haro kubata nekuwacha kunyanya risiri remwana wako.Murume akasungirirwa patam o dze apron yamai.Suduruka uvake pako.Vamwene is too controlling and abusive.Machembera muchasiyiwa!
Tete naDr munorwara ndomabatiro amunoita nyaya yemunhu arorwa akahura makuti it's the fault yemurume kuti asiya mukadzi 2months so you are justifying chihure?Ndiyo nonsense manje yamukuita iyoyo.Its not everyone who is privileged to marry and be with their wife..As if munogara kuMars hamusi kuona economy zvayakaita.Many contributing factors can lead to that decisions..Mandibhowa
Domestic shoes ❤❤
Bamnini ve timetable avo I GEVHA varikutiza nyaya ivo kusimbirira kuzvinu zvavanotengera mukadzi asi vachitiza topic yeMOTO mu bedroom. Nekautsanana kavo kekupenga apo mukadzi ati anogeza katatu pazuva .
Tilder dzangove shungu dzekuti ndaimboshanda ku star fm, ukaona volume inonzwikira kure wakaisa ma earphones.
😂😂😂😂 eh
😂😂😂😂😂
Dr Choga havape Dr Nyamakawo mukana aaaaaaaaa
Kkkk Dr Nyamakawo havafarire zvekunyanyotaura Ava tarisisai pese pavanopihwa mukana
Doctor nyamakawo havanyanyi kutaura vasiyana ne gweta rekwa choga😅😅 haaa ichi chibaba
shuwa Doc choga vaanongopindira panopiwa doc Nyamakawo mukana
@@mildredzinhema1123 But boe zvakadaro chikuru tichidzidza Dr nyamakawo vari cool
Ndoteam work
Maita basa tete nana Doc eeh last Monday ndakatofunga kut maybe RUclips yangu haichashande ka 😅😅 anyway makorokoto vatete 🎉🎉🎉
Moms vangu this moms vangu tht sies...
😂😂😂😂😂
Mainini ve hug avo tiri mu same boat, u can't change munhu, i think zvine chekuita nemakuriro
Hameno kuti vakadzi vemazuvaano vakaitasei ,kushaya hunhu its very rude kuti munhu wausina kunetsana naye womu ignore,dzidzai kuti ukanetsana nemurume,wanetsana nemurume wako chete kwete vanhu vese.Kana watomboona achishinga kufona neatym yake kuti muwane kubatsirikana iye abatsirikane zvirinani bcz akuda change mumba make ,than kuzotorerwa mumwe munhu ndopamunotadza ipapo pema moods ndosaka dzimba dzikuparara ,kusmall house vakanetsana they keep communication btwn them ne vanouya kuzobatsira.I really hate munhu wekuti kana matadzirana nemurume wako wofunfumwarira munhu wese nevanenge vachida kukubatsirai vanoshaya kuti votangira papi nonsense ndosaka dzimba dziri kuparara nenyaya yevakadzi vakadai ,pedzezvo monosiya vana kunana baba vana voshungurudzwa nema stepmother
Bmnn mudhikazi chete 😂😂😂 muda kunochohwa chohwa vanhu kaaa 😂😂😂
Hie tete nana doc
Most criticism is pointed at men on this show. I wonder why any men would call in
😂😂😂😂😂😂doc Nyamakawo kaaaa tomuka takamuka
Murisei anachiremba
Ndini ndatanga pano nhasi
Wandtangira wena
Makadi Tete nedare renyu nhasi matikomborera isu vatedzeri ve Domestic issues
Kkk kubedroo
😂
Makorokoto tete
Third
Maitabasa tete
Uyo wekamwe pasvondo uyo, unza munhu wako uyo kuno timushandire anoguma apa varume vese respect. Unotisvoresa mhani idiot
Maitabasa tete