Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
My sister mwana chipo chinobva kuna mwari,mwari vanoziva chavakazviitira god bless you
Hama dzemrume hatina zera nadzo
May God meet you at your point of need mai Shalom
Yaaaa mwana Chipo chinobva kuna nyadenga
You're so strong Sis mai Shalo be Blessed
Uuummm zvakaoma thank you Tete Muusha
Chandinoziva mwari havavati zvokudaro hamadzemurume wenyu dzichapuwa zvirema zvisinagumi
My gogo Mai sharo it shall be well
Be strong my dear sister Mwari varimubatsiri❤🎉
Where is chivayo
Chengetai henyu , dzimwe hama dzakaoma moyo .
Aaah shame God will provide my dear sister ❤
Inga zvakaoma shuwa asi shingai amai mwari ndewe munhu wose
Mwari vanochengeta usaore moyo hama
kuva amai kwakawoma zvinoda kushings
Hie stella
I'm sorry my dear sister,.....asi chandinoziva mwari variko kudenga huye vanoona
Ndafarira kuti face yenyu yakasungunuka Mai vemwana kuti makatambira dambudziko renyu zvokudzwa izvozvo kutambira zvauri vashoma vanozvigamuchira
Ingahavo vehukama nemashoko avo rugare ruve navo
Marambire this will be pure help not zve muchato
Wasn't the same similar Stephen hawking disability?