DOTITO PART 2: Baba Vakarwisana NeMwanakomana Wavo Kusvika Vafa Vange Vakaromba, Sahwira Odura Zvese
HTML-код
- Опубликовано: 5 фев 2025
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Elizabeth wava chimhamha chebasa shuwaa dankii
Thank you so much
Dhora ranga rakaiswa padonyangara. Very entertaining gogos
Anagogo canonak8dza zvavo ava Mwari vakuchengetei ana gogo😊
Mibvunzo yako Eliza aiwaa kumberi🎉🎉🎉
Thank you so much
Dotito yeve nechitanda this days 😢😢
Mwana komana akubuda hre
Vanhu unofa wosiya vana madzudzo
Eliza ndaseka ndega hanzi chimbotii kasong dee
😂😂
Ummm moyo wangu uri kurwadzirwa mkomana ari mujeri uyo, dai Mwari vapindira veduwe abudiswe hake, i hope mawitness aya ngaavepo sis Elizabeth please @ElizabethNyaguyo
@@marvelouszinyemba9736 Anobuda kungoti mutemo unototevedzwa wozobuda hako D ku dare
It depends nemadonhero acho plus semunhu ainzi akaswera achinwa uye ane nzara
Kkkkkkk vana gogo avo
Asi sauro uyuka 😅😅😅😅😅😅😅 uyu sau uyukaaa
Zvakaoma
Kutorera dumwa kuita guard pabasa 😢
Vachitadza kutora mari mu bank
Ndopane nyaya makumbo emusikana akatorwa nedumwa bamukuru havaroori
@@vivianmugowa3918 kkkk.kkkk.nai hako kkk
Nhai Mutori wenhau Eliza, kumusha ndekupi? Handisi hangu Kuda kutorara dumwa
African science is serious, chokwadi here munhu angatora dumwa rekuchenhtedza mari yebank kwete kushanda nesimba uchicheta mari yako, from what I have learned this was a very poor man and working against his family members. Vanhu tswagai Mwari achipedyo musiye huroyi.
Usingataura anotora rekurara nevanhu 😂😂😂
@ What do you gain by sleeping with people who don’t want you
Dai dumwa racho raitora mari muBank ichichengeta mhuri zvaitombove nani pane kuchengetedza mari isiyako hona osiira vana matambudziko ega
Sauro sauro
😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Mibvunzo yako yakanaka chose asi pane 1 bvunzo chete wawaseva pasi... Kuti ukadonha mungabva mafa here? Zvinoenderana kuti wadonha sei?... Ukadonha uchinorovera padombo negotsi zvavharana... Kana iko kungorovera nemusoro kwacho akuna kunaka.
Thank you