DOTITO: Akarovera Mukadzi Akamufugura Hembe Akaonererwa NaTezvara Kuti Abika Chimodho Chimbishi
HTML-код
- Опубликовано: 10 фев 2025
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/G8qgJiGLvrsAgL7BFFWKFC
Apa sisi hamusati mavene mwana madii kusuduruka nguva ichiripo, musha uyu hauna kudzera iwewe, you deserve better than this katsambarafuta
Very truev
Amboona saMai JuJu pakutanga isa like
Aikaka saka kubika mbodza kunobhurisa nhy 😂😂😂chimodho chimbishi chakatorambisa munhu nhy
Well done muroora murume wako anakuda shuwa
😂😂😂😂😂 kupisa chimodho kunorovesa vabereki manzwa here
Nxaa nhaimi kushusha
Aiwa kanopenga kàmurume ako kkkkk
@cleofay9346 kkkkkkkk kushusha kusanyara kutotaura nyaya yechimodho
Murume ikiriminari 😂😂
Mukadzi wacho ngaanake arikuitwa rurerure nemurume nababa vake endai kuchikoro munin'ina siya zvemba izvo hazvina future unowana anokuda kunze uko and usiye chichurch chako icho iwe mebhunenzi and munhu anokuda haakurove usapuse iwe.
Kkkkkkkkkk sazita nyaya dzematare munodzidawo seni always come across your comments
Kudiwa uchirohwa hr mwanangu aah rudo harurovi,uchenjere kusiiwa wave nemimba
Rudo haurizive iwe
Chokwadi aah
Ndikakoniwa ndairohwa nevabereki kuti ndigone. Vaindida!
Nyaya iyi inoda kuti vanhu vafambe chete. Muroyi aripo akatogarawo immo mudare
Vabereki don't destroy dzimba dzevana dzenyu imi dzenyu munadzo
Ingotii Nancy Zita remwana kwarotangira konetsa.😊
😂😂😂😂😂😂😂shua
@cleofay9346 kkkkkk Nhayi hako
Rovai atezvara nemwana vavo uyo mombe shanu vabve chiri kumeso. Atezvara hamuite imi, hamunawo vanasikana here. Chimodho 😢aaaah zvinoitika izvo. Reason Hapana apo. Go testing first then movapa chirango Chavo after ma results
Ko mupurisa wa chief makapfeka blazer futi 😢
😂😂 Howard High
@pamellavivianchitimbe6733 🤣🤣🤣🤣🤣zvinopedza Simba
Mmmmm kababa ako kabenzi kanoda kurara nemuroora hr nxaaaa hakana mukanwa
Kkkkkk anokuda shuwa😂
Vabereki kaa
Haaa mammie siyai mhuri iyi.mboko dzevanhu
Dotito ine basa
Church yavadzidzi ndiyo inombunyikidza kodzero dzevakadzi murume hanzi akakurova hafanirwe kubvunzwa or kutongwa and haarambwe ndizvo zvazosvika pakupusisa anamamudzidzi Mebhunenzi ava.
Saka vanobvumidza kurova havo vakadzi vavo....its a shame veduwee
Haa ndi sekuru vangu avo amai vangu shuwa ndarwadziwa musadaro Chimodho here sekuru haaa kana
Amwene vanemazino anenge ekasongo
😂😂😂😂mbonawewoooooo mingarinanga
Membinedzi Mhandudzese 😮
😂😂😂
Mchatitadzisa kupinda dengawo imi😂😂😂😂😂
😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂😂
Domestic violence is not good ngavadzidzise vanhu munhu vaunonakirwa naye vorova mangwana unonzwa sei
Kare kangu ndaiti ndikarohwa ndaiita mwedzi wese ndisingakutaudze kana bota raisadyiwa till tasarenda zvemba wotozoona kuti munhu wacho zvaanokurova akuchema paurikurongedza mabag
Vana ndavasapjnda mudare kani ruza ruva aaa zvinonyangadza. Vanhu vane vana ndavagare panze purizi back grad inobhowa vachingochema
Mamwe mazitakaaa anyway kana murume ati haachada newe rambika dont force
Ummm, vabereki musadaro, zvinonyadzisa izvi.
Zvakaoma veduwe imba yoputswa nechimodho
Hamusi.kudanana imi muri kurohwa
Dai packing pachingoita mutemo wekuti vana vakachema mudare, amai vacho kana munhu ane mwana arikuchema ngaangobuda chinyararire asina kutumwa
Accessor aneblazer rekuboys high😅
Kkkk😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Kudai achikuda aizokurova akakufugura hre nekuda kwechimodho.
Amai avaa siyai kastupeti kemurume akoo nyama yako chaiyo inoda kurecover unopera ropa mahara ibva unotsvaga basa house girl unodya magarine uputunuke
Love shouldn't hurt, marriage isn't an achievement. Move on
Unenge uchidawo kunzwa nyaya, pobva paita madofo mudare kunyanya wenyada newhite shirt uyo
Anopapa zvekuti kunge ndiye EGA mudare
😂😂 ndi I know everything kababa ako apa chozivikanwa hapana
Kkkk but this time vanga vachibvunza zvakanaka wani
Tinokumbirisa kuti murume ane shirt chena uyo amboenda kudare ra Chief Bushu ambodzidzisa makurukota aChief Bushu kubvunza mibvunzo ine musoro. Anogona Mpfana uyu kwete zvimadhara zvamambo Bushu zviya pamwe nechimbuya chinongopindira chichitaura zvisina basa
Kapenzi kemukadzi murume anokuda haakurove.
Seems she doesn't know her rights
❤
@pertumuchemwa2590 Vakadzi vangani varimudzimba vanorohwa nevarume vavo uyezve varume vacho vachivada zvakanyanya? Ini handiwirirane nekurohwa kwevakadzi. Ndinototi murume anorova mukadzi anofanira kuenda kujeri wotopika makore e attempted murder!! Tsika iyoyo inofanira kupera. Ndinogara ndichinyora kuti vasikana muZim handizive kuti chii chirikuvanetsa zvokuti vanogara pabarika nepavarorohwa nekushungurudzwa.
Hapana zvakanoziva
😊
😊
😊
I’m not saying that’s what happened mudare iri. Just following what the young man gave as a reason to separate from the wife, I think matare ngaasabvuma ma reasons akapusa seiyi yekuti mukadzi anga abika chimodho chimbishi. Even kuti akatuka vabereki vangu it’s not a substantial reason yekutoramba munhu.
😂😂😂😂😂 Imagine
I’ve noticed these young people they try to make homes yet they’re not mature enough to understand what really it is to be married and living with someone else. Marriage is not a part time undertaking. Stop moaning about trivial matters and grow up. Otherwise be mature before you decide to be married.
😂
Murume uyo is a weakling, inyoka. Haachada mkadzi chete. Period, imi tete bvumai kurambwa.