Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

kubirwa kwandakaitwa fon,Mari nehembe mutown part 1 musi wa19/12/21

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 14 авг 2024

Комментарии • 89

  • @trmangena2463
    @trmangena2463 2 года назад +6

    Ahh usaudza vanhu kwaunogara nhai

  • @stellashorishori9459
    @stellashorishori9459 2 года назад +4

    Vanhu Vacho vanekamwe ka that kekuti unotoita moyo chete kkkk WELCOME TO HARARE BEE ..pamwe pose wanga usaty wabhabhatidzwa

  • @wisickpaul1831
    @wisickpaul1831 2 года назад +6

    Inobhowa matsananhiriro ako ,urikutipedzera data kokungoti gagaga.that's why wakabirwa wakadzungaira chero pakutsanangura

  • @apollos6983
    @apollos6983 2 года назад +6

    Nyaya yako idiki but wairebesa

  • @tashanyasha4881
    @tashanyasha4881 2 года назад +4

    ndakazviitwa 2 tyms mutown but lucky enough ndainge ndine zvandaimhanyirawo bvandangoti hooo vaita luck ravo

  • @rutendomargretnemukuti4786
    @rutendomargretnemukuti4786 2 года назад +9

    ukurebesa nyaya uchingodzokorora zvimwe zvawataura

  • @ruerue8060
    @ruerue8060 2 года назад +3

    Ndakabirwawo same skiri iroro. Musi wa19 Nov and from your description ndozvakaitikawo kwandiri Bee haaaa inonzi welcome to Harare

  • @progressdewera5017
    @progressdewera5017 2 года назад +4

    You graduated girl. Ku town hakuna wako.. sorry for the loss 😔.

  • @trmangena2463
    @trmangena2463 2 года назад +2

    Ini ndakaitwa in the late 90s same but different version akairasa mberi kwangu ini ndikanonga akati ahhh neniwo ndoziva aidonedza handei tino share mudondo. But thanks very much for sharing very much worth it 👏👏

    • @shinelikestars2759
      @shinelikestars2759 2 года назад

      this happened to my uncle loooooooong time ago. am over 50 and i was about 10years old

    • @dadiraiphiri1724
      @dadiraiphiri1724 2 года назад

      Still remember my mommy vakaitwa e same kuma 90s ikoko vakabigwa salary yose it was sad wena 🥲

    • @winstonmanjo8925
      @winstonmanjo8925 2 года назад

      I failed to finish your story coz you got tricked with something you acted before, was thought maybe if you are acting you are trying to make people aware of what is happening around 🤷‍♂️

  • @nettiemafunga9400
    @nettiemafunga9400 2 года назад

    Tiri kudzidzawo veduwe. I guess I will not fall victim to this trick. Thanks for sharing.

  • @rosemarymandaza198
    @rosemarymandaza198 2 года назад +1

    Sure vanoshandisa mushonga vanhu vaye. Havana kuti wakadzidza ka a kuti wakangwara here.

  • @mugabeviola8291
    @mugabeviola8291 2 года назад +5

    So sorry wezhira ini i think those pple who du such kinda tricks use juju rekuty unozopepuka watobirwa

  • @officiallolatakus1991
    @officiallolatakus1991 2 года назад +4

    Sorry my sister 😔vanoshandisa mushonga vanhu ava ndozvavari ,chikuru urimupenyu hko zvimwe zvese ungatenga bt u can't buy lyf with money and u can't replace lyf with money too what is important is u alive 🙏🙏

    • @sandrasibanda2401
      @sandrasibanda2401 2 года назад +1

      Taura hko ini ndakabirwa foni and that tym ndanga ndichiri kuschool varume vacho vanga vari 2 I think kut vanhu ivavo vanoshandisa mushonga haurevi nhema

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana2993 2 года назад +2

    Mai Chisamba huyai muuudze Bee ati gaagaa chiringazuva chedu chatsvuka chiri kutokwata izvozvi

  • @user-jg3px5jz9v
    @user-jg3px5jz9v 5 месяцев назад

    Kkkkkkkkkkkk ndatopaona

  • @Tary273
    @Tary273 2 года назад +3

    Hahahahaha ndakamboitambwa iyoyo exactly kkkkkkkkkkkkk pahuruyadzo paye musi wa 23December 2018 andife ndakazvikanganwa in my life exactly zvavakaita ndakaita lucky kuti ndakazokasika kungofunga kuti how come achida ndipawo Mari zvinhu zvakaoma kudai apa aive manheru hahahahahaha ndakati ndichibva pavaive ndakazonzwa vakuti haaaaaaa kakangwara mumwe wacho akuti wanonoka dai tatotora Mari nefon hahahaha hana yangu yakarowaa

  • @tintynatintin7656
    @tintynatintin7656 2 года назад +4

    Ndakabirwa musi wa 18/12/21
    Ini Ndicharoya chete coz US$70 yandandasara nayo yakaenda... Right now handina rent

  • @beewezhira7284
    @beewezhira7284  2 года назад +10

    Ndinouya nefinal part..couldn't post it yakazara yaramba

  • @oprahkadambe7567
    @oprahkadambe7567 2 года назад +1

    zvechokwadi zvorwadza, ndakambobirwa saizvizvi kuna first mari zvese ne foni zvikaenda, zvakaoma veduwe zvinowanikwa

  • @esnatimugara6005
    @esnatimugara6005 2 года назад +3

    Sorry dear zvinowanikwa God will give you more

  • @user-ru4tp8cs4x
    @user-ru4tp8cs4x 7 месяцев назад

    Vakatokumaka kty ndiBee wezhira😂😂😂😂😂uyu

  • @user-cs4xy27agie
    @user-cs4xy27agie 6 месяцев назад

    Kkkk ndidye,ndidhlee.usaudze vanhu kwaunogara wangu

  • @chidoruth7956
    @chidoruth7956 2 года назад +4

    Sorry dear vane mishonga vanhu vanoba ava

  • @beautychiremba3546
    @beautychiremba3546 2 года назад +2

    Very srry my sister ndakaitambwa paZ.B.C nanhasi handina neremuromo kkkkkkkkkkkk

  • @Mbangani-yk9fj
    @Mbangani-yk9fj 9 месяцев назад

    That's what happened to me, years back😂

  • @charnicechiyanike8226
    @charnicechiyanike8226 2 года назад +1

    Vakadzi Ava vatori maculprits vakanditeera ndakatozvion kuti matsotsi ndikavasiya ndikati pedzeranai...mutsvuk nemutema

  • @ruerue8060
    @ruerue8060 2 года назад +1

    Nanhasi ndikazvifunga ndoita kubitirigwa chaiko kkkk.

  • @clothildamagaba2992
    @clothildamagaba2992 2 года назад +1

    Ini handina 2 weeks ndabirwa kuno kusouth jobg pakaipa same same nezvandakaitwa but wakandibira waiwa warume kkkkkkk pangu panga pakaisw 100r pamusoro wangu pakaipa fon yakatorwa ikatoenda

  • @pepukairobson9042
    @pepukairobson9042 2 года назад +1

    Inga zvakaom sure mbavh dzriko muharare sure iiiii vkadz ndaiv vtonyany kuwanda

  • @alfordkoza14
    @alfordkoza14 Год назад

    Nyaya waikwanisa kuitaura in short but sei uchi entertainer ma strangers mu town nhai Bee vanhu ava vakaona kuti wakazara chiruzevha

  • @vamushawatu
    @vamushawatu Год назад

    wakaitwa exactly zvandakaitwa fone yakabaya mababe ahasi ekutruster muharare from there l hate vanhu vechikadzi vanoda kuita tunyaya neni mutown

  • @fabianomasadza2543
    @fabianomasadza2543 Год назад

    Chero ukanyepa futi

  • @musamakhapela1783
    @musamakhapela1783 2 года назад

    kkkkk wandisetsa nhasi Bee wakanonoka kupinda muHarare iwe , wakarohwa chadonha .

  • @chiedzagokore3
    @chiedzagokore3 2 года назад +3

    Next time don't entertain a stranger B nyika yaipa iyi mwana wamai vangu. I'm really sorry my dear kubirwa kunorwadza wena

  • @alfredchapo5474
    @alfredchapo5474 2 года назад

    Mhino bhooo here idzooo

  • @marymachengedzero3199
    @marymachengedzero3199 2 года назад +3

    Exactly yandakatambwa November 2019 haaaaa handina neremuromo

  • @tonderaitendai5015
    @tonderaitendai5015 2 года назад

    Chero kuno ku Musina South Africa variko ma Zimbabweans. Muudze vamwe varikubira vanhu. Ma conman

  • @alettadhliwayo
    @alettadhliwayo 2 года назад +1

    Where is part 2?

  • @Militarya549
    @Militarya549 2 года назад

    But wakabirwa sei Senzeni iwe wakabva ku act chadonha kkkk futii kkk mutown hamude kuvaraigwa zvinoda kufambira chimwe sadriver we🚑

  • @tanyaradzwawinnykamba2033
    @tanyaradzwawinnykamba2033 2 года назад +1

    Mylil sis akaitwa the exact thing

  • @nyashachirozvi8912
    @nyashachirozvi8912 2 года назад

    Mmm bee tsananguriro yacho

  • @patriciaqueenmutyanda752
    @patriciaqueenmutyanda752 2 года назад +1

    Shema inga zvakaoma nhai imi

  • @patriciaqueenmutyanda752
    @patriciaqueenmutyanda752 2 года назад +3

    Very sorry 😞 😔 beey

  • @brightonmahwerera506
    @brightonmahwerera506 2 года назад +2

    kkkk waiindepi

  • @fionabingwa8065
    @fionabingwa8065 2 года назад +1

    Srry dear ndakazviitwa ndakabirwa fn

  • @lisonmuganyiwa1312
    @lisonmuganyiwa1312 Год назад

    Very sorry sister

  • @theresachafa1659
    @theresachafa1659 2 года назад +2

    Very sorry zvako Bee

  • @phariselizabeth9922
    @phariselizabeth9922 2 года назад

    Kkkkk kuda nyaya wezhira kkkkk

  • @charitygeorge9537
    @charitygeorge9537 2 года назад +1

    Nyaya inobhowa hausi kunyatsotsanangura zvinonzwisisika,plus iwewe unenge unodawo zvinhu sterek

  • @abrahamgwabada3966
    @abrahamgwabada3966 2 года назад +2

    Inini ndakabirwao musi wa 22

  • @lovenessmugadza3005
    @lovenessmugadza3005 2 года назад +2

    Sorry mufunge do not ever intertain anyone wausingazive not in Harare only matsotsi angozara kwese

  • @prettytakaidza757
    @prettytakaidza757 2 года назад +2

    Mbavha dzacho dzinoshandisa mushonga chete we confusion coz you end up tolerating them zvausingambofungiri.

  • @shamisoMuzenda-v2s
    @shamisoMuzenda-v2s 7 дней назад

    Fon haiswe mubraa zvinoiitisa cancer

  • @blessingmylord7236
    @blessingmylord7236 2 года назад +1

    ndachema Bee wandifungisa handbag hangu yakabiwa zvess ne phone hembe dzangu ne 10us exactly mubirwo wawakaitwa ndozvandakaitwa musi va 22 Dec 2020 nanhasi ndinorwadziwa ndikafunga phone yangu yakabiwa

  • @gurureblessing1509
    @gurureblessing1509 2 года назад +1

    Umm sorry zvako

  • @MaggieMombe
    @MaggieMombe 9 месяцев назад

    Sorry zvako mwari vachakidzorera zvinhu zvako neimwe nzira better kuti vakaba vakakusiya uri mupenyu

  • @munetsikayze1668
    @munetsikayze1668 2 года назад

    Ndakazorongedza maPants angu 3, ndikazoti rega nditenge maPads. Nxaaa how foolish. Is it important???

  • @prayermswapa5681
    @prayermswapa5681 2 года назад

    Vanoshandisa mushonga vnhu ivavo

  • @rutendoyuba1904
    @rutendoyuba1904 2 года назад +1

    Very sorry bee zvinowanika

  • @blessingnemukuyu1857
    @blessingnemukuyu1857 2 года назад +1

    Shame this style ichikubirwa vanhu nayo kusazivawo sure zvowanikwa.
    Imwe skiri futi ndeyekunzi pane basa futi

  • @cleopatra5410
    @cleopatra5410 2 года назад +1

    Senzeni sry hako

  • @peckymuyowa721
    @peckymuyowa721 2 года назад

    Zvakaoma

  • @reginamapanga3410
    @reginamapanga3410 2 года назад +1

    Sorry

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 2 года назад

    Chidzoka upedzise

  • @mitchellmatola7373
    @mitchellmatola7373 2 года назад

    Haas kurebesa kani

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 2 года назад

    Aaaa zvinorwadza shuwa sorry hako Bee

  • @praisemamina4524
    @praisemamina4524 2 года назад

    Wakatambwa chadonha B. Sorry.

  • @wiliehur2363
    @wiliehur2363 2 года назад

    😂😂😂

  • @chipo823
    @chipo823 2 года назад +1

    Uneguhwa ndosaka wakabirwa nyaya too much unodzikaira kkkkk

    • @melodymanjeru339
      @melodymanjeru339 2 года назад

      Sory Bee

    • @melodymanjeru339
      @melodymanjeru339 2 года назад

      Sory Bee

    • @talenttavenganiswa1517
      @talenttavenganiswa1517 2 года назад

      Very sorry dea

    • @psmarthawaii5320
      @psmarthawaii5320 2 года назад

      Nyaya yako idiki but waiyirebesa inotobhowa kuterera handina kunzwa mabiro avakazoita foni yacho wanga uchingotsanangura zvisina basa kukudza nyaya isu tanga tichingoda pekubirwa foni

  • @chikovejaquilline2588
    @chikovejaquilline2588 2 года назад

    Sorry hako

  • @vamushawatu
    @vamushawatu Год назад

    wakaitwa exactly zvandakaitwa fone yakabaya mababe ahasi ekutruster muharare from there l hate vanhu vechikadzi vanoda kuita tunyaya neni mutown