Mahwindi anoshungurudza veduwee

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024
  • Unopedzisira wakwira bhazi rausingadi risina kana munhu ugogara kusvika razara

Комментарии • 27

  • @lindahfarikai1152
    @lindahfarikai1152 Год назад +4

    Kkkkkkkk senzeni ko kuzonwa drink uku bag richibvutwa nemahwindi 😂😂❤

  • @janezimunya5849
    @janezimunya5849 11 месяцев назад

    Kkkk Senzeni arikuenda Jorburg

  • @MiriroManatsa
    @MiriroManatsa 7 месяцев назад

    Timboon rakarongeka

  • @sarudzaimusekiwa4826
    @sarudzaimusekiwa4826 Год назад +2

    Ini akambondichemedza parank yekwaMutare

  • @esthermachona4958
    @esthermachona4958 Год назад

    Kkkkkkk senzeni

  • @joinahmukanangana2993
    @joinahmukanangana2993 Год назад

    Kushaya boundaries kqemahwindi ,munhu anongosvikodhonza bhegi rako asingazivi kwauri kuenda .Ini ndakazvambura mumwe nebag rangu ndashatirwa .kushaya ruremekedzo kana kuri kutsvaga mari bva uuuu

  • @DJImaanmutondo7560
    @DJImaanmutondo7560 Год назад +2

    Mahwindi akambondibvuta kumbare ndichida kuyenda Botswana kkkkkkk

  • @chiyenyumba7135
    @chiyenyumba7135 Год назад

    😂 😂 😂 Pakayipa siyai Senzeni

  • @tafadzwanashematsveru689
    @tafadzwanashematsveru689 Год назад

    Kkkkkk hanzi mara guyz😂😂😂...ko regweru toridawo

  • @ceez3572
    @ceez3572 Год назад

    Mahwindi aactor

  • @abigailkanjanda8371
    @abigailkanjanda8371 Год назад

    Haaaaa mahwindi anorwadzisa

  • @lillianassan1872
    @lillianassan1872 Год назад

    Haaaa ava vanokugadzirira size mahwindi shame

  • @shelterpamire5215
    @shelterpamire5215 Год назад

    😂😂😂😂😂😂😂zvakaoma kani unotoita confusion kkk kana kutobvaririrwa bag😂😂😂😂

  • @Militarya549
    @Militarya549 Год назад +1

    Kungwara kose kunopera kuti hwaaa kkkk
    Mahwindi murikoo here?

    • @fungainemarare5252
      @fungainemarare5252 Год назад

      Bossman vakadzingwa kwanaka hakuchina anokudhonza pane police🎉🎉🎉🎉🎉

  • @preciousmpofu1410
    @preciousmpofu1410 Год назад

    Wangwara nhasi kkkkkkkkk

  • @josephmachido5695
    @josephmachido5695 Год назад

    Kkkkk ranetsa iro

  • @joshuatakarinda8518
    @joshuatakarinda8518 Год назад

    Senzeni 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @mercymaripise-ip1dp
    @mercymaripise-ip1dp Год назад

    Kkkkkkkk haaa umwe akatora bag oyenda akadai umwe otora oyenda nekoko haaa chero wakachena cy zvatodhakwa coz uchanke uchimhanya kuterera mabag kkkkk kana unegogo dzovhunika

    • @lindanjerere
      @lindanjerere Год назад

      Nhaiwe Mercy usandikuvadza nekuseka ndiriku night shift ufunge hako 🤣🤣🤣🤣☝️☝️

  • @jostershambashamba-vk7gs
    @jostershambashamba-vk7gs Год назад

    Sound haisi kunatso nzwika Senzeni

  • @miriammuluku3049
    @miriammuluku3049 Год назад

    Apa hembe manje, Senzeni 🤣🤣🤣🤣

    • @Dubedube3635
      @Dubedube3635 Год назад

      😂😂😂😂😂😂iyo gogo zvayo 😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @DJImaanmutondo7560
    @DJImaanmutondo7560 Год назад

    Kkkkkkk

  • @privelladgemhereyenyoka8099
    @privelladgemhereyenyoka8099 Год назад

    😂😂😂😂😂

  • @ennybphiri2896
    @ennybphiri2896 Год назад

    🤣🤣🤣