Handina problem namambo asi chihure bcz mambo vangotonga chihure zvisinei nekut murume wemunhu arkujeri kana uchigadzira mabattery ivanewrkshop kwete kufamba mudzimba kunge builder wakarohwa nemiyedzo yemabuilder dai wapiwa ten mombe😂😢😮😅
Handina problem namambo asi chihure bcz mambo vangotonga chihure zvisinei nekut murume wemunhu arkujeri kana uchigadzira mabattery ivanewrkshop kwete kufamba mudzimba kunge builder wakarohwa nemiyedzo yemabuilder dai wapiwa ten mombe
Haaaa men are making a fortune nekuhura kwevakadzi vavo. Ipapa most men vanenge vasina kuroora vobva vapiwa mombe 4 nechikomba apa tezvara havawani kana 1 😢😢😢
haatonge kana chinhu uyu Makaro ndiwo anonetsa pasi pano.Kutonga hakusi kupaparika kunoita vakuru ava I salute Chief Mutasa,Headman chigodora akatanga achitonga feya feya but now mmmm oda mari
Dare iri rinababa vanotaurisa ko kupa munhu mukana wekutaura kungoviringa vanhu ndirini ndogara kunedare iri ndikadanwa kudari ndinotiza aah
Mambo matadza kutonga Mai Ava zihure Mai Ava ndovakatopfimba murume zvaitoda mambo Mutasa Kana headman chigodora
I have subscribed. I like this chief wisdom and intelligence.
But sei vakadzi vasingapuhwe mhoswa. Ipapo panoda kuonekwa
Wakadzi awo mambo ndokumbirawo mupote muchiwaripisawo nekuti wakutoita chipfambi se business rekuti wawane mombe warume wachazodzimara wakuudza wakadzi kuita izvo kuti wawane mombe
Arikutoseka hake mudare akaita mhosva
Handina problem namambo asi chihure bcz mambo vangotonga chihure zvisinei nekut murume wemunhu arkujeri kana uchigadzira mabattery ivanewrkshop kwete kufamba mudzimba kunge builder wakarohwa nemiyedzo yemabuilder dai wapiwa ten mombe😂😢😮😅
Machinda enyu ayo vamwe vacho ngavazive kuti vakadzi vemazuvano vasiyana nanamai vedu saka muchapedza matanga kuripira pfambi idzi kusvika rinhi zvichidai vakutoita business nevarume vacho kana iko kupusa kwacho kwatezvara hauna kana tsono yakaenda asi wakuda kuti chikomba chemukadzi chikupe mombe
Varikunyenga mukadzi uyu
Ma chief arikukwira uyu ava
Mombe 4 dzakawandisa, dai wati 2.
Handina problem namambo asi chihure bcz mambo vangotonga chihure zvisinei nekut murume wemunhu arkujeri kana uchigadzira mabattery ivanewrkshop kwete kufamba mudzimba kunge builder wakarohwa nemiyedzo yemabuilder dai wapiwa ten mombe
Haaaa chief Bushu mmmmm nyaya iyi matadza kutonga
Madam havazivi kuti vashandiswa nemurume kubvuma mhosva kuti mombe dziuye. Panongouya mombe madam muri kumhanyiswa murume oroora umwe mukadzi
Haaaa men are making a fortune nekuhura kwevakadzi vavo. Ipapa most men vanenge vasina kuroora vobva vapiwa mombe 4 nechikomba apa tezvara havawani kana 1 😢😢😢
Ini handingambogadzikwi pasi being asked some stupid questions for my actions...handipusiswe kusvika apa
Chief maomesera munhu zvisina basa
Quality pics welldone
Ini handitongwe namambo chero zvikadii
Munodherera vanhu vasingazive mutemo imimi. Makajaidzwa mambo imi satan.
Muri benzi Ra chief imi
Chief atonga mbodza
Chief matadza kunyatsozeya nyaya .
Vakadzi hurai pamadiro shuwa 👏🏻👏🏻👏🏻coz mhosva inongobata varume xaaa varume vanenhamo shuwa
Kkkkkk
Apa matadza kutonga
Mambo vanozivana nemukadzi 😥
Kumbirao kuziva hangu kuti shereni rinopiwa hre kna murikuchaya mapoto, mnhu asina chaakabvisa, mambo tongai vese mkadzi nemurume vabatsirane kubvisa mombe idzodzo
Manyanya chief
Hanzi birth ndorako. Mambo vane rough 😂😂😂😂
Chief maita chidofo apa
Fair judgement
Hamungone kutonga chief
Ummm mambo mambo. Mukadzi uyu hamusi kumuvona here? Tongai nyaya mambo
Mambo vandinzwisa hasha
Makaro chete nxaaa
Vanenge vanozivana nemukadzi uyo
Mmmm this mambo kuderera he doesn't want to be respected , this judgement is not fair
So tell us the judgement mkuru
Madocuments evanhu haatorwi pamutemo
Biased indeed, no cross examinations haayaa
Murimbwa ma chief
Mai awa vakakwana hr nhai mambo ava vane problem hawagon kutonga
😂😂😂😂 Mambo vati vakadzi vanenhmo veduwe
Vadii kubhadharisa Vese mukadzi wacho ibenzi chairo
Aaah izvi guys ndezvekumama zvekumama chaizvo
Why kutora chitupa chemunhu
Dai chitupa chisina kubudiswa murume uyo atiza hake nkt dare racho hapana bezviripo
My best chief
Aaaaaa ndotiza ini hapana munhu akamboenda kujeri nenyaya idzi
Kujeri hauende zvako but wega unongozviomesera
Appeal to another higher court
Aiwaka murume wekujere haana kuroora saka atoita mombe nemunhu waasina kana cent raakabvisa?mambo hamusi kukurudzira varume kuroora.
Chief magona kuvhura channel yenyu
mambo imimi hamusati mambovhurirwa deya imi nxaaaa matonga zvakadhakwa apa amai ava ihure
Mkadzi uyu itsotsi yave business here kwanzi anotiza kkkkk zvakaoma
Madii kuomesera Mukadzi wacho
Hanzi murume anonyepa iyeye. Dare rinondinakidza iri.
Kkkkkkkk pakaipa
Amai hamuna nyadzi
Kupa munhu 5 asina kuroora how that's poor judgement ini handibhadhare wena ....
Ini handibvise mombe dzacho chete finish chitupa ndotora chmwe nxaaa
Varume kana tabatwa chihure tirege kugezera vakadzi handika. Zvinopa kupusa izvo
Haaa iri ibusiness rikutambwa apa mambo iwe unodherera iwe nxaaa nezvisekuru zvako izvo zvenhema
Murume aomeserwa
chief this is not fair mai ava ndivo honzeri
Zvino murume kana aenda kujeri kana mukadzi oda bonde anoitwasei nhai zvamakuti ari loose ko murume anonzi ari chii
Mukadzi uyu arimubusiness uyu
chief maresva kutonga
Ko mambo munotiiwo nevakadzi vevanhu vanopoyawo📞
Munongoomesa zvisina basa chief
Kamukadzi aka mmmmm kaihurirei kuda kubenefiter
Dziri kubviswa here mombe dzamurikuisa vanhu
N
Apa mukadzi wacho kutosekerera. Manje pachabuda murume achaurawa.
Mukadzi uyu ibenzi remunhu and dare riri rough
Ini mudare umu ndaibva ndarohwa chete,zvimadhara izvo zvotaurisa veduwee
Ivo nines Vane ziso Jena kudai bamukuru vava kutonokokota havo
Ñyaya ine ma rehearsals
Mukadzi uyo kahure
Chief mavhura channel yenyu haa makorokoto murikukura
mambo bushu apo matadza kutonga mambo wangu ndiri munhukadzi asi vakadzi vemudunhu menyu vakunyadzisa vakuita chipfambi vachiziva vakabatwa votanga kuda kunyepera kudzungaira itai kuti vapote vachibhadhara ndiko kuti vadzikame
Hagon kutonga mambo uyu
haatonge kana chinhu uyu Makaro ndiwo anonetsa pasi pano.Kutonga hakusi kupaparika kunoita vakuru ava I salute Chief Mutasa,Headman chigodora akatanga achitonga feya feya but now mmmm oda mari
At least anobuda mujeri pane mombe.
patadzwa kutongwa apa.. machief imimi you should learn from Chief Seke. pamwe pacho machief tongai nyaya zvichienderana. nemuitikiro wakaita nyaya. mukadzi anga akanyepa wani. this man tried bt mukadz uyo aimunyepera.
ZANU pf chief this is rubish mukadzi mukuru mbuya vachembera haana kubatwa chibharo uyo wrong judgement
Iwe enda otora chimwe chitupa.
Hureee iri ritoganzaa futi kudada nechihure
Muri kujaidza vakadzi avo vakutoita business rekuhura mombe dzichingo bviswa
Mombe dzei ihure iri
He deserved the judgement the woman told him l married fair judgement
Haa vanotongwa vacho vakapusa munhu akadai anowanepi mombe 4 rubbish
Chief chief kaaa
Kamukadzi kapedzi aka shame
Mkadzi uyu achingosekenyeka sebenzi ariye hure
I hate these man vanongoherereka nenyika vachitaimira these vulnerable women. Mukadzi akangoziva kuti murume aamuzandomu inenge yaapambudzi ada ada.
i scam iyi, mukadzi nemurume wekujeri imbavha idzo
Chidare ichi ndechekusura nxaa
Zvazvadai bamukuru ndivo vave kutonodya 😂😂😂
Dzemudanga kkkkkkk
Not fair judgement
Dare rematuzvi
Saka mukadzi uyo aive nebattery rakafa
Pakashata hama
Tiza iwe siyana navo
One pano
Tiza iwe
Suyana nehure
Kamambo aka kane udyire
Kunemweya wabata vakadzi mazuvano
Wakabata kubva panguva yemadzisekuru
Umwe hausi mweya......vakadzi havana kupikira ava; vakamboraira saka vanenge vatambura nehavi yayo .
Mombe idzi dzinobviswa hr
Mukadzi 😢