Mkoma Tinashe, ichi chikumbiro hangu. Pama situation akadai ekuti either way mukadzi akazowanikwa or murume akazowana musazonyanya kufushunura zvakaitika kumashure in or der to protect the new relationship. Imagine ndiri murume ndichinzwa kuti mkadzi wangu aisandurwa sandurwa zvinogona kutondibata . "Tiri vanhu venyama ", i quote
Muface uyu aida mukadzi but society ndoyakamukanganisa bcz vanhu vachifamba vachiti akaroora munhu mukuru but ndichitarisa mukadzi uyu she is a wise material
Just looking at that young man my tears can't stop flowing 😭😭 the boy is hurting inside because kasekuru aka hakana pfungwa kabenzi ungati she was just my girlfriend apa otí mwana was a mistake who does that in front of the child wopedza wóti handina Mari yandinobhadhara mwana ndiye amuñoda chete . Kusakwana kwenyu baba imi maidei kumukadzi uyu imi mune mukadzi wenyu??? Kuna Mai be mwana may the good Lord continue to bless you for your good heart
Kakazungairawo kababa kacho. I like the honesty from both of them. He lost lost a wife material. Deno akagara navo mai ava vaitozobudirira muLife nekuti mai ava variMatured. Age inebasa rei. Vakanaka mai ava vaneganda remvura
Uri mwari here unoziva kubudirira kwevanhu muneramangwana dzidzai ku respecta ma decisions evamwe kana akamuramba pane zvaakamurambira ndiko saka ma domestic curses asingaperi
Ko Mkoma Tinashe hazvigone here kuudza vanhu in tym eg a day or 2 before coming kuti tichauya kuzoita Show.I think its wise not to tek them by suprise yekuzongoti huya nhasi or tikusvika nhasi like zvakaitika kuna mama ava THANK YOU
A very cool young man, I like his approach...even the lady is great, I feel sorry for her loss of the first man in her life.....sounds she deserves better
In this episode , wisdom did come with age she lady is humble calm and beautiful at the same time, well done sisi Maphosa you knew your story that's why you didn't mince any word
Akadzungaira muchinda utu. Paainakirwa nebota raiva bofu akazotanga kuona aguta bota kuti mukadzi muhombe. Akanyengerwa nemunhu here nxaaaaa. Age is just a number kwete kutitaurira zvisina basa. Ndizvo zvaungadai wakaona from the beginning. Dzungairwaaa nxaaaa
Taura hako unotoshaya Kuti kunovava here kulika kwekuti vanhu vanozonetseka nokukwenya maZimba godo rega~rega please let us learn to support each other
Bra Tinashe as much as we love your show some of your questions are invasive and haavake to be frank especially in such delicate situations, not every show deserves your Bota jokes its a matter of life and death out there, imimi you will be on your way after the show ko vamapisa paShow vanozodii? Pafungei ipapo!
Mkoma Tinashe, ichi chikumbiro hangu. Pama situation akadai ekuti either way mukadzi akazowanikwa or murume akazowana musazonyanya kufushunura zvakaitika kumashure in or der to protect the new relationship. Imagine ndiri murume ndichinzwa kuti mkadzi wangu aisandurwa sandurwa zvinogona kutondibata . "Tiri vanhu venyama ", i quote
U a right zvinonetsa though akamuroora achiziva hake
Shuwa iyoyo hazvidi kupinda deep deep
But ukangoroora mukadzi ane vana it’s obvious aishandurwa. Handiti unenge wazvipira
Mabata maonero andaitawo
Thats very true
Muface uyu aida mukadzi but society ndoyakamukanganisa bcz vanhu vachifamba vachiti akaroora munhu mukuru but ndichitarisa mukadzi uyu she is a wise material
So.people are ignoring the beauty of this lady
She's very gorgeous❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Aiwa vakazowanikwa mainini
She has a Ghananian beauty!
Ityai Mwari imi
@ethelsawadye4023 yeah she's so pretty
@@Mbegabulawe eeeh nhai the face so pretty
ahhhhhhhhh because ahhhhhhhhhh ahhhhhhhhh ehhhhhhhh murume akadzungaira
Zvinobhowa sei
Arikubhowa kani kkkkk
Ndiani neni vanoona kut kudzungaira hakudi kumunhu wechirume weduwee ,,,😂😂😂😂😂vese vane muono wangu lets gather here❤❤❤
Itori condition iyo hama
Kudzungaira kupi aah
😂😂😂😂 kadutururu chaiko.
My sister you are beautiful siya karombe ako ita life yako I pray kuti Mwari vakuropafadze
Siyakubongisa mama congrats ❤❤❤❤🎉
Just looking at that young man my tears can't stop flowing 😭😭 the boy is hurting inside because kasekuru aka hakana pfungwa kabenzi ungati she was just my girlfriend apa otí mwana was a mistake who does that in front of the child wopedza wóti handina Mari yandinobhadhara mwana ndiye amuñoda chete . Kusakwana kwenyu baba imi maidei kumukadzi uyu imi mune mukadzi wenyu??? Kuna Mai be mwana may the good Lord continue to bless you for your good heart
Mainini macases ekuendesa mwana muchademba mangwana vana varikufa mumaoko emunhu asiri mai..mai ano nhasi varikudemba kuendesa mwana kwababa please chengetai mwana haana chaanoziva mufunge kwamainini mangwana munozozvidemba veduwee vana vedu vapera nema step what what😢😢😢
Chembere mukadzi❤😂akanga azvibatira pombi mupfanha uyu
Haaa level rekutsvinya muchinda iwe hauna kukwana futi hanzi zvaiva zvekudzimura nyota pamwana weumwe munhu benzi remunhu chairo
Kudzmura nyota uchinwa mugungwa wakasungwa kumeso here???...Mpfana usadheerera...!!
Nhai nhai haatorina kukwana mukomana uyu. Mwana wacho haatorina chekumuchengetesa nxaaa rema
Vaidzimurana nyota kkkkk
Apa futi Taku spoiliwa episode everyday haaa thank you Closure DNA show
Hàaà😂
Kakazungairawo kababa kacho. I like the honesty from both of them. He lost lost a wife material. Deno akagara navo mai ava vaitozobudirira muLife nekuti mai ava variMatured. Age inebasa rei. Vakanaka mai ava vaneganda remvura
@sanelefukutwayo1243 very beautiful mufunge age age kudii than kutora kadiki kachipuka ndipe mwenje kkkkkkk
Taura hako
Uri mwari here unoziva kubudirira kwevanhu muneramangwana dzidzai ku respecta ma decisions evamwe kana akamuramba pane zvaakamurambira ndiko saka ma domestic curses asingaperi
True that
Beautiful lady and very mature. Wishing you all the best mainin. Tinotenda murume ari kuchengeta mwana.
I just lyk the calmness yamomz ava , muface anekakudzungaira uyu
I think hakusi kudzungaira as such, anenge anotorwara some how.
😅😅😅
Yamai icalmness yababa kudzungaira guys musadaro😂😂😂
Maphosa to the fullest, hakuna Ngara yakapusa.Thanks mwana wabambo vangu.Takangwarira isu vanaMaphosa Chirasha weeee🎉
Kungwarira kwekuzvariswa nemunhu anotadza 32-8 chaiyo
Kwanai VaGovere imi aah kkkkkkk
😂😂😂😂@@GladysRumbidzo
Kungwara kwekurarwa ngemwana mudiki okuitisa without protection mudina kuronga zvemwana? You joking arent you?
GladysRumbidzo😂😂😂
Morwarawo ngepfungwa imwi😂😂
Ko Mkoma Tinashe hazvigone here kuudza vanhu in tym eg a day or 2 before coming kuti tichauya kuzoita Show.I think its wise not to tek them by suprise yekuzongoti huya nhasi or tikusvika nhasi like zvakaitika kuna mama ava
THANK YOU
Stru 💯
Mutaurire unoita baba ava zvinoratidza zvoga kuti kukwana chaiko hakupo zvechokwadi,big up my gender
Definition of natural beauty kuna amai she is nice
Age wasn't a factor pakurara , it became a factor, pamimba.... don't do adult things if you are not ready for adult conversations and consequences .
A very cool young man, I like his approach...even the lady is great, I feel sorry for her loss of the first man in her life.....sounds she deserves better
Baba ava kutaura zvinyoro nyoro kunge munhu kwaye kristu ngaamuwanirewo nyasha shuwa😄😄😄
Mupfanha uyu akutoita kunge ndiye mukuru kunamai ava siya mutoriro iweee
Iii kana veduwe
Mutoriro ndaonawo
😂😂😂
I'm happy Tinashe is back❤❤❤
This lady looks decent and she looks younger than mfesi uyu mfana akapotswa nemukadzi chaiye achida ma slay queen
Mwari anenge atokukundisawo kurombe rinongoti aaaaahhh ummmmm dai wakagara naye hapana chaibuda yaingove ahhhhhhhh every time
Ava baba musoro wavo mune ino tacha chete apa yatova tsvimborume no mukadzi zidzenga iroo.
Mama itai se munhu mkuru muchiendesep mwana vamwe tatova ne ma 20 yrs tichichengeta vana tega
That lady is a gem
In this episode , wisdom did come with age she lady is humble calm and beautiful at the same time, well done sisi Maphosa you knew your story that's why you didn't mince any word
Vamugabe to tha people ndimi mega musingaiti murondatsimba big up
Ana wasu wanonakidza hawapotereri straight to the point i like mapinduriro emukadzi
Akarye bota kwakuzoona kukura kwemukadzi aguta kkkkkkk. Mai vemwana mataura chokwadi zvenyu hamuna kuda kumbotenderera. Ngaachichengeta mwana asaremedza umwe murume nemutoro wake. Thanks Mr DNA man pamberi nebasa renyu.
Ko iye mukadzi unoita mwana usina kuronga..stupid and silly behaviour
😢ilema umfana lowu shem
Beta iyi yakapusa handina brother vakadayi 😂😂😂
Amheno bt mainero anguwo,baba vanekaku nonokera soo kunge Kaku dzungaira amhenoo
Ingoti vakashota zvipere
Vamwe varume musatishoresawo purizzi itai zviro kwazvo imimi thanks amai makavimbika imimi🎉 zvevarume vakashota tombozvida here😂
Izungarwa bluz uyo
😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Kkk hanzi taingobisawo nyota haaaa zviriko here izvi nyota kuita mvura here
Beta vakadya bota bota harina zera beta😂😂 team bota ahoyee
Uyu murume idununu chairo ndiye akutoita kunge munhu mukuru kumukadzi
This episode yaingova haaaaaa😂
😂😂😂
Haaaaaa😂😂
Amai makazvigonera maigara nezengende irori mukazvigona😂😂😂 ibenzi murume uyu anoti age chiii zvaingoziva kutya responsibility uko
Akadzungaira muchinda utu. Paainakirwa nebota raiva bofu akazotanga kuona aguta bota kuti mukadzi muhombe. Akanyengerwa nemunhu here nxaaaaa. Age is just a number kwete kutitaurira zvisina basa. Ndizvo zvaungadai wakaona from the beginning. Dzungairwaaa nxaaaa
Taura hako hanzi kumakisa muraini as if akanga asingazivi age yavo
Ndozvinoita varume..anodaro or kuti ahh ini bdine mukadzi wangu..they are wimps.
😂😂😂 Pane paunoona kt chero baba vacho vanotodavo kuchengetwa.
😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😅
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Kabenzi kemunhu waisaona age yko, imiwo amai siyai kudanana nevana vadiki
Zigomana iri nderematuzvi Shem
Waida kudzimura nyota waiting irwizi here rwunongo mwiya nezvese zvese
Chembere mkadzi ❤❤❤
Iyiii murume akadzungaira kudai Noooo ndaramba
Haa mupfanha akapusa mhani uyu ngaachengete mwana wake nhasi ndopaakuona kuti Mai ava vakuru paaivanyenga aisazviona hr
Bamunini munodherera maitisa munhu mimba motadza kuzochengeta mwana iwe waidya bota.iwe murume wakawomerwa saka mukadzi ndiye anenge akapfavirwa here nehupenyu.asi varume musazodaro bamunini makazotiza age yamainini
2016??
Kapenzi kemurume kkkkkkhaaaaa ndokutiii ummm kanenge Kapenzi chete Kane imwe yakasiya dzimwe😅
Mother mvura inokudai 42 years but you’re looking 30
Taura hako, ko kuzoti makore apfuura pavakaita mwana?
Eishhh , unenge wakaitwa convinced nembokorombe , rokusvqbyra zvekuti unotoita mimba chete, robva raita zvaro walk away......
it's haaaa for me 🤗🤣😂🙌
Haaa iwewe futi haaa usadaro haaa😭🤣🤣🤣😂😭😭
The guy lost a woman right there....age is just a number
Sando kuna baba vanyowani. Real man for taking that woman and her baby
Sando yevhu. Kukweva shazhu nemashizha
What's a real man? An unreal one? You probably a manipulable one, a beta man!
Zvinoitwa negen'a rinotya kunyenga vaskana.
@@mekong7529 taura hako
haaaaa sando isa muhomwe and just appreciate vanhu vakadanana.he is also old am sure.but sanzu nemashizha bodo
Mkomana uyu ma1 Kwai tainakidzisana😂😂😂
You have take your responsibility mupfana iwe zvako zveku nakidzana nechembere waiti zvinogumepi.
Ndinotenda neprogram yenyu Vamugabe inopa peace of mind 🙏
Zvowanikwa baba ava vakaterera mashoko evanhu munhu zvifungire kwete kuudzirwa mwana apa ndewako
Vanhu vane tushoro twebvudzi vane misikanzwa kunge blaz avo 😂😂😂😂😂 kuita one one
Age wakazoiona pawavapa mwana here.....Wasu itai mushe imi
Bota family ma likes nga kandiwe ti support page redu
Ko mastars anoiswa sei tiise futi
Chinonzi kusupporter maviews kunyanya ndiwo anobhadhara kwete malikes
True
Taura hako unotoshaya Kuti kunovava here kulika kwekuti vanhu vanozonetseka nokukwenya maZimba godo rega~rega please let us learn to support each other
@@josh_dat-guy4891we no but zvakangonakawo kulikerwo caz
Jah man ava dzinenge dzakativa nemanhede dzikashaya anosvina pane isiri kutacha nedzimwe vakatodzima zvavoo
😂😂😂😂😂😂😂 taingonakidzisana haa zvaitotsvukira kkkkkkk baba ava vakatobatwa zvavo nedombo
😂😂😂
Kkkkkkkkk varikùnakidzisa
Vakadzi inzwai shoko rataurwa apoo rekuti tainakidzana asi nhamo yakazosatira kudivi rimwe
Kkk kudakudzimura nyota i hanzvadzi yako hre
Kudai nekudai🙆....sure tinenge tichingonzwai nekunzwai
Va Mugabe kuvanhu .ndimi mune chimuti zvaikozvino
🤣🤣🤣🤣Baba vacho zvose ingori yes yes kkk
I love the Mutare people vanonakidza some them are very honest
The lady is beautiful .Wife material .Keep the child mainini.Munokanganisirwa mwana akapedzisira asisaend e kuschool😅
True
Iri ibenzi chairo vakagona vakaenda zvako hama yangu ungarigona rombe iroro ndiwe vaizotorishandira upenyu hwese
Sound man sando dzako apaa gud sound baba chirikunzwika zvakanakanakawo futi
Bra Tinashe as much as we love your show some of your questions are invasive and haavake to be frank especially in such delicate situations, not every show deserves your Bota jokes its a matter of life and death out there, imimi you will be on your way after the show ko vamapisa paShow vanozodii? Pafungei ipapo!
Good sound
Mufana uyu haasikutoda mwanaka uyu .Iro bota revanhu vakuru richinakawo rerodyiwa zvine experience mukati kkkk
Amai avo vahombe zvavo bt haa vanditora moyo mai yakanaka iyoo even yakandisiya ne15 years
Haaa haaa haa haa haa haa haa zvamwari ndakamakisa tsano vajamuka 😅😅😅
Baba avo vanochengeta mwana achitadza kuzvichengeta pachake kupi kungotaura pasina
Mface uyu ari normal here.....Hanzu yangu mukindishooresa
Handeyi na 2016 manyama🌹
Mbudziiiiiiii kkkkk madrugs anomboita sei maziso😅
Chengetai mwana wenyu amai vangu kwt kupamunhu mwana
Mukomana avhura hombe vachida kuvhara diki mukadzi waBiggie aripano here😂
Dai wageza mukoma dai usina kutaura makore ako taitoti ndiwe mukuru
Kkkk vanoenderana
Bota bota❤
😂😂😂 but team munotsinya henyu izungairwa here muchinda uyo,, hapana munhu vaachatomboroora Dai akatogara hake na moms iyo bho zvekuti mkadzi uyo
Amai avo ngawamuendere kumaintanance
Uyu murume isaskum chairo unotoda special care kkkkk engutsheni straight
Saka waida kuti agare nechembere mosva yake ndeyei
The lady is so beautiful. Vakarovera mpfana chikapa akananirwa kwakutundira mukati.
Kkkkk
Thank you amai vangu maphosa hamuna kunyadzisa though manga mazviwanirawo Ben 10 wenyu
Ndavaziva amai avo anyways congratulations amai
Kana mafunga kutamba gents pfekai magloves nhai, ndookutamba kwemashuwa, kutamba wechipinda nemo nemo, kutamba kwakapusa.
❤❤❤ bota redu
Baba ava havana kudzungaira it's Just the situation isina kuvamirira zvakanaka
Rakashota iroo
Bota Family❤️❤️❤️
Dai ndrini zvanku handipi munhu mwana wangu iwe usina kana kutenga mabhutusi eshinda àya ekare dumbu ndoinonetsa kwete mwana handiiti