baba vanga vongotsvaga havo uta mugate but his reason for denying patenity is because the child has a condition which is not right. well done to all the parents who take care of their kids unconditionally. thank you mr Mugabe for patiently explaining the DNA process to this man, he still had doubts even after announcement of results
Mama you can now go kuchibhorani without fear of being judged Muchifara zidzvombi,zidzangardzimu remurume iri ranyara Mukaona rabata tambo kunozvisungirira torai tin renyu muende kunochera mvura modzoka rave kuti pfau pfau Imi chengetai vana venyu Nyaya yenyu ine Devine intervention Muchabatsirwa nevamusingazive.God is with you,he will never fail you Nyika ine vanhu vane rudo You shall smile again Dofo iro risiyei rakadaro Go get tested pachirwere,kuita hiv hakusi kupera kwehupenyu Moenda zvenyu pachirongwa vana vachikura All the best my gender God loves you You are a beautiful ❤ Beauty with brains Makaita munyama kuroorwa ne sasikamu Zidhongi re munhu nxaa,randitsamwisa mhani
ZiEdiot rababa arikuda zigwati. ZiSascum shit puuu kuramba mwana ari disabled. Our sisters/ mothers are going through hardships, the abuse is on another level. Saka Mwari akatama mu Zimbabwe. Tinashe and DNA Team, l trust you will follow up with our dear mother/ sister. Thank you 🙏🏽
Father please mend your relationship with your child and your wife. They need you more than ever. Be the strength for your wife and child in their frailty.
Yu deserve an award Vamugabe this is massive my bro Tiri kudada nemi Mwana anofanira kuva nenzinza rake hapana munhu anouya pasina vaviri Vasangana Saka mwana unababa Thank yu million times my brother
Shame i believed this woman and ndangoti kuchembera kwese uku istress and kusagara zvakanaka veduweee kuzvara mwana chirema imhosva here hugs to you mama you are a true gem he azvina mhosva hazvo be strong for your kids mama
Why do peple think that when a woman has a baby vari kuzvarira varume? I have 6 kids and thats what i wanted. And i can look after them myself shoul my husband and I divorce or die. Handina kuzvarira munhu veduwee
@@maiyeukai9346 it's good kana uchizvi temba but hona amai ava zvavari , it's miserable Hanty the in question baba vanga vamu ramba,asi she even went further kuzvara 6th child🙆 😨 Kutozono pihwa mari Na baba Kuti vabatsirike ,haisi nyore instead yekuti ivo vape baba mari I think it's also a sin kungo zvarira vana nhamo
Zvagara munhu anoita zvemagelfrends anongofungira kuti ndozviri kuitawo mukadzi. This man strayed from marriage, abused the wife , got infected and brought it back to the wife, and still continue kushushira mukadzi. This is too sad 😢😢
Life soo ka ma 1, unoshoropodza mwana wako uchiti ane twuma hobi vamwe vese havana, zuku-zuku ma results abva aita 99.9%. Problem iri pana baba ava vakaita chihure chavo vakufungidzira kti mudzimai wavo akuitawo the same. What a lovely and humble lady on earth and so cool mkoma batai mudzimai wenyu bhoo uyu plizzz ndapota. Vakuru vakataura vakati mapudzi anowira kusina hari ndizvo izvi.
Mr. Mugabe missed a great opportunity to explain to the father and the country about DNA testing. People don't realize they test about 20 different markers and they should all align. That is why doubting dna testing is a no brainer.
True he failed to explain basa rake kuti chinonzi DNA chacho chii vanozosvika sei pakui zva matcher. Neni ndaakutomu dhauta, munhu tsanangura basa raunoziva zvakazara tigute.
He strayed, brought HIV infection into the family, and has the audacity to accuse his wife of infidelity!! Could be funny indeed, were it not so sad. From the looks of it, it doesn't seem like the wife knows about his status. If so, isn't every sexual encounter assault with a deadly weapon???
Polygamy is the worst thing to ever do if you want to have piece of mind in marriage, it won't be surprising kuti 2nd wife contributed to this, feeding hubby toxic info.
You are missing the point, these guys seem to not have had any counselling on the issue they are facing. the HIV thing and now a child with special needs. the guy/family needs counselling .
Mama should get a long term contraceptive method varege zvekuzvara izvi, she's just stressing herself unnecessarily. She appears to be a hardworking woman who deserves to be happy in life. Baba ava vanonzwisa hasha nxaaa.
Powerful words from both parents l will always thank yu Vamugabe Yu are my president kusunungura nyika mukutambudzika mudzimba Ndotenda pasi pemoyo wangu nechirogwa ichi Vamugabe muitirwe zvknka muupenyu hwenyu This is a powerful program in life for it brings peace harmony love mention them zvkawandisa vamugabe I hope god will heal both parents ad have a healthy realationship ad life Mai ndovatenda nomoyo wavo kugashira kuregerera murume pasina kuripiwa
This woman needs intense trauma therapy. We need these services in Zimbabwe. Imagine having to go through all this and still be expected to be a mother to 6 children and a wife to this demon! My heart bleeds 💔
Mai vakutochembera nekushushwa nemurume uyu.. Please check if she's using any family planning otherwise vanopihwa umwe mwana izvo zvakavawomera kudai.. Nekuti vana vawandisa murume akutodherera kuti hapana kwaanoenda chero ndikamutambudza sei nevana
Soo sad mama be comforted bcz murimunguva yakaoma sure nemurume wenyu,, sure munhu kusolver problem neimwe problem here veduwee,nenyaya yekufungira ❤❤❤❤❤❤❤
Shem ,,ndadonhedza mosodzi kuno ,I can feel for you sis ,May God and Ancestors give you life and strength so that you can raise this innocent soul and other children Baba ava mwari achavatonga nekuti varikurambira mwana hurema Mmmm Thanx Mr Mugabe for giving them free test for mumwe mwana
People perish because of lack of knowledge. Baba ava havana kuitawo science kuchikoro here. Women must not go through this tourture at all. You can leave this man whilst you still have sanity.
Saka kuchurch kwacho munopedzerei nguva kuenda kana muyinemoyo wakaoma kudai nhaimi Madzibaba eish,,,, ndarwadziwa shem ndirimurume zvangu bt eish Bab avo havana moyo zvachose,, kana sory zvayo after all this drama he was doing to her aaah 💔💔
Tinashe: Chakatsva here chibage? Mother: Ehe chakatsva Tinashe: It's fine, it's fine... Hahahaha, how can it be fine Tinashe chibage chakatsva nezuva 😂
a very emotional episode. The wife and the 5th child are being abused in all ways- this is all wrong iwe kababa kehwizamutande. This woman needs all support Mr Mugabe. What has been organised for her? I am willing to join in helping her in any way.
Feel sorry for my fellow sister to be married to an animal who does not appreciate the gifts God has given him. Mwana kuremara hakusi kuda kwake ndiMwari vakazvironga saizvozvo. My sister may God bless you abundantly
Baba Ava vanopenga, he needs mental healthcare ASAP . Mugabe unebasa guru rekushanda nevarwere . I feel sorry for the mother and the children who has such a man as the head of the family………
Ha i need to contribute kana 20$ kuna sisi ava vatenge chingwa nevana. Uyu murume ibenzi remunhu mhani potse potse ndiye akaunza chirwere mumba rinongoti zidzoroq
The problem with enduring marriages with infidelity is that you will suffer twice. Cheating and projection of ""cheater"....munhu oita chihure chake ouya nezvirwere wozotanga kunzi iwe ukuhura 💔💔💔
Vana Mai makakosha paupenyu hwemunu wese including chimkono ichochi dai musipo tisipo sending love to all Moms especially Moms of phsysically challenged kids❤❤❤
I almost dropped tears with this true woman of integrity.
Ndarwadziwa ini😢😢😢
Hats off to all the parents who unconditional love their disabled children, it is not an easy thing to take❤
Ndoopane nyaya, wapedza hako
Will sent something for you through Foundation Bota thanks mum🙏🙏❤
@@alcatelthree 💝
Thank you dear
Thank you very much God bless
Kindly get in touch with the Tinashe Mugabe Foundation on
0780431228
Thank you mukoma Tinashe for testing the second child free of charge. Mwari vakuropafadzeyi.
Zibaba iri ririkuramba mwana nekuti akaremara zimbwa remurume.
Imagine he was sleeping around akatsvaga chirwere ega
I gudo chairo nxaaa
Haa Zihombiro Chairo ndarwadziwa na mai ava
Rinoda kumamiswa ziduzvi ndasvotwa
Aaah hanzi akaita zvimahobi ummm varume sooo
How can I contribute to the foundation towards mai avo. Watching from uk
God bless you
God bless you
Get in Touch na Tinashe Mugabe
God bless you
❤❤
Family of DNA, let pray for this lady Mwari avanyaradze pamusoro pechimiro chine mwana,na Jesu zvinoita chete ❤.
Amen
Jesu wacho wauri kutaura akatadza sei kubatsira mwana uyu asati abarwa akaremara?
@@potiphajerenyenje6870 Muchireva here kuti haachafaniri kunamatirwa mwana uyo,murikuti chimiro chake hachingachinje here nekunamatirwa.
Amen
Wakadii kungorota uchifa wobva wangofa pane kutaura zvekupenga heeee ndakarota ndakarota tsek mhan kamukono aka soo ungarambira mwana hurema. Amai dai matongozvigarira musapihwe chirwere pamusoro pechimwe viral load yekupihwa nezvakadayi ndanzwa hasha😢😢😭😭
baba vanga vongotsvaga havo uta mugate but his reason for denying patenity is because the child has a condition which is not right.
well done to all the parents who take care of their kids unconditionally.
thank you mr Mugabe for patiently explaining the DNA process to this man, he still had doubts even after announcement of results
Tinotenda Mr Mugabe ndevekumusha kwangu vanhu ivava
Mąka testa seyi kuti muone kut ndewangu..panoda patience apa 😂well done Mr Tinashe for patiently explaining
I nyadzi chaidzo ndasvotwa maona tuziso kunge nyimo 2 dzaiswa mugango nxaaaa
Kanerushusho kamukono ketsambarafuta nxa kapfambi kakanotvakaka chirwere
😂😂😂😂😂😂😂
Imagine but he was expecting kuti zvinzi 0% not being his child aizogamuchira. I lift my hands 🖐️
Shaaa munhu aasingade mwana ndati
This woman is stressed and tired. Kamkono ako kanotaurisa zvisingaite mkadzi ari muchoto uyo. May God favour her akwanise kuchengeta vana ava.
Kababa kanofunga nehuro chete nxaa vanongomisa ka gotsi
Umm kamukono ketsambarapfuta baba avo yooo
Kane pfungwa yekuti iko zvakakahura ne vakadzi vevanhu mukadzi anogona akahurawo. Haa huye don't. Vanoda counseling bb duzvi ava
Kakawomarara kunge kamukono ketsambarafuta chaiko
Ko kutozokumbira ruregererowo Kani Kamboko chaiko kanoda Chamboko chegatex waya chaicho.
This is a very Faithful Wife. May God BLESS this Family.
Poor lady stress written all over her face this is painful to me as a woman
Apa vakapihwa chirwere nebenzi iro.
Eishh zvakaoma veduwee with 6 kids m cutting onions 😢😢😢
Mama you can now go kuchibhorani without fear of being judged
Muchifara zidzvombi,zidzangardzimu remurume iri ranyara
Mukaona rabata tambo kunozvisungirira torai tin renyu muende kunochera mvura modzoka rave kuti pfau pfau
Imi chengetai vana venyu
Nyaya yenyu ine Devine intervention
Muchabatsirwa nevamusingazive.God is with you,he will never fail you
Nyika ine vanhu vane rudo
You shall smile again
Dofo iro risiyei rakadaro
Go get tested pachirwere,kuita hiv hakusi kupera kwehupenyu
Moenda zvenyu pachirongwa vana vachikura
All the best my gender
God loves you
You are a beautiful ❤
Beauty with brains
Makaita munyama kuroorwa ne sasikamu
Zidhongi re munhu nxaa,randitsamwisa mhani
Ende vatsamwa
Taura hako dear.. God is with her
Mwari vanonzwa minamato chokwadi, this woman was suffering
Zidhongi rakadhongika zimbwa rerume, ziduche rekupedzisira
Rinotsamwisa mhani zibaba iri kushungurudza munhu kudero
ZiEdiot rababa arikuda zigwati. ZiSascum shit puuu kuramba mwana ari disabled. Our sisters/ mothers are going through hardships, the abuse is on another level. Saka Mwari akatama mu Zimbabwe. Tinashe and DNA Team, l trust you will follow up with our dear mother/ sister. Thank you 🙏🏽
Father please mend your relationship with your child and your wife. They need you more than ever. Be the strength for your wife and child in their frailty.
Mwari ndiropafadzei nebasa ndigone kubatsira vanematambudziko 😢ndarwadziwa naamai avo vanotooneka kt vakaremerwa .....Mwari varangarireiwo nemhuri yavo ngaichengetwe❤
Yu deserve an award Vamugabe this is massive my bro Tiri kudada nemi Mwana anofanira kuva nenzinza rake hapana munhu anouya pasina vaviri Vasangana Saka mwana unababa Thank yu million times my brother
Shame i believed this woman and ndangoti kuchembera kwese uku istress and kusagara zvakanaka veduweee kuzvara mwana chirema imhosva here hugs to you mama you are a true gem he azvina mhosva hazvo be strong for your kids mama
Kababa aka ka dzambarafuta ..akarombesa mwana akuda kuramba kuvhara ma1
Wife is in a serious abusive situation
Vana mai musazo ramba muchizvarira zvakadai
Why do peple think that when a woman has a baby vari kuzvarira varume? I have 6 kids and thats what i wanted. And i can look after them myself shoul my husband and I divorce or die. Handina kuzvarira munhu veduwee
@@maiyeukai9346 it's good kana uchizvi temba but hona amai ava zvavari , it's miserable
Hanty the in question baba vanga vamu ramba,asi she even went further kuzvara 6th child🙆 😨
Kutozono pihwa mari Na baba Kuti vabatsirike ,haisi nyore instead yekuti ivo vape baba mari
I think it's also a sin kungo zvarira vana nhamo
Vazhinji vakadzi tinofunga kuti vana vakawanda murume anobva awedzera kutida
Imagine 6 vese nabhangu akadai
@@maiyeukai9346nhai hako
Zvagara munhu anoita zvemagelfrends anongofungira kuti ndozviri kuitawo mukadzi. This man strayed from marriage, abused the wife , got infected and brought it back to the wife, and still continue kushushira mukadzi. This is too sad 😢😢
Arikusvotwa nemurume tsotsi uyo pls huyai pano hazviko because ivo vaihura automatically mukadzi aakuhura nxaaa ndapedza show yese ndichipopota ndiri ndega 😢
Me too
kakono ketsambarafuta. mxm useless man
Life soo ka ma 1, unoshoropodza mwana wako uchiti ane twuma hobi vamwe vese havana, zuku-zuku ma results abva aita 99.9%. Problem iri pana baba ava vakaita chihure chavo vakufungidzira kti mudzimai wavo akuitawo the same. What a lovely and humble lady on earth and so cool mkoma batai mudzimai wenyu bhoo uyu plizzz ndapota. Vakuru vakataura vakati mapudzi anowira kusina hari ndizvo izvi.
I know it's not easy to walk out of a marriage but this one is worthy learning amai..
I am Street doctor, the wife appears to be sick , she was infected nekamukono ketsambarafuta
This man pretends to be mentally sick yet he knows exactly what he is doing
Ndazvionao kamukono ziso dhosvo iro mushonga hausi kunzwira
Street dr u are correct maona eyes are giving
Mr. Mugabe missed a great opportunity to explain to the father and the country about DNA testing. People don't realize they test about 20 different markers and they should all align. That is why doubting dna testing is a no brainer.
Haaa it would have been a wasted explanation. Pane zvaizivikanwa here nerume irori rakazungaira kudai.
Very true abit of explanation in shona terms would have been good
True he failed to explain basa rake kuti chinonzi DNA chacho chii vanozosvika sei pakui zva matcher. Neni ndaakutomu dhauta, munhu tsanangura basa raunoziva zvakazara tigute.
Haatombhoziviwo kuti zvinofamba sei Tinashe wacho. Anoziva zvebota chete.
its hard to understand shamwari kutowedzera confusion heee ma markers, hee align maiweeee
Mom is going through a lot nako kamumosken ako 😢😢😢😢kuramba mwana nekut akaremara ..ma results abuda but Havas kugutsikana cht
😢😢😢😢😢
😂😂😂 kamusken chaiko kadofo
Izvozvo zvekuti murume mukuru anoisa musoro paside hupfende ihwohwo 😅😅😅kutadza kuda mwana wake
😅😅😅😅😅ibenzi
Thank u Mr Mugabe hamuna makaro nemari makatumwa kuzobetsera vanhu mwari varambe vachikuchengetai be blessed
He strayed, brought HIV infection into the family, and has the audacity to accuse his wife of infidelity!! Could be funny indeed, were it not so sad. From the looks of it, it doesn't seem like the wife knows about his status. If so, isn't every sexual encounter assault with a deadly weapon???
Shame live is not easy for sure you can see lot 😢of people are serious challenges
It's sad kana baba vari benzi. You bring pain to your family and shame to your name.
It's so sad😢
These days you are tested when you are pregnant so she must know
Who said he is the one who brought it into the family?
This woman is very intelligent and strong. God bless mummy.
Ko chirwere imi baba makachiwana kupi duukirwa wapfidza
My sister nyarara zvako. Mwari ndivo vanoziva
imagine kungoziva one murume in my life but still am HIV possitive😭😭😭😭😭😭
Sorry hako wena .but I assure you, there's another life after being infected
All is well dear,
Ko pehiv pandijamba sei😮
It's too painful to bear.
Sorry dear it is well continue netreatment usaite stress hausi wega
There is so much tension between these two you can actually feel it.
Zvandapihwa Nashe ndinogamichira handirambe hoo ndinotora chipo chandapiwa
Akaimba wan muimbi ❤❤❤
Polygamy is the worst thing to ever do if you want to have piece of mind in marriage, it won't be surprising kuti 2nd wife contributed to this, feeding hubby toxic info.
This lady is very articulate and smart too. Akashaya murume chete hake
Zviuya hazvidondane
Amai ndiri kumira nemi l hope hamundi nyadzisi matauriro enyu it's 99 percent baba ndimi muridzi wemwana
neniwo ndinavo vasatinyadzisa
Face yavo iri innocent true
99.99🎉
Me too
Baba ava ndivo vakazadza mukadzi chirwere
Am really sorry ma'am for the pain u went through. Baba nyarai nekuita kwenyu. Munonyadzisa
Baba ava vandirwadzisa andifunge nyangwe mapirisi vakunwa zvakanaka ivo vachihwandisira mukadzi 😭😭
😂
You are missing the point, these guys seem to not have had any counselling on the issue they are facing. the HIV thing and now a child with special needs. the guy/family needs counselling .
Mwari akupei simba amai nguva yamuri inoda murume anomira nemi,, dai Mwari vamupa simba mwana uyo a recover 100%
Nhai baba awawanenyaya ngani
Kupomera mkadzi uhure
Karamba vana kuti hawasi wavo
Kunotora chirwere achizora mkadzi
Kushaya hanya chaiko ,kunyepa nekunyepa,kusachengeta vana.
Kusaziva kufa kubvunza kuti DNA makazvi matcher sei ,zvitendero zvimwe izvi sooooka
@@stuwartgumbo 😂😂😂
Ndapotsa ndamuti enda unozvi dzidzira
💪💝 Global DNA!! What can we do without you
Makati koshera we
Bhora mberi
At least vasekerera pakupedzisira thank you DNA man you have relieved this man anoshungurudzwa neshanje
Mama should get a long term contraceptive method varege zvekuzvara izvi, she's just stressing herself unnecessarily. She appears to be a hardworking woman who deserves to be happy in life.
Baba ava vanonzwisa hasha nxaaa.
Wat a shame father.. u are so fortunate kuwana munhu akavinbika ...zibenxi remunhu
Thanks so much Mr Mugabe for testing the other child for free kusunungura Amai avo
This woman she's a hero just bcz chirema dai Mwari achibva avaremadza wo
.mr Mugabe you are great. You doing awesome work. Mhamha stress all over your face but today you have peace of mind sure. ❤❤❤❤😊
Sending love light to the child and mother. This guy needs help so that he can accept his own child . Otherwise that child will suffer rejection.
😢😢😢 baba avo ngavarege kudaro shuwa kana mwana akaremara haasi wako. Nhema dzakanyanya pana baba avo vanyara sei zvavati havana chero day rimwe ravakarara vasina protection. Ashame ndanzwa tsitsi namhamha avo ma lips kuoma nekushungurudziwa i stress yoga yoga.
I shed tears , be strong maiguru
Yuwiiiii mr Tinashe mune moyo murefu shame ini ndaitomborova baba ava ne boots chaiyo,yuwiii kuramba mwana nekuda kwehurema..
Imi baba imi kwanai kuda kuzvisungirira nekuti marota kuti mwana ndewako.apa usingamude wakaura.welldone vakoma
This lady is not aware that the husband is positive, zvakangooma hamawe😢
Could be 😢
Ndarwadziwa ummm dai Mugabe abvunza nezvenyaya iyi
When you get pregnant you are tested
From the look of things, appears she to be HIV positive...
ichokwadi baba Ava vari positive
Powerful words from both parents l will always thank yu Vamugabe Yu are my president kusunungura nyika mukutambudzika mudzimba Ndotenda pasi pemoyo wangu nechirogwa ichi Vamugabe muitirwe zvknka muupenyu hwenyu This is a powerful program in life for it brings peace harmony love mention them zvkawandisa vamugabe I hope god will heal both parents ad have a healthy realationship ad life Mai ndovatenda nomoyo wavo kugashira kuregerera murume pasina kuripiwa
Baba ava is a narcissist nxa
Haiwavo baba benzi chairo ngawaende kozvisungirira ndagumbuka kushungurudza mudzimai zve nhando
Hope dzei kamukono ketsambara futa
This woman needs intense trauma therapy. We need these services in Zimbabwe. Imagine having to go through all this and still be expected to be a mother to 6 children and a wife to this demon! My heart bleeds 💔
Mai vakutochembera nekushushwa nemurume uyu.. Please check if she's using any family planning otherwise vanopihwa umwe mwana izvo zvakavawomera kudai.. Nekuti vana vawandisa murume akutodherera kuti hapana kwaanoenda chero ndikamutambudza sei nevana
May God bless Tinashe Mugabe. You are really a relief to this troubled world 😢
Baba ava ibasa sure, happy for you my dearest sister hugs to you ❤❤❤❤
@@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 💞
Soo sad mama be comforted bcz murimunguva yakaoma sure nemurume wenyu,, sure munhu kusolver problem neimwe problem here veduwee,nenyaya yekufungira
❤❤❤❤❤❤❤
Worst Father Of The Year!
Or Decade😢
Worst father of our genaration
He doesn't even deserve the title of father
Century
I salute this woman, for accepting her husband forgiveness
❤
This guy woti kuudza chirwere mumba woti kushusha nxaa😢😢
Dai ndiri mukadzi wake ndaimubikira cement zviende keep makuva nekukasika ndizorore
mwana uyu is a blessing kuna baba awa bt iwo hawasikumuda
Bota family we are here big up man Tinashe Mugabe
Shem ,,ndadonhedza mosodzi kuno ,I can feel for you sis ,May God and Ancestors give you life and strength so that you can raise this innocent soul and other children
Baba ava mwari achavatonga nekuti varikurambira mwana hurema
Mmmm Thanx Mr Mugabe for giving them free test for mumwe mwana
Hope dzeiko dofo n urikut hope dzakat ndewako. Madofo evn uka explainer harinzwisise
Baba chengetai mudzimai uyo honai mukadzi uyo ummm Ari kushaya food ndazviona
Stress chaiyo pakaipa
Stress iyi
Stress
Ndirini mukadzi wacho ndaiviga mapiritsi achoo ndokusiya mutsvina yakoo nxaa murume asinganyareè@@artwellmatimbe7899
Nekurwara chaiko, vakazorwa mai ava.
People perish because of lack of knowledge. Baba ava havana kuitawo science kuchikoro here.
Women must not go through this tourture at all. You can leave this man whilst you still have sanity.
Baba avaka ndiye akauya nechirwere akazadza mukadzi and varume vanoroya chokwadi
Saka kuchurch kwacho munopedzerei nguva kuenda kana muyinemoyo wakaoma kudai nhaimi Madzibaba eish,,,, ndarwadziwa shem ndirimurume zvangu bt eish Bab avo havana moyo zvachose,, kana sory zvayo after all this drama he was doing to her aaah 💔💔
Amai ngavanwe mapiritsi e family planning. Zvekunzi church hayidi ratongove drama.
Gaya kurambidzwa family planning asi munhu achinwa maArV
you still have time to mend your relationship nemwana wako iwe benzi remurume ,thank you mai nekuchengeta mwana iyeye nyangwe zvakaoma kudaro
Tinashe: Chakatsva here chibage?
Mother: Ehe chakatsva
Tinashe: It's fine, it's fine...
Hahahaha, how can it be fine Tinashe chibage chakatsva nezuva 😂
a very emotional episode. The wife and the 5th child are being abused in all ways- this is all wrong iwe kababa kehwizamutande. This woman needs all support Mr Mugabe. What has been organised for her? I am willing to join in helping her in any way.
😂😂😂 hanzi makazvi matcher sei end zvakaoma 😂😂😂😂😂😂😂😂
to all of us who were waiting for him to apologise !!!
Zibaba iri shiti yemunhu nxaa
Feel sorry for my fellow sister to be married to an animal who does not appreciate the gifts God has given him. Mwana kuremara hakusi kuda kwake ndiMwari vakazvironga saizvozvo. My sister may God bless you abundantly
Mukati dzirimo here dzababa ava
@@ChipoJamba idemhe raka putirwa nechi postori
Dzaka tambwisa ne pwere dzikadzoswa dzashota!
Pane tambo1 isirikusvika paparaffin.ndarwadziwa namai avo she is going through a lot
Aiwa adzimo zvachose
@@gloriamarvellousmutindivar5349 😂 that's true
Stress is written all over the face its very painful mwari ngavashanyire moyo wako mukoma wangu vakunyaradze
Asi nhy vanhu imi,mwana uyu hanty ari kunzwa nyaya dzese here idzi dzamuri kutaura,zvinoitawo here zvamuri kuita here?
pamwe wekumusiira ndopasina anoda special care maonero andaita
@@fortune-tn7ow yaaa but Ummm zvinogona kumu affector,since aitombova bvunza mibvunzo
Let's help this family the man is in denial about having a child with special needs I hope he understands that.
Body language yemurume says a lot
Vakapera kana mapiritsi anenge arikuvaramba nyama dzikurwadza ibhuru ririkuoneka nemavanga kana camera irikuvaremera kutarira vandibhowa
Vari kutorwara
Thank u Mr Bota father, baba namai vave nerunyararo, Baba Thomas let peace reign, kwete kushusha Mai Thomas
Murume uyu haaite tarisai no good eye contact.kumwe kusiiwais blessing in disguise Mwari vaitozama kukunzvengesai ku HIV
I salute yu mhama Thomas God is the answer baba avo vachadzoka kubva girlfrend homwe yaserera mira wakadaro hako kuramba mwana wawapihwa naMwari 🙏😢😢😢😭
Baba Ava vanopenga, he needs mental healthcare ASAP . Mugabe unebasa guru rekushanda nevarwere . I feel sorry for the mother and the children who has such a man as the head of the family………
Apa vana 6 vese chii chakadaro?
Zidhimukwa remumhu
Hats off to that beautiful mom dai Mwari vakuitirai zvakanaka
shame my heart is bleeding for this child veduwe ,hmm
Ha i need to contribute kana 20$ kuna sisi ava vatenge chingwa nevana. Uyu murume ibenzi remunhu mhani potse potse ndiye akaunza chirwere mumba rinongoti zidzoroq
Amai avo vaita kusakadzwa havo vasina mhosva
Much love to all parents whi love their children unconditionally
Baba vanoita kunge vasina kuita mushe
Havatorina😂😂😂
Hadzimo