Joey oti Amai ne mhuri yese Yana Ruth Hwara matsotsi varikutoda kuti mwana afe🙆‍♂️

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 18 сен 2024
  • #zimsocial #zimbabweanyoutuber ##zimtrending#ruthhwara#kingsolomon #joey#yayasaru#patriciajack #zimgossip##zimnews #zbc #heraldnewstv #trending

Комментарии • 17

  • @antoniamadimure
    @antoniamadimure Месяц назад +1

    If it's really true kuti a Funeral Parlour and a Car Rental Business were opened nemari yacho yeGo-Fund Me then thus not a problem. then they invested well, so just reposess the Businesses and Re-name them Ruth Trust so that that Trust can help others with kidney problems in Zimbabwe.

  • @DianaMakahamadze
    @DianaMakahamadze Месяц назад

    It's so unfortunate kuti ndakaverenga nyaya ya the late Ruth only yesterday. After seeing pakaenda Ruth namai vake kuMandara Adventist vachitaura naMai Ngwenya, ndakanzwa Ruth achitaura nyaya ye heart problem nezvayanga iri, with experience yandakaita with my late husband, who was also having dialysis, kana heart yava affected zvekudaro, transplant haiite. So I want to think kuti Vakaudzwa nana chiremba kuti transplant yanga isisaite vakatya kutaura kuvanhu vachifunga kuti pamwe mari inonzi ngaidzoke. Vakatokanganisa, vachisvibisa mazita evanhu vakabatsira kuti mari iwanikwe. Mai vane kaelement kekunyepa, vatotadzisa kubatsirwa kwevamwe vanhu. Well done vana vangu for acting accordingly. Ndarwadziwa nekuita kwakadai. May Ruth's dear soul rest in eternal peace.

  • @antoniamadimure
    @antoniamadimure Месяц назад

    FambiraI nyaya Auntie Joey and team.

  • @GraceMuzhuzha
    @GraceMuzhuzha Месяц назад +1

    I trust you guys dzifambirei

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga Месяц назад

    Aiva family iyi haipatsirige zvachose ende vachaita kuti vamwe vanhu vasambatsirwe nekuda kwavo hazvirewe kuti vanhu vane mari asi nekuda kwerudo rwevana wezimbabwe

  • @mercymupandanyama2518
    @mercymupandanyama2518 Месяц назад

    Nigel ndiye wamunofanira kutanga kubata musati matomboita zvemaBank statement......Nigel Nigel first

  • @lovenessmutibura1152
    @lovenessmutibura1152 Месяц назад +1

    Amai vakaoma apa ndiye mwana wavo ega

  • @marithacarole1518
    @marithacarole1518 Месяц назад

    Mwana arikurwara veduwe,,Mai Ruth maregerera mwana,

  • @petronellachiyangwa6766
    @petronellachiyangwa6766 Месяц назад

    Kuchekeresa mwana chaiko

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 Месяц назад

    Munhu ane mhosva ndimai Ruth

  • @AnesuisheNthuluwe
    @AnesuisheNthuluwe Месяц назад

    Mari ndisatan sure

  • @ssam1430
    @ssam1430 Месяц назад

    Mothers vaya ummmm 😢

  • @ta34ew
    @ta34ew Месяц назад

    Endai kuna Tafadzwa nyaya inobuda

  • @FelixdiamondsDiamonds
    @FelixdiamondsDiamonds Месяц назад

    Mari yemwana wako wobatsirwa kuidya nevanhu vane Vana vavo vasiri kurwara,baba vaRuth varipi,izvi zvaida kuita nemunhu rume

  • @YvonneFraser-fb7pc
    @YvonneFraser-fb7pc Месяц назад

    Mai Ruth vane chekuita pamusoro pemwana wavo nekurwara kwa Ruth

  • @FaithChipfuwamiti
    @FaithChipfuwamiti Месяц назад

    Mai va Ruth vari kutya kutaura kuti Nigel ndiye ane mari nekuti mwana we hanzvadzi yavo ndezve mhuri vari kutya mhuri yavo pliz varegererei mai ava vari kutsva kudumbu nekumusana

    • @chikoshatracy1842
      @chikoshatracy1842 Месяц назад

      Mai Ruth knows the issue yekurwara kwemwana it's so sad