One at a time kunyepa hako mazuva ewedding preparation .We still have mapic edhara ramaive naro kuCapetown pamakaenda naWasu .Wasu was lookung after kids muchihula hula.
Aiwa dai vaShumba vamboitawo semurume akakwana,how does he not stop his wife from embarrasing herself like this,munhu wepi asingagoni kuvhara muromo wake?chii ichochi chinenge ngozi?munhu anongogara achitukirira vanhu ,kutosvika kwenyu kuti ndakuhunzirai muroora ngozi iyi
Sei iwe uchingoti wese wawatamba naye ihure hee I made her. Iwe uri pongwe zvako. Chirwere wakachiwana kuchihure.
One at a time kunyepa hako mazuva ewedding preparation .We still have mapic edhara ramaive naro kuCapetown pamakaenda naWasu .Wasu was lookung after kids muchihula hula.
Tinemi mai tt ❤
Haiwawo unongokonana nevanhu vese
Aiwa dai vaShumba vamboitawo semurume akakwana,how does he not stop his wife from embarrasing herself like this,munhu wepi asingagoni kuvhara muromo wake?chii ichochi chinenge ngozi?munhu anongogara achitukirira vanhu ,kutosvika kwenyu kuti ndakuhunzirai muroora ngozi iyi
Mai titi,mai titi,usaunze ngozi kwaMarata ndanyarara ini
Haa Mai tt vanoratidza kuti muri mukoromori tatya nemi even voice renyu nderekuratidza chivharo
Fata ava ndianiko😂😂😂 ndanyara ne church yngu
Go Murata go famba myTt
Haa mai titi vatsvamwa 😢
Kkkk hanzi chinhu chake chemurume wakandiratidza 😂😂😂😂 uyu
Matt iwewe yu doing good zvimwe ungatotamuka tsonga nezvisipo wavenemba yako ibenzi pamwe school ishoma namacurtains😂😂
Nyangwe mukadzi Madi tongokudai Mai Titi HIV ine basa rei chinotyisa icancer nxaaa imbwa idzi
Ndimi munovapembedza
Birds of the same feathers taurai zvese tinzwe
Mai TT munonyepa kurohwa nemunhu ari kuUK.seiko.
Hez in UK ndokwandiri
Mai tt chimbodzikama
Now i understand ketty she was right, akakugona ketty
Hanzi murume wako handimuzive akut ndakamhanya ku hospital kune murume wake vakakwana here ava
Haa ibasa chairo uchazodzikama nekusakoromora kana zvaita seiko nhaiwe
Muromo wako unoda kunamatirwa iwe unopenga unoputsa
😂KAne mhepo akooo
Amai Tt her life our TV action packed and also full of comedy 😂😂hired prophet😂😂😂
Uyu anondisemesa ini
Ibvaka pano ukutsvagei enda unorutsira kure uko nxaa
@@brendamuchenje1048 haaa mai Titi njere ishoma vanosemesa hama
Don't follow her to avoid kusemeswa😅
@@sharonnyikiba4503nhai hako Sharo
Uy anobhowa
Mai Shumba ❤❤❤🎉
Mukadzi uyu anedambudziko neiwaya ndoti areroyaaaa
Dai vachirima amai ava vachikohwa pakuru vanesimba ravo zvavo
Ndakabatikana kunzwa Kuti vanotuka Shumba haaa
Penga musikana ❤❤😂
You are a bully
Penga mai Titi