I really love the chemistry between you guys . As far as love is concerned you inspire a lot of people. I the unity and togetherness that you have guys and I see Godly blessings upon your life you are going together . Keep going musacheuke muridzo I love you guys ❤❤❤❤
Bamnin ua a STRONG man .....mashoko anotosimbisa munhu anoziva zvaari.....Shoko rinofanana nembwa ikuhukura nzou....INOIMISA HERE NOOOOOOO......Be strong mafanaz
God is using the devil to publish you guys for free very soon you will be more famous than NOW.Mark my words very soon you will be known the whole world
I'm inspired by your unity if it was me i wd have probably divorced her but you have made me look at things differently may God bless your union and may u continue weathering all the storms this is not the first and definitely not the last rambai Maka simba
Kuku and Kiki you deserve my like follow Unoziva zvaunoita iwe..... Keep on that bond pamuri.....wish you all the best in life bruh..... May God bless you You did the great thing... Lots of love 💖💖
Be strong guys vanhu vanorwadziwa kana vakuona zvinhu zvenyu zvavakufamba zvakanaka, mirai mese pazvese zvichasangana nemwi. I wish you all the best guys😍
This is life guys chero zvikadiii chero vakataura chero vakalikisa hazvina kna basa izvo as long muchingodanana imimi.nekuchengeta vabereki venyu boe zvekt guys.raramai hupenyu hwenyu mega zvevanhu hamungazvigoni, love you best couple ♥️
Nyaya yakiki inorwadzwa,Tyite naKiki musatevedzere,zvinotaura vanhu,vagara vanongotaura, keep on with the good work you are doing,mavideos enyu anonakidza love you all my best
Kukava datya kuriyambutsa. We dont know what we have until we loose it & someone pick it up and starts to take care of it godo rinobuda ipapo. Wish you the best guys.
Ndanzwa misodzi yangu kubuda.Thank you kuku fr accommodating Kiki mulife mako.chitowedzera kumuda more.sh said it all to u frm the onset,u hve reasons to continue loving her more n more.wsh u the best.muzondikokawo kumchato
I'm happy that it's now in the past ... And now I understand y u are always excited on social media.... Thank you tytie for your confessions , u helped us as young women,I personally learnt a lot from this & now I'm a 100% follower of yoz ...may God bless u and yo love
I want to thank u guys for understanding pain for each other God bless u more no one can separate u as from nw I think and hope death it will be the only thing can dividing u I love so much guys ❤❤ u give everyone a good lesson in life
Everyone starts from somwewer. Ndi ava Ana it will end in tears anogadzira nyaya dzavanoda kunzwawo dzichifambiswa. Be blessed n build your home in peace
Hupenyu kikie asi dts wy zvichinzi don't Judge usina kunzwa story on both sides and thank God you hv a wonderful man it's rare to find man lyk hm dear more blessing to you guys ❤
Ndafarira Kiki at first place makaudzana chokwadi .This make you guys to go far.Namatirai mereji yenyu.Saka tete vaida kudii kushoropodza munhu wavakuziva kt abvisirwa
True love exists indeed..... When greater things are approaching you go through a lot Adversaries and situations as a tests... Keep pushing with greater faith and love you will testify one day
Wakango bhaizira nyati wangu ndopawandibhowa .... but zvisinei nyaya team Video ngasakunganisirai love yenyu it's part oflife zviriko garai murunyararo❤❤❤❤❤ chete
I love you Makhoti wedu Kikie❤❤ and hugs dearest..Dananai nahandzvadzi yedu Tytie.Akuna munhu usina maprevious muhupenyu. Be strong ende forward ever .🔥and higher life.
Uuum gys kaa l feel bad ...well yes inin l have always loved u n your content buh at times ndaitohakirwo kunhema Dzepa social media ndotombofungawo kut mur wrong buh this video clarified everything n lm proud of you gys u have been through a lot buh nvr failed to smile nor make us smile buh anyways may God enlarge your territories...may u achieve greater heights 💖 in short God bless u our power couple we love n please stay with each other until infinity we want to see this support for each other until the end 💖 ❤️ keep the love burning 🔥 don't let these haters win
Zvandiburitsa misodzi .Rambai makashinga muchidanana vanangu ndozvazvinoita and thanx kunewe Kiki nekuvimbika kumurume wako wawakamuudza zvese zvakaitika musati mawanana
This is the real definition of love...we need more men like you in this life. Protecting your own regardless
Kuku you're a type of man I want every man to be, be blessed ❤️❤️❤️
You have a good heart brother God bless you 🙏 amen
My guy you are strong thank you
Yiphilo brother wena nqina lo kiki liberty kuyandlula bhundi wami ❤❤❤❤❤umuntu omyama uhlezi lomhawu wena ulomfazi wako us long li happy
I really love the chemistry between you guys . As far as love is concerned you inspire a lot of people. I the unity and togetherness that you have guys and I see Godly blessings upon your life you are going together . Keep going musacheuke muridzo I love you guys ❤❤❤❤
Ahhhh kaMwana aka kakatotanga bonde kari form 1. Ka return solder ako and mface arikubvuma kuti akatora mwena we nyoka
Musavhunduka mutsindo webete,,,may God bless you my brother
Akuna munhu asina past, you guys just continue zvamurikuita ,grow up together❤❤❤
Taura hako ivo varikuti hausi real man ivavo ndoovarikupondwa nevakadzi mudzimba umu vaakuda kudzikisira vamwe
Yah ndadzidza zvakawanda panyaya iyi zvinovaka thanks man thank you very much 🙏
Bamnin ua a STRONG man .....mashoko anotosimbisa munhu anoziva zvaari.....Shoko rinofanana nembwa ikuhukura nzou....INOIMISA HERE NOOOOOOO......Be strong mafanaz
Ngavatumire ese chero Kiki achifema. Musarambana nezvinhu zvisina basa hamuna kuuraya munhu. Kk usatya matokunda kurwadziwa murikuenda kumberi Mwari vanomusimudzai
I'm sorry Kikie...this too shall pass. Thank you Kuku. You guys are going far.
God is using the devil to publish you guys for free very soon you will be more famous than NOW.Mark my words very soon you will be known the whole world
I love you kiki and Tytie,, you are good together,,, don't even allow any 1 break your bond
Very good kuku I love you guys keep the fire burning
I'm inspired by your unity if it was me i wd have probably divorced her but you have made me look at things differently may God bless your union and may u continue weathering all the storms this is not the first and definitely not the last rambai Maka simba
Thank you tytie by standing with your lover see today you're celebrating n enjoying life ,keep the fire burning guys ❤❤❤❤🎉
This guy is a real man ,may God bless you guys❤
True
chibaba ichi
You mean a weak guy
He is a weak ,beta SIMP. After seeing your wife on video being dickmatized , you defend her. A woman's past matters .
Real man 😂😂😂😂😂
I think mwari vawedzere vamwe varume vakadai sisi vangu namatai mwari vakuchengeterei murume uyu one per million I tap this anointing yamunayo cc
Amen ini ndinoti god bless you tyee
Kuku and Kiki you deserve my like follow
Unoziva zvaunoita iwe..... Keep on that bond pamuri.....wish you all the best in life bruh..... May God bless you
You did the great thing... Lots of love 💖💖
Love you keep the fire burning everyone has a past well done
Be strong guys vanhu vanorwadziwa kana vakuona zvinhu zvenyu zvavakufamba zvakanaka, mirai mese pazvese zvichasangana nemwi. I wish you all the best guys😍
Eish wat a touching 😢story
Ukaona uchirwisa ziva kuti kumberi kwakajeka. Stay strong and keep the fire burning tinokudai.
This is life guys chero zvikadiii chero vakataura chero vakalikisa hazvina kna basa izvo as long muchingodanana imimi.nekuchengeta vabereki venyu boe zvekt guys.raramai hupenyu hwenyu mega zvevanhu hamungazvigoni, love you best couple ♥️
Just followed u.....never ever give up in what u believe in....
A strong man u are .........salute!!!!!
Mublaz uyu anoda bbe wake zvekudaro nometter takaona guru akuramba akamira nebbe rake big up bro ndimi varume imi chaivo chaivo
Zvatopera yaaah I wish you all the best God bless you chiendai mhiri mufunge
I love you guys...I will always pray for you guys zvisaende nepamwe ❤❤❤
Nyaya yakiki inorwadzwa,Tyite naKiki musatevedzere,zvinotaura vanhu,vagara vanongotaura, keep on with the good work you are doing,mavideos enyu anonakidza love you all my best
Woooow am emotionally touched... May God bless ur union ❤❤❤ much love
Stay Strong Champ... This Is Lovely ❤
Be strong... God is about to open new and great doors for you... As for your family, keep loving them, but be careful with them❤❤
Keep love burning 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🌊🔥🔥🔥🔥 bro siyai vanh vanorwadziwa nhemi
Kukava datya kuriyambutsa. We dont know what we have until we loose it & someone pick it up and starts to take care of it godo rinobuda ipapo. Wish you the best guys.
His plans was from God for you to meet tytie ,thts how God works 🎉🎉🎉🎉🎉 wooòoh kuseri kwemisodzi kune joy ❤❤❤
Keep going guys and be strong nekuti miyedzo icharamba ichiuya asi please keep going l love you guys ❤️
Ndanzwa misodzi yangu kubuda.Thank you kuku fr accommodating Kiki mulife mako.chitowedzera kumuda more.sh said it all to u frm the onset,u hve reasons to continue loving her more n more.wsh u the best.muzondikokawo kumchato
Be strong vanhu vangu miedzo inopfuura
Kuvamwe vanhu vagadzirwa panyika pano kuva satani kunyanya hama yako yepadhuze guy's continue ne Rudo rwenyu musadzoke shure
This is love. Keep it up
God bless your marriage guys ..miyedzo inopfuura
Be strong .you will conquer
Be strong guys and God bless your marriage .love you guys❤ murora ramba wakashingirira inguva zvinopfura
Chokwadi chakanaka nguva dzose Mwari varambe vacĥiķukomɓoreràÿi
God bless
I love you guys ,you really inspire me and nevamwe veAge yangu.Sis Kiki is a very good woman and that's why she found a great man ...be blessed
I even shed tears guys,i personaly lpve you guys makatosimbiswa imi ngazviende mberi❤
I love yr story guys nyadzisai kambwa aka varume vadyaira kutsvinyira vakadzi manje mwari havatisii tiri toga enjoyed guys God bless u
It is well Kikie my sister, God bless you
Dai musiki varambe cakakuchengetayi muzadzikidze izvo zvamunoshuvira.
Tytie mwari ngavakusimudzire mugare munyasha nokusingaperi❤
Still still tyt stick tyt,,the more yavano kandra matombo imi nhongai muvake imba smple ❤🎉
Love u guys keep it up sando dzenyu
You are going far you two ... Stick together 👩❤️👨
Munoramba muri Mwari.....stay blessed and be a true believer God changes lives
I love you more than before guys , Please stay strong ❤️❤️❤️.
Please pray 🙏 n God will give you strength
Uuuuu very powerful words ❤ shingai tatodzidzavo something from you guys
My mom’s vanogara wakati anomakwa ndiye ane Bhora🙏🏾it is well guys …….Stay strong we will keep you in our prayers 🙏🏾
Amen amen zvinokudzwa ndokufarirai mhani guys
Bhora mberi guys
I'm happy that it's now in the past ... And now I understand y u are always excited on social media.... Thank you tytie for your confessions , u helped us as young women,I personally learnt a lot from this & now I'm a 100% follower of yoz ...may God bless u and yo love
I want to thank u guys for understanding pain for each other God bless u more no one can separate u as from nw I think and hope death it will be the only thing can dividing u I love so much guys ❤❤ u give everyone a good lesson in life
Your sister vanoda deliverance, be strong zviriko my brother. Hama dzedu ndidzo dzinofarira downfall yedu... But there is God in Heaven my brother.
Everyone starts from somwewer. Ndi ava Ana it will end in tears anogadzira nyaya dzavanoda kunzwawo dzichifambiswa. Be blessed n build your home in peace
Ukaona zvatodai soo, zvatopfuura ,hapana chisingapere wani
You a good men shaaas vashoma vanozvinzwisa zvadaro
God will bless you guys.You are a perfect match from heaven Kiki na Kuku Muri vanhu kwavo l love you so much.❤❤🎉🎉
Very good mkoma wedu dananai naKiki wenyu kusvika imbwa idzo dzasvotwa
Stay strong you need each other at this moment
You really need each other right now
Amen ndozvoita hama tyt usazviite mupfungwa just grow u and kiki nemwana wenyu muchengeta vaberwki venyu ❤
Don't change man I salute you tytie, kiky keep praying you got a good husband there n newe tytie u got a wonderful wife there. Don't change for anyone
Keep the fire 🔥❤❤❤❤
Panezvihombe zvamurikuda kuitirwa namwari ❤❤❤❤
Keep the strength, blessed couple. Tytie keep up your attitude of caring and protecting the lady you love. May God bless your marriage.
It is well makhoti ,thank you tytie for being there for her God bless you
Hupenyu kikie asi dts wy zvichinzi don't Judge usina kunzwa story on both sides and thank God you hv a wonderful man it's rare to find man lyk hm dear more blessing to you guys ❤
Maratidza hu maturity guys,, atleast you come out and clarify things..Stay strong Kiki
Wat a man I salute you ramba wakashinga Mwari varikurutivi rwako
Kudos to you guys stay stronger together yu can conquer
Very emotional but you're very strong guys. Keep it up
I salute you my brother you are such good man
keep the fire burning guys much love😍🥰
You have been through a lot and God will protect you ...He knows your needs and wants...stay blessed and your future childrens are blessed indeed ❤
Its just a wind , kuyadlula lokhu , more life ahead 😊😊😊
You dont owe nobody shit bro. Even if you come out wrong live your life man, dont give a f*c to these low lives, keep going.
Ndafarira Kiki at first place makaudzana chokwadi .This make you guys to go far.Namatirai mereji yenyu.Saka tete vaida kudii kushoropodza munhu wavakuziva kt abvisirwa
I cried honestly watching this vid😢....❤God bless u guys❤..tts a real man there❤wooow....❤❤❤love from Zimbabwe ❤
Mumhu anorwadziwa sure keep on moving 2024 ❤
Be strong guys. Love you
Zvirikooo wangu mwari ndoanoziva wangu inda mberi tyie ❤❤❤
True love exists indeed..... When greater things are approaching you go through a lot Adversaries and situations as a tests... Keep pushing with greater faith and love you will testify one day
Minister nemi muripano😅
Eish,ndosaka zvichinzi never juude a book by its cover.
Tytie love your wife everyone ane past im a script writer i want to write your sad love story its gonna be 🎆
Wakango bhaizira nyati wangu ndopawandibhowa .... but zvisinei nyaya team Video ngasakunganisirai love yenyu it's part oflife zviriko garai murunyararo❤❤❤❤❤ chete
I just fell deep in love with you guys, stay strong. Rudo rwenyu rwupenyu
You have just gained yourself a subscriber❤
The chemistry you have guys surpasses all these deformations of characters. I would urge you to be strong for each other stay strong.
Keep on going musadzoka Shure vana ❤❤❤
God bless your marriage guys ❤
I love you Makhoti wedu Kikie❤❤ and hugs dearest..Dananai nahandzvadzi yedu Tytie.Akuna munhu usina maprevious muhupenyu. Be strong ende forward ever .🔥and higher life.
Iyi couple ndoitemba,I love you guys msarambane
Munondifadza gus, PAYE pamunomboita Ka dance Kaye Kiki achitambisa ruoko rwake AAA guys,munogona zvenyu.
Well done Tytie nekumira nebabe wako, warwadzisa vazhinji 👏👏👏👏👏👏👏👏
Im in your shoes Kiki I was in the same situation
Pamberi nemi guys keep one spirit, one love, one destiny keep the content burning ❤❤❤🎉🎉
You are a perfect couple guys ,juss be strong zvopfuura
Be freeee be say yeeeeeeeyeeeeehyeeeeeéeh . In Sizzla kalonjis voice😂😂😂. Love you guys. We want your wedding
Be strong makoti inguva inopfuura dont cry 😢we love you so much tomira newe ❤
Uuum gys kaa l feel bad ...well yes inin l have always loved u n your content buh at times ndaitohakirwo kunhema Dzepa social media ndotombofungawo kut mur wrong buh this video clarified everything n lm proud of you gys u have been through a lot buh nvr failed to smile nor make us smile buh anyways may God enlarge your territories...may u achieve greater heights 💖 in short God bless u our power couple we love n please stay with each other until infinity we want to see this support for each other until the end 💖 ❤️ keep the love burning 🔥 don't let these haters
win