Ndakatorera Shamwari Yangu Murume Wake Ndaka Shandisa Ma Dhorofiya Kusikarudzi Kwangu
HTML-код
- Опубликовано: 13 май 2024
- Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions - Развлечения
Yuwiiii 🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️zvivindi zvemadhorofiya makazvihodhepi nhaimi nhaimi iiiiiiiii 🙌🙌🙌
😂😂😂😂😂 ahh yah nyika yakarema
Mai madhorofiya munotyisa dzokera Kuna Mwari upone
😂😂😂 cc wema Dorofiya unoroya straight
2st haaaa sure varume zororo chairo nemahure aye hatina mahure mofa rinhi tizorore
Varume dhorofiya vanhu varikuriketa hre
Maiwiiii dhorofiya hre amana 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Dhorofia here sure😂
Uri muroyi chaiye
Even ukadzokera kumashure continue chete because you are fighting with evil spirits.
Yuhwii dhorofiya. Unezvivindi 😂😂😂😂
Hmmm huroyi ka uhwu hwemadhorofiya
😂😂😂😂😂ahh zvakaoma
1st confession my sister throw away those sex toys avoid watching ponographic things and romantic movies if u have a lot of feelings pray against u addiction get close with u pastor and telling him everthing he is going to help u
Dhorofiya ummmm ndapindwa nechando 😮😮😮
Zvakaoma shuwa kutora dhorofiya😂
Shamwari pasi nadzo
You can go to a spiritual church like PHD and be delivered of that spirit you will be free it’s in Harare Waterfalls
Enda Kwa sekuru Tasvu
Dorofiya kuvava mmmm unezvivindi
Zvakaoma hazvo
Tell the pastor the truth he will be able to help you get free
😢😢😢😢😢imika dhorofia rerudziii muto wacho here
Saka utori muroi sagogo
Dhorofiyo neunye hwaro???
This world veduwe
Ngaauye kuna miracle paul kna T freddy zvopera zvkushndiswa nezvikwambo zvbaba
Can you imagine munhu anebutu pahumha yake just to seduce man, this is sickening, kuroya chaiko, zvakaoma, dzidzai kubatana nemaoko mwanasikana. There is more to life than this nonsense
Kana uri srs udzai pastor chokwadi
Varume muchinyanya Kuda vakadzi iyi yedhorofiya yandipedza
Varume havanzwe zvirikuitwa nevakadzi zvakaoma
2nd confessions hamuna kuzotaura kuti macane makombi mangani nokunyengwa kwamoitwa nevarume vanenge vaona sikarudzi yenyu tsve kushanda mugadzire remangwana ...busy kufunga varume mxm
Muroyi iwe
Dhorofiya🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 yaaah zvakangooma hazvo veduweee
😂😂😂😂😂
Saka mune vana here imi vemadhorofiyo
😂😂😂😂
Havana
@@RuthMawire Yowe inga zvakaoma hazvo
Dorofiya ndirikuriwona ko kuzonoritora wusiku wasina kupfeka ndiho huroyi straight
Yowe kumenya stonyeni nedhorofiya😂😂
Kumenya dhorofiya.
Umm wakashinga wangu dhorofiya chairo atoziva umm bodo
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 mbuya vako vanovhura hombe,
Dhorofiya here amana une dhimoni rectitude iwe zihure chairo
Rectitude?
Varume varipanguva yakaoma wemadhorofiya dai ukasangana neanerunyoka udzidze the harder way.
Ndichatotarisa zvinhu zvavanhu kana ndichifamba ndoda kumboona how fat is that thing ....😂😂😂😂😂pamwe ndogona kungosangana newe ...this is funny hey
Sisi vari kunyepera pastor open up to him mutaure chokwadi chese don't leave out anything.. You can be helped. The devil wins when you hide iniquity
Sex toy "zvakaoma"kuromba kwakaipa
Dorofiya harishande pasina science of witchcraft plz ladies dont try it pasina mbuya. Iyi kkkkkkkk
First confession.....may I have yor number
Unopenga here iwe?
😂😂😂😂😂😂😂
Haaa dhorofiya bodo