Ini wandirikunatso da musikna ndiye honzeresi yezvose izvi newakaita makuhwa ft wakakonzeresa musikana musr b punished as well naiyewo mufi sure vakadzi 2 wodazve wetatu asi varume chiii nemi Nyaya iyi yachifana kutongwa na chief mutasa zvayo saka muurai akasungwa here
Benzi rababa. Instead of apologising and staying humble he is busy trying to make excuses for his murdering son. Ngavabhadhariswe mazimari and oenda kujeri futhi
Still mapurisa anoidzosa kunana mambo, mapurisa akaita Basa ravo kutora munhu kuendesa kuMortuary, zvekutaurirana kuti munhu avigwe zvamumaoko ana mambo
According to the law of Zimbabwe ngozi mombe 7 mbudzi yenhungamiri ne jongwe then all funeral expenses ese ne transport imi $161,000 uuuummm manyanya ana Mambo vacho ngavatonge zviri mu constitution yes vakakanganisa kuuraya munhu
It's nothing to a human life Mari iyi yaifanira kusvika half yemillion n now vanhu vangwara vanoradzika mufi kuti asavarwisa vatocharger Shomasa chaiyo
Asi baba vemufi havagone kuzvininipisa ko ava vafirwa vanechironda ndoona sekuti ngozi iyi ichavaripisa zvakaoma nekuti veukama navo vatobatikana nekupindura kwavo baba vemufi vasadaro
That conduct is criminal and chargeable at law.The demands must be made after burial,after all thats why accused’s family is compelled to pay for “ngozi “ to appease the spirit of the departed .
Apa paita tekuripa ngozi and then ma costs erepatriation neburial tempura, 161000 ZAR = $8000, mombe 9 at $500 a cow is $4500, repatriation is )1500-2000, burial another $1000 saka square
Varidzi vechitunha vanozvinyanyawo ko dai akauraiwa nevavasingazii vaizodini mare yavarikuda iyo ratowa bhuzimusi chairo mare yakawandisa dai aizomuka taitodi wedzerai
Ini wandirikunatso da musikna ndiye honzeresi yezvose izvi newakaita makuhwa ft wakakonzeresa musikana musr b punished as well naiyewo mufi sure vakadzi 2 wodazve wetatu asi varume chiii nemi
Nyaya iyi yachifana kutongwa na chief mutasa zvayo saka muurai akasungwa here
Only one fool anoparira mhuri yese ngozi inozonetsa musha wese
Ngaabhadhare kuuraya munhu nenyaya yemusikana vanhu vanozodherera
Yes munhu ngaachajwe chaizvo hakuna ngozi yakachipa cz ikachipa anozoramba achizviita unofunga kt munhu ihuku chitochajai mamirion chaiwo fakofu mani 😢
Utori nemazingozi musha wacho
Benzi rababa. Instead of apologising and staying humble he is busy trying to make excuses for his murdering son. Ngavabhadhariswe mazimari and oenda kujeri futhi
Benzi rababa chogwadi kubuda musaga kwachona
good judgement chief❤
Mnhu one anoparira mhuri yose ngozi , ndodzinozobuda kwa doctor Mukotsanjera ngozi idzi moti ma funnies. Ungaponde umwe vako sehuku. Bt ngava charger wo mari inoripika cz mhepo ichazoda kuripwa paichataura yega zvainoda.
Imkaaa zvakaoma
Musikana hama dzake dziripo hr kt vatongobva vabatanidza nyaya dzacho becz mhepo yemkmana ichazomunetsa acht vakqndiuraisa
Yes ngavabatane pakuripa nekt musikana ndiye akakodzeresaaa
Asi mufi anga aine madzimai maviri apa ofira kuhure. Zvimwe zvacho hazvidi kudaro
Ngavasabhadhare zvavo mufi achazvichajira ega.ngavasatongere mufi.
Yaa ngekuti mufi uchazodawo zvake
Munhu achisi chinhu chekutamba nacho veduwe nokuti ahadzoke chero vakabhadhariswa ngavachajiwe vagoguma kuhura zvisina basa kuwuraya munhu sehuku sure uchimuwurayira hure aaa
Ko iye aitorerei mkadzi wemunhu
Mubvunzo wangu vari kuripa ngozi yemufi kana kuti machajisi avo nekuti mangwana mufi hazomuka here akuda kuripwa
marii vanayo vana maunze ku goroza chete
Zvamaitiza muchisiya chitunha chacho maida kuti chizouya naani? Kumhanyira kumba kuziva kuti uchanochengetedzwa nevakuru vemusangano. Torai nyama yenyu mudye
Kumhanyira kanyi kwaida kotsipika uko, manje zvetsipiko zvave old fashioned kwaane chifumuro paNyanga apo
Taura zvese zvamunoda ihama yenyu vanhu ngavadzidze kuti munhu hasuraiwe munhu ndewamwari
Chironzo ichocho
Heyi vabereki vaka parigwa nemapenzi votambura vayiti vezvinhu vaka vanda ngozi yakawoma inopedza dzinza chihure ichi unofa sembwa vanhu hava dzidzi
Chinonetsa ndechekuti akauraya wacho haana kana cent raanobvisa hama dzisina kuuraya ndidzo dzotambudzwa
Let's hope kuti pamurikupihwa zvamunoda zvacho ngonzi inopera
Nyaya iyi its criminal Mambo ngaiende kumapurisa
Mambo unototyawo ngozi yacho
Still mapurisa anoidzosa kunana mambo, mapurisa akaita Basa ravo kutora munhu kuendesa kuMortuary, zvekutaurirana kuti munhu avigwe zvamumaoko ana mambo
@@dykenyamhunga9867true mapurisa akada kumira kumberi vanonzi itai bsa racho imi saka pakadaro panotangwa nani zvakaoma ngavagare pasi vataurirane
Nyaya yakaoma iyi.Kuparirwa nemunhu one shuwa
vagara vane ngozi mabhinya vane mari ska muri kuona vachajwa mazimari
Haa pakaipa but muurayi ripa munhu harizi bhurera
Vanhu vapfidze kuponda zvinorwadza kuurayirwa hama
Apana zvedare avagoni ava
Munhu aive nevakadzi 2,opondwa abatwa nemukadzi wemunhu 🙆
Nhai nhai chihure chamuparira ndirini vakadzi musodzi haingabudi hure rafira pabasa
@@NomalangaNcube-l8p 😂😂😂 zvakaoma kani
Kwirai gomo kwaMutasa munotongwa kwete zvamaitwa izvoo.
Even if they pay 100k still avasati varipa Ngozi ngozi inouuya ichida mombe dzayo 7 plus mari ya mkotsanjera nezvinidiwa paku gadzira
True havasati varipa
Zvobvumidzwa here kuramwa kuviga munhu nekuti 11 thousand iiii inobvepi sure
Zvinobvumidzwa vanhu havafaniri kungouraya munhu zvakadaro
According to the law of Zimbabwe ngozi mombe 7 mbudzi yenhungamiri ne jongwe then all funeral expenses ese ne transport imi $161,000 uuuummm manyanya ana Mambo vacho ngavatonge zviri mu constitution yes vakakanganisa kuuraya munhu
vanhu vanofana kuomeserwa kuti vamwe vadzidzewo
Haaa iwe hama yangu kune yandakanzwa kuGokwe 60 mombe haasati atovigwa soo zvakaoma vanhu tinofurirwa kuita mabsa akashata nemafriends so atoisa ngozi mumusha
@@constancemarifiye6658kwakaiswa new mutemo hadzicha bude 60 evn zvekt kripa nemukadzi zvakapera
34:29
Yeah zvakaoma kana tazogara
Haaa nyaya yekuuraya vanhu iyi ma1
Vapei chitunnha Chavo vaende nacho svika vabha
Dai vatoti million chaiyo😢
Chokwadi kuuraya munhu ngekuponda 😊
Hanty ma rands atikutaura apo vanofanira kuripa kuurairwa hama yenyu kwakangooma
Or more
Naivo varume avanzwi regai vaurayane vapedzane basa rekuuya joni kuzohura vasiya mhuri kumusha ngavaurayane chaizvo vapere tisare vakadzi tega@@Ashley-up6xy
Batai nyaya Mari haisi yekuripa ngozi bodo maexpences ayo mombe 35 to follow dzinofamba nemakumbo mana kuponda kutemba mbudu homwe
True ndeye marwadzo cht
Zvakangooma kuuraya munhu kunhe huku sure kuuraya kungouraya musadaro vakomana ndapota . Vana munoparirawo imi kuuraira mumwe mukadzi sure . Zvemazuvano iye mukadzi akahura ngaarambwe kani musikana akahura unomudiiko siya uwane mumwe hure unoridii . Vana dzikamai pliz kana waroorwa garisika kana wawana mukomana garisika wauraisa munhu manje and anokudzokerera
Uyo spokesperson wekwaMutoo akatogarwa nemweya wemufi chaiko
Mhondi dzinotsvinya sure $400 chaiyo here amana, anyway ngozi ichavaswinya havo ana Maunze
Nematambudziko shuwa mhosva inoyenda pamunhu
Dai mataurirana
Yoooh Mari dzacho mazodzinyanya Moda kupfuma nemufi hre achatonga ega mufi saka regai kudaidzira Mari dzakawanda
Ndazvishayavo hasi Mari yekutamba nayo iyo
It's nothing to a human life Mari iyi yaifanira kusvika half yemillion n now vanhu vangwara vanoradzika mufi kuti asavarwisa vatocharger Shomasa chaiyo
Munoziya zvamuri kupingura err taita...ngaripe chero 100billion akashaisha maningi
@@dasilva8081 wababuya gwinyiso remene apapo mukunda
Yikho sekufiwa so imali ley so sekufunwa imali nje ayikho Storry akula Lana njalo kulengoz kusazo gijima strong
The conclusion according to the chief, he said they must Pay 5000 USD to the family of the board in 2 days 😢
Dambudziko anamutape kunyenga mmmm
Asika now yava nhamo ngati vinge mumhu after that tozoita zvekuripana
Hamuna mari zvamakambouraya maitembeni kuita chinhu kuziva kuti muchazvipedza
Problem vakadzi hatigoni kumira nemukomana 1 tinoti kana tapinda mujon totovachinja nisa sema dress heyo ngozi
Iye munhu anevakadzi vaviri anotora vakadzi vevanhu joni futi ummm chihure varume munochinyanya
NaMudhara Mutoo vakairasa
uku hakusisiri Ku charger kwava Ku fixer vanhu uye nekudhla nemufi
Asi baba vemufi havagone kuzvininipisa ko ava vafirwa vanechironda ndoona sekuti ngozi iyi ichavaripisa zvakaoma nekuti veukama navo vatobatikana nekupindura kwavo baba vemufi vasadaro
That conduct is criminal and chargeable at law.The demands must be made after burial,after all thats why accused’s family is compelled to pay for “ngozi “ to appease the spirit of the departed .
Mufi achatonga ega imi makupindira zvakadai zvakuzveomesarana kufa kwemunhu kunorwadza makusvika pakudai manje makuda kufuma nemufi here
Chokwadi
That party of Zimbabwe major currency marands everything is charged in rands
150 000 marands here
Ehe ripai makaponda muchiti makangwarazve. Ko kuzotiza waitizei. Kaurai
Ko muridzi wemhosva aripi
Asi vakuru kana yapera iyi munofanirwa kuchajiwawo kutora mukadzi wemunhu kwakaita mwana wenyu, fair.
Ndavarenge kuvenga angariko akauraya wacho ari kupi
Ko vanhu vakabhadhara ngozi ikasapera
musanyanya kuomeserana mhosva yakaparwa inorwadza .zorodzayi mufi.mangwana ndimiwo
Ko akapara mhoswa iyi akasungwa here.
Mufi anozvichajira
Ngabvise vakazviitirei imbwa inouraira mumwe munhu
Mutape awawa
Dai matiti schengete mhuri yake kusvika mukufa
Saka haatovigwi ere kana hama dzake dzikaramba,mutemo unotii
Kufira sure yakaora mahure murikuzviona Joni kuno makurasa hunhu makuuraisa vanhu newe waurayisa uripapi nemuurayi
Vanhu vekanyi kwangu
Mombe 90 pa150 thousand .vakatadza azi mota dziriyo...unowurayirei munhu ndiwe mwari err .satan ngaakaure
Ehe munhu akauraiwa but mazonyanya mari yacho
Regaiwo zvekubata vadzi vevanhu ko vasikana vapera here pasi rino rese,for sure ukandibatira mukadzi wanhu haaaa unochiona ,hakuna chinhu chinobhowa panekubatirwa mukadzi wako ,bata wangu ini ndinofira mujeri mese muri 2 marove pasi
Mukadzi wacho kana achizova kuti mukadzi wemunhu anobvumirei munhu
@@priscillahchiromudzimu1632 ndosaka ndati kana ndirini ndinorova vese vari 2 kwete one
Kutangisazve matenda ndaa hre
Yooh mari yakareba iyo .
Musashupika henyu vigai mwana wenyu achatonga wega anouya achimhanya
Still waiting for fenl
Vanhu vakuda kupfuma nerufu rwemunhu.inga vabvuma wani
Haisi mari ingadzi vanhu vatopfuma
Mambo avo ummmmm
Ikainda kumapurisa hapana chavanowana ngavataurirane
Pakaipa veduwe
Considering kuti pacharipwa ngozi ndoona sekuti mari iyo 161k yakawandisa plus maintenance yevakadzi 2 nevana 5 yataurwa kuti vanoita take care iyo
Ishoma veduwee munhu afa haachadzokiba iye anoto continue ne life yake
Mhuri yakaurairwa mwana is very Greedy
Maunze agara munhu vemishonga...anongoibuda nyaya iyi
Anoibuda fast
Yoo mari yakawanda iyo, vanhu vakutoda kupfuma nemufi
Ishoma coz pamwe mu life make aizoita mbinga ini ndinoti ishoma kuuraya munhu hr imkaaa imbopafungayi
Guy's musaurayana munotambudzisa Hama iwe uchizviita bhuru chatarina uone sure kuuraira munhu hure Chero ungava mukadzi wako hauna masimba ekumuuraya
Kuparira hama
Ko iye nyakuponda aripi
My question as well
Yuwi mai vangu Shonga imi
Mutemo wenyika unoti ngozi inoripwa nemombe 9 this is extortion chero mhosva iripo hayo. Its too much.
Vana vanoparira
Marands awo
Kasi pane ati maUSA kana maZIG here?
@@ssam1430 ehe aripo tarisa unomuona
👍@@LindaMuzenda
Musabbuma kuviga pasina Mari ndokuti vanhu vadzidze kusaponda vanhu
Joni yakaoma hama dzangu
Yowe zvakaoma weduwe Joni ndomune devil's nest mweya wekuurayana urimo
$161000:00 USD is too much
Musikana vacho akunxwa sei
Kumanyika kunebasa
😂😂😂😂 vakaromba zvavo vana boys vacho ndeve areas yangu
All because of love
Those demands are bullshit,, even madzimambo acho imboko futi,,, mutemo unoti,,, maximum kuripa ngozi,,, 9 mombe,,, 161 000 my black behind😡😡😡
Apa paita tekuripa ngozi and then ma costs erepatriation neburial tempura, 161000 ZAR = $8000, mombe 9 at $500 a cow is $4500, repatriation is )1500-2000, burial another $1000 saka square
Ha@@ssam1430mombe iri kuiswa pa 300 kwamambo mutasa ava. Havagoni kutonga. Nyaya
Ana mambo haafanire kucharger zvengozi, hama dzemufi ndidzo dzino charger or iye munhu akauraiwa kana apfuka
I bullshit zvisati zvaitika kumba kwenyu gokwe uko vakadzibvisa 60 mombe vanhu vofa 1 by 1
Benzi rababa nxa
Varidzi vechitunha vanozvinyanyawo ko dai akauraiwa nevavasingazii vaizodini mare yavarikuda iyo ratowa bhuzimusi chairo mare yakawandisa dai aizomuka taitodi wedzerai
Saka kusasungisa munhu ndokudii baba vari kutaura apa uuuu varasika vakukoshesa mari
No kusungwa anosungwa kana vapedza zvavari kuita izvi pane nyaya hombe apa
Vana vanoparira shuwa APA Havana Mari madhara ndoakutopinda busy sham
Ukazwa munhu anoti mari yakawanda imbondi futi