Murume Oona maNudes eHanzvadzi yeMukadzi Wake MuPhone, Mukadzi Oti Aimubvunza Kuti Idiki Here Yake?

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024
  • Mushure mekunge mukadzi abvisa nhumbu pamwe chete nekutumirwa mifananidzo yehanzvadzi asina kupfeka izvo zvazoita kuti murume arambe mukadzi. Mhuri yemukadzi youya kuDare ichida pfuma.

Комментарии • 303

  • @nicktau6342
    @nicktau6342 26 дней назад +21

    Sei varume vanerudo vachisangana nemapenzi

    • @Beloved5
      @Beloved5 12 дней назад

      Because vakadzi vane rudo rwechokwadi rwakaperera vanenge vawanikwa nemapenzi evarume

    • @constancegava5352
      @constancegava5352 11 дней назад

      Imagine

    • @PreciousChikwede
      @PreciousChikwede 10 дней назад

      Nhai veduwe my heart is broken. Link 😅😅

    • @JoeNyathi
      @JoeNyathi 5 дней назад

      Zvinhu zvakadayi ndozvakandipedza rudo●Mazuvano ndoda anondida Asingandide anorova pasi idnt have time to negotiate chihure nemunhu wendakaroora

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 Месяц назад +13

    Well done mambo nekutora nguva yekunzwisisa nyaya ye mukomana ,nekuzopa judgement ,well done once again.kuna mukoma take your time brother uchamuvana mukadzi anoda zvemba.

  • @24virtualconsultantsunion
    @24virtualconsultantsunion 19 дней назад +4

    Chief magona Rudairo ihure rinovata nehanzvanzi Mai vemujadzi nabhudhi vavo vaneudyire kufumuka chaiko imbwa dzavanhu . Chief Makoni magonesa nemakurukota enyu well done

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 Месяц назад +13

    Well Done MAMBO for a good judgement

  • @user-zl4et5cw2b
    @user-zl4et5cw2b Месяц назад +15

    Well done mambo

  • @monalisagwiri4211
    @monalisagwiri4211 Месяц назад +27

    😂😂😂 ndaseka hangu Sisi pavataura vachibvuma kuti shuwa atumira manudes.
    Chihure nehudofo hazvisiyane chokwadi 😂

    • @Soko-ri7bk
      @Soko-ri7bk 26 дней назад

      Ndoshaya kuti varikuitei kuskuru nehudofo ihwohwo😅

    • @rosemuzenda3714
      @rosemuzenda3714 20 дней назад

      Nhai nhai makunakuna chaiwo

    • @rosemuzenda3714
      @rosemuzenda3714 20 дней назад

      Kusatosvoda kutaura pachita chevanhu vose ivo😅😅😅ndamusvodera hangu

    • @masciemudumo
      @masciemudumo 12 дней назад

      @@Soko-ri7bkhakuna chikoro choendwa nemboko yakadai nhema chete karikuhura aka

  • @simbamushurwa
    @simbamushurwa Месяц назад +10

    Welldone chief makoni that's was well researched judgment keep it up , running together with current laws

  • @vintagetransportandlogistics
    @vintagetransportandlogistics Месяц назад +10

    Well done mambo ...ndiko kutonga ...Mai avo ngavaraire joki ravo iro

  • @munyaradzinherera3383
    @munyaradzinherera3383 Месяц назад +16

    Panofanira kutongwa makunakuna. Kudanana nehanzvadzi kana hama nekuti pese paunodzokera kumusha unotovatwa. Ongororai kuti mwana haasi wehanzvadzi here.

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  Месяц назад

      Yes yes yes mauya nedama chairo

    • @phillipmasiiwa8177
      @phillipmasiiwa8177 29 дней назад +1

      Ngavaende kwaTinashe Mugabe ndookuno pedza masports

  • @helenmwale1987
    @helenmwale1987 Месяц назад +3

    Well done Mambo nemakurukota magona kutonga hati kurudzire chihure vanamai ngatidzidzii kuraira vana vendu apandava nyarira shuwa hadzwadz nehadzwadzi shuwa hapana kujeka

  • @FaraiChakadya
    @FaraiChakadya 21 день назад +4

    Murume wekasutu futseke tushaya,hindaa usinganyare kusapota zvinonyadza kudaro,Mapudzi anowira kusina hari, mwari ngavakupe mkadzi kwaye mwanangu

  • @mutsamhandu
    @mutsamhandu Месяц назад +5

    The judgement was good, and fair✅✅

  • @mildredzhanje1575
    @mildredzhanje1575 17 дней назад +2

    Tino ndiye vakamupa nhumbu yekutanga saka baba vasingade kutaura naye

  • @freedomjunior5291
    @freedomjunior5291 Месяц назад +7

    He is one of the best chief in Zimbabwe

    • @elliotmukozhojaravaza7508
      @elliotmukozhojaravaza7508 14 дней назад

      Mambo ava namambo mutasa namambo vakaita nyaya yaekedhii aiwa well done

    • @MaryMucheka
      @MaryMucheka 12 дней назад

      No he is not ...... but agona apa agona chaizvo

    • @MaideiMagaya-x2x
      @MaideiMagaya-x2x 2 дня назад

      Umm ndomambo vanehunjire manje ivava zvekut ndakatombosvika kubhowekana kuona ma clip avo,,chero paingodiwa kugadzirisa vanongo chaja mombe kudare

  • @user-gn4ln5rg2y
    @user-gn4ln5rg2y 21 день назад +3

    What a husband ❤ huya hako kuno rudaviro ikatsi yemunhu nxaaaaaaaa achamufunga murume uyu

    • @teclarmusanzika
      @teclarmusanzika 21 день назад

      Katsi bonga chaiyo

    • @masciemudumo
      @masciemudumo 12 дней назад +1

      😂bonga mutikiti

    • @PreciousChikwede
      @PreciousChikwede 10 дней назад +2

      Zvino achada here. Atindivadzwa naRudaviro. But he's a special person

  • @user-qy4eg4of8x
    @user-qy4eg4of8x 2 дня назад

    Thanks chief matonga

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba9736 Месяц назад +5

    Aaah family iyi ndeyemahure iyi 😮😮aah hanzi nhengo yehanzvadzi hairevi chinhu zveshuwa ndochimina ichi. Ummm vanhu havana hunhu ava yoh

  • @wilfredjena481
    @wilfredjena481 Месяц назад +11

    hule , mkoma Tino was bhoyifrend. The guy was genuine but akasangana ne tsola

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  Месяц назад

      😂😂🤣🤣 akarohwa 10-0

    • @NyaraiMashingaidze
      @NyaraiMashingaidze 25 дней назад

      Very true ndoshavi renhamo mukomana anenge akarongeka akazvikanganisira life yake musikana uyo kkkkkk shemu

  • @Verengaable
    @Verengaable 19 дней назад +7

    APA panoda Tinashe Mugabe.

  • @PaidamoyoChidoMadikwa
    @PaidamoyoChidoMadikwa Месяц назад +6

    Rudawiro zihure chairo 😂😂😂rinosemesa

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  Месяц назад +1

      Hahaha haaa makagumbuka

  • @BossShady-rw7jb
    @BossShady-rw7jb Месяц назад +3

    Good judgment chief

  • @unitymaqedaputsai4315
    @unitymaqedaputsai4315 29 дней назад +4

    Mapudzi anowira kusina hari

    • @clivegondongwe
      @clivegondongwe 22 дня назад

      Kwadzinorohwa matumbu ndokwadzinomhanyira

  • @user-bt8jn3kc4k
    @user-bt8jn3kc4k 29 дней назад +1

    Well done mambo ndapatenda shuwa vanhu vanofanirwa kuziva kutihunhu tisuvanhu uyo musikana uyo anoziva kutiapa kanganisa momber 1 ndochaiyo

  • @florencemahore-fq9wj
    @florencemahore-fq9wj Месяц назад +2

    Good mambo .pasi nechihure

  • @prosperplumbers5098
    @prosperplumbers5098 Месяц назад +5

    Bishu haurigone shamwari. Rudaviro akatotsikisa dzakawanda.

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 12 дней назад +1

    Sekuru hamuna nyaya garai pasi munongoti kuonda ndofunga munotorarao nehanzvadzi yenyu ndosaka makurotomoka dzinza rakaora mahure evanhu

  • @user-uq4oe3kr8v
    @user-uq4oe3kr8v Месяц назад +2

    Good judgement mambo magona

  • @user-qy4eg4of8x
    @user-qy4eg4of8x 2 дня назад

    Will done chief

  • @princematica5952
    @princematica5952 28 дней назад +1

    Singai mhesvamukono iyo!

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 12 дней назад +1

    Damage rei ipapa ko iyo mimba yakabva muridzi wayo akabvisiswao damage here bcz ndiye akatotanga kurara nemukadzi uyu baaa

  • @godfreymarufu1470
    @godfreymarufu1470 18 дней назад +1

    Well done mambo makoni family yemukadzi iyo inehudyire chete havagone kuraira mhuri dai mavabhadharisa makuna kuna ayo kuonerana vakashama

  • @Myprinceof
    @Myprinceof Месяц назад +6

    I like that madala anema shads anema facts

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  Месяц назад

      😂🤣🤣🤣🤣 hahahaa musadero

    • @modistamaraidza1346
      @modistamaraidza1346 Месяц назад +1

      He is a former police officer

    • @it3788
      @it3788 Месяц назад

      Sekuru magogorosi havazvitsgage vaive mudhikas police😂

  • @user-bt8jn3kc4k
    @user-bt8jn3kc4k 29 дней назад +5

    Madare ndakutendayi zvinonyadzisa zvakaitwa nemwana uyo nehanzvadzi yake dai sekuru vake vasina kanakutombo simuka apo

  • @BeatriceHaruperi
    @BeatriceHaruperi 14 дней назад +1

    Mwana uyu haana kwanoenda nechihure ,ndonzwira tsitsi vakomana ku sch ikoko.baba vake kusada kumuregerera ndofunga akatomboda kuvabvisira bhurugwa

  • @PaulineChishandure
    @PaulineChishandure 26 дней назад +2

    Musiye mukadzi uyu anokuuraya mahure anonetsa

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Месяц назад +5

    Varume vane rudo rwakadai vanosangana nematsotsi echikadzi iri ndo benzi remukadzi hure risina chikoro

    • @MarshiaMawarura
      @MarshiaMawarura Месяц назад

      😂😂😂😂😂😂😂 hanzi here risina chikoro

  • @tadiwanashemapanga1703
    @tadiwanashemapanga1703 24 дня назад +1

    thisbwas a very fair judgement

  • @Soko-ri7bk
    @Soko-ri7bk 26 дней назад +4

    Mambo ava ngavangotonga Zim yese

    • @thebroilerman-b2x
      @thebroilerman-b2x 23 дня назад

      Family yemahure egaega unoona musoro kukura tikati dzirimo. Thanks mambo ne team yenyu...

    • @tongesaishangwa6859
      @tongesaishangwa6859 17 дней назад

      Mambo hanzi takukuitai President

  • @nhewas
    @nhewas Месяц назад +2

    Vaita lucky kuwana mombe. Bvunzai amai kuti iri i damage rechingani ravadya kubva pane zkambonhulbyrusa akatiza

  • @GraceMakaka
    @GraceMakaka 3 дня назад

    Ndipei #dzemurume uyo tivake musha

  • @TanatswaMakwavarara
    @TanatswaMakwavarara 25 дней назад +2

    Ajazoroora here mukomana uyu ndimupe mwana wangu hangu ndivo vanonzi vakuwasha ava

  • @ellinahgareta8753
    @ellinahgareta8753 10 дней назад

    Thank you Mambo

  • @AbigirlChingonzo
    @AbigirlChingonzo 4 дня назад +1

    Mwari itai ndisazobva pachitsiidzo changu nemurume wamakandipa

  • @TapiwaTapson
    @TapiwaTapson 20 дней назад

    Good mambo chihure chino nyadzisa

  • @IdahGwanzura
    @IdahGwanzura 12 дней назад

    Mahure arikunyanya dai mkomana asina kubhadhariswa vatiwo mkadzi abhadhare murume.thank Yu mambo matonga

  • @Suewally
    @Suewally Месяц назад +3

    Ngaende kumaDNA pamwana uyo anogona kunge asiri wake futi

  • @chamaheleledotcom
    @chamaheleledotcom 25 дней назад +3

    Sad 😢😢😢 Sorry brother 😢. Shame on ambuya supporting bad character 😢

  • @KeresenziaChinyama
    @KeresenziaChinyama 28 дней назад +3

    Iwe sekuru wehure iweee ita mushee basa rekusapota chihure ibvapoooo mhani hanzvadzi yangu wabuda deeee zvako

  • @user-cf5pr8kh3w
    @user-cf5pr8kh3w 26 дней назад +1

    Mwanasikana,amai nasekuru Makenzie chaiwo.Mombe 1 enough.Maita henyu Chief

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 Месяц назад +2

    Well done mambo🙏Murume uyo akaita munyama wekuroorera kuvanhu avo. Iyewo mukadzi wacho ko adii kunyaarara hake pakuita kuti tinyatsoziva kutadza kufunga kwake nhayi?🤣🤣🤣🤣

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 Месяц назад +2

    Kkk baba vetshrt vakasvika sebagwe repachuru asi upstairs dhololo seat down

  • @gloriaberger515
    @gloriaberger515 7 дней назад

    Well done

  • @cephaskanyuchi4674
    @cephaskanyuchi4674 11 дней назад +2

    Mukoma tangai maenda kuma DNA musati mabhadhara maintenance, nekuti zvaratidza kuti mukadzi uyu akatombokuudzai kuti haundiitiri pabonde, zvichireva kuti pane aimiitira. Saka chenjera kuchengeteswa mwana asiri wako

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  11 дней назад

      Tinozvitenda, mashoko echenjedzo

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j 26 дней назад +2

    Ava vejacket rebrown vanotorwara pfungwa

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 Месяц назад +3

    Mambo Makoni munofanira kuripisa vanhu avo mombe yechimina (makunakuna). Kunzvimbo yenyu hakunavo chimina here nhaii?

  • @masbaekatanda6987
    @masbaekatanda6987 9 дней назад

    Mai vaRudairo nyarai imi
    Hamunyare here shuwa kureverera mwana zvinonyadzisa kudai

  • @user-lf6to6dn6t
    @user-lf6to6dn6t 2 дня назад

    Shame Rudaviro hadzimo apa murume wacho musvinu chaiye nxaa

  • @Giant-e1f
    @Giant-e1f 29 дней назад +2

    Thank you mdara wemagirazi for calling that good for nothing so-called sekuru to order, arikuda ku underminer dare achizviita kunge anoziva sterek yet he know nothing

  • @user-xq3lq6oj4y
    @user-xq3lq6oj4y 20 дней назад +1

    Dare Manyama harina noise mambo wanopa munhu nguwa yekutsanangura

  • @Lulue05
    @Lulue05 19 дней назад

    Mapudzi anowira kusina hari shuwa,Rudairo uchamufunga zvako murume iyeye

  • @greatmanmhandu8428
    @greatmanmhandu8428 Месяц назад +1

    Mdara wema glass thank you! Hanzvadzi yaamai ava ritori dofo remurume. How can you defend such act. Its very unfortunate, amai havakwanise kutsiura mwana bcoz ivo pachavo varikuda help hombe.

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi3864 Месяц назад +3

    Very very toxic ,ini handigone kutambira zvose zvakaitirwa murume uyu never .Handiregerere zvakadaro izvi kungosiyana pekutotanga paakataura kuti akambotizira akazobvisa nhumbu

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  Месяц назад

      Ane patience uye aida mhuri yake.

    • @mutsamhandu
      @mutsamhandu Месяц назад +1

      Akarera dambudziko rikakura

    • @romeoguti3701
      @romeoguti3701 Месяц назад

      The guy ane error, desperation ndiyo yakamupinza busy. Hure harinzwirwe tsitsi, if u can do that une weakness

  • @bridgetmusendo8319
    @bridgetmusendo8319 Месяц назад +1

    Nyika ykatakura kurema weduwee

  • @user-qt6th3qs8u
    @user-qt6th3qs8u Месяц назад +2

    Apa hapade damage ,yechii chaizvo ,hure iri

  • @LasieJ
    @LasieJ 12 дней назад

    Ava ndivo mambo chaivo

  • @NokuChuma-ve2si
    @NokuChuma-ve2si 18 дней назад +1

    😮amai ava ibenzi chairo ndivo vaputsa imba yemwana wawo

  • @user-lf6to6dn6t
    @user-lf6to6dn6t 2 дня назад

    Hezvo baba ava vanopenga vanoda humbowo hupi hunodarika manudes pictures aaaaa

  • @nyashandebele218
    @nyashandebele218 23 дня назад +1

    Mai vemukadzi vataura nyaya yekuti mwana wavo akadzokera kuchikoro. zvanga zvinebasa rei mwana wavo arihure

  • @BrightonJasi-f3g
    @BrightonJasi-f3g 27 дней назад +1

    Enda kwa tinashe mugade murume

  • @prosperplumbers5098
    @prosperplumbers5098 Месяц назад +7

    Back ground check yaka kosha before waita move in nemunhu.
    Sometime like mother like daughter.

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  Месяц назад

      True

    • @tafadzwamaponga7745
      @tafadzwamaponga7745 Месяц назад

      Unoiudzwa nani uchibv kwabushu mai kwamipijiwasvotoka, kutongonamata kuna mwari kuti uwane pfambi iri nani vana mai matuzvi vanokurudzira chimpfambi pavana vavo vanotoonak kunge chi guy

  • @user-gz1br6xc6e
    @user-gz1br6xc6e Месяц назад

    Good judgment Hure hariroorwe

  • @user-gn4ln5rg2y
    @user-gn4ln5rg2y 22 дня назад

    Rudairo Kana 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙆🙆🙆🙆🙆ndapererwa

    • @neversonbutau5232
      @neversonbutau5232 16 дней назад

      Rudaviro wakawoma,uri nzenza chaiyo pamwe na mai vako

  • @user-pr4zc3xp7q
    @user-pr4zc3xp7q 20 дней назад +1

    Mambo munotaura henyu zvinonyadzisa asi apa matonga apa munogona iro ihure iro

    • @neversonbutau5232
      @neversonbutau5232 16 дней назад

      Madzimambo edu avakukura mupfungwa uye nematongero zvinofadza chose

  • @FaraiChakadya
    @FaraiChakadya 21 день назад +1

    Mambo makanyanya sando dzenyu magona kutonga

  • @PlackyBlanket
    @PlackyBlanket 3 дня назад

    Zvawarii wekuziya nhai weduwee tonyarirep nhai

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 Месяц назад +7

    Panoda DNA pamwana apa. Hazvina kumira mushe

  • @helendhliwayo1261
    @helendhliwayo1261 21 день назад

    Nhaimi Seiko mapudzi achiwira kusina hari. Tirikutishayawo varume vane rudo rwakadaro vanorongera mudzimai future. Ummmm kamaukadzi ako kahure chaiko

  • @WashingtonMaganga-lz4pr
    @WashingtonMaganga-lz4pr 21 день назад +1

    Mambo magonesa, vakutoda kuita business nemwana uyo. Vanoda kumuroodza kangani? Mkoma tino vanenhengo inomufadza ndivo ngavabvise roora

  • @user-kp5ot3ub3t
    @user-kp5ot3ub3t 27 дней назад

    Dhehwa chikoro chakanaka I liked your introduction, madofo aratidza hudofo hunjire kkkk justice 🎉 Mambo.. Your silence wagona zvaratidza hubenzi hwemai. Mai ndonenzi wakasauraya mwana wedu

  • @nancyrimai1224
    @nancyrimai1224 11 дней назад +2

    Mwana ku dna futi

  • @ElvisMawele
    @ElvisMawele Месяц назад +4

    Bro Wangu tsuro haipone murutsva kaviri.Tiza nehupenyu hwako,ambuya vako ihure ndivo vatodzerwa nemwana wavo.Saka you can't change that.Even Mwana iyeye go for DNA to make sure.You made a very big mistake pawaziva Kuti akabva kunemumwe murume ukamuregerera.Dhongi haricheme semombe kunyangwe zvichigarapamwe.You can't change mahure

  • @EvidencePraise
    @EvidencePraise 27 дней назад

    Good judgment mambo Makoni but abvisa mbudzi imwe chete because we never know sometimes mwana uyo haatosiri wake fut ihure iro

  • @rodgersmakaza
    @rodgersmakaza 8 часов назад

    MWANA AKAKUVARA SEI ZVAKADARO? This type of fracture at this age is usually abuse.

  • @pessysachakaza9479
    @pessysachakaza9479 Месяц назад

    First time kunyatsa kundigursa pamutongo zvakanaka ch

  • @user-um8jw6du9g
    @user-um8jw6du9g Месяц назад +1

    Zvakaoma zvedevedzo teresa tanda kumaR tandi nepagomo nyazura hedlance kunezviremwaremwa zvevakadzi kuhura ma number 1

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  Месяц назад

      Hahaha mavaziva here?

    • @fortula.tichwagoramuog8784
      @fortula.tichwagoramuog8784 Месяц назад

      Dai uchibvako wagons spelling!Taiveko.Records can't disappear!No records no proof.Nyaya haivhiyiwi nepadumbu.Zvinopera izvo.Takashanda munzvimbo.Hakuna zvakadaro.Tinochibvondora! Chieftainship was was granted by the oppressors.Munotsva!!!Vhikai chibhakera!!

    • @phyllisjerah428
      @phyllisjerah428 12 дней назад

      Pane kusina mahure hr iwe nyika yese yakazara mahure iyi

  • @user-lf6to6dn6t
    @user-lf6to6dn6t 2 дня назад

    Aaaa mwana zvaari mudiki nhaimi inga zvakaoma shame

  • @Nyasha-rh3qt
    @Nyasha-rh3qt 12 дней назад

    Umm mapudzi anowira kusina hari sure

  • @makandioneipasipanodya460
    @makandioneipasipanodya460 29 дней назад

    Aaah!!! Iwe mukadzi iwe kwana!!!! Hanzvadzi inotumira hanzvadzi manudes chirudzii?

  • @pastormvhvoices
    @pastormvhvoices 18 дней назад +1

    Murume uyu anofanira kuona Tinashe .Mugabe mwana hasi wake wari kuzvinetsa naye achirapisa. Ukaona poitwa ma nudes pictures pakasvirwa mhunu apo. Nxaaaa ihure iro

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi3864 Месяц назад +3

    Handigare ne hure never hazvigone

  • @sigmatau8231
    @sigmatau8231 3 дня назад

    imagine woroora mumhuri yakadai...unenge uri pama1000🤣🤣🤣

  • @ThePrivy1
    @ThePrivy1 Месяц назад +1

    Mai na mbuya vemwana ava vanotamba neupenyu hwemwana. Kupusa here

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  Месяц назад

      Chokwadi ichocho

  • @cousins725
    @cousins725 4 дня назад

    Good man it's a shame

  • @AlbertMoyo-yj8fr
    @AlbertMoyo-yj8fr 15 дней назад

    Mambo manyama

  • @tawandatasarira5144
    @tawandatasarira5144 22 дня назад

    Makunha kunha mukadzi ane mhosva fut anofanirwa kuripa anodzidzisei nyika hanzvadzi ne hanzvadzi kutumirana nhengo

  • @UncleO001.
    @UncleO001. Месяц назад +2

    Mwanawacho ndewake here in the first place? Go for DNA please kana urimunhu akachenjera

  • @user-kv4os3ne5c
    @user-kv4os3ne5c 25 дней назад

    Iwe Baba uridofo unosunga tie hako but Hauna nyaya wakambotengera sisi vako pant here

  • @elliotmukozhojaravaza7508
    @elliotmukozhojaravaza7508 14 дней назад

    Rudaviro naTino vakaita makuna kuna madzishe ripisai vanhu kana mombe 15 chaidzo mai dzavo

  • @shungupenyayi1052
    @shungupenyayi1052 15 дней назад

    Ko mwana wacho ndewake here murume uyo, ngavaende kuna Tinashe Mugabe DNA

  • @user-gz1br6xc6e
    @user-gz1br6xc6e Месяц назад +1

    Rudabiro ihure