Ruth's brother speaks. Makatisvibisa zita redu semhuri

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 19 сен 2024
  • A current affairs story of Ruth Hwara and what happened from the brother perspective.
    Join our partnership group for more updates
    chat.whatsapp....

Комментарии • 50

  • @omackchirwa-jv8iq
    @omackchirwa-jv8iq Месяц назад +3

    Munhu anotaura zve shokwadi uyuu baba👏👏

  • @AfricatoAfricans-i9q
    @AfricatoAfricans-i9q Месяц назад +4

    😢Kupa ahisi mhosva Asi kana wakuzoda ku manager every single pen rawabvisa zvakangofanana kuti watopinza vanhu mujeri nekuda kwekutambira Mari yako tirivanhu venyama Mari inoshanda zvakawanda especially Kana munhu achirwara saka zvaifarwa kuitwa nemarii iyiii zvogona kusatozozadzikisa avo vana joyee avo vanenge vakuda kutoziikanwa nenyaya dzakadaii Asi vachikanganwa kuti vanhu varikuchemawo munhu wavo saka kutuka ne kupopota andifungi kuti ndo the right way to do it

  • @FaithDhori-sw8hu
    @FaithDhori-sw8hu Месяц назад +1

    akoma Stella you are a super star thank you

  • @user-od5cn2cm4q
    @user-od5cn2cm4q Месяц назад +2

    I remember seeing mai Ruth being interviewed by Joey. She didn't tell them that Ruth's health was so bad she could not have a transplant. She was asking for help with visas instead. Whats that?

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  Месяц назад

      She was in a state of distraught remember Ruth was her only child

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Месяц назад +2

    When you help someone it doesn't mean they don't deserve privacy!MaZimba kushaya hunhu makunyanya!Kwanai!

  • @Audrey-cu4xy
    @Audrey-cu4xy Месяц назад

    My condolences to the entire Hwara family on the loss of Ruth. Its so sad indeed

  • @masciemudumo
    @masciemudumo Месяц назад +1

    Stella u are so calm your interview ine some degree of respect keep it up. Mukoma Tofara mataura zvakanaka according to what u know, but it seems as if kune zvimwe zvamusingazive. Also the interrogation mai Ruth went through mwana aripa death bed was just too much hazvo. If there is anything zvaida kuzotsvagwa hazvo munhu agadzikana bcz I don’t think she was in her right state of mind. Zvisinei hazvo nyaya ngaigadziriswe murudo Tsitsi’s nerunyararo kana paine huori zvinobuda pachena .

  • @mamaman4730
    @mamaman4730 Месяц назад +2

    Giving feedback is important, you could have told the fundraising organizers the situation kuti hazvichaita kuenda ku India. Zvino zvakazoita sekuti mari yakadyiwa. Any way very sorry

  • @wellingtonmakonya4119
    @wellingtonmakonya4119 Месяц назад +2

    This family members look fit and healthy and rich. I just wonder why they couldn't help her without the help of others

    • @tsungaimukarati9737
      @tsungaimukarati9737 Месяц назад +1

      Sure vanhu ava vakurakidza kuva nemari asi ndofunga havana kubatana

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  Месяц назад +1

      Zvirimo mumhuri vanhu vanobatana parufu

    • @farooka25
      @farooka25 Месяц назад

      So you think this guy being healthy means he can afford 30000USD? Kwana!

    • @watsonjocho6682
      @watsonjocho6682 Месяц назад

      Dako rako munhu opfeka madhende ko kana Ari teacher

    • @tsungaimukarati9737
      @tsungaimukarati9737 Месяц назад +1

      @@watsonjocho6682 saka kutukana ndokudiiko

  • @Ruth-v4f
    @Ruth-v4f 29 дней назад +1

    Asi vanhu vaibvisa mari vakuda mari dzavo here because there is no point yekuteverera mari people must learn to give with heart n care ma follow ups for what now let the child rest n peace

    • @SoneniSibindi-y8l
      @SoneniSibindi-y8l 26 дней назад

      Yah they are saying all sorts of nonsense

    • @veronicahnyangwaro2699
      @veronicahnyangwaro2699 24 дня назад

      Imika Mari yakabvisirwa Ruth kuti aende kuIndia vakabva vanoomera chaiko even kumuendesa paSouth Africa apo nebus chairo.vakakumbira Mari yekutenga mota nekuvhura funeral parlor kutonoroora nemari yemurwere.mukadzi arikunzi akabva Tanga kunohodha kuChina uko.

  • @NyashaMugarisanwa
    @NyashaMugarisanwa Месяц назад

    I thank all those who contributed thru Go Fund Me for Ruth,only just thinking kuti cant we as Zimbos do a similar project but totenga machinery yacho inodiwa toisa muma hospital

  • @catherinenyamvura8870
    @catherinenyamvura8870 28 дней назад

    Aiwa mkoma mataura chokwadi side renyu hamuna chamunoziva nenyaya yemari asi vekwa mai Ruth vaifanira kuudza nyika kuti zvave papi Joey haana mhosva akatobatsira zvakanyanya

  • @hazelmasuku4952
    @hazelmasuku4952 Месяц назад

    Ruth ndiani , RIP

  • @sdshippers9332
    @sdshippers9332 Месяц назад +1

    Vanhu vese ava vaive kupiko paipisa nyaya?? Mazitama hamba kure nesu after they bagged more than 70k now nyweeee nyweee

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 Месяц назад +1

    Pamakaona mai vachitambudzwa dai makauya imi makataura,uye kuzoudza vanhu kti health condition haichaite aende

  • @shaletmafunga5942
    @shaletmafunga5942 Месяц назад

    Social media behaviour in Zimbabwe is a silent killer. Behaviour yakaitwa against the mother was disgusting. Maybe it’s caused by poverty. It’s a way of earning a living but something needs to be done. It’s a silent killer. What this brother has said is 💯 correct. I really feel for this family. Help yacho comes in Zimbabwe always comes with a heart ache. When this Ruth issue started, every so called media house ran away with it to a point of haunting the mother. That’s really bad.

    • @reginadzapasi9668
      @reginadzapasi9668 Месяц назад

      Zvinongonetsa vanhu vanenge vasina kubatsira nemoyo wese.why kuteerera mari yamunenge mabatsira munhu 😢😢

    • @lisbonnyakudyara4629
      @lisbonnyakudyara4629 Месяц назад

      Kunyeba , they have to accountable pama funds iwawo .
      Vose hapana arikukwanisa kunyatatsotaura kuti imariyi yakabviswa zvekare yakashanda chiyi.
      Kwakasara mariyi?
      This family is heartless.
      They are corrupt

    • @veemusiwa8838
      @veemusiwa8838 Месяц назад

      Problem havana kupa vanhu feedback public funds dzinoda accountability. Deno vakaudza situation yaive paground ma gofund me organizers havazonzi vakaba mari

    • @marcellinetanyanyiwa7987
      @marcellinetanyanyiwa7987 29 дней назад

      And varikupengera Mari iyoyo varikuda kutoiba

    • @lisbonnyakudyara4629
      @lisbonnyakudyara4629 28 дней назад

      @@shaletmafunga5942
      Unonyepa , Hama dzose dza Ruth they are evil .
      Vose vaibvunzwa zvemari vasingade kutaura chokwadi. Wave Kuda kudzivirira journalist Ku interview Mai wavo seyi panguva yavaitsvaka Mari vasina kana cent vakashandisa majournalist.
      Mari yazopinda havachade kupindura mibvunzo. Variivo vaidzivirira Mwana kuti Asano oparetwe.
      Ikozvino wave kuti we were waiting for Ruth s health to become better for her to travel. How can her health become better when she needed an emergency kidney transplant. And they were aware that her health was deteriorating because of her kidney failure. Kwaive kungoda kurera chirwere kuti munhu afe just because they wanted the money.
      They are evil these people.
      This guy is evil Kuda kunyepera kunzwisa Tsitsi zvenhando.

  • @NyashaMugarisanwa
    @NyashaMugarisanwa Месяц назад +1

    Hiyaaa Stella Muusha anogona ndima yake

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 Месяц назад

    Rip Chihera😢

  • @veelove5082
    @veelove5082 Месяц назад +1

    Saka maida kusvipisa zita raJoy?

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Месяц назад

    Stop entertaining these greed, insensitive fools and mourn your relative in peace.Hapana mari inodzorerwa mozomuisira tombstone etc.RIP Ruth.You are in a better place!

  • @TsikaDexta-wm8hx
    @TsikaDexta-wm8hx Месяц назад

    Imi mkoma wangu mataura zvinonzwika kwete uyo anonzi Richwell Marimo

  • @tenjiwemusango6496
    @tenjiwemusango6496 29 дней назад

    Haa ibvai apa kusvibiswa kwei munehutsinye imi makachiva mati kudarika hupenyu hwemunhu.

    • @marcellinetanyanyiwa7987
      @marcellinetanyanyiwa7987 29 дней назад

      Do you understand what he is saying Ruth anga asisarapike madoctors vakati Condiion yake haichaita zvaizoita here amai vake kuti vataure pajekerer kuti mwana anzi akufa

  • @JulianaNerutanga
    @JulianaNerutanga Месяц назад

    Munhu akati imbomirai timbo dealer ne heart ndiye anenyaya.

  • @ColletaMatongo
    @ColletaMatongo Месяц назад +2

    Mazvisvibisa mega

  • @A_JM585
    @A_JM585 Месяц назад

    Hezvoo ko zvavari vanhu vekumaraini eeeh

  • @tenjiwemusango6496
    @tenjiwemusango6496 29 дней назад

    Iripi mari yacho saka kana isina kudyiwa?

  • @FelixdiamondsDiamonds
    @FelixdiamondsDiamonds Месяц назад +2

    Dai makadzoka kuvanhu handaiona paita noise,

  • @Anolisi
    @Anolisi Месяц назад +3

    Mega makaita wrong wy musina kudzoka back ku community kuti mutaure mega wy musina kudzoka ndimi makutotiudza Ruth afa

    • @Gaudencio90
      @Gaudencio90 Месяц назад

      I think these guys are not social media people they never posted anything on social media, social ndiyo yaifanirwa kuramba ichivatsvaga nekuti they never ran this themselves

    • @jaspernambala
      @jaspernambala Месяц назад

      Ndochokwadi chawareva izvi

    • @emilymushonga1017
      @emilymushonga1017 Месяц назад

      ​@@Gaudencio90 bt mai vacho vane chokwadi mbichana ,,,maonero angu dai vakangodzoka kuvanhu sezvo vaive vanechokwadi pamwana wavo pasina zvose izvi RIP RUTH