Patrick Mukwamba akagadzirwa nemukadzi wake ari kuda rubatsiro

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 9 ноя 2024

Комментарии • 333

  • @patrickzhira4492
    @patrickzhira4492 Месяц назад +4

    Legend mudhara Mukwamba.Ndoda memory yake zvinhu zvacho zvinenge zvakaitika nezuro asi zvakaitika many yrs back AND voice yake haiperi.

  • @francismashavave1178
    @francismashavave1178 Месяц назад +1

    That man is gentle and strong. I respect him for his self counseling. He has told himself to live and accept the situation. May the Almighty give him back his blessings. I understand him coz I'm in the same predicament.

  • @l.a.t.dm.d.w5582
    @l.a.t.dm.d.w5582 Месяц назад +4

    Ko madii kuti vamboimba dzechirungu vanhu siyanai nehistory yavo lets rally behind and help him with instruments ndo malegends edu aya❤❤❤

  • @evelynchihuri5310
    @evelynchihuri5310 Месяц назад +2

    Yoh, I love this man, he is a legend. He still has the voice 😊

  • @westonmadziwanzira8481
    @westonmadziwanzira8481 Месяц назад +2

    Legend of RUSAPE I am happy with you mkuru I like your openness

  • @NyaradzoTandabani
    @NyaradzoTandabani Месяц назад +4

    WE THANK GOD HE STILL HAS A SOUND MIND AND A PHOTOGRAPHIC MEMORY!

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  Месяц назад +1

      Yeah he remembers everything

  • @josephined8931
    @josephined8931 Месяц назад +1

    Mwari vatokunzwai vaMukwamba vanodzoda zvose zvakadyiwa nemhashu, God has opened the doors for you 🙏

  • @MosesNadyira
    @MosesNadyira Месяц назад +3

    Mudhara Mukwamba,maraki ese ayo moti mange musina kuromba imi,zviripo zvamuyinazvo please bvisai

  • @shephardkonga6912
    @shephardkonga6912 Месяц назад +3

    Mukoma vangu avo vanoda Jesu zvese zvese zvechivanhu izvo zvinopera Jesu ndovanogona izvozvo ,ndavandibate.

  • @l.a.t.dm.d.w5582
    @l.a.t.dm.d.w5582 Месяц назад +13

    He is only a human being veduwe let's rally and help him ini I can buy him a guitar 🎸 ❤ if that can help

  • @BonganiTshuma-bn1fc
    @BonganiTshuma-bn1fc Месяц назад +1

    We grew up listening to Patrick Mkwamba's music. We thank God because he is still full of life. I will personally pray for him. He belongs to the class of the likes of the late great Leonard Dembo. God bless Patrick Mkwamba

  • @TendaiBvuma
    @TendaiBvuma Месяц назад +35

    Va Mukwamba vari kungoda a bit of prayers, change of mindset as a result of counseling uyezve a bit of cash to pick up from where he left. Its so simple

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  Месяц назад

      Yeah more counseling

    • @joonykids
      @joonykids Месяц назад +1

      Very True

    • @irasthel638
      @irasthel638 Месяц назад +1

      You’re so right, but you’re a 1000 steps ahead. This is where we all need to be. But you only need to read comments here to see how his mentality is ingrained in the fabric of our society.

    • @lovemoremutenda6816
      @lovemoremutenda6816 Месяц назад +1

      Yes its tru, he needs to change hs mind set, and bit of cash injection wil uplift hm

    • @jones1oo7
      @jones1oo7 Месяц назад

      Unoziva iwe

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 Месяц назад +7

    Mukadzi ndiye ane shave rekuvhima. Chihure hachibhadhare bambo😅😅😅😂❤

  • @mekidhliwayo874
    @mekidhliwayo874 Месяц назад +2

    Memory yemdhara is very good....ende anotaridza anotaura chokwadi

  • @tatendamudimu2147
    @tatendamudimu2147 Месяц назад +4

    Moyo wangu unorwadza mudhara uyu anoratidza kuti zvaari kutaura ndezvechokwadi

  • @mikakaziboni2316
    @mikakaziboni2316 Месяц назад +1

    Met this gentleman once pa Zindoga. He is great soul.. very humble..

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  Месяц назад

      Oh really

    • @mikakaziboni2316
      @mikakaziboni2316 Месяц назад

      @@JCTVAfrica yah. He was selling his CDs.. thank you for putting up his story 🙏.. he is indeed a legend..

  • @ClarahMakusiro-nv9ue
    @ClarahMakusiro-nv9ue Месяц назад

    Uuuu Mwari bvisai zvakaiswa pavari baba vedu dzoreredzai zvaivemo
    And unosakadzwa nemweya yakaipa shame zvorwadza . Destine helper anodiwa apa asi zvobva kuna Ishe wemasimba ose kupfuyra masimba amai avo . May our big God cover and give more yrs .

  • @godfreyzwidza1543
    @godfreyzwidza1543 Месяц назад

    Thank you JCTV for raising this man's plight

  • @TsitsiMukanyakanya
    @TsitsiMukanyakanya 15 дней назад +1

    Wow❤❤❤ legend

  • @JimmyMuropa
    @JimmyMuropa Месяц назад

    Patrick forever you are a legend. I still do play your music. It's unfortunate for your life tragedies but soldier on brother. Ndikapfuura maRusape ndichakufonera....masuper hobhoo😂

  • @LilianMack-my3wc
    @LilianMack-my3wc Месяц назад +3

    Well done mudhara bvisa mhepo sure une chipo chako

  • @ordimamedia
    @ordimamedia Месяц назад +2

    What a legend,I hope he finds the help he needs.

  • @oswaldchibwe9161
    @oswaldchibwe9161 Месяц назад +7

    Vakomana vanoita mari newe mdhara usafunga kuti vane moyo kuita interview yako. Vhurawo RUclips account uitewo mari

  • @RichardMadzivanyika
    @RichardMadzivanyika Месяц назад

    Talented musician he was ....big up old man ✌️

  • @AbigalAbigal123
    @AbigalAbigal123 Месяц назад +5

    Tendai mwari baba imi vakuchengetai kusvika nguva ino muri mupenyu vmwe vemakore enyu vemakore iyaya vakafa

  • @AssaNgara
    @AssaNgara Месяц назад +2

    Mudhara sorry.its never too late to mend.lean to forgive mudhara go ahead nelife yenyu.Above all mukuru seek God and all will be provided.Siyana nemabeliefs echivanhu vanhu aya ndiwo arikukutadzisa progress.Ndatenda hangu baba vangu

  • @godfreymakonese1181
    @godfreymakonese1181 Месяц назад +3

    He is a legend indeed

  • @MediasGumbo
    @MediasGumbo 25 дней назад +1

    Ndatenda zvikuru nyaya iyi nedzimwe ndakazviitwa izvozvi ndavhurika pfungwa nhayi

  • @JahCure-zh4dt
    @JahCure-zh4dt Месяц назад +3

    Pa lucky apo ndopakabva problem yavo mukuru uyo. He must turn back time and remember makafamba namo. Akabatabata murume uyo. Kuhwinha hwayi kwakadaro

  • @faithmutumwa5446
    @faithmutumwa5446 Месяц назад +6

    Take him to Miracle Paul please please don't waste time

    • @percykemal
      @percykemal Месяц назад

      haha miracle Paul weiko

  • @couragewadzingenyama8302
    @couragewadzingenyama8302 Месяц назад +1

    Maonero angu decision making yamudhara vedu ava yakadhakwa ,haungasiye mukadzi achiita zvakadaro wakangoti tuzuu maziso.
    Shuwa mukadzi anosvika pakuti mushandi akati hamusi kuenda naye kubasa kuti asare achinakirwa naye imi muchisekerera chete.
    Mati akatevera kuband kusvika azoti mari yangu yakwana kuratidza kuti ndiye anga akubata mari futi.
    Mota dzamai hire zvinogona kudaro maitora mota dzisingafambe rwendo rwakareba.
    Mainyanya futi kuti vashandi vatore yavanoda imi mupihwa inoenderana nezvavanoda.
    You were very tolerant ndizvo zvakakudonhedzai mudhara.
    Anyway Mwari dai vakuitirai zvakanaka maiimba zvinonakidza nanhasi uno.

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  Месяц назад +1

      Yeah the world is brutal to Mr Nice Guys

    • @Shasa-dz7ex
      @Shasa-dz7ex Месяц назад +2

      There are two sides of story, pavana pane nyaya, vanenge vakambonetsawo plus vanenge vaitora vakadzi vemabhendi mazuva iwayo vaiita zvebhendi vazhinji vakanga vasingaite.Anywhere we enjoyed his music , wish him the best support.

    • @valeriemashoko808
      @valeriemashoko808 Месяц назад

      No sane man would allow mukadzi wake kupinimidza kudaro, it’s clear baba Ava vanga vakadyiswa nemukadzi from the word go

    • @JamesMatanhire
      @JamesMatanhire Месяц назад

      ​@@JCTVAfricatrue

  • @alcatelthree
    @alcatelthree Месяц назад +2

    Inga Papa Para Njerema boys vakamuka again ranga rava rombe remutoriro 😢

  • @gidzaD08
    @gidzaD08 Месяц назад +2

    It's pity and sad how the talented man crumbled to such low ..he still needs support and start all over ...ko Winknell haunawo paunokwanisa

    • @watsonjocho6682
      @watsonjocho6682 Месяц назад +1

      Siyayi sir wicknel madhara Aya vakaita Mari vazhinhi vakafa vakasara vacho marombe so vasiyeyi .

  • @kolonyoni3458
    @kolonyoni3458 Месяц назад +3

    Most Zimbabweans were impoverished by the hyper inflation.

  • @RowanTanakaGomwe
    @RowanTanakaGomwe Месяц назад +1

    Jah Bless u mr mukwamba

  • @beverleymadamombe5772
    @beverleymadamombe5772 21 день назад

    Mukadzi ndiye aiva ne luck , akaenda nelucky rake.ukahurira mukadzi ane lucky akatsamwa zvinooma ,unoti waroyiwa iwe usina

  • @mercychimunda1493
    @mercychimunda1493 Месяц назад +2

    Ende masongs avo aive mahit songs Mwari poresai Baba Mukwamba

  • @MrMamata1
    @MrMamata1 Месяц назад +3

    Song yakaurayisa vanhu neAIDS vakawandisa iyi, I hope vanhu havasi kupfuka.

  • @dionnyoni8299
    @dionnyoni8299 Месяц назад

    I love and honour this man alot

  • @ruthchinaka2725
    @ruthchinaka2725 Месяц назад +1

    Very sad sorry May God hear your prayer please its so sad wish you all the best

  • @Teevanfore2012
    @Teevanfore2012 Месяц назад +1

    Hongu mukadzi akazoroya hake but yaiva bitterness yezvaakaitwa nemurume

  • @wilsonkatanha4391
    @wilsonkatanha4391 Месяц назад

    God help him. It's a sad story but he has life God has given him.

  • @djflubby1172
    @djflubby1172 Месяц назад +1

    Sad moment Mr mukwamba God will provide

  • @LocadiaJongwe
    @LocadiaJongwe Месяц назад

    Ngaaende kuchch kwaPastor Muchefa kuWaterfalls zvinopera izvo

  • @chipomundava8735
    @chipomundava8735 Месяц назад +5

    Makatadza kuronga hupenyu makuti makaroyiwa tsvagai rubatsiro zvakanaka

    • @panganaimuchafuruka6310
      @panganaimuchafuruka6310 Месяц назад

      @@chipomundava8735 ndizvo zvazvinoita kana zvisikwako zuva richapinda thoroughly iyi munzira mako uchasvinura

  • @MateweTv
    @MateweTv 20 дней назад

    Yeah zvakaoma murume uyu akaita mukurumbira

  • @zim-eartv5642
    @zim-eartv5642 Месяц назад

    VaMukwamba vamwe varikubatsirwa kwaProphet. Freddy kana Prophet Miracle Paul. Vamwe vanokuudzayi dambudziko but solution dhololo.

  • @YepulaniMusiya
    @YepulaniMusiya Месяц назад +2

    I think makaisa trust mun'anga mdara, trust in God

  • @vincentmahofisi3094
    @vincentmahofisi3094 Месяц назад +2

    Let the other side be heard. Batai vana nemukadzi

  • @sonnypunungwe4871
    @sonnypunungwe4871 Месяц назад +3

    Regerai vakomana. Regerai kunyepera satani. Mukwamba ndiye dambudziko.

  • @masvingozimuto
    @masvingozimuto Месяц назад +1

    Its very common with our Zim celebrities. Soccer players, TV actors, even business people always fail in life due to a number of things. It may be poor governace ( people losing their pensions and savings), poor financial management, pulling each other down, woman, spiritual attacks, family problems beliefs in juju etc. As blacks lets lern from such programs and change the way we do things

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  Месяц назад +1

      True mostly the failure of many is women management

  • @maryrushavashava6776
    @maryrushavashava6776 Месяц назад +3

    Makatadza kuronga nechihure saka maida kudya mari yani,maimbohurirei

  • @tinzamedia
    @tinzamedia Месяц назад +2

    Tendeukai. Jesus Is The Way The Truth And The Life

  • @imanvashanditodefullest
    @imanvashanditodefullest Месяц назад +4

    Sekuru tasvu hero basa iro

  • @tinashemukomberanwa2447
    @tinashemukomberanwa2447 Месяц назад

    May the Almighty Lord remember this man. We are also sinners and we make mistakes. Lord may you forgive him.

  • @ArchfordMusademba
    @ArchfordMusademba Месяц назад +2

    Kana usati wasangana nazvo unoti anonyepa Patrick. l saw this by own eyes. it does not matter whether you are male or female. Be careful vamwe vanhu havaroorwi .. unofa uri rombe!!!

  • @kolonyoni3458
    @kolonyoni3458 Месяц назад +2

    A band is a business, you need sound business management skills.

  • @BrightonNdlovu-x2i
    @BrightonNdlovu-x2i Месяц назад +1

    Ko Mhuri vanayo here hamubvunzi henyu

  • @eddiemudzingwa9532
    @eddiemudzingwa9532 Месяц назад +2

    In as much i feel sorry for him but we need to hear the other side of the story nokuti tangonzwa one side of the story

  • @fritzgmangayi8096
    @fritzgmangayi8096 Месяц назад +1

    Mudhara vane ma classic hits! Ko who owns the rights to his music?

  • @rozvi9728
    @rozvi9728 Месяц назад +1

    kkkkk Patrick Mukwamba in 1984 takatamba song yako pa Xmas iya ramba murume timwe hwahwa!

  • @tambudzainyenwa4714
    @tambudzainyenwa4714 Месяц назад +3

    The wife cursed the husband.It's a spoken curse which needs to be broken.He needs deliverance.He need to speak positive about himself.Hosea 6:4 my people perish because of lack of knowledge.Mashoko ane Simba kuvaka kana kuparadza

  • @MrBC-san
    @MrBC-san Месяц назад +4

    Zororai mudhara kana kuridza maband ekuchechi

  • @fortunatechipfiko8781
    @fortunatechipfiko8781 Месяц назад +1

    Nice voice came back baba

  • @NyaradzoTandabani
    @NyaradzoTandabani Месяц назад +1

    THANK YOU VERY MUCH JC PLS ENSURE THAT THAT GOAT GETS ATTENTION FROM WELL-WISHERS VEDUWE,APPROACH MABOSS VANA SIR TINASHE MUTARISI TINASHE MUGABE, JAH PRAZAH, MUDIWA NEVAMWE, FELI NANNDI TOO BABA VEDU VABATSIRIKEWO!

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  Месяц назад

      Yeah he said that he needs spiritual intervention first

  • @Chikatsa
    @Chikatsa Месяц назад +3

    JCTV try to find the ex wife tinzwewo her side of story. You shall rise again baba

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  Месяц назад +2

      She is late akafa 2004

  • @norahchingaira755
    @norahchingaira755 Месяц назад

    Zvinonzwisa tsitsi izvi agûmirwa murume uyu apa talented

  • @georginakajengo3172
    @georginakajengo3172 Месяц назад +1

    May God have mercy on him.

  • @emmanuelmahove9989
    @emmanuelmahove9989 Месяц назад

    Was the best musician in the country

  • @irenemhembere2548
    @irenemhembere2548 Месяц назад +3

    Enda I Kwa Tasvu or Mukotsanjera...ko Vana venyu varipi

  • @jmabvure
    @jmabvure Месяц назад +1

    This man has suffered but nevertheless soldiered on. Some would have committed suicide by now. He has the will to live. May the good lord get him out of this predicament.

  • @edsonmazira4656
    @edsonmazira4656 Месяц назад +2

    Of course, mweya yetsvina iripo, but music these days inofamba netime, you can't go around selling WAPENGA NAYO BONUS these days and expect to make big sales in this new era where many people are grounded in Zim dancehall etc. Moreover, no one is enjoying bonus these years.

    • @giftndawana
      @giftndawana Месяц назад

      Hahada am 2k hamuna chamoziva iyo ndoyo original music manje maguguchacha enyu iwayo ikabuda nhasi mangwana yapera manje idzi nanhasi isu ve old school ndiyo music yedu

    • @edsonmazira4656
      @edsonmazira4656 Месяц назад

      @@giftndawana , kkkk, bva chitengai music yacho zve, muimbi wenyu aende mberi...

  • @jimmymuwodzeri4602
    @jimmymuwodzeri4602 Месяц назад +4

    Vakadzi havana kunaka. Varume zvizivei izvozvo

  • @calicinamapanzula
    @calicinamapanzula Месяц назад +4

    He needs assistants his mind is ok.

  • @mrsg5844
    @mrsg5844 Месяц назад +3

    Ko iye akakuudzai kuti makaiswa munyama ngaabvise ka. Lots of musicians from your time are struggling. Nothing new here

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 Месяц назад +1

    Kkkkkk chando kubatsirana kudziisana ne band member

  • @Kaylakunaka-r7z
    @Kaylakunaka-r7z Месяц назад

    Ndarwadziwa I wish I can help

  • @giftndawana
    @giftndawana Месяц назад +1

    Ummm ndarwadziwa veduwe Baba ava varikuda help vachiri vapenyu kudai

  • @willienjanji8185
    @willienjanji8185 Месяц назад +2

    Enda kwa Prophet Miracle Paul

  • @ChereneRabie
    @ChereneRabie Месяц назад +1

    Mwari pindirayi.

  • @zulualpha4603
    @zulualpha4603 Месяц назад +2

    He does not want to take responsibility for his own actions, the mentality of blaming others expect yourself to

    • @esinatimatongo6210
      @esinatimatongo6210 Месяц назад

      Yes people forget that Fortune knocks at a man's door once in life. He lost direction, akafarisa chete.

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 Месяц назад

    VaMukwamba go straight to the point nhoroondo dzenyu dzakubowa

  • @celiajames600
    @celiajames600 Месяц назад

    Ndidzo dzakaimbi ma songs aya..dzaigona shuwa. Asi maybe kungotadza ku planner life.

  • @PreciousMadododo
    @PreciousMadododo Месяц назад

    Panonkoda powerful prayers apa mukatsvaka zvimwe ndokurombeswa

  • @DominicMubaiwa
    @DominicMubaiwa Месяц назад +1

    This is so so sad story

  • @RonnyRusere
    @RonnyRusere Месяц назад +1

    But kuimba uchirikugona here cause the way we are viewing uchitaura is the same way yatinoita makaimba

  • @thelady2379
    @thelady2379 Месяц назад +1

    Ma lucky amazotaura ekuhwina hwina ayo haasi ega pafeya. Vaigohwina kudero ndivo vega vane lucky here. Kutadzisa vana kuwanawo varume vanovaroora nekunaka kunoita blambi sure voita blambi dzekungwavha here amana.

  • @RuramisaiHove
    @RuramisaiHove Месяц назад +2

    Mwari varangarirei

  • @Tindo-l4w
    @Tindo-l4w Месяц назад +1

    Endai kwaProphet Jose munobatsirika Harare city sports centre

  • @Jambaiaapatro
    @Jambaiaapatro Месяц назад +3

    Murume uyu ane izwi rakanaka chaizvo ava mudhara zvake asi pahuro pake pakachena

    • @JCTVAfrica
      @JCTVAfrica  Месяц назад

      Yeah inzwi richiripo

    • @lenso3757
      @lenso3757 Месяц назад

      Taura hako ana ZIMURA vachidya havo Mari yema Musicians

  • @pisharmusic4787
    @pisharmusic4787 Месяц назад

    Chokwadi chiripo ndechekuti hakuna chinofamba kana wakabatwa pamweya. He is right. He should address the root cause

  • @MediasGumbo
    @MediasGumbo 25 дней назад

    Zvinonzwisa tsitsi izvi. Mukadzi haisi HAMA yemurume wake kuti mundibate zvakanaka Mukadzi ukasiyana naye achidamwa ne mutupo wako, ukarambana naye unowanikwa ne mumwe murume unonodamwa ne mutupo we murume iyeyo. Asi murume haadaro

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 Месяц назад +2

    Kkkkkk vanhu vemagitare chihure nhasi makuita kunge dzungairwa

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 Месяц назад

    JCTV aaah hausikuona here kuti urikupedzerwa nguva nhoroondo idzo ndedze munhu avakurwa ne pfungwa

  • @shyletshindi9435
    @shyletshindi9435 Месяц назад +1

    😂😂😂😂unoseka nhamo serugare the way yavarikutaura nayo so ka

  • @onzimatics1204
    @onzimatics1204 Месяц назад +2

    Mishonga yeluck

  • @velancube9220
    @velancube9220 Месяц назад +1

    Bvuri rakaiswa pachivanhu kuti ribviswe rinobviswa pachivanhu

  • @TendaiMagunde-q1r
    @TendaiMagunde-q1r Месяц назад

    Nhayi mukoma Patrick, komwana komana wenyu Percy arikupi?

  • @xchangeinvestments7635
    @xchangeinvestments7635 Месяц назад

    JCTV ,Please can you also look for Job Mashanda another Musician arikunetseka

  • @BaMunyakaZw
    @BaMunyakaZw Месяц назад

    Ini rubatsiro rwangu ngavayende ku Lusaka Highfield kwaMadzibaba Magirazii please vaudzei vanhu wee please kwababa Magirazii