Great couple, very kind for feeding people out of their own pockets. They have been burden I hope they are well paid for trouble they went through n burden they carried bless you mum n dad mwari vekudenga vakuitirei zvakanaka
Why these pple are so worried looking after a property which does not belong them ,what if they are raided by robbers,& incur some injuries or death what is the price ,? Why not let everything under the bridge,
Bus racho rine nyaya kana chiri chokwadi,? Why rakatora nguva kugadzirwa?if the owner wa a SA guy , hanti aingouya nevano gona kugadzirira as soon paakaziva kuti bhazi riri pakati rafira papi? Something is not adding up
Bus raane almost 7 years rirpo but varikutaura zvrikuita sekunge ndezve last year pamwe arisi randoziva plus all this years rarakatarisa boarder side now raratarisa harare side zvese havana kutsanangura haaa its not clear to me
Ko hurumemde hainawo vanochengetedza migwagwa here, bhazi kuita several months riri pa side pe road, zvinorevei izvozvo? Raifanira kuitwa impounded and fine the owner for blocking traffic and endangering locals, matsotsi awandisa
Inga ataura wani kuti mubus maive nema rands ainzi usabata , umwe akabata apotsa afa, uye kuti bhazi rakabva muRoad kuenda kunze rega in the middle of the night
Ndigogo vangu nasekuru vangu pangoma apo paRochester apo❤❤❤
Great couple, very kind for feeding people out of their own pockets. They have been burden I hope they are well paid for trouble they went through n burden they carried bless you mum n dad mwari vekudenga vakuitirei zvakanaka
uyu munhu anonyepa uyu
@@takundachinengundu5602upi manje ari kunyepa
Chokwadi, kungoti nenyama yedu atizivi, asi dzinenge dzitori hondo dzavarwirwa other than zvinobatika 😊
Baba Ava is very honest and hard working
Ok
Great couple haa negore renzara irori asi you sacrificed kubatsira vanhu vakawanda kudaro👏👏👏Mwari wekudenga ngaakuitirei zvakanaka awedzere pamakatambanudza🙏🙏
Bhazi harina kufa this year...i think its actually 2023 or 2022...
Gogo is beautiful ndofunga makore avo vaipisa
Yeah it's clear 😊
Aaaa weduweeka ķkkk
Vatove gogo here ava...
Ok
😂😂😂😂😂❤❤❤
Well done makaita henyu basa
Team rinodanana pafeya. Ndazviwona
Ok
ko handina pandasangana napo panzi bhazi raitaura wani
Kkkkk kutsvaga maviews nema plays
Great couple n so humble
I hope makapiwa zvakafanira, gore rino rakaoma zvekuti hakuna angakawanisa kuva nemoyo wakaita sewenyu kusheya zvamùnazvo nevanhu vamusingazive❤❤❤
kuisa hupenyu hwavo parisk God bless you
May GOD Bless you❤
God blessing you
Hooo nderekushaya riri mirrow 😂😂😂😂😂
Lovely Couple 😂
Amai awa wanobata awakanganwe Sure
Mudhara chokwadi chinogona kuzokusungirirai kk muzukuru uyu ibenzi but Mwari ngaakuitirei zvakanaka muri pachokwadi
Baba ava munhu akatendeka . I salute 👏 🙌
Munhu mukuru ,chete kungoti ane chirwere cheshuga😅
😂😂😂😂😂😂 ndazvinzwawo nenzeve dzangu idzi
Moyo wekubereka-Zimbabwean heart
Askana,Mwari akuropafadzei mama nababa mune moyo wakanaka
Kupusa uko akadiyi kuti ndipeyi mari to buy u foods
Iwe wakachenjera unei
@@eliaschirango6495 mubvunzewo a kind heart always win Mari inodyiwa ikapera same applies nechikafu asi moyo une rudo unogara nekusingaperi🙏
@@chingombedaries musazodaro
@@eliaschirango6495 waziva wozodiyi
😂😂😂😂hayaas baba avaka vabva vataura hurwere hwemwana vavo here kkkk
Muzukuru ndiye akapisa bhazi
Ehe
Mai Samutoko, shes a helper shuwa
Sekuru vakudeedzwa nekamuzukuru pahindavhiwu😂😂😂😂
Iye muridzi webhazi haasi serious 16 mnths bhazi riri musango achingoti vanhu nditarisireiwo
Angadaiwo akatumiraka racker yadhonza bhazi rake kuenda pagarage paraichengeteka
It was a hired buy bus from a South African company
@@chingombedariesvuvu muridzi mu Sotho ndiyeka muridzi angadai akadhonza bus akaisa mu garage
Bhazi riripo.atori 2 mabhazi iyayo re white nere red
Ku sungirira broku 😂
Why these pple are so worried looking after a property which does not belong them ,what if they are raided by robbers,& incur some injuries or death what is the price ,? Why not let everything under the bridge,
It's a planned thing kuti ripiswe insurance ibuditse mari kkkkkkkk
Hooo nhai
Ko madirei kupedza data redu nehope dzababa avo😢
Bus racho rine nyaya kana chiri chokwadi,? Why rakatora nguva kugadzirwa?if the owner wa a SA guy , hanti aingouya nevano gona kugadzirira as soon paakaziva kuti bhazi riri pakati rafira papi? Something is not adding up
I know this bus
Ndiro. Here reWhite rirmumain road l once asked my husband about that bus ndatanga kuriona on my way to Mutoko akangoti rine nyaya bus iri
126 people in a bus 😢 ,I'm shocked. Is this normal
Gore rese munhu akachengeta bus kwakumupa us 180 kana ndimiwo haa ndaripiswe zvaro vanojairira vanhu ve bus iri havana kurongeka zvachose
Mushona ndiye akarova mari
This madara is honest
Mukadzi uyu anotonga murume chete
Aiwa mkadzi ndiye arikuziwa baba varikutobvunza mai
😂😂😂😂 Ende unoroya
Hausi waakumuwanzira here@@MavisMupunganyi
@@MavisMupunganyi chokwadi ummm ukaona mukadzi anoda kuendera murume mberi murume aripa interview something z wrong chete
@@tapiwaartmore5523Maya aona kuti baba I duzuman
Mdhara anotsanangura hake uyu.
God bless this family
Bhazi racho raitaura kutiiko heading yenyu soo
Komudhara ungachengeta vanhu varikuita business aifanira kuvabhadharisa .Bus is on the road to make money it was yo business opportunity
vana achimwene havabudisi mari wangu , hausati wambodealer navo iwe
Saw that bus last month but for several times
Ndiro bus ranga riri pazvibhodhi hre
ndakuziva murume kurisei
Bus raane almost 7 years rirpo but varikutaura zvrikuita sekunge ndezve last year pamwe arisi randoziva plus all this years rarakatarisa boarder side now raratarisa harare side zvese havana kutsanangura haaa its not clear to me
Akunyepa uyo raibva Ku south Africa iro
It's same bus raibva South Africa
Not that white bus iri nderered before corner store uchibva mutoko
Ave 2 thoo .. Rewhite rakachinja direction thoo
Vakambozvitaura kwekutanga
Samutoko Mhanduwe
Uyu akunyepa uyo check mukadzi kutarisa pasi unless riri rimwe risiri ratoziva
Ndiroro
Pane 2 ..
Munemoyo wakanaka baba na mhamha
Musazobvuma kuti mwana aunzwe ku SA nemunhu webus uyo anochekereswa
Ko hurumemde hainawo vanochengetedza migwagwa here, bhazi kuita several months riri pa side pe road, zvinorevei izvozvo? Raifanira kuitwa impounded and fine the owner for blocking traffic and endangering locals, matsotsi awandisa
Ratove nemakore riri ipapo
Amai imbonyararai murume ataure plz maitasweiko nhaimiweeee
insurance job well done🤫🤫
Vanhu vemubus avo tangabhovatengera mazoe nechingwa tichibva kuvisit yemwana
Poor journalism, pictorial evidence was needed. Zvoita as if totoriziva bhazi racho. What if murikunyepa imi makatengesa bus naAmai avo vakangwarisa.
Bus ririko zveshuwa
@MavhunduPatience we need to see the evidence through pics or video.😊
@@ShortCircuit05445ndakariona rakatsva ranga ranemakore rakamira
I was thinking the same
Kwai ranga risina riri Mira wani
Ndinoziwa repazhombwe ndakariona rakanzi rakamuka rakatarisa kwaraibva
Kkkkk no hanzi pane vaida kuriba vakatadza ndosaka rakatarika ikko ..rakagadzirwa haribiwe
Kupusa kwacho ndekwekuti pakadzoka mbavha makatadza kufonera police intime nxaaaa
Iwe mapurisa apikowo auchataurawo nezvawo ewo 😂😂😂😂 achirikushanda ere
any picture of the bus
Vanhu vamu zimbabwe mapindwa neiko kutaura nyaya dzekunyepa kudai
Sei wati akunyepa???
Ko data rapererei ko hu mysterious ndehupi NHAI don't mislead pple
Inga ataura wani kuti mubus maive nema rands ainzi usabata , umwe akabata apotsa afa, uye kuti bhazi rakabva muRoad kuenda kunze rega in the middle of the night
You can find kuti hapana kana one akabvisawo even one dollar for appreciation
So kugara vakagwizana kudaro vanonga vanzi garai makadaro here
hauna kuzvijairaka
Sei muchingotaura zvisizvo imi?Bus raibva kuMalawi saka ndere kwaMutoko papi?Dzidzai kunyora chokwadi or go to school muwe m journalist echokwadi.
Mabackyard journos aya kkkk
Mabus eku Malawi anopfuura naikoko anoshandisa Nyamapanda road
Kana bhazi richibva ku Malawi ropfuurwa nepa Mutoko Nyamapanda Highway kana usingazive bvunza
Mai avo vanotsikitsirei kudai ko varumanikidzwa here ugara pa camera
😂😂 usadaro
Ndatombofungawo kudaro kuti ko zvavachatyoka mutsipa but ndazoona hangu kwekupedzisira vave kurondedzera aiwa vakarongeka
Did the bus talk
Pagore rise 180 hazvineyi hazvo
Bhuroko raida kuuraya munhu uyu
Ko vaitora chii pabhazi rakatsva??
Scrap metal for sale. Some parts remain undamaged even after exposure to fire
@@enigma22336 oooh okay. That's interesting
chibaba
Mummy vakachangamuka avo
20 dollars seriously
NDEZVARIINIKO IZVI, KOMBORERWAI NAISHE BABA NAMAI MAKABATSIRA
Ibhazi rudzii 126 people mubhazi 😢
Vashoma avo.isu tinotakura 130
Ini ndichiri conductor ndaitakura 128 kusvika padoor chaipo nestanding.
Ko bhazi racho riripi mukungotaura zvebhazi risipo. Munopenga here? Hapana bhazi rakatsva apa murikunyepera vanhu.
Fiction mutimhata
Eish ndovanhu vekupa bsa ava shame
Asi gore rese 180 here veduweee