NDIKAWATA NEWE KUZASI KWANGU KUNORWADZA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 17

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 окт 2024

Комментарии • 1,4 тыс.

  • @petronellachiweshe9915
    @petronellachiweshe9915 3 месяца назад +48

    Ndoozvavanoita varume kana vakuchembedza uye vawana vamwe vakadzi ,mwari Ave navo ,that lady is soo innocent ,sister vakabatikana vashaya , kana word ,mwari izoisai nzira pahupenyu hwamai avo

  • @mumof2690
    @mumof2690 3 месяца назад +113

    murume uyo is intimidated by this strong woman.. amai se bota family we give you a go ahead yekutsvaga bota kunze. akakunyeperai akakuisai pa barika without your consent. now oda kuto ganza futi. satan uyo. siyai hure rume iro. you are a strong woman and i admire your courage. siya imbwa iyo isina chiro

    • @rosiesibanda1949
      @rosiesibanda1949 3 месяца назад +5

      Bota family hatichadeo zimukono retsambarafuta iri

    • @RosslyntatendaMarisa
      @RosslyntatendaMarisa 3 месяца назад +7

      Dumbu iro bho ere remukono wetsambarafuta 😊

    • @JudithMaregana
      @JudithMaregana 3 месяца назад +7

      Bb munonetsa nokuti muri hure plus musure mokurevera nhema kuti hamuna mukadzi moshungurudza munhu futi
      Vana chitova motova nedza vamwe chidao chenyu chinoreva murimahure😂😂😂

    • @merblempala1345
      @merblempala1345 3 месяца назад +4

      Dai ndiri pedyo ndamupa mbama😂😂😂😂

    • @ZvikoMorebChidau
      @ZvikoMorebChidau 3 месяца назад

      ​@@RosslyntatendaMarisarakazara mushonga😂

  • @julietndlovu2476
    @julietndlovu2476 3 месяца назад +204

    Dear God...remember this broken woman...😢...adadirwa nyika yese ichiona.

  • @tariromadamombe7361
    @tariromadamombe7361 3 месяца назад +212

    That is the sad part of munhu ane meso meso, you always think people around you do to you what you do to them in private. That father is so insecure yet he moves from one skirt to the other. Mom well explained, she ws helping mwana but first thing tht comes to mind is ukuhura.. Why worry abt mkadzi wausingade iwe une vamwe hobho kuBulawayo. This level of insecurity is dangerous..

    • @princemanyota1768
      @princemanyota1768 3 месяца назад +2

      South Africa hapasi pe 2 hours mukuru,, musozotongwe ne vakadzi kusvika pa level iroro

    • @lindakachona7500
      @lindakachona7500 3 месяца назад +11

      It's not even insecurity.He is a user and once he is done he wants to discard. He is narcissistic

    • @tariromadamombe7361
      @tariromadamombe7361 3 месяца назад +2

      @@princemanyota1768 kutongwa papi ko munhu wauri kungoona uyo kutii ari insecure nekuda kwechihure chaanoitira vakadzi vake....mogona kungotonga muchichengeta vana vasiri venyu futi..

    • @dorothychitukutuku7453
      @dorothychitukutuku7453 3 месяца назад +4

      Chibaba ichi chakadhakwa kushungurudza munhu kudaro vanoda vakadzi chibaba ichi ini handiitirwe zvakadaro

    • @catherinetanamakoni8614
      @catherinetanamakoni8614 3 месяца назад

      0A​@@princemanyota1768

  • @nontandochibi6909
    @nontandochibi6909 3 месяца назад +84

    Zidofo remurume munhu wa '85 haana 41year. Musoro wakazara kutonga, under my control iwe usina kuroora. Mai Tino chidzokera ku south unoshandira vana vako udzoke kuita chi bhebhi sa sisi vako, wakuita kunge ndiwe mukuru.

    • @NyaraiMashingaidze
      @NyaraiMashingaidze 3 месяца назад +5

      Mainini makuita kunge munhu mukuru kuchembera muchishungurudzwa nezirume iro zimbwa.Mainini hamusati machembera zvishandirei .

    • @thabithamoyo8517
      @thabithamoyo8517 3 месяца назад +2

      Rambai munhu zwakanaka imwi aaaah you are to old kuyita se chikomana apa 4 wives mukore munho

    • @priscamazoe694
      @priscamazoe694 2 месяца назад

      Taura hako kuchembedzwa nemunhu asingakude

  • @winniekashoma6056
    @winniekashoma6056 3 месяца назад +48

    Madzimai arikutongwa veduwee hanzi you are under my control asi iye murume haasi under any wife's control.🙌🙌🙌

  • @mazvitamukuze9582
    @mazvitamukuze9582 3 месяца назад +58

    I respect sisi for not saying anything . Type ya sisi dai vada kutaura haaaaa paigona kutorohwa munhu 😂😂😂.

    • @PatienceGondo-oj1tg
      @PatienceGondo-oj1tg 3 месяца назад +4

      😂😂😂😂😂avo vanorova avo varikutooneka

    • @tracymukombiwa3283
      @tracymukombiwa3283 3 месяца назад +1

      Vaita basa vanyarara otherwise paiita mhere mhere

    • @tentieg6679
      @tentieg6679 3 месяца назад +1

      kkkkkk shuwa, iyi type inorova, haa nhasi raiita drama

    • @bettysabao8384
      @bettysabao8384 3 месяца назад +1

      Kkkk yaa vagona kuzvi controller

    • @josphinematemera5913
      @josphinematemera5913 3 месяца назад +1

      Aiwa hama kunairirwa uku your sister achiudziwa nonsense uripo kuitiswa zvakadai haiboo

  • @abigailsaunyama5060
    @abigailsaunyama5060 3 месяца назад +55

    Lets go fund amai vaite zvinovararamisa

  • @phill0209
    @phill0209 3 месяца назад +43

    Kurambwa hakusi kufa , thank you mommy you are very strong .

  • @lindamatonzve2739
    @lindamatonzve2739 3 месяца назад +32

    Ukaona ma Brothers ati dzoka vanenge vaona kuti Sister iri kubatwa rough ende vanenge varwadziwa because hapana munhu anoda kut imba ye hanzvadzi yake iparare. The older sister akaita kuzara zvake haasi kana kuda kutaura and i feel for them. 😢

  • @xeddiem9096
    @xeddiem9096 3 месяца назад +8

    I was really moved by the woman's speech after they announced the results. It was like she spoke straight from the heart.

  • @carolinemusizvingoza9482
    @carolinemusizvingoza9482 3 месяца назад +56

    Zimukono retsambara futa zirume iro.Mukadzi uyu kuonda kudai kushusha kwerume iro.Don"t worry mai Tino kurambwa nemunhu akadai makomborero chaiwo .A happy future is coming to you mai Tino i promise you .Achatozo kuchiva futi

    • @cleomarara6885
      @cleomarara6885 3 месяца назад

      Tinashe unombonzwirira

    • @innocentchadereka-wc2ux
      @innocentchadereka-wc2ux 3 месяца назад

      I couldn't agree more with you, that guy nemuzukuru wake are Narcissists unotofunga ndiwe une problem ne treatment yavanokupa vanhu vakadaro

  • @EstherTsvangirayi
    @EstherTsvangirayi 3 месяца назад +30

    Kurambwa nemunhu hakusi kurambwa naMwari...In every situation God is still saying something.

  • @chipogoremusandu3996
    @chipogoremusandu3996 3 месяца назад +28

    Amugabe ndimhoreseiwo ndini welukumirirai paroad just to wave and shout bota father muna Lorraine drive🎉🎉

  • @XoliswaXhoshomba-fo6yu
    @XoliswaXhoshomba-fo6yu 3 месяца назад +129

    This is my homeboy, stop abusing women. Chinoita kuti uite vakadzi vatatu chii. Kudai yanga iri hanvadzi yangu ndaiputitsa zidumbu iroro.

  • @ericray4556
    @ericray4556 3 месяца назад +31

    Im just happy kuti mvura yaTinashe yazowana anoinwa

  • @florechinamano
    @florechinamano 3 месяца назад +13

    You will heal my sister. Better things are waiting ahead

  • @lovenessdhliwayo8607
    @lovenessdhliwayo8607 3 месяца назад +22

    Amai avo ngavakomborerwe she's been through a lot😢

  • @sithabilehove4539
    @sithabilehove4539 3 месяца назад +34

    Let's help mama ava guys. Makatadziswa kuromba imwi saka musings kunamata imwi

  • @samsonmarikwa2631
    @samsonmarikwa2631 3 месяца назад +27

    Ndisati ndanzwa result mudhara iwe uri kushusha mukadzi. Mukadzi at 41 years, akutoita kunge adarika 50 years. Usadaro mudhara iwe, haunawo tsitsi here, nezvauri kuita. Unotora mhosva pamberi paMwari.

    • @ROBLOX111-j6d
      @ROBLOX111-j6d 3 месяца назад +5

      Haasati atosvika 41, munhu wa1985 ane 39 years haatozive makore emukadzi wake

    • @Mbegabulawe
      @Mbegabulawe 3 месяца назад

      Mandau are like that...they look old...

    • @ZvikoMorebChidau
      @ZvikoMorebChidau 3 месяца назад +1

      ​@@Mbegabulawemusanyepa nhamo variko vakura vatinotofunga kuti avasi vemakore iwayo mkadz atsvukuruka nenhamo uyo

  • @InnocentHusayihwevhu
    @InnocentHusayihwevhu 3 месяца назад +17

    Saka mwana ndewababa chete nhayi 😂😂😂. You are under my Control shuwq vakadzi vari munhamo. Ipapa haana kuroora.

  • @PedzieGwata
    @PedzieGwata 3 месяца назад +34

    Bba wanenge vane zvawaida kuita pamwana uyu, saka zvakaramba, mukarwadziwa baba imi, itai mushe imi zvishaya

    • @FungaiMatutuFungaiNdhlela
      @FungaiMatutuFungaiNdhlela 3 месяца назад

      Taurai zvenyu anoshora maporofta achida n'nga kkkkk anezvaakatadza zibenzi iro apa anoratidza kuti airecodha pafon

  • @florencemutake9257
    @florencemutake9257 3 месяца назад +11

    God is good all the time. Murume uyu haaiti siyana naye .Uchawanirwa nyasha waMwari havadhakwi havarari

    • @l.m8399
      @l.m8399 3 месяца назад

      Ameen

  • @theresabrendasvotwa9566
    @theresabrendasvotwa9566 3 месяца назад +44

    Baba avo vanoshusha, and mkadzi uyo atosakara ne stress chaiyo (((hugs my dear it is well)))

    • @mercypuso3888
      @mercypuso3888 3 месяца назад

      True

    • @ClaraKatsuro
      @ClaraKatsuro 3 месяца назад +1

      Akasakara kani
      Haungamboti ane 39 yrs veduwe
      She looks like 56 yrs

    • @tsitsichaita
      @tsitsichaita 3 месяца назад +2

      😢😢😢 sis vacho varwadziwa Mwana wamai vavo achidadirwa zvakadaro kusvika pakushaya chekutaura

    • @gee9961
      @gee9961 3 месяца назад

      Zvinorwadza ndachema hangu​@@tsitsichaita

    • @tsitsichaita
      @tsitsichaita 3 месяца назад +1

      @@gee9961 kana neni ndachema baba vanodada havo ava kuhwanda kuseri kwasahwira wavo kuita sevanonhiwirwa?

  • @mariawandira9034
    @mariawandira9034 3 месяца назад +42

    Well done Mai Tino that one is a goblin zidumbu 😏

  • @Maushe15333
    @Maushe15333 3 месяца назад +7

    Hugs mai Tino Mwari ngavakudzorere makore awakabirwa nezi satan remrume iro

  • @fortunatemupereki3153
    @fortunatemupereki3153 3 месяца назад +45

    Vanhu vekwa Mutare pakutsanangura havo nyaya,number 1👏🏽

  • @Kuzz988
    @Kuzz988 3 месяца назад +72

    Mai Tino, you are better off without that bully of many many dresses. I admire your firm stance and braveness against that abusive man. Kurambwa hakusi kuva asi kugara nezvakadaro ndookutotsvaga kufa nguva yako isina kukwana. Mwari wenyasha vakuchengetedza nekukusimbisa ugone kuchengeta vana vako.

    • @lorahkeys1202
      @lorahkeys1202 3 месяца назад +1

      @@Kuzz988 fatcook ane mumwe mukadzi 😂😂😂

    • @kingkhuba319
      @kingkhuba319 3 месяца назад +1

      Tinashe tinoziva uchiibvunza mibvunzo both sides but here you didn't??????

    • @lorahkeys1202
      @lorahkeys1202 3 месяца назад +2

      @@rowayimaunganidze873 Kana tozogara ramba kuita mukadzi wechipiri. Better wekutanga or kuzvi number 3 zvichiyenda mberi 😂😂😂. 2inorwadza guys

    • @XoliswaXhoshomba-fo6yu
      @XoliswaXhoshomba-fo6yu 3 месяца назад +2

      @@rowayimaunganidze873 achigarirei hake, aisisiri nguwa ya Noah iyi respect ladies.

    • @JulietChinyama-c4b
      @JulietChinyama-c4b 3 месяца назад

      ​@@lorahkeys1202kkkkkk hooo nhai

  • @connectwithconnie
    @connectwithconnie 3 месяца назад +8

    Imagine mai tino is looking older that her older sister. Mxxm hayas

  • @ruvimbomajonga3518
    @ruvimbomajonga3518 3 месяца назад +31

    Haaa yeah my heart is heavy ndarwadziwa😢 haaa varume vachafa rinhi tizorore ah especially vakaita se uyu anotooneka kuti ihure

    • @nelsontafadzwachoto7306
      @nelsontafadzwachoto7306 3 месяца назад +1

      Tipe zita remurume or boyfriend yako timunamatire afe uzorore😢

    • @cephasjoka8526
      @cephasjoka8526 3 месяца назад

      Kkkkkkk nababa vake nehanzvadzi dzake dzife

    • @patieziwewe8843
      @patieziwewe8843 3 месяца назад

      kkkkk Ruvimbo zvino vakapera kufa tinozozorora here kkkkkkk wandinakidza. kwakutonamatira Mwari avatore here kuti rudzi rwechidzimai ruzorore

  • @KamuraiTakaendesa
    @KamuraiTakaendesa 3 месяца назад +42

    Murume is taking advantage yoku overpower mkadzi 😮

  • @melodychidawanyika3155
    @melodychidawanyika3155 3 месяца назад +7

    Varume vekuManicaland pride ruregerero rwei. Uri Mwari here. Manje mkadzi iyeye akaenda Mwari havadhakwi she will struggle at first and will make it in life

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 3 месяца назад +22

    Welldone mai Tino, murume ndiye wausina, murume une pride iyeye if u want apology and respect u bttr swallow your pride mdhara iwe woti zidumbu rizere mvura nxaaaa 😮😮

    • @monicaasefa3810
      @monicaasefa3810 3 месяца назад +1

      I agree he is such a rude man and a womaniser. He thought that what he was doing with all his wives mai Tino was doing the same. Shame on you mdara your pride will never take you far. Stop it and calm down. Trusting nhema dze vanhu ne maporofita ngazvipere nhasi.

    • @SibonisiweMataga-ee8qf
      @SibonisiweMataga-ee8qf 3 месяца назад +1

      Chibaba icho ummm wanhu wekwamutare vane zvichere

  • @charitychikwanda9472
    @charitychikwanda9472 3 месяца назад +42

    Mwadhanisa paGudyanga apo baba, kunyepera mai ava kuti amuna mukadzi, kuvasiisa basa, kuvabata ngeseri kwemuoko, kuvachembedza kudaro...iiii pafungei. Mai imi, siyanai nemurume pasina uyu. Kumbirai ruregerero kuhama dzenyu dzimununure mumoto mamuri kugara. Iye watotaura kuti haachamudi. He started by showing you he doesn't care about you. Today he told you. Hama dzacho batsiraiwo mai ava. Sorry munin'ina. You are young. Shandira vana vako away from this narcissistic, hard hearted murume pasina.

    • @beautyshonhiwa2408
      @beautyshonhiwa2408 3 месяца назад

      Wellsaid

    • @innocentchadereka-wc2ux
      @innocentchadereka-wc2ux 3 месяца назад

      She's only 39 and looks older because of abuse so painful, achasimba ende it will be well Mai Tino

    • @NondoKadzi
      @NondoKadzi 3 месяца назад

      Zvakaoma what we go through for relationships

    • @Rene-u5r
      @Rene-u5r 3 месяца назад

      Amen, absolutely control freak. He is a fraud

    • @LESLEY-p4m
      @LESLEY-p4m 3 месяца назад

      bhuyai henyu ndava tsverukira mufunge

  • @tafadzwanyika9301
    @tafadzwanyika9301 3 месяца назад +3

    Siyanai napongwe uyo mai Tino..Life goes on

  • @FaithMashava-yi7qe
    @FaithMashava-yi7qe 3 месяца назад +14

    Kudadirwa shuwa nyika ichiona😢, azvina mhosva mai Tino . Rinoshusha zibaba redumbu rizere matuzvi iri

  • @RoseyMabhuka-gy8uh
    @RoseyMabhuka-gy8uh 3 месяца назад +36

    Baba ava vanenge vanoshusha chte

    • @auxilliakapotsa168
      @auxilliakapotsa168 3 месяца назад +2

      Kanonotoshusha can't u see the way he talks 😂

    • @ProgressMutandwa
      @ProgressMutandwa 3 месяца назад

      Amai ava vakaenda pamurume wemunhu,imi maitadza kutarisa zera and kunotanga masvika kudzinza remurume uyu first,regai varume vaye vakazoseka makadiiii kuratidzwa death certificate remkadzi akafa maibata munhu wenyu

    • @GeorgeFabulous-nh7nf
      @GeorgeFabulous-nh7nf 3 месяца назад +1

      Vanoshusha

    • @gee9961
      @gee9961 3 месяца назад

      Vanotoshusha

    • @tsungairuthmahupete5323
      @tsungairuthmahupete5323 3 месяца назад

      Vashushi 2 verse 4

  • @chinamoprosper1328
    @chinamoprosper1328 3 месяца назад +2

    It's good as it is. Forward with Global DNA and all its organisational objectives and activities. Tinotenda.

  • @TSP681
    @TSP681 3 месяца назад +8

    Mai Tino siyanai nezibaba rinoshusha iro, apo vakadzi vatatu basa rekushusha mukadzi iko kuda kukumbirwa ruregerero iye ariye akatanga kutuka mukadzi.

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 3 месяца назад +16

    Thanks mai Tino murume ndowausina. Mapudzi anowira kusina hari.
    That guy will be a destitute mukaenda mai T. You will see kuti munotoita hupenyu hurinane. Arikutofunga kuti you are his property which can be disposed off any time. He will regret. Only time shall tell.

    • @Tarisaitarwireyi
      @Tarisaitarwireyi 3 месяца назад +1

      Ichokwadi anotonoita life iri nani pane kushandiswa nezibaba rinechidumbu zenene .

  • @nyaradzaikwaramba
    @nyaradzaikwaramba 3 месяца назад +27

    Amai vange vaibata murume kuti ndiye aikanganisa mwana airwara ndosaka vainza kwavaienda kunobatsirwa handifungi kt vakaenda south Africa ini ndoona sekt vanga vaenda kunobatsirwa pahurwere hwemwana uyo ... thanks zvenyu nokuwiisa 99.99%asi problem kusataura kwamunoenda uuu hakuna anokuchenesai nyangwe musina chsmakaita zvenyu chinjai hunhu ipapo

    • @PedzieGwata
      @PedzieGwata 3 месяца назад +2

      Kwaitowe kunorapisa mwana or kuhama dzavo mai havana rugare awo

    • @rexgoden3482
      @rexgoden3482 3 месяца назад +3

      Aaaa achichija hunhu pane hure remurume rinotora vakadzi kunge arikukihwa munda murume iyeye rinongoti kushata zidumbu

    • @PedzieGwata
      @PedzieGwata 3 месяца назад +3

      @@rexgoden3482 nhy henyu mai awo watori innocent awa chero ani nani kna uine dambudziko rekurwarirwa nemwana haumieere kuudzirwa kut izvi ita izvi usaite 9mnths dzorwadza kungo fushira, kna paine vanobatsira batsira unongoenda kwese kwese, mai varipadambudziko ne chirume icho, he is asking for forgiveness from mami kut vakanditi imbwa ko iye zvaakamutanga kut vakahura mwana akaita sorry hre

    • @PedzieGwata
      @PedzieGwata 3 месяца назад +2

      @@rexgoden3482 dai vari dis vangu ndatora zvangu vasuduruke parumana paari apa vasat vaurawa iwo,

    • @BelindaBanana
      @BelindaBanana 3 месяца назад

      Hakuna Gumbo yakadai

  • @beccasperception
    @beccasperception 3 месяца назад +58

    And she looks older than her big sister shem. Husbands learn to take care of your wives please

    • @ClaraKatsuro
      @ClaraKatsuro 3 месяца назад +3

      Haungamboti ndewa 85
      Anotoita seava Kuma 56 yrs uko

    • @julietchivhanga3054
      @julietchivhanga3054 3 месяца назад +1

      Sisi vakabikwa nemafuta avo

    • @fatimakahari4305
      @fatimakahari4305 3 месяца назад +2

      I stress this woman is going through rough times

    • @lloydsiziba1155
      @lloydsiziba1155 3 месяца назад +1

      Anga asinga chadiwe mukadzi uyu

  • @sithabilehove4539
    @sithabilehove4539 3 месяца назад +9

    Iwe urimbwa wo zvako mudhara hapana zviripo makumbo enjoyable, you are better off without him mama. I've zvinosungisa sister votoita sense vadiki kauri pamusaka penhamo siyayi izvi imbwa iyi, Ruregerero gwei.. Mhai siyayi izvi please,

  • @siphomuchero6182
    @siphomuchero6182 3 месяца назад +7

    You must always remember that the guilty are always the loudest. Vamwe vachiti Empty vessels makes the loudest of noises. Baba ava vanohwisa vurombo. A good example of vanasikana vanono tivigira mapenzi mumisha sevakwasha

  • @laiwandara200
    @laiwandara200 3 месяца назад +4

    Baba vanoda respect ava haibo. Manje respect is earned haikubirwe. Madiro avo evakadzi ndeembwa chaiyo she was right urimbwa iwe zidumbu rinenge ratutwa 😅

    • @ZvikoMorebChidau
      @ZvikoMorebChidau 3 месяца назад

      😂😂😂😂😂😂😂😂 zidumba rakazara mapiritsi

  • @Countrychoice253
    @Countrychoice253 3 месяца назад +18

    You were right as formality that the wife should not have traveled to SA without your knowledge.
    Asi baba muridambudziko remoyo.
    Kubvunza Kuti Mwana ngewani wawaisungira mishinda ,rushusho.
    Baba murichinyadziso kune amwe arume,mukadzi anokodzera yekuchengetedza Mwana maererano nezvinoitika mukuva nemimba .
    Vakadzi vanokwekweta madzihwa nemuromo Kuti Mwana ararame,zvatisingagone ISU varume.
    Zitsambarafuta rerume,unokwidza forongonya yemukadzi.

    • @everjoylupi7940
      @everjoylupi7940 3 месяца назад

      Over my dead body,type iyi kana kudenga ndoenda ndisina kutaura!

    • @everjoylupi7940
      @everjoylupi7940 3 месяца назад +1

      svirume sboshusha isvi,,,siya mai Tino and enjoy the gift of life 💅🏾

  • @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
    @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 3 месяца назад +10

    Ndarwadziwa baba imi ndimi mune nyaya munongoti maziziso nedumbu nxaaa, munozviitirei kushungurudza vana vevanhu kana musingadi munhu, happy for you my dearest sister mai Tino wanyadzisa zimukono retsambarafuta. Rangarirwa nedenga nguva dzose. Hugs to you mama Tino

    • @ThandiweJabulani
      @ThandiweJabulani 3 месяца назад

      😂😂😂😂 vane dumbu hre 😅

    • @shumzaali714
      @shumzaali714 3 месяца назад +1

      Ru hat kuvhara nyadzi mkore uno kutadza kuchengeta mkadzi harinyari

    • @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
      @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 3 месяца назад

      @@ThandiweJabulani vane zidumbu nemaziziso vandisvota mhoti kushaina kudaro apa vari ndivo vakanyebera munhu vakamusiisa basa rake nxaaaa

    • @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
      @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 3 месяца назад +1

      @@shumzaali714 imagine vanonyadzisa chaiko kushungurudza mwana vevaridzi

  • @tichkayz5833
    @tichkayz5833 Месяц назад

    May God bless this woman.

  • @patsykaseke5863
    @patsykaseke5863 3 месяца назад +14

    This man is soo pompous and very controlling. The way he snatched the envelope from Mai Tino shows he was disappointed to be the father. One day Tino will see this video and know how bad his mom was treated

    • @lovemorerusere3085
      @lovemorerusere3085 3 месяца назад +1

      Ummm zirume ziroyi chairo iri raita kubvuta chaiko

  • @eunicehakurimwi1070
    @eunicehakurimwi1070 3 месяца назад +3

    Hat yakapfekwa during interview says a lot. Kutonyara nemabasa ake

  • @AnnaMakoni-h5r
    @AnnaMakoni-h5r 3 месяца назад +25

    Aaaa mummy kanwiro kemvura chifinhu chaicho😂😂😂.

  • @ClaraKatsuro
    @ClaraKatsuro 3 месяца назад +13

    Age difference matters
    Never ever married to a person who is over 5 yrs more than yours
    I'm talking from experience
    Mazera iwaya anongofunga kt ndohurigwa iwo ariwo mazihure nxaaa
    Accept it mai Tino, ndomakomborero ekutanga iwayo kubuda muunhapwa

    • @OppahMkosana
      @OppahMkosana Месяц назад

      Very true...
      They look for younger women to satisfy their ego . But can't be faithful. Sad indeed.

    • @OppahMkosana
      @OppahMkosana Месяц назад

      Ha this man is a bully shame. That's why he's chasing after women and wanting as many women as he can get. Selfish abuser.
      Our African man please have love not to be so cruel. To make someone feel belittled like this shuwa. He's so arrogant and controlling too much.

  • @Mbegabulawe
    @Mbegabulawe 3 месяца назад +6

    The lady has absolutely nothing to apologise, instead dumbu dzenene uyu must apologise

    • @tungamirayi7656
      @tungamirayi7656 2 месяца назад

      Our brother is very abusive. It's one of the traits of abusive men kukumba vakadzi. Imagine kutodada kuti ndakaguma kurara naye in 2020. Saka anoti murume pachiyi when he can't give conjugal rights to his wife? Shameful.

  • @shingimtetwa44
    @shingimtetwa44 3 месяца назад +18

    Kubva agara kunge mukadzi arikunhuwa.Mmm kune vanhu vanoshaina,asi Mwari ndewemunhu wese.😢

  • @elvismagumo3065
    @elvismagumo3065 3 месяца назад +16

    Pane nyaya apaa pane zvakavanzika zviri mumoyo sisi kuramba kutaura vane shungu , masahwira manyama

  • @gwinyaimakuyana7078
    @gwinyaimakuyana7078 3 месяца назад +1

    Tainga tatozviona hedu kuti Taita haatinyadzisi. Makita MaSthole wedu. Kurambwa sandi kufaba, mambaibuya gwinyiso romene. Ibvai pa boarding pamaiya apo. Mr Tinashe tipei number tione kubatsira handzwadzi yedu. Makita Chirandu, Gino ren'ombe, ganyamatope chirimudanga, mushaya chiraswa, mafuta tinozora, ndove tinodzura mumba.... . .. ..... Tatozuya hedu mwechitanga paya kuti maixaza nemazvo. Pemakapedza ndopakati ' kana ndakarara nechudhoma kubva ehoo....'. Pazobuda ma results dziso remykwasha kuti weeetsu! Thank you MaSithile mukuru nekuramba nemasoko enyu. Mogona!

    • @ZoeyZain
      @ZoeyZain 2 месяца назад

      If u can please help her

  • @ChrisMufunga-jt9dz
    @ChrisMufunga-jt9dz 3 месяца назад +17

    baba avo was looking for a reason to leave the wife. he is clearly controlling and selfish. hakuna chitova akadai unotukisa vaera gumbo your mother must take you for dna unenge mubvandiripo nxaa

    • @GloryReza-j6s
      @GloryReza-j6s 3 месяца назад +1

      Ana Chitova muri selfish

    • @FungaiMatutuFungaiNdhlela
      @FungaiMatutuFungaiNdhlela 3 месяца назад

      Apa rurume runoda kutonga urwu nerumuzukuru rwacho mapenzi mwari avapanishe

    • @berthachimuka5309
      @berthachimuka5309 3 месяца назад

      Hakuna chitova vakadai ndaita kuzara nehasha zvangu vanotisvodesa isu vaera gumbo

  • @chiherajeka8793
    @chiherajeka8793 3 месяца назад +23

    Baba vanoshusha ava voti madress havasiyani nawo. Apology yeyi uriwe wakatanga watuka mukadzi. Well done mai Tino

    • @persuadechifamba9677
      @persuadechifamba9677 3 месяца назад +1

      Saka ukutoti vakaitwa nemukadzi zviribho

    • @FunnyAtom-hf7og
      @FunnyAtom-hf7og 3 месяца назад +2

      Baba avo vakabata ndivo vairwarisa mwana ,mukadzi ayimira mira kubatsira mwana ararame , APA mwana ndewake haachadi mukadzi wamusakadza ,musadero Baba imi chengetai mukadzi wenyu mune rushusho

    • @mmatapalinda3229
      @mmatapalinda3229 3 месяца назад

      Munin'inside wababa vngu mufunge henyu

    • @nancyngobeni6105
      @nancyngobeni6105 3 месяца назад +1

      ​@@mmatapalinda3229Ska security sei baba venyu vasingagari ne munin'ina wavo pasi ..iwe hako haungapindiri senyaya dzababa...this man is heartless

    • @GloryReza-j6s
      @GloryReza-j6s 3 месяца назад

      ​@@mmatapalinda3229vanoshusha babamunini

  • @MaiHazel
    @MaiHazel 3 месяца назад +4

    Baba ava havana kukwana vese nemuzukuru wavo,chimuzukuru kunyepedzera kuombera tuoko zvenhema wanyarazve nemaresults,ungati hanzi wadii kukumbira ruregerero muno kumunhu ane 3years musingasangani pabonde,uribenzi muzukuru iwee mese nasekuru vako,mama endai nevana venyu mwari havakotsire

  • @munya80
    @munya80 3 месяца назад +6

    Yambenge yangobvurwa nemurume, mukadzi azoiti bvu!!! Murume ane ruchiva iyeyu, ngaachizorora

  • @MeloMelo-lk1nj
    @MeloMelo-lk1nj 3 месяца назад +10

    Kuroorwa nasamaz it's your on risk haa baba ava ibishu

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 3 месяца назад

      Iwe havazi samaz avo, vana samaz vari smart, ndi gumbo uyo

    • @MeloMelo-lk1nj
      @MeloMelo-lk1nj 3 месяца назад

      @@godwinchiutsi9183 kkkkkkk

  • @sasssysasha4261
    @sasssysasha4261 3 месяца назад +1

    baba vanoshusha avo shem run with your life sis,to be constantly reminded kuti pamba pangu njani njani iiiiiii ngazvigare

  • @lifeetigere9425
    @lifeetigere9425 3 месяца назад +12

    Kuhwange akabva nemumwe musikana waaishanda naye pamaposa kkkkk ndamuziva

    • @patiencendlovu73
      @patiencendlovu73 3 месяца назад +1

      Ihure baba iyi

    • @HazelKupakuwana
      @HazelKupakuwana 3 месяца назад +1

      Kkkkkk. Ndifarmer njangano varikufamba vachidyara vana nyika yese . Vachakohwa havo .

    • @ELLENMukwada
      @ELLENMukwada 2 месяца назад

      Haaa saka ibenzi guru rinozvinzwa zvenhando

  • @BenhildaGumbo
    @BenhildaGumbo 3 месяца назад +4

    Ndarwadziwa pachema Mai avo veduwe

  • @TrishChitemerere
    @TrishChitemerere 3 месяца назад +3

    Hakuna imba yakadai Mai bhoyi musafire kunzi Mai chimuti kuda kunzi varikumurume vasina vakufa here.mowana chenyu kana chineziso 1 😢

  • @EdithMuwalo
    @EdithMuwalo 3 месяца назад +2

    Haiwawo zidumbu risina order dzetse remurume. Uchamufunga mkadzi uyu. Unoti zvaunoita zvechihure ndizvo zvinoitwa nemkadzi wako hre. Mai Tino siyai zirume iro rine zidumbu rakazara matuzvi iro nxaaa. Musapusiswa nembwa iyo mai Tino kuvaera moyo hakuna vakadzi vakapusa changamukai imi munofira mahara iro zirume renyu richisimba.

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 3 месяца назад +4

    Mashushiro amunoita baba inorwadza. Mai vavekutenge mukuru kuna sisi nekushushwa.
    Mave nevana vangani baba imi. Munozvigona sei henyu.

  • @nestargandidzanwa7538
    @nestargandidzanwa7538 3 месяца назад

    Be strong mai Tino inguva chete all will be well, siya zimukono retsambarafuta iro

  • @Madzimai-v1h
    @Madzimai-v1h 3 месяца назад +4

    Shamwari ndiyo inopesanisa vanhu ava. Zimurume racho rinotosemesa. Body yacho haidiki. Chero bota handifungi kt rinogonekwa. Ndiro group rezvidora 😂😂😂

  • @cathieberitakays2379
    @cathieberitakays2379 3 месяца назад

    May the good Lord heal and bless you mommy,you deserve happiness❤❤❤

  • @winnetzembe-ow1vz
    @winnetzembe-ow1vz 3 месяца назад +3

    Murume uyu anoshusha and ari rough zvigarire mai Tino

  • @ThandiweMacheka-c8h
    @ThandiweMacheka-c8h 3 месяца назад +5

    Baba ava vakaoma kuzobvuta bepa zvorevei baba imi iiiii mukaoma Nhema mwana akanzi hasi wangu grading inenge iripo baba imi musarabe tinozviziva kuti zviripo

  • @HilderKufa
    @HilderKufa 3 месяца назад +4

    Baba ayaa kugredha mwana shuwa kkk amai mu free spirit

  • @emerginlynnmoyo50
    @emerginlynnmoyo50 3 месяца назад

    Mama let him goooo! You have a better future than sticking to where you are no longer wanted!

  • @SophieNdawi-n2h
    @SophieNdawi-n2h 3 месяца назад +4

    Zibaba iri ronyadzisa chihure chamugara uchazviwana dnt wrry my sister god will bless u

    • @monicaasefa3810
      @monicaasefa3810 3 месяца назад +1

      Yes she should never allow him to abuse her again

    • @VirginiaSithole-gb1vy
      @VirginiaSithole-gb1vy 3 месяца назад

      Indaa ere ndozvinoitwa wani kanyiyo.Babamukuru ndibaba anditi mwakafanana .Unonesa murume uyu

  • @julietchivhanga3054
    @julietchivhanga3054 3 месяца назад +2

    Imagine if we didn't hear the mother's side of story 😢. Zibenzi remurume kuchinja vakadzi sehembe kudaro

  • @kathrynphiri
    @kathrynphiri 3 месяца назад +7

    Kutsvaga support yemashoko baba kuzama kucover rushusho rwavo

  • @megatboss8746
    @megatboss8746 3 месяца назад +2

    You don't turn sm1 into a monster then say character yako haiite, if you're abused unochinja shuwa kuita mhuka. People never come out of abusive marriages or relationships the same, run for your life my Tino

  • @gamuchiraichiradza3096
    @gamuchiraichiradza3096 3 месяца назад +4

    Vaona ma good bye ababa avo lets gather here tionesane😂mai Tino siyai henyu motozopiwa chirwere nababa avo

  • @irenechiguvare3142
    @irenechiguvare3142 3 месяца назад +2

    Ndarwadziwa ndachema baba Ava vanoti kuda vakadzi kutsvinya no respect mwari anokuchengetai amai you are a mother who is there for her child and can sacrifice

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 3 месяца назад +4

    For the first time kuona muira gumbo akazungaira kudai. Muri sekuru vangu but hupenyu henyu hausi straight.
    Four wives these days. Apa makanyepera mukadzi kuti hamuna kuroora futi.
    Zviporofita itai zvishoma Chitova. Munoshoresa dzinza imi.

    • @FaithMashava-yi7qe
      @FaithMashava-yi7qe 3 месяца назад

      Mzukuru awuna sekuru apa, tsvaga vamwe zvako

    • @gracemudzerere1486
      @gracemudzerere1486 3 месяца назад +1

      Ndanyara zvangu ini 😢 semuera gumbo sorry mai Tino

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 3 месяца назад

      @@FaithMashava-yi7qe 🤣🤣🤣 Haaa kushusha kudaro

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 3 месяца назад +1

      @@gracemudzerere1486 Haa moms hanzvadzi yenyu bodo.

  • @sylviachibanda325
    @sylviachibanda325 3 месяца назад +3

    Bambo teramirayi in headman Chigodora's voice

  • @mmatapalinda3229
    @mmatapalinda3229 3 месяца назад +3

    Baba vangu ava munin'inside wababa vangu musipa Gumbo ka😊

    • @CollenJames
      @CollenJames 3 месяца назад

      @@mmatapalinda3229 ngavakwane baba wako awa, no to women abuse

  • @RosemaryMadhuyuNyoni
    @RosemaryMadhuyuNyoni 3 месяца назад

    Muzukuru uri datyawo newewo ruregerero rwei pamuroyi wemurume akadaro . Ko idzo nhema koiko kuonererwa nekuva murume . Vanongoti zidumbu

  • @EuniceMutasa
    @EuniceMutasa 3 месяца назад +16

    Baba ava vakanyanya ndarwadziwa kunge ini pamusoro pamai ava varume vasadaro kuita munhu mvemve kwakuti handichada nezvako 😢😢😢😢

    • @CallMe-x5l
      @CallMe-x5l 3 месяца назад +1

      Been there kaniii iweeeee unoitwa bvebve gegegegeeeeee iye achipfeka edgars netopics iwe uchimhanya nemamoss creep kunosonesa kuna skuru vekuseri vekubhahwa.........kushay bhurugwa chairo. Vazukuru vaKaguvi ava.

    • @Spo7017
      @Spo7017 3 месяца назад

      ​@@CallMe-x5l😂😂😂😂😂 ndangoseka matauriro ako not situation. Vanambwa ava vanokuitisa and havadi mukadzi wavanoona kt anogona kuzviitira zvinhu zvake haaaa vanorwadziwa

  • @Rene-u5r
    @Rene-u5r 3 месяца назад

    Love Tinashe's patience. He listens intently apa munhu arikutsanangura kunge arikunyora book kkk

  • @mableKwangwa
    @mableKwangwa 3 месяца назад +12

    Baba ava anonyanya kutonga ava. Vanoda ku kumbira ruregerero ivo pavakanyeba kuti mukadzi akafa iye ariko.

    • @SuperDubet
      @SuperDubet 3 месяца назад

      Exactly

    • @sasssysasha4261
      @sasssysasha4261 3 месяца назад

      and he is taking that lie for granted hanzi varume vanonyepa bla bla,hes soo full of himself

  • @StellaChirenje
    @StellaChirenje 3 месяца назад

    This man is a womanza he has time worded for the woman
    Thanks to the DNA man but dnt foundation must help that woman I beg woo❤

  • @ChamwaMabhunu
    @ChamwaMabhunu 3 месяца назад +18

    Mukadzi uyo kuonda murume anoshusha haachengeti mkadzi

  • @Matchmore-v1t
    @Matchmore-v1t 3 месяца назад +1

    Yaaaa varume hatina zera navo sure uuum baba vakaoma ava 🙌🙌🙌

  • @catherinedudzai5281
    @catherinedudzai5281 3 месяца назад +6

    Haaa baba imi ka munoshusha mazino enyu eyeroo

    • @gogoatanaka
      @gogoatanaka 3 месяца назад +1

      😅😅😅😅😅taurine henyu tikati yellow tinenge taremekedza asi kuti yeroo

    • @Nataliamunetsi237
      @Nataliamunetsi237 3 месяца назад

      😅

  • @samanthakytano
    @samanthakytano Месяц назад

    Thank God tiri ma2k hedu vanebasa asi they have peace aiwa kutongwa nemurume to this extend yekunzi mwana ndewemurume ahhhh mwana ndewedu tese and ndeangu ndiini ndakagomera vakajaidxiwa

  • @tatendangaru
    @tatendangaru 3 месяца назад +12

    it's wainyenge muti is for me😂😂😂😂

  • @prudencechiduku3746
    @prudencechiduku3746 3 месяца назад +1

    Shame ...ndabatikana hanzi kurambwa hakusi kufa ...yu shall be fine askana God will see yu through ❤❤❤❤❤....Be blessed

  • @chenainyamukondiwa963
    @chenainyamukondiwa963 3 месяца назад +10

    Ava baba avaka vanoshusha mhani aaaaa

  • @tambudzaimuzhuzha6917
    @tambudzaimuzhuzha6917 3 месяца назад +1

    Pride yenyu baba haisi yekuuya kuma DNA aya eve.mari shoma😂😂😂😂😂😂😂
    Zvinyarirei in Dr Choga's voice

  • @JulietChinyama-c4b
    @JulietChinyama-c4b 3 месяца назад +7

    Muzukuru kufunga kuti sekuru ndovakatadzirwa Vega here, ko kunyepa kuti Havana mukadzi ivo vainayo pedzezvo woramba mukadzi wacho
    Usasaidhire hama yako

    • @YVChimombe
      @YVChimombe 3 месяца назад

      Ibenzi muzukuru uyu haavake vakafanana nezidzambara futa iro vanozivana

  • @prideuseya8146
    @prideuseya8146 3 месяца назад

    Zvibaba zvinohura ndizvo futi #1 kushusha vakadzi. Nxaaa chibenzi chababa

  • @mmatapalinda3229
    @mmatapalinda3229 3 месяца назад +11

    DNA inonakidza kwevamwe nhc ndapera simba my family yoo

    • @salomat3748
      @salomat3748 3 месяца назад

      I family Yako iyoyo vakaroora hr baba vanoshusha kudai😊

    • @MathewNzenze
      @MathewNzenze 3 месяца назад

      Baba avo vanoshusha garai navo pasi muvatsiure vaite hunhu

  • @GladysNdlovu-ru4cu
    @GladysNdlovu-ru4cu 3 месяца назад +2

    U don't deserve an apology baba imi munoshusha shem